Тёмный

GURUVE.......MUDZIMAI NECHIKOMBA VOBVUMA KUTI VAIPANA BOTA 

Drewmas Media
Подписаться 229 тыс.
Просмотров 2,2 тыс.
50% 1

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Опубликовано:

 

8 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 78   
@bchis8806
@bchis8806 14 часов назад
Mambo STOP kuputa fodya mu public PLEASE it's a health hazard
@ellenmusanjeya8222
@ellenmusanjeya8222 14 часов назад
Mambo vano putira fodya mudare zvinoita here. Chief Bushu na Headman Chigodora tovaona vachibuda panze vachidzoka. Musadaro changamire. Munhu haapute fodya achifuridzira kumeso kwavanhu kudaro.
@GoldenTembo-t6r
@GoldenTembo-t6r 13 часов назад
Mambo kwanai imi.siyanai nefodya
@St-G2
@St-G2 13 часов назад
Mambo muri mboko sei kubhemera vanhu fodya, asi makaromba?
@CeciliaHuruva
@CeciliaHuruva 2 часа назад
Hezvo mambo fodya muvanhu here ahhh ko zvamave munhu mukuru
@veeee7248
@veeee7248 14 часов назад
Chief ava vanoda rukwano remekedzai vanhu ndeva Mwari . How come moputira fodya pane vanhu
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 10 часов назад
Ipostoli. Ngiyalivuma shuwa ayi Benkos
@NomakhaNcube
@NomakhaNcube 8 часов назад
Ngiyabesaba omama bamaqhiye amhlophe 😂😂😂
@control2elite81
@control2elite81 16 минут назад
Hanzi padondo mbeva dzichiona 😅😅😅 ......see more
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 12 часов назад
Mm dai mambo varegedza fodya muDare handiwese vanoda fodya
@tirivanganichiweshe9380
@tirivanganichiweshe9380 10 часов назад
Ava mambo ngavamboona ana chief mtasa ,bushu nanyamaropa
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 14 часов назад
Ummm madhuku machena dai muchisiya zvenyu kumba aaaa
@isabelkambuzuma6736
@isabelkambuzuma6736 Час назад
Mambo koshesai vamwe vanhu
@mc_martie
@mc_martie 14 часов назад
Umm muri Mambo henyu asi hamuputire fohla yenyu mudare. Ko mutongwi kana ari allergic to smoke opindura sei muchimupfungaidzira.
@ThamiMats
@ThamiMats 11 часов назад
Chikomba chirikutoseka zvacho ibenzi chairo iri
@lawrencemathias6560
@lawrencemathias6560 13 часов назад
Mambo fodya panze pliz munokanganisa hutano wevamwe pliz
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 14 часов назад
Manje kana mambo voputa vachitonga padare zvinobu here? Aah vakomana ngatingoita zvinechiremerera.
@tapiwachiguvare2605
@tapiwachiguvare2605 10 часов назад
Hakuna mambo vakadai kubva vashata kumeso nemoyo zvese chii chavarikuita kuputa fodya pakazara vanhu
@paulchavhunduka7964
@paulchavhunduka7964 12 часов назад
Madzimai vekuchechi dhuku yewhite mahure avanhu
@TendaiMukandakanda
@TendaiMukandakanda 13 часов назад
Mambo matadza hamuna bvumo yekuputira fodya paruzhinji
@amhomeimprovements
@amhomeimprovements 2 часа назад
Mambo avo zviriko here kubhema mudare
@faraimanyanga9440
@faraimanyanga9440 12 часов назад
Dai varume vanonyenga vakadzi vevamwe varume vaiuya kuno kuSouth Africa, vaisararama because kuno kuhura haisi nyaya. Vakadzi vese kuno vane right yekuhura. Vana vazhinji havazivi vanababa vavo. Chinoshamisa ndechekuti vakadzi vacho vari kuhura havana zvimiro zvakanaka kuenzanisa nevakadzi vekuSouth Africa. Kuhura ishave, mweya chaiwo unokonzerwa nasatani. Mukadzi, surprisingly, anogona kuneta kumurume wake, kwete kuchikomba. Murume wese anotora mukadzi wemumwe murume ngaaripisise.
@haroldmukomberanwa2827
@haroldmukomberanwa2827 12 часов назад
Hupombwe😮kusanyara nezvinonyadzisa.😢
@TendaiMukandakanda
@TendaiMukandakanda 13 часов назад
Mancube manyadzisa chokwadi cherai kakomba mupfire
@NomakhaNcube
@NomakhaNcube 8 часов назад
Ndavanyarira mainini
@EmmilyMagozore
@EmmilyMagozore 12 часов назад
Mambo izanupf junta remunhu ko vasingade fodya vofirei
@PrisciniaMakurumure
@PrisciniaMakurumure 12 часов назад
Apa chikomba chacho ndebvu dzatokomba kushaya KN Mari yekugerwa KN kutenga razor chaiyo Kandi tukadzi twekumusha munonyengerweiko nezvirume izvi
@YonathaMakanda
@YonathaMakanda 14 часов назад
Fodya mudare, order mambo order😂😂🤣
@Myprinceof
@Myprinceof 14 часов назад
Kurovera mogo munzvimbo yakavharikà kudaro zvobhiringidza utano hwevanhu vari around you mambo respect vanhu please buda panze nemadhirihora ako
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 3 часа назад
Taita pfuma amai mwana hurai futi tibate chimwe chikomba. Katoo kagame kekuita nako mari.
@julietmuchanyuri
@julietmuchanyuri 13 часов назад
Chikomba kutozhinya hacho zhinya zvacho
@julietmuchanyuri
@julietmuchanyuri 13 часов назад
Word kunyengana mmm harindiitiri pamwe kusara
@St-G2
@St-G2 13 часов назад
Unonyatsoda kuti kusvira here?
@Rebhara
@Rebhara 12 часов назад
​@@St-G2😂😂😂😂hoyoo. Anenge anoda mambo Makoni
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 12 часов назад
Mambo chipuriro ihavi rudzii yakubatai kuputira fodya mudare madii maenda kure
@Rebhara
@Rebhara 12 часов назад
Kuti kuneprovince inopakurwa bota revaridzi seMash Central?Witness inobhadhariswa futi?Ndorambazve kuwitiness kwacho, matoto aya zvimatare izvi
@isabelkambuzuma6736
@isabelkambuzuma6736 55 минут назад
Kutsvaga mari witness anonzi bhadhara
@Kelvin-tc4jz
@Kelvin-tc4jz 11 часов назад
Zimbabwean rule of law
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 12 часов назад
Mambo ngava kudze dare ravo vasaputa fodya mudare uye hazvina hutano hwakanaka kuvanhu lead by example please
@Nunec
@Nunec 12 часов назад
Ah mambo vanodherera ava kumbumurira vanhu fodya so
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 Час назад
Sei varume vanohurirwa Ava vakapusa kudai ungade mkadzi anoramba achiita the same mistake
@MikeBenito-k2i
@MikeBenito-k2i Час назад
But mombe 2 kumunhu atadzirwa it's not fair
@NhamoNyakupinda-jc5uz
@NhamoNyakupinda-jc5uz 13 часов назад
Vaitira macoment awnde Mambo havangadaro😮😮😮
@FungaiWapendama
@FungaiWapendama 12 часов назад
😂😂😂😂😂😂😂😂
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 14 часов назад
Guruve,Shamva neMvurwi haaa nyaya dzemadzimai anoita zvikomba dzakanyanya
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 12 часов назад
Ava ndo Chief varipachitupa che Hondokondo but chinoziikanwa hapana
@emmanuelmukombe2125
@emmanuelmukombe2125 12 часов назад
Mambo vasvibisa nyika yavo ne fodya . Passive smoking is not healthy to the audience...
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 10 часов назад
Anombonzi mambo aniko uyo anopinda mudare akadhakwa hake
@blessblessing9181
@blessblessing9181 6 часов назад
Fodya plus rude .mmmmh mambo musadaro murikushoresa nyika Matinyadziisa
@DavidMaziwisa-vu3cm
@DavidMaziwisa-vu3cm 14 часов назад
Mfanha wakadhakwa brain u know sometimes in life you just let it go
@PrinceBaloyi-qu6kq
@PrinceBaloyi-qu6kq 12 часов назад
All they are not normally
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 13 часов назад
Maswera sei
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 13 часов назад
KO mambo avo kuputa fodya munevanhu chirudzii apa varikukosora chiii chakadaro chinenge ngozi
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 Час назад
Vanhu vemadhuku Ava vanotukisa machurch
@charleschingono5815
@charleschingono5815 12 часов назад
Kamogo manje😂😂😂
@ignatiusmachingura
@ignatiusmachingura 14 часов назад
Dare iri bho here😂😂😂😂 mambo wacho ndiye ari kutotyora mutemo
@bchis8806
@bchis8806 14 часов назад
Mambo kukurudzira mhirizhonga hanzi dai wakatema nedemo nxaaaaa
@julietmuchanyuri
@julietmuchanyuri 13 часов назад
Ndazvishayawo kuti vanorevei vakadziidza here ana mambo ava kna kungogadzwa zvedzinza,apa vanoputira fodya muvanhu
@sammychani5594
@sammychani5594 9 часов назад
Besides fodya mambo sei muchiti shut up kigurukota kani richiti vatongwi ngavataurise??? Mambo hamusi mwari musadaro?
@ChipoSigauke-g3b
@ChipoSigauke-g3b 14 часов назад
Bota for the people 😂😂😂😂😂
@bchis8806
@bchis8806 14 часов назад
Mambo Chipuriro hauna hunhu, ndakunyarira STOP SMOKING in an enclosure PLEASE
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 14 часов назад
Drewmas Media murisei
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 12 часов назад
😂😂😂 mambo marombe manyama chaiwo komogo mvanhu ndeyeyi
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c 14 часов назад
Hanzi waidini kutema chikomba nedemo kkkk mamboka
@PrisciniaMakurumure
@PrisciniaMakurumure 12 часов назад
This is nonsense Mambo we are disappointed in you ❌❌❌❌❌❌❌
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 10 часов назад
Smoking infront of court
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 13 часов назад
Dare racho rinenge remangamanga chikomba chirikutiseka hacho nxaa
@naomejaisi552
@naomejaisi552 13 часов назад
Kkkkk mambo avokamafunnies chaiŵo
@MikeBenito-k2i
@MikeBenito-k2i Час назад
Vemadhuku machena ava I don't trust them
@PrisciniaMakurumure
@PrisciniaMakurumure 12 часов назад
Haaaaaaa this is a noooooooooooooo ,AAAAAA ko vasingapute vachipfungaidzirwa vodiiwo aaaaaaa Mambo it's a no Drewmas 😢pliz this is a no
@miriammusiyiwa1834
@miriammusiyiwa1834 14 часов назад
Pano pano guys
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 13 часов назад
A smoker with no regard for others. What then are we learning
@kudakwashemujeyi9248
@kudakwashemujeyi9248 11 часов назад
Saka ukanzi uri baba pamusha saka wakuitira weti mumapoto here? Fodya mambo bodo
@EmergeGwetera-h1r
@EmergeGwetera-h1r 12 часов назад
Fodya in public
Далее
Сделка 😂
00:27
Просмотров 171 тыс.
batsiraiwo kutonga nyaya iyi Amai vakatukwa here ava
26:01
MVURWI.....  MWANA WEKUFUKUNURWA NEVAROYI OFUKUNURWAZVE
31:32
Sabhuku vamonerwa nenyaya padare
33:36
Просмотров 8 тыс.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00