Тёмный

HATICHADA 

Comic Elder
Подписаться 68 тыс.
Просмотров 39 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 266   
@ThandiweMacheka-c8h
@ThandiweMacheka-c8h 2 месяца назад
Danny my brother thank yu tiri kunakirwa nemi everyday kutotarisa kuti mabikei todyei Hatidi kuona zvekunze toda zvevana vemumo mu🇿🇼
@ProsperPoshto
@ProsperPoshto 2 месяца назад
Cheers To us vanoseka tisatii tapedza kuona 😂😂😂😂
@tondetanditonny802
@tondetanditonny802 2 месяца назад
😂😂😂 hanzi mirai mirai pane zvikutaurwa kunoku 😂😂
@WenzoD
@WenzoD 2 месяца назад
I can't stop laughing 🤣🤣🤣. Inomanejeka, zvemunhu ari muHarare😹😹😹
@yemuraiprimrosemandizvidza7796
@yemuraiprimrosemandizvidza7796 2 месяца назад
unenge wasiya watuka vanhu kumba, wobva wasiiwa nebhazi
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 2 месяца назад
,😂😂😂😂😂😂
@tondetanditonny802
@tondetanditonny802 2 месяца назад
😂😂😂😂 Sosora kuzoti imbomirai imbomirai 😂😂😂
@GivemoreNyasha-v1v
@GivemoreNyasha-v1v 26 дней назад
Mkoma Danny 😂😂😂😂😂😂😂 hanzii ngauuye hake munhu uya totora stock makuseni
@VickyDeekays
@VickyDeekays Месяц назад
😂😂Elder ndibaba : mukufunga kuti pane angadye sando muhardware❤😅
@owentanakamakambaire8840
@owentanakamakambaire8840 2 месяца назад
ndokuti comic elder shuwa kkkkkkk huh chopedza ichi
@PatienceChitagu
@PatienceChitagu 2 месяца назад
Kkkkk elder musandisetsa nhasi ndaseka hangu 😂😂😂
@tanmantanakacaleb7203
@tanmantanakacaleb7203 2 месяца назад
Zvingambondinetsa here musina kuenda ku University 😂
@mdarabusquets475
@mdarabusquets475 2 месяца назад
This is pure talent, munospaka guys!!! We needed you even mu COVID times!!!!😂😂😂😂
@jahhardymusic
@jahhardymusic 2 месяца назад
Mbudzi yemurombo haitize bere shuwa iiiii 😂
@TendaiMuza
@TendaiMuza 2 месяца назад
ndiyo inotonotunga bere rakazvirarira haro🤣
@Saviemagie
@Saviemagie 2 месяца назад
zibhutsu manje comic elder aaaaa iweee✋✋
@ModernChirau
@ModernChirau Месяц назад
😂😂😂😂 aaaa haaa guys makanyanya madzidzisa vanhu vakawanda kt kana vanhu vachibvapabsa vabve munezvakanaka musatukana kuitira mangwana kana kwaurikuinda kukazoshata unodzoka kwawakabvq
@tanakagurajena1258
@tanakagurajena1258 2 месяца назад
😂😂😂inga vakuru vakareva wani nhai Lee,,"Natsa kwawabva..."apa im mamato totukana nevanhu😂😂😂😂
@phanankosinkomo6371
@phanankosinkomo6371 2 месяца назад
Hahah ayayayay bangene Lee Sosora Dan...Siyabonga team team.😂😂😂😂🤣
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 2 месяца назад
Dangerous combination Lee naSosora naDan rise up the flag of Zimbabwe
@WashingtonChimedza-jk5jd
@WashingtonChimedza-jk5jd 2 месяца назад
How vachitaura shona
@bravechidawu2580
@bravechidawu2580 2 месяца назад
Dai tadzorerwa makey hatina kwatikumhanyira😂😂😂😂😂
@KuzivakwasheMkunu
@KuzivakwasheMkunu Месяц назад
Ngavauye vanyatsoona nhamo yacho pfumvu😂😂😂😂😂
@takudzwajames1156
@takudzwajames1156 2 месяца назад
Dzimwe nzendo taurai madzoka, basa rinotsvagwa rimwe uripo
@Mitchtosolutions
@Mitchtosolutions 2 месяца назад
Ariwanike 😂😂😂
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 2 месяца назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@giftnyanhowo537
@giftnyanhowo537 2 месяца назад
Kkk panebasa shuwa paitwa rough musati maziva zvirikumberi kkk team ranyara asi Lee na sosora ka munebasa renyu mega .mukoma Danny munombovashungurudza
@coastergopito284
@coastergopito284 Месяц назад
Kkkkk hanzi naSosora this is separation
@WebsterGwevera
@WebsterGwevera Месяц назад
Sosora hanzi imbomirai kikikik 😂😂😂
@raymondchikuku1809
@raymondchikuku1809 2 месяца назад
Quality sound and visuals. Well done guys
@lalahmarambanyika5167
@lalahmarambanyika5167 2 месяца назад
Sosora😹😹ukuti imbomirai kupinza vanhu basa here
@zivanaichaitezvi214
@zivanaichaitezvi214 2 месяца назад
Hanzi Mirai pane zvikutaurwa kunoku😂😂😂
@NomoreKotamisha
@NomoreKotamisha 2 месяца назад
Kkkkk kutuka Mvuu usati wayambuka, Lee watii kudiii waudye Sando muHardway 😂😂😂
@pedzisainyamayaro
@pedzisainyamayaro 2 месяца назад
Hanzi pane angadye sando hre muhardware hayasss😂😂😂😂😂
@gracemusizvingoza4549
@gracemusizvingoza4549 2 месяца назад
Lee hatina zera naye😂😂😂😂
@KudakwasheKutya
@KudakwasheKutya 2 месяца назад
Kkkkkk imbomirai pane zviri kutaurwa kuno uku 😂😂😂😂😂
@Chadyaniki
@Chadyaniki 2 месяца назад
Hanti JH was shadowing me enough to give me an evaluation. To me she was just in the way. But ey, ndingori rovha!
@leonemafuta2273
@leonemafuta2273 2 месяца назад
The chimbomirai for me 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@fidelisbeta5696
@fidelisbeta5696 2 месяца назад
Division of labour 😅
@GladieShirie90
@GladieShirie90 2 месяца назад
Kkkkkkkkk terrible twins 😂😂😂😂. Rori ratsva
@evelynmatema1880
@evelynmatema1880 2 месяца назад
inomanejeka zvemunhu ari muharare🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 2 месяца назад
😂😂😂😂😂😂Lee na Sosora makurumidza kumedza kutsenga muchada
@ImmaculateMakumire-zq6qk
@ImmaculateMakumire-zq6qk Месяц назад
😂😂😂😂😂😂 ndaseka nhasi Lee kana
@ThandiweMacheka-c8h
@ThandiweMacheka-c8h 2 месяца назад
Saka we will support yu always keep it up guys ❤
@HarmonyNdirowei-x2e
@HarmonyNdirowei-x2e 2 месяца назад
😅😅😅😅😅I’m dead 🙌🙌🙌💔💔💔combination iyi soo
@NokutendaChazuwa
@NokutendaChazuwa 2 месяца назад
Well done boys love you😂😂😂😂❤❤❤🎉
@Cde313
@Cde313 2 месяца назад
Bad trio🔥🔥🔥🔥🔥
@tafaramatsikidze53
@tafaramatsikidze53 2 месяца назад
Pane angadya sando muHardware ?
@davidndhlovu7438
@davidndhlovu7438 2 месяца назад
Ndine mubvunzo kwamuri team, munombo zivawo here nechepakadzika dzika pemoyo wenyu kuti munogona and tinonakirwa nemi chose
@pluckyzunza7604
@pluckyzunza7604 2 месяца назад
Natsa kwawabva😂😂😂mazobondera manje
@stellamangwiro
@stellamangwiro 2 месяца назад
😂😂😂😂😂😂😂 Hahahaa Lee, hanzi pane munhu angadye sando mu hardware🙌🙌
@panashemuzenda213
@panashemuzenda213 2 месяца назад
You the best guys 😅😅😅
@sir_kay
@sir_kay 2 месяца назад
Dai wadzorerwa ma key, hapana kwatikumhanyira isu🤣🤣🤣🤣🤣
@pledgekwaramba2323
@pledgekwaramba2323 2 месяца назад
Smart raElder rakatrainer haro Jealousdown
@starlightcreativemultimedia
@starlightcreativemultimedia 2 месяца назад
😂😂😂😂zvamanje manje ndava boe 😅😅😅
@abigailmubaira1924
@abigailmubaira1924 2 месяца назад
This is separation ❤😂😂😂😂😂
@FlorenceMukupel
@FlorenceMukupel 2 месяца назад
This combination yoo😅😅
@everjtzig
@everjtzig 2 месяца назад
hatisi kuda zvobva zvadhakwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@yungmastermusic
@yungmastermusic 2 месяца назад
😂😂 ndakutoseka ndisati ndaona anything 😅😅
@DylonZinikwa
@DylonZinikwa 2 месяца назад
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi inomanejeka kkkkkkk
@ShingieMpariwa-rr4xs
@ShingieMpariwa-rr4xs 2 месяца назад
Munosekerera chii tichitambira 18US😂😂
@innocentmauto8012
@innocentmauto8012 2 месяца назад
Leee atina zera naye kana tazogara
@ThandiweMacheka-c8h
@ThandiweMacheka-c8h 2 месяца назад
Leee mwanangu haaaa naTanaka maita matidzidzisa shuwa kuti hazviitwi izvozvo
@nellisamukomberanwa5578
@nellisamukomberanwa5578 Месяц назад
😂😂😂😂apa maita dzungu
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 2 месяца назад
😂😂😂😂 hanzi pane angadye samdo here muHardware
@linah2099
@linah2099 2 месяца назад
Good combination, munogona varume 😂😂😂
@simbarashechimusimbe1276
@simbarashechimusimbe1276 2 месяца назад
kkkkkkkkkkk,lol!Ayas,ende mandipedza mhani!
@KuzivakwasheMkunu
@KuzivakwasheMkunu 2 месяца назад
Hanz pane angadye sando mu hardware hazvidyiwe zvinhu zviya izvo😂😂😂😂😂😂
@giftnyanhowo537
@giftnyanhowo537 2 месяца назад
Handina chekukupai guys munogonesa ❤
@brightmavedzenge4664
@brightmavedzenge4664 2 месяца назад
Makakasika kumedza kutsenga kuchada 😂😂😂😂
@p-tech5550
@p-tech5550 2 месяца назад
Natsa kwawabva kwanoenda idarkness
@PriviledgeMhlanga-e5b
@PriviledgeMhlanga-e5b 2 месяца назад
Kkkk pane angadyisa vanhu mu hardware 😅😅😅😅😅
@AshleyManyeka-o5v
@AshleyManyeka-o5v 2 месяца назад
Kkkk hatisisiri tese tese kubva nhac😂
@KuzivakwasheMkunu
@KuzivakwasheMkunu 2 месяца назад
Vanyatsoona nhamo yacho pfumvu😂😂😂😂
@obeychitema2573
@obeychitema2573 Месяц назад
Kurasa chiri mumaoko nekudakuombera😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@EffortCbandah
@EffortCbandah 2 месяца назад
Hamusisiri murungu wendu
@CleverMgwagwa
@CleverMgwagwa 2 месяца назад
Kukanga waya ndiko kwamaita
@desmondmoyo5185
@desmondmoyo5185 2 месяца назад
Ummm huku yemurombo inokandirira mumuti shuwa.
@danmoremurangwa8192
@danmoremurangwa8192 2 месяца назад
Murimbwa vanhu imimi lol 😂
@dotcom_tv_zw
@dotcom_tv_zw 2 месяца назад
Number 1 here
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 2 месяца назад
Terrible twins 😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤
@k3ntrell-v2x
@k3ntrell-v2x 2 месяца назад
hanzi imbomirai pane zvikuitika kunoku🤣🤣🤣🤣🤣
@ephraimdlamini14
@ephraimdlamini14 Месяц назад
😂😂😂😂u guys kaaa😂😂
@joylinechakanetsa6534
@joylinechakanetsa6534 2 месяца назад
Pane angadye simbi mu hardware here 😂😂😂😂
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 2 месяца назад
Akakudza kuti kana uchisiya basa unotuka ndiyani 😂😂😂😂😂😂
@PriviledgeMhlanga-e5b
@PriviledgeMhlanga-e5b 2 месяца назад
Lee ndikuona imwe account wane 2 here
@Elevate_Clips
@Elevate_Clips 2 месяца назад
Wanted to ask the same thing
@munyaradzimushamba77
@munyaradzimushamba77 2 месяца назад
Dai wadzoserwa ma key hapana chatikumhanyira isu😂😂
@TrustMawadze
@TrustMawadze 2 месяца назад
Hamurambe basa musi we SADC
@BeniasMukatini
@BeniasMukatini 2 месяца назад
Ndiko kurasa chirimumaoko nekuda kuombera kna kusema chivi nekuona chiuya
@AnnahChamwarira
@AnnahChamwarira 2 месяца назад
sando inodyiwa here😂
@ClaudiausMuza
@ClaudiausMuza 2 месяца назад
😂😂😂😂 Lee ma1 kkkk
@deemansouljahofficial2192
@deemansouljahofficial2192 2 месяца назад
😮hanzi kuita dota dota hre
@agnesmzeziwa4187
@agnesmzeziwa4187 2 месяца назад
Leee😂😂natsa kwawabva
@TafadzwaMatutu-j3x
@TafadzwaMatutu-j3x 2 месяца назад
Bit rako ma1 iro ❤❤❤😊
@Faxy263
@Faxy263 2 месяца назад
😂😂 kwakuenda uku kkkk
@mariandapasowa2450
@mariandapasowa2450 2 месяца назад
Stock yenyu yakakwana pane. Angadye sando muhardware😂 ndilee uyu
@ElizabethMakando-k8c
@ElizabethMakando-k8c 2 месяца назад
Ko hanzi ruhwa nemadokero yaitasei yaitasei😅😅😅
@PeggyMudzimu
@PeggyMudzimu 2 месяца назад
Comic elder urikuseri 😂😂😂
@faithbungu9136
@faithbungu9136 2 месяца назад
Kkkkkkkk zvemunhu ari mu Harare
@lazarusjuta7423
@lazarusjuta7423 2 месяца назад
Hanzi hatisisiri tese kubva nhasi
@MelindaPhiri-t5p
@MelindaPhiri-t5p 2 месяца назад
Unenge watotukana nevanhu 😂😂😂😂
@Kudzymutema
@Kudzymutema 2 месяца назад
Imbomirai panezvikutaurwa kuno
@AminonJori
@AminonJori 2 месяца назад
Haaa tisu trushandwa shuwa😂😂😂😂
@desiretaremeredzwa8111
@desiretaremeredzwa8111 4 дня назад
kkk pane angadya sando her
@tapiwabilliard4212
@tapiwabilliard4212 2 месяца назад
😂😂😂😂haa nhasi ma1 chaiwo
@ErnestMeki
@ErnestMeki 2 месяца назад
kkkkkkkk comic elder 😅😅😅
Далее
MUKOMA VADZOKA
6:40
Просмотров 53 тыс.
LOCAL POLICE S1 EPISODE (5)
13:27
Просмотров 64 тыс.
На самом деле, все не просто 😂
00:45
Ванька пошел!!!! 🥰
00:18
Просмотров 285 тыс.
Dambudzo Zimbabwean Movie 2024
33:44
Просмотров 53 тыс.
Mwendaz is back, but ill 🤒 !
2:40
Просмотров 3,8 тыс.
VARIMI PA HOTEL
21:35
Просмотров 76 тыс.
Haungodye kaaah😢
2:29
Просмотров 2 тыс.
MU DHUMENI 🙌
6:30
Просмотров 74 тыс.
Ngaabude muRound
7:33
Просмотров 71 тыс.
ELDER MUKONDE
3:48
Просмотров 30 тыс.
На самом деле, все не просто 😂
00:45