from the word go ndakazviziwa kt mashoko akaipa aya arikuitwa nehama dzembavha , zviri kureva kt vanotoraramawo nehumbavha wehama dzawo ,mbavha ngadzisotwe sekuru!!
Ini sekuru ava ndakataura last month kuti pane vanhu vakabva kuno joburg vachinfoona sekuru ava vakarohwa mari kana kubatsigwa vakabvisiswa ma 150 usa vakazonzi futi bvisai 30000 rands kana kuti 1500 usa kana kubatsigwa hanzi apa munhu akanga abigwa shop yese kana robert achida ngaauye ndimutaurire asi ndakamuudza same day robert haana kana kupindura bunza mukombe anomanikidza kuti nyoresa zvese zvawavinga usati wapinda mumatare itsotsi sekuru ava
Sekuru vanhu varikuda kukudzikisirayi basa guru ramuri kuita musadzokere shure inini ndiri kuuyako mbavha yakandibira muite zvihombe ende ngaazive kuti kuba kana kuroya kwakaipa
mukadzi uye I mhata yemunhu ngavabvunze isu takabatsirwa chaizvo na sekuru bunza mukombe ini seni handina kana chaipa chandawona sekuru bunzamukombe isimbi yebasa
maactors ariko kwese, kana kumachurch ana Pastor Chris? bushiri vanotenga maactors emamiracle, its advertisement, this is a business. ma Adverts emukaka chaiwo vanoshandisa wood glue yewhite iye kuty mukaka wavo uite kunge wakakoreresa, the point is dont Mavanhu vakuru, dont beleive everything you see on the internet,