Тёмный

Hapana kumira mushe mwana ane 10 years anoroyeswa anodya nyama yevanhu +263772143143 

BABA MAGIRAZI tv
Подписаться 21 тыс.
Просмотров 7 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

8 июл 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 29   
@rabiagimo7394
@rabiagimo7394 Год назад
Powerfull. pamberi ne basa ra mwari baba Chiremba mune masimba e denga🙏🙏🙏
@nokueganya6258
@nokueganya6258 Год назад
Chikara chakatumwa kuzopedza masports ❤❤ tinokudai baba mutumwa washe
@user-mu8sw8xp1t
@user-mu8sw8xp1t Месяц назад
Itai Basa rakanaka ramakatumwa Nashe BBA magirazi
@forbestendaidodo8576
@forbestendaidodo8576 Год назад
Amen and Amen . Bhora mberi mambo magirazi .
@primrosepirirai8928
@primrosepirirai8928 Год назад
Tenzi Maikoro chikomo chine nhaka tinodada nemi Dad
@nokueganya6258
@nokueganya6258 Год назад
Ende vari hamuna tsitsi shuwa mwana mudiki akadaro
@letwinmharadze
@letwinmharadze Год назад
Zvakaoma, munhu wamwari batai basa sezvamatumwa murambe muchitiyambutsa
@getrdemhofu136
@getrdemhofu136 Год назад
Tenzi MIKAIRI basa rakanaka
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
Munyaradzi vauya indeed. Thank you Tenzi Mikoro nerudo rwenyu rwukuru
@denver6957
@denver6957 Год назад
Ponesai nyika baba
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Год назад
Varoi havana tsitsi chokwadi kushandisa mwana mudiki akadai chokwadi. Kudya nyama dzevakafa iro zero rakadai
@rabiagimo7394
@rabiagimo7394 Год назад
musaneta tiponesei mutibvise muunhapwa hwa satani🙏🙏🙏
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me Год назад
Tenzi mikairi mune basa chiremba
@rabiagimo7394
@rabiagimo7394 Год назад
powerfill
@solomonchirombe5305
@solomonchirombe5305 Год назад
Amen
@user-lh5vq9dt7o
@user-lh5vq9dt7o Год назад
Vanhu vanehutsinye 😢😢😢 veduwe so painful 😭😭
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Год назад
Zvinorwadza mhai kani
@rosemarymungwariri1874
@rosemarymungwariri1874 Год назад
Ummmm😢varoi inzwai tsitsi pamwana sure here
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 9 месяцев назад
Shame this life is no balance for sua.kutakudza mwana mudiki akadai 😢😢😢
@user-nt6on9gm9h
@user-nt6on9gm9h Год назад
Tenzi maikoro
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Год назад
Ngazviende mberi
@mpurepromligate6144
@mpurepromligate6144 Год назад
Amen 😢
@rosemarymungwariri1874
@rosemarymungwariri1874 Год назад
Varume havasi kuimba varikunyozera
@TalentDewa-mm1ks
@TalentDewa-mm1ks Год назад
🙏🙏🙏🙏
@user-hs2yx2hw3h
@user-hs2yx2hw3h 11 месяцев назад
❤❤❤❤
@getrdemhofu136
@getrdemhofu136 Год назад
Tinotenda minamato inesimba kurerutsa zvinorema
@solomonchirombe5305
@solomonchirombe5305 Год назад
Bvisai rima iro
@letwinmharadze
@letwinmharadze Год назад
Rambai muchibata basa munhu washe
@letwinmharadze
@letwinmharadze Год назад
Zvakaoma, munhu wamwari batai basa sezvamatumwa murambe muchitiyambutsa
Далее
DOMBOSHAVA....CHITUNHA CHAKAMHANYA PAMUSORO PEMVURA
51:23
MATHIAS MHERE- MaTables (Official video)
5:58
Просмотров 4,8 млн