Тёмный

GURUVE.............VABEREKI VOROODZA MWANA KUVARUME VAVIRI NGUVA IMWECHETE 

Drewmas Media
Подписаться 222 тыс.
Просмотров 37 тыс.
50% 1

MUDZIMAI ONYADZISA PADARE......
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Развлечения

Опубликовано:

 

20 фев 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 417   
@rhodhagweshe1848
@rhodhagweshe1848 5 месяцев назад
Tatenda hanzvadzi yangu siya karombe aka hapana kwamunosvika akaipira kunyeba asingataure chokwadi
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 5 месяцев назад
Kutovhaira nechihure shuwa, pasi rapinduka
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 5 месяцев назад
Iduzviii
@Guvakuva
@Guvakuva 5 месяцев назад
Vabereki vemusikana idyire apa vanga vatoona kuti uku Mari inobuda ndovanotunza vana zvisinga basa
@BeaulahMadziwa-bq4pc
@BeaulahMadziwa-bq4pc 4 месяца назад
Chokwadi. Vabereki vanoda mari kutunhuria mwana hunzenza.
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 5 месяцев назад
Wig inenge chisukiso for me 😂😂😂
@user-de4yd6ln1v
@user-de4yd6ln1v 5 месяцев назад
😂😂😂chisukiso here
@IsabelDzengerere
@IsabelDzengerere 5 месяцев назад
😅😅😅😅😅😅
@user-kd2qt3jz5g
@user-kd2qt3jz5g 4 месяца назад
😂😂😂😂😂 nacho chisukiso mumusoro
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo Месяц назад
Kkk😂😂😂😂
@janekangara4417
@janekangara4417 5 месяцев назад
Mvura inganaye sei chaizvo Cynthia achiita mashura akadai
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 5 месяцев назад
Haaaa Cynthia she doesn’t deserve kuroorwa ngazviende ku toach line uko kabhishu ako
@esierayner533
@esierayner533 5 месяцев назад
Cynthia i bishu
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 5 месяцев назад
Zibenzi remukadzi ungaramba nyaya iripachena kitsi😂
@user-wg4br2rf3p
@user-wg4br2rf3p 5 месяцев назад
Thats why i like headman chigodora havaswere vachitenderedzwa nehure mudare
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 5 месяцев назад
Sure
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 5 месяцев назад
Nzenza yemwana ari kufungaa nogara na Tatenda here kahure
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 5 месяцев назад
Kamwana kahure aka.zvinonyadzisa shame
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 5 месяцев назад
Vabereki vacho chii vacho chiichakadaro
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 5 месяцев назад
Ndasvoda iiiiiiii,Cynthia kamusuri kakaora
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 5 месяцев назад
Mambo musaitiswa mapenzi nehure iro zibenzi remwana
@ladyvee21
@ladyvee21 5 месяцев назад
The way she's lying with a straight face😅, I blame the parents vane hudyire kusanyara vanhu vakuru
@traceychakanyuka3070
@traceychakanyuka3070 5 месяцев назад
Kamukadzi aka kanonyepera kuzungaira😂😂kachit huso hunenge ndowe yenzou yakaunganidzwa😅😅😅😅😂😅.ndamunyarira fani Cynthia uyu
@farisaimupasu6545
@farisaimupasu6545 4 месяца назад
😂😂😂😂😂😂😂😂
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 5 месяцев назад
Aaaaah kanjapisi kane zvivindi aka
@LainaChifamba
@LainaChifamba 5 месяцев назад
Varume munoda vakadzi nevasikana vanembiri muchapfidza zvenyu
@user-wg4br2rf3p
@user-wg4br2rf3p 5 месяцев назад
😂😂😂😂😂 true
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 месяца назад
Cynthia ane mbiri yei?
@user-su3yz6sd4l
@user-su3yz6sd4l 5 месяцев назад
Musikana oda kudzokera kune wekutaga ibenzi musikana
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 5 месяцев назад
Synthia anenge gwere-gwere rekumberi pamwe nevabereki vake (itora mari united); asi apa gava rinenge razodambura musungo. Pakaipa
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 5 месяцев назад
Ndipowo kamarì mkoma wangu
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 5 месяцев назад
Saka mimba ndeye mkomana wetshirt yeblue. Mmmm vabereki vaCynthia vanokara ko kusanyara kupomera munhu asiriye
@auntiechihera8665
@auntiechihera8665 5 месяцев назад
Shumba tiisireiwo gara mubere naTonde takamira nhau zii yacho kunge pabatwa varoi
@user-pd6qs4uf5h
@user-pd6qs4uf5h 5 месяцев назад
Wanyadzisa mwanasikana
@ivymachikiti1033
@ivymachikiti1033 5 месяцев назад
Musikana uyu dzakati kwesere ere
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 5 месяцев назад
Bvunzai sure,ndamunyarira
@ivymachikiti1033
@ivymachikiti1033 5 месяцев назад
@@portiakapapiro7930 aaah ndanyara mmmmm
@user-kd2qt3jz5g
@user-kd2qt3jz5g 4 месяца назад
Ihuku iyo irikurovesa besu nemachongwe
@dasilva8081
@dasilva8081 5 месяцев назад
Kahure manyama .pasi nenzenza
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 5 месяцев назад
Drewmas Media taking us to another level 🎉🎉❤❤
@user-gq5wt6es6v
@user-gq5wt6es6v 5 месяцев назад
Vana mambo garai neshamhu nzenza dzinoda kurohwa Cynthia ndimarujata chaiye yooh
@cynthiamukwenya4688
@cynthiamukwenya4688 5 месяцев назад
Makafanana shuwa nemuzaya Drewmas media taking you to another level
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 5 месяцев назад
Aaah ndokuda mari zvisina kunaka, hezvo
@rebeccachipunga491
@rebeccachipunga491 5 месяцев назад
Uyu mwana anoti chiwig chinenge chisukiso chambuya Dhori anoda shamu ine munyu.
@EmilyJirivengwa
@EmilyJirivengwa 5 месяцев назад
😂😂😂 aayas
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 месяцев назад
Kyita kunge madheya
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 5 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 5 месяцев назад
Chisukiso😂😂😂😂
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 5 месяцев назад
Mahure sorry kwamur
@rosinapamhirwa2182
@rosinapamhirwa2182 5 месяцев назад
Yowee the mahule 1 surrend😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌
@rachelntini4252
@rachelntini4252 5 месяцев назад
Kufanana sure 👏👏👏
@Amarie077
@Amarie077 5 месяцев назад
Handisati ndaona wig yakadai. Ndine hurombo kune mukomana akagara naye uyu iye achinyepa zviri pachena kudai . Lord have mercy.
@user-vc5qg9cj5v
@user-vc5qg9cj5v 5 месяцев назад
iye muface arikudiwa wacho dai angoti vachibva ipapa ongoti iii handingakukwanise ndozvauchandiitayo kabenzi kuramba zvonhu zviripachena
@GovathManuel
@GovathManuel 5 месяцев назад
Part 2 please shumba
@it3788
@it3788 5 месяцев назад
😂😢😂my favorite song matigonere makorekore yahwe wewer missing our song❤😂😂
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 4 месяца назад
Ndabva ndafunga kumusha
@Prince1Mwayera
@Prince1Mwayera 5 месяцев назад
Musha wemahure zvose nevabereki vacho
@user-pl1is7nr5c
@user-pl1is7nr5c 5 месяцев назад
Kkk
@user-wf7im6ly8z
@user-wf7im6ly8z 5 месяцев назад
Mukomana uyo aneblue mwari vachakupa wako chaiye mukadzi siyana nenzenza iyo
@brianlungu1189
@brianlungu1189 5 месяцев назад
Mambo Cynthia ngaabvise mombe yekusvora dare
@charitymlotshwa6094
@charitymlotshwa6094 5 месяцев назад
It's true Drewmas it take us to other level , this really another level
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 5 месяцев назад
Automatically taking us to another level definitely mandlovu special
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 5 месяцев назад
Mambo kubhema mogo here uko kana kt ndikutadza kuona 😅😅😅haaya
@user-up9ue6oy9v
@user-up9ue6oy9v 5 месяцев назад
Unouraisa iwee mwana iweee bhishu remunhu
@Teeone07
@Teeone07 5 месяцев назад
Mwana benzi anonzwisa vakamubereka shungu
@phalonbere8782
@phalonbere8782 5 месяцев назад
Mambo ava vanogona, havatonge nyaya vasina kuita tsvakurudzo. Pavanodzoka mudare vanenge vaane ma answer ese
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 5 месяцев назад
Andrew endai kudare iri we need part 2
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 5 месяцев назад
Ka bhishu
@eliaschapendeka8636
@eliaschapendeka8636 5 месяцев назад
Zviri pachena izvi chihure chega chega
@khumbulanigumbo6908
@khumbulanigumbo6908 5 месяцев назад
Anonyadzisa musikana uyo
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 5 месяцев назад
Song Mr shumba
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 5 месяцев назад
Cynthia Cynthia again 😄😂 with yr parents take us to another level 🎚️
@Mamaangie2024
@Mamaangie2024 5 месяцев назад
Sahwira woyee
@Rumbie9984
@Rumbie9984 5 месяцев назад
Kufinyama vanofinyama cc ava
@carolmakaza9625
@carolmakaza9625 5 месяцев назад
Kahure kakabvisa mimba
@talentchimbangu645
@talentchimbangu645 5 месяцев назад
Wig here Cynthia 😂
@KudzaiSamson
@KudzaiSamson 5 месяцев назад
Imagine munhu ane varume vaviri
@ronaldchifamba7162
@ronaldchifamba7162 4 месяца назад
Kumusha kwangu kwashata
@sabhukumberikwazvo1672
@sabhukumberikwazvo1672 5 месяцев назад
Ndagara ndavona pa hairstyle iyo kuti nhasi yedu nzenzarest mudariro n she didn't disappoint. Atoruza both men
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 5 месяцев назад
Tatenda siyana nehure iro
@cynthiakamuruko9038
@cynthiakamuruko9038 4 месяца назад
Awww my God nhai sazita
@christinakamoto1498
@christinakamoto1498 5 месяцев назад
Zvakaoma zvinhu zvacho
@rhodhagweshe1848
@rhodhagweshe1848 5 месяцев назад
Cynthia kanzenza chaiko
@lovenesstshuma1298
@lovenesstshuma1298 5 месяцев назад
Yaa vakadzi ma1 chaiwo kunyepa zviri pachena ko iye murume waari kugara naye ngaazvionewo Kuti akatora chikara
@crypticoptimist4408
@crypticoptimist4408 5 месяцев назад
uuuh uuuh uuuh....aya ndiwo anonzi mashura padunhu,
@happymutsago901
@happymutsago901 5 месяцев назад
Kkkk zvakawoma kwangosara mahure chete muzimbabwe. Mheno muchada zvekuroora muchazvirega
@user-wg4br2rf3p
@user-wg4br2rf3p 5 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@ThickyMami
@ThickyMami 5 месяцев назад
Ahhh Cynthia igindagoria repfambi chairo 😂😂😂 ahh chii chakadaro chinenge ngozi yemachawa kkkkk yoweee😮
@marymtero1432
@marymtero1432 5 месяцев назад
Wig kunge mukadzi uya asiyiwa nebhazi aenda kumusangano😂
@catherinechakamanga7428
@catherinechakamanga7428 5 месяцев назад
Violence cuzen
@catherinechakamanga7428
@catherinechakamanga7428 5 месяцев назад
😂😂
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 4 месяца назад
😂😂😂😂
@progressnhamoyebonde7609
@progressnhamoyebonde7609 5 месяцев назад
Yahwe ndakuona wakadii
@tyresepartridgechanga704
@tyresepartridgechanga704 4 месяца назад
Cynthia nevabereki vake matsotsi. Vanofanirwa kuripiswa namambo.hudyire chaiho. Musapedzere mambo nguva nezvinhu zvisina basa imi. Ndovanhu vanosungisa vanhu vasina mhosva ava. Vatakati chaivo
@paulinematambo
@paulinematambo 5 месяцев назад
I couldn't watch i was so tired..but i miss you guys
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 5 месяцев назад
Cynthia zvauri nzenza nhaiwe
@user-bb5qm1yn9u
@user-bb5qm1yn9u 4 месяца назад
Kanonyepa aka kapenzi kemunhu nxaaa
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 5 месяцев назад
Kapenzi kemwana
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 3 месяца назад
Queen veguruve chiwig
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 5 месяцев назад
Cynthia uri bhishu iwee ...vabereki vako ngavadzisere mari ya Tatenda uri mbwaaa mese nevabareki vako iwe xaaaa
@getrudekaravina6371
@getrudekaravina6371 4 месяца назад
Hair style manyama kk
@waynemazhindu9669
@waynemazhindu9669 5 месяцев назад
Panoda shamhu chete apa
@SheltonTaruvinga-xv7sm
@SheltonTaruvinga-xv7sm 5 месяцев назад
Cynthia urigatahwa😮
@tariromukazi2743
@tariromukazi2743 5 месяцев назад
Kkkkkkk
@mollineshato8442
@mollineshato8442 4 месяца назад
Kkkkkkkkkk wandirangaridza word randandane makore ndisina kunzwa Gatahwa
@user-gj5lw2jc5v
@user-gj5lw2jc5v 5 месяцев назад
Nzara ndoyakonzeresa apoo 😂😂😂kumusha ukoo
@user-mi9sy7xc7l
@user-mi9sy7xc7l 5 месяцев назад
Ha ini ndirini chief apo dai tatend akutotinha mombe achienda pluz one inosara mudare yekutambisirwa nguva na cynti
@loicemarwenze5510
@loicemarwenze5510 5 месяцев назад
Synthia kadrown chaiko
@user-dp1do3hq1j
@user-dp1do3hq1j 5 месяцев назад
😂😂😂 kawig ka Cynthia kakapenga
@kellylincolnkwaramba1374
@kellylincolnkwaramba1374 5 месяцев назад
Haaa zvinonyadzisa kuramba zviri pachena yooo
@shellyshamu1890
@shellyshamu1890 4 месяца назад
Mambo sayed sinithia 😂😁😁
@jobsonruzvidzo2618
@jobsonruzvidzo2618 5 месяцев назад
part 2 pliz
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 5 месяцев назад
Mitumba yevarume kupusisiwa nekanhu aka 😂😂😂😂😂
@vanzskies89
@vanzskies89 4 месяца назад
Vanhukadzi hatina zera navo..
@user-uz7vg9qj1m
@user-uz7vg9qj1m 5 месяцев назад
Uyu.hana kusiyana na Mary.Mubaiwa
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq 5 месяцев назад
Tisataure mazita
@user-wj6xg1df2q
@user-wj6xg1df2q 5 месяцев назад
Kkkk
@ChenaiNjeru
@ChenaiNjeru 5 месяцев назад
Vabereki ndovane yese
@user-de8le4bl6q
@user-de8le4bl6q 4 месяца назад
Kakunyara kahule😂😂😂 kuramba zviri pachena
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 5 месяцев назад
Paita bhishu here apa😂😂😂
@LastKamoto
@LastKamoto 5 месяцев назад
Vabereki vacho ndivo vanoudyire
@rasmoszivhave3291
@rasmoszivhave3291 4 месяца назад
Eheee shamhu Andrew dzodiwa kudare shuwa
@kimmawire6117
@kimmawire6117 5 месяцев назад
Cynthia anoda mambo Chigodora chte nxaaa kanzenza
@mollineshato8442
@mollineshato8442 4 месяца назад
Nyamaropa anoti tseki stupid
@carolmakaza9625
@carolmakaza9625 5 месяцев назад
Ndiri kunzwa hasha nxaaa
@msaisave5376
@msaisave5376 5 месяцев назад
Cynthia ka bishu
@rasmoszivhave3291
@rasmoszivhave3291 4 месяца назад
Wasvibisa zita rekuti Cythia, rakuita sekuti nderehure.
@user-og8gf8ry8w
@user-og8gf8ry8w 4 месяца назад
😮😮
@stellahmvurume3273
@stellahmvurume3273 5 месяцев назад
Aa vabereki vanosiya chokwadi.kudakudya here kungodaro umm
@tariromagwaza
@tariromagwaza 5 месяцев назад
Cynthia uri mushandiri wasatan Saka wotozonogara kwanaTatenda wakasununguka here 😂😂😂 Hauna ruoko rwemerechi (une chihure) gara hako wasiyana nazvo zvemba ungozvifarira uri kuvabereki vako vachidya dzemujolo kkkkk
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 5 месяцев назад
Noise iri pavedio iyi irikunyangadza chiiko nhai drewmas media. Anyways thanx nekutipa chirongwa haaa vabereki vacynthia vane hudyire kudzidzisa mwana chihure sarenda 😂😂😂😂
@RosemaryMadhuyuNyoni
@RosemaryMadhuyuNyoni 4 месяца назад
Shumba Chikara
@shepherdchaguma8289
@shepherdchaguma8289 5 месяцев назад
Drewmas tipeiwo nyaya dzinopera
Далее
Mambo Mutasa ndi Baba vevanhu Chokwadi
33:17
Просмотров 16 тыс.
РУБИН - ЗЕНИТ: ВСЕ ГОЛЫ
01:03
Просмотров 178 тыс.
July 8, 2024
14:23
Просмотров 9 тыс.
PART 3: Bishop Vakatiza Mukadzi Ndauya Navo; A MUST WATCH
1:44:54
Ах как прекрасно
0:17
Просмотров 19 млн