Тёмный
No video :(

Headman Chigodora Kabati & Family part 1 

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Подписаться 190 тыс.
Просмотров 156 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

19 ноя 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 898   
@Karanganda
@Karanganda 8 месяцев назад
MA LIKES PA VIDEO TINENGE TECHITOMADAWO
@user-fc3zp9fr8m
@user-fc3zp9fr8m 8 месяцев назад
Mhoroi baba Taps
@Anolisi
@Anolisi 8 месяцев назад
Ehunde
@ngonidzaishemasvanhise3958
@ngonidzaishemasvanhise3958 8 месяцев назад
❤❤❤❤Baba Taps kuti chuuuuuu
@estheresther1963
@estheresther1963 8 месяцев назад
Ba taps vakomava avo munombovaudza here kuti vanotaura nevanhu dzimwe nguva ne way isina kunaka
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 8 месяцев назад
Nesuwo ma❤ tomadawo baTaps😂😂😂.karangandaaaa and our best headman in Mutare❤
@user-nq9ox3ll6e
@user-nq9ox3ll6e 8 месяцев назад
Headman Chigodora vanofanira kutenderera nyika yeZimbabwe vachitonga nhau idzi, excellent thanks
@juniormavube.s9885
@juniormavube.s9885 8 месяцев назад
Taura hako coz mamwe matare andakamboonaka Pana nezviripo
@charitymazaiwana6275
@charitymazaiwana6275 8 месяцев назад
545
@afronews7034
@afronews7034 8 месяцев назад
Enda kwa Dr imental illness yuneed totake medication people ignore this tis for real kurwara pfungwa that's it
@lovemoremuverengwi1268
@lovemoremuverengwi1268 8 месяцев назад
Headman chigodora 4 president
@wellymatazyakatich8278
@wellymatazyakatich8278 8 месяцев назад
Vabereki hutsinye kuvana vamakabereka chii rudzii rwavatema
@brianmakuti6571
@brianmakuti6571 8 месяцев назад
Headman chigodora you're King Solomon of our generation, may the Almighty God continue to give you knowledge with wisdom 🙏 ✨️
@ndizvo06
@ndizvo06 8 месяцев назад
I love your wisdom and dedication Headman Chigodora. I wish i came from your village pamwe nyaya yangu yaizotongwawo zvine fairness but unfortunately ndakarohwerwa musaki nedzinza😢
@sirclassics
@sirclassics 8 месяцев назад
Pamberi naHeadman Chigodora's Court🔥The best series ever!! keep on cleansing the community.
@user-jt6ne6pp7s
@user-jt6ne6pp7s 8 месяцев назад
Chokwadi munotibatsira isu vana kazhinji tinenge tiri mukushupika neurobwa kana Ngozi dzevabereki dzatisingazivi nekuty vatokurira mukuitwa nhapwa nababa ende havanyari zvachose VANOKODZERA KUFA BABA AVA
@kudakwashenobertmakwiyana2051
@kudakwashenobertmakwiyana2051 8 месяцев назад
Pamashure apo wen Headmen used to work with the females secretaries he used to be level headed. The appointment of magirazi and the other guys has brought a lot of discord. They don't listen to understand, they interject while others are still talking, they don't give both parties a fair and equal chance to speak, actually the accused ended up begging to speak, they clearly take sides before the story gets into detail. I think Chief Zimunya must intervene and call this court to order , headman chogodora isnt a bad leader as such but he just need to be reminded. Maybe being famous on RU-vid kuri kumunyengedza ,
@BismarckDhlakama
@BismarckDhlakama 8 месяцев назад
Headman vanofanirwa kunodzidziswa kuremekedzawo vamwe vanhu uye team yake iyo yaifanirwa kungobviswa padare iroro
@petronela7548
@petronela7548 8 месяцев назад
Bt Secretary wa Headman mhunhu boe vanhu vane problem ndi Allan neumwe wake uyo
@user-lt9kw9xe4z
@user-lt9kw9xe4z 8 месяцев назад
You can say that again.maglaz anobhowa anoda kusekererwa
@faraimbawa7312
@faraimbawa7312 8 месяцев назад
Yah delegation yahedman especially uyo weArsenal anowanza tuhasha kuda kuzviita anoziva stereki..why vachiitira vanhu hasha shit mhani
@misheckmaparadze2758
@misheckmaparadze2758 8 месяцев назад
Chamuri kuvavengera andizivi ndivo vatongi chaivo manje kana mukaziva chinonzi kutonga chii munenge makura mumatare
@shyleenmatode2544
@shyleenmatode2544 8 месяцев назад
Musambojamba zuva Musina kutipa Chigodora plz mukuru vanechipo chekutonga ava ❤❤❤
@tafadzwamatinia3662
@tafadzwamatinia3662 8 месяцев назад
Headman Chigodora have got the arismatic authority, he was born to lead. His brains are sharp and fair. He is like that naturally I think. Ndi Solomon chaiye
@PoliteMuzenda-de8lv
@PoliteMuzenda-de8lv 8 месяцев назад
Karanganda takes far thank baba Taps
@user-qg7lo2fo8z
@user-qg7lo2fo8z 8 месяцев назад
Chigodora a wise man
@angelagorosvipa1659
@angelagorosvipa1659 8 месяцев назад
Bt vanhu vake vaanotonga navo vanotyisidzira vanhu ,its not gud at all
@TheChekas
@TheChekas 8 месяцев назад
Arismatic authority ndiyo yakaita sei nhai..
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 8 месяцев назад
Yes I second you
@liniagumbo9339
@liniagumbo9339 8 месяцев назад
Baba taps nditsvagireyiwo stand kwa Chigodora,ndinoda ku attender dare every day 😂
@YoKashangura
@YoKashangura 8 месяцев назад
😂😂😂😊
@patiencemawunga596
@patiencemawunga596 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 8 месяцев назад
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@karabosmoyo6686
@karabosmoyo6686 8 месяцев назад
Shuwa taura hko😂😂
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 8 месяцев назад
😅😅😅
@brianmakuti6571
@brianmakuti6571 8 месяцев назад
ISHE GOSHO MUTENGESI,VANE KURWADWIWA UYE GODO NEKUDA KWEKUGONA KUTONGA KWA HEADMAN CHIGODORA
@PlaxedesMakonye-ji8nr
@PlaxedesMakonye-ji8nr 8 месяцев назад
Best headman ever ❤❤❤❤
@EnipharChinyamuchiko-dv3bg
@EnipharChinyamuchiko-dv3bg 8 месяцев назад
Magirazi nhasi akapfeka mazambiya nhasi 😂😂😂
@memoryncube8391
@memoryncube8391 8 месяцев назад
Kkkk igweee
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 8 месяцев назад
😂😂aaah
@gracegrace2388
@gracegrace2388 8 месяцев назад
😂😂😂😂 mazambiya
@blessingganyire2091
@blessingganyire2091 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@user-lp9ug8rj7s
@user-lp9ug8rj7s 7 месяцев назад
Kkk 😂😂😂aya
@lloydchigowe9933
@lloydchigowe9933 8 месяцев назад
Headman, every party must be given a fair opportunity to be heard. Why do your assessors bully and interject when the defendants are giving their side of the story? You don't force people to plead guilty. People should be proven guilty. It seems you come to the Court with pre-determined conclusion. Take time to listen to both parties. That guy who is accusing the father initially denied selling the car but later admitted. The young man arikunzi anodiridza ruva ataura zvine musoro kuti kana vachinzi vakaromba ngavafambe kuti vagonobatwa. Musatonga zveganyabvu.
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 7 месяцев назад
Community courts work a bit different from regular courts. Remember these are people that live in these communities, all this is more of a formality. By the time they get to this stage nyaya yese inenge yitori pachena. They do their research in the community.
@sophiamachigs2765
@sophiamachigs2765 7 месяцев назад
Headman chigodora umm ndatenda hangu baba avo vanehutsinye sure vana vako apa kuseka zvenhando
@VillaMutuumwe
@VillaMutuumwe 29 дней назад
Varume varikuona nyaya muroyi haapihwe ground rekutaura unomama kanakunzwengwa nenyaya
@FutureGeorge-zw6sq
@FutureGeorge-zw6sq 8 месяцев назад
King Solomon of our genaration.......herdman Chigodora to the world🎉🎉🎉🎉
@raymondnyasango-oy6uv
@raymondnyasango-oy6uv 8 месяцев назад
Haedman chigodora you are number one Haedman of the year munotonga changamire❤❤❤❤
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri 8 месяцев назад
Mwana uyo ne age yake akatobikwa akatakuriswa zvakarema yooooh
@rumbidzaimamhungo4332
@rumbidzaimamhungo4332 8 месяцев назад
Zvakaoma veduwe
@ngonidzaishemasvanhise3958
@ngonidzaishemasvanhise3958 8 месяцев назад
Purple kkkkk handle with care extremely dangerous 😂😂😂aaaah Headman muri chibaba
@mollenvee9637
@mollenvee9637 8 месяцев назад
kuromba kwakaipa. the way vana avo zvavakabatana is very good. they will succeed from their preditor
@firstlady2671
@firstlady2671 6 месяцев назад
There is no toungible evidence yeurombwa let's think deep. Mwana musikana uyo anogona ane anger akaita kakusawirirana nemurume vopondana vanhu vakadaro varipo. Baba avo me confusion nekupumhiwa vakuitawo anger nekutaura zvisina kufanira. Vainacho chikwambo chacho vaingovaurayaka vana vacho problem solved ungaita burden yese iyi unechikwambo.
@Letty-il4fu
@Letty-il4fu 8 месяцев назад
Pliz headman sasicamu rinonzi gosho iyo hatidi kuty mumupe flow wakakumakai ibenzi iro
@cartmaxcartmax
@cartmaxcartmax 8 месяцев назад
True
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 6 месяцев назад
Tinobvumirwa kunoyananiswa kwa Headman chigodora isu tichigara kuByo here , Basa ravo vanorigona
@FaithDhori-sw8hu
@FaithDhori-sw8hu 8 месяцев назад
Kkkkkkkkkkk vakadzikama vanosimba kudarika zvavari kwaaaaaaaaaa boys to the world
@user-lb1zd5fq8v
@user-lb1zd5fq8v 8 месяцев назад
Haedman chigodora munotonga chaiko ❤❤❤
@medlinerubaba3757
@medlinerubaba3757 8 месяцев назад
Endai kwa prophet Miracle Paul munonoudzwa chokwadi vari kuChitungwiza uko. Dzimwe n’anga dzinokurirwa. Miracle Paul kana vakaromba havamugoni zvehugaran’anga
@futuresivelakatshana2468
@futuresivelakatshana2468 8 месяцев назад
Heardman and the boys please pedzai ma sports we are proud of you 🎉🎉🎉🎉
@wadzanayikasai1402
@wadzanayikasai1402 8 месяцев назад
Thnx karanganda please tiunzirei Chigodora every day uye we miss chirungu chaMambo mutasa batsi kwese
@Karanganda
@Karanganda 8 месяцев назад
1st here
@yevaimushambadope1284
@yevaimushambadope1284 8 месяцев назад
Chief Chigodora muri kudzvanyirira baba nenyaya ye shop his son needs to finish paying then he can be handed over the shop you are depriving this man his rights
@futureben5937
@futureben5937 8 месяцев назад
Very true.Dare iri riri biased
@delightchinosengwa1431
@delightchinosengwa1431 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂 why using it then ivoo baba ngavarege kuishandisawo shop yacho coz ryt nw tinoti haina muridzi
@faraimteliso3674
@faraimteliso3674 8 месяцев назад
This is a mad man , Chigodora is a mad man. He doesn’t know his boundaries
@chrisnyambo5835
@chrisnyambo5835 8 месяцев назад
Very true
@user-pq2dl6ly9q
@user-pq2dl6ly9q 8 месяцев назад
Headman iyo murume arikutaura haana ku chipa mungwarire headman munogona kunokorwa tsoka ummmm mudhara uyo ummm
@user-ci9gg9em6u
@user-ci9gg9em6u 7 месяцев назад
I thank headman Chigodora and his team Big up Karanganda TV and ngebasa renyu keep on going
@cornellianyatito8275
@cornellianyatito8275 8 месяцев назад
Headman dai maita plan yeshade vanhu varikutsva nezuva
@GullyMubhanditi-wu2tg
@GullyMubhanditi-wu2tg 8 месяцев назад
That's a good advice.
@nothandokukwena5551
@nothandokukwena5551 8 месяцев назад
Chengetewayi na mwari va Chigodora murikutigonera❤
@user-ms7zz9rr2w
@user-ms7zz9rr2w 8 месяцев назад
This man got high level of wisdom
@trymoredzumbira1458
@trymoredzumbira1458 8 месяцев назад
You're very ✅ munhu ane wisdom vanhu havamufarire
@maudysvipo3358
@maudysvipo3358 8 месяцев назад
Can't wait for part 2
@user-gx5xp7qp5y
@user-gx5xp7qp5y 8 месяцев назад
Hnz naheadman kure kwenzeve meso dzinonzwa kkkkkkkk 💕big up headman
@petronela7548
@petronela7548 8 месяцев назад
😂😂
@user-vz9wt3fh4l
@user-vz9wt3fh4l 8 месяцев назад
Mwari vawedzere huchenjeri pamuri Headman...ndinotenda nekuisa vanhu mugwara rakanaka pakugarisana.Keep it up❤
@Tamuonapedzisai
@Tamuonapedzisai 8 месяцев назад
Long live Headman Chigodora❤❤❤
@epiphaniamakombe40
@epiphaniamakombe40 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂 ava baba ava kuromba zvese nepfungwa
@ngonidzaishemasvanhise3958
@ngonidzaishemasvanhise3958 8 месяцев назад
Baba haana kuchena ba 😂😂😂manje vana vanoguma vamushapura mudhara uyo kkkk
@mikelpambayiz9707
@mikelpambayiz9707 8 месяцев назад
Waiyepo here ,kuti chuuu.Vanhu vakaromba vakaoma havabvumi kuti vakaromba, mhiko dzavakapuwa dzinonzi usafa wakabvuma.Mwari tibatsirei
@deliwemuteerwa6874
@deliwemuteerwa6874 8 месяцев назад
Chero munhu aine mhosva vapeiwo nguva yekutaura musambunyukidza vamwe vedare
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 8 месяцев назад
Gucci big up,You're doing good
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 8 месяцев назад
Dare iri there is a lot of foolishness Listen how militant they are when asking questions
@AngeloabelDhliwayo-yn5nw
@AngeloabelDhliwayo-yn5nw 8 месяцев назад
Chimbotatarisa svaaita face yake this young boy ane zvaanohwanda akaipa moyo thanx
@etmasimbe
@etmasimbe 8 месяцев назад
Headman Chigodira and team are the icon of justice in our rural communities keep it up
@carolinemagodyo1642
@carolinemagodyo1642 8 месяцев назад
Thumbs up Ishe Chigodora
@carolinemagodyo1642
@carolinemagodyo1642 8 месяцев назад
Not forgetting the entire crew am proud of you
@princessmamthe
@princessmamthe 8 месяцев назад
Headman Chigodora is the best 👌
@yevaimushambadope1284
@yevaimushambadope1284 8 месяцев назад
Headma stop embarrassing this man’s wife please nanaganai nemunhu wenyu
@chrisnyambo5835
@chrisnyambo5835 8 месяцев назад
This court is not fair at all. They convicted the old man before full details of the issue. Imagine the headman telling the wife to take side revana. No one has seen the flower ririkudiridzwa but already the young men akutonzi wakaromba na baba. Nyaya must be weighed both sides not one sided. Very disappointed.
@obeyngorima924
@obeyngorima924 8 месяцев назад
even mu court mhondi inopihwa nguva yakafanira to answer... the way they treating the procedures varikumbunyikidza mudhara uyu even akaromba
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 8 месяцев назад
Kutozvida ne urombwa wena zvakaoma hazvo veduwe uuuuu Mmmm baba ava imboko
@evemudungwe168
@evemudungwe168 8 месяцев назад
Baba vane hutsinye sure motor chibage neimwe mari voita kunge varikutengesera mutorwa ùummm 😢
@treddahkatsadzura9323
@treddahkatsadzura9323 8 месяцев назад
Well done Headman Chigodora,,dzimwe mhuri dziri ku suffer mudzimba umu,
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 8 месяцев назад
Uyo mdhara wekutaura zvemadhodhi ,ane jealous naHeadman Chigodora ,kungomhanyira kt nyaya ngaiende kwaMambo ,asi anodya nawo Mambo wacho ,kusvipa nemoyo nxaaa
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 месяца назад
Itsotsi kadhara ako
@EnniahNdhlovu
@EnniahNdhlovu 13 дней назад
Vanodakumuuraavi baba vakashata
@jjwhitlaw
@jjwhitlaw 8 месяцев назад
A court must be impartial this is absolutely nonsense.
@blessingnyandoro786
@blessingnyandoro786 8 месяцев назад
The defendants are always bullied. Vapei mukana wekutaura.
@shadrachbongololo1143
@shadrachbongololo1143 8 месяцев назад
True bro this chief does not allow the defendant to explain his full side.
@lloydchigowe9933
@lloydchigowe9933 8 месяцев назад
Exactly. Kangaroo court chaiyo.
@user-yc3ju4pg2f
@user-yc3ju4pg2f 8 месяцев назад
This court works based on second hand information, and is teaching children to disrespect elders. Dare nderekuenzanisa not kunongedza. Munhu anobatwa nemhosva not kutoti ndiweee
@nomsanyika151
@nomsanyika151 8 месяцев назад
Saka kwaChigodora nyaya zhinji ndedzehurombwa nekutengesa land haaa manicaland ndapa kutenda pahurombwa apa
@trymoremutandwa8317
@trymoremutandwa8317 8 месяцев назад
Mababa avo vanemoyo unenge wa amai vakandibereka,, tatambura nevabereki vanehutsinye veduwe
@tawandamubhuyi3622
@tawandamubhuyi3622 8 месяцев назад
Karanganda to the fullest 👌💫
@belindaarnold5867
@belindaarnold5867 8 месяцев назад
Why musingape munhu mukana kutaura even muchiona Ari guilty..... Ndopamunobhowera chete kakuzvikudza mukukawanza
@VillaMutuumwe
@VillaMutuumwe 29 дней назад
Vakomana musatsigira varoyi vachigodora madhara makuru haakudii bcz akaromba tangai nagosho ibenzi akatengwa nekamudhara aka, but imi vakomana vanotonga nahrdman ndinokufarirai bcz you listen kumuroyi vanhu vakawanda havazivi kuoma kwaita kunanga baba huroi its not easy guys,
@kenjones424
@kenjones424 8 месяцев назад
I have never commented on this channel but today I think I have to say something. This has been so one-sided that it pissed me off. When people come to the court looking for help, they expect impartial judgements. This court is handled with bias, every time. These three guys already concluded that the father is doing something and they started from that position. Isn’t that what they came to figure out? Apa they don’t even give the guy a chance to say anything. Hanzi “hapana ari kufanira kufa mu mhuri iyi” like wtf? What a bunch of nonsense this is. Mudhara uyu needs to go to the next level court. Iyi court ya Chigodora is biased. All 3 of them do not understand justice, at all. In other cases dza ndakaona, they are also biased against women. They bully them so much, it pains me. Gucci, maGlasses & Chigodora must go!!!
@kudzie450
@kudzie450 8 месяцев назад
i concur with you. handitongwe zvakapusa kudai. ndinochisiya chidare chacho ipapo ipapo ndoda kuona zvavanondiita. they harass vanhu vavanofingira. too much makuhwa before actual court day
@LettyShawty
@LettyShawty 8 месяцев назад
True these guys inonsense dzevanhu ummm😢😢😢
@joash33
@joash33 8 месяцев назад
It’s not just one sided but criminal. Munhu anouya mudare make iye atove ne judgement kare. Atotora side. It’s shameful. Dare iri ririkuzvidza mamwe madzishe nemadzimambo.
@tauya0605
@tauya0605 8 месяцев назад
people get victimized and bullied in this court, application of the law is inconsistent and there too much mob justice......it degenerates into a witch Spanish Inquisition
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 7 месяцев назад
From what I've picked they would have already done their homework and ground work before they have their court sessions
@LilianDzingai-tn2ut
@LilianDzingai-tn2ut 8 месяцев назад
VaChigodora ,mkadii ikoko ,hamubvumirwi here kufamba nenyika muchigadzirisa zvinoshungurudza vanhu mumhuri
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 8 месяцев назад
Hurombwa huchasara nemukomana arikudiridziswa ruva uyo ndosaka vataura kuti ndiye wavanowirirana naye vanowirirana pakuromba mwana uyo atori dangerous
@MaggieMombe
@MaggieMombe 8 месяцев назад
Headman ndoovanogona ❤❤❤❤ avo sabhuku havazive pane time ipapo ndoopatsime chaipo
@patiencemawunga596
@patiencemawunga596 8 месяцев назад
😂😂😂😂nyaya yanga ichinakidza iyi yakasika kupera kadhara ako kanoroya vana varikutambura iko kuita nharo kanoda mbama kabenzi kedhara
@ashygrace2956
@ashygrace2956 8 месяцев назад
Murikumhanyamanya sebinya riri kunamatirwa murumbomhanyei imimi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌
@johnmaposa5290
@johnmaposa5290 8 месяцев назад
Welcome back iwe wezvimagirazi wanga uripiko
@ruel1703
@ruel1703 8 месяцев назад
😂😂😂
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 8 месяцев назад
Varoi havabvume ba kuti ndinoroya vanongoti ndiri kunzi ndine bere, chikwambo asi mumoyo vachiti munondiitei. Vamwe vandinoziva vakanzi reururai mwana apore vakaramba vakati korododo pasi mwana akatofa, havana moyo varoi ava nxaaa
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 8 месяцев назад
😂😂😂😂magirazi akacenhesa nhasi mazambiya ake waiyepo ere paChigodora apo baTaps sando dzenyu
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 8 месяцев назад
Kadhara kanotaura kwaMambo.kabvepi, pavaChigodora apo patongwa nyaya dzinorema kupfuura kanyaya ako. Sabhuku uyo ataura zvekwa Mambo muroyi pabatei Headman
@user-yn3ng8ik2n
@user-yn3ng8ik2n 8 месяцев назад
Vanhu nakidzwai nenyaya dzekwachigodora ende dzinonakidza ASI hadzisi kutongwa zvakanaka
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 8 месяцев назад
True
@yeubabes
@yeubabes 8 месяцев назад
its a lesson varume zvebarika izviii muchazvirega, munhu ngaangoite mhuri imwe izvezvi makupandukirwa nevana vamakabereka
@audreymisomali9189
@audreymisomali9189 8 месяцев назад
Ishe avo vakuti nyaya iyende kwamambo vada kudzikisira headman
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 8 месяцев назад
Vane godo na Chigodora😂😂😂
@nicolegomez6056
@nicolegomez6056 8 месяцев назад
Part 2 yatononoka l can't wait
@user-zx8fm3bq4z
@user-zx8fm3bq4z 8 месяцев назад
Best head man ever may he live long God protect this head man and may he give other head man,s example he fight for people s right thanks ❤
@pardonchi7871
@pardonchi7871 7 месяцев назад
Kabati Ari kudzungaidzwa Nezvikwambo zvake
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 8 месяцев назад
Headman Chigodora to the fullest,baba vakaoma moyo aya sure kubara vana vekutambudza
@nyashasharawakanda2500
@nyashasharawakanda2500 8 месяцев назад
Kakomama kechidikii Ako kakarombeswawo nababa ndiko kachasiirwa key yeurombwa
@ntandoash8046
@ntandoash8046 4 месяца назад
I like matingero Ababa Chigodora he is young but very intelligent Ndinotevera matongero avo he doesn't fever vanotaura chokwadi sezwazwiri
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 8 месяцев назад
Vanomushandisa zvesure kumuita mukadzi wechikwambo
@user-tq1il5rn2m
@user-tq1il5rn2m 8 месяцев назад
Haaa best headman ever❤❤❤❤
@oswaldnyajena1393
@oswaldnyajena1393 8 месяцев назад
Why not confirming from ishe Gosho
@TensonNota-sd1id
@TensonNota-sd1id 8 месяцев назад
Ishe Gosho is belittling headsman's court coz of jealous and some previous issues.
@oswaldnyajena1393
@oswaldnyajena1393 8 месяцев назад
@@TensonNota-sd1id that might be the case but once we bring past personal issues between two judges one who is conducting and the other providing evidence then we’re doing nothing. Emotions should be left out inside the court and have a clear picture not to say we won’t consider what the rival is bringing on the table if his bringing facts lets assess and deal with facts
@user-nf1pe8tz1f
@user-nf1pe8tz1f 8 месяцев назад
Baba taps well done ❤ endai mberi kutipa nhau
@timothychivandaidze-ri9wu
@timothychivandaidze-ri9wu 8 месяцев назад
Good work Headman asi hamusi kuzodzoka nema feedback ekupera kunozoita nyaya dzacho
@rudochiroodza
@rudochiroodza 8 месяцев назад
VaChigodora vanogona kutonga, kwete zvimwe zvatinooma
@roseramsey2250
@roseramsey2250 8 месяцев назад
Headman Chigodora to the fullest ❤
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 8 месяцев назад
Gosho to the world 😂😂😂😂😂
@CathrineMahlendimu
@CathrineMahlendimu 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂
@ssam1430
@ssam1430 8 месяцев назад
one day will be there live in person, i have started purchasing a stand that is not too far from the dare
@user-ic6td6lr3w
@user-ic6td6lr3w 8 месяцев назад
Kuterera makuhwa ruzivo here? Especially when it’s all taken as gospel
@t.m1222
@t.m1222 8 месяцев назад
This horsy voiced gentleman and the girazi one are bullies. They are forcing poor ppl to accept what they don't know. These rubbish courts should be stopped.
@futureben5937
@futureben5937 8 месяцев назад
Spot on. Hudzvanyiriri wega wega
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg 8 месяцев назад
Kana usingadi kuteerera iwewe Rega unoda kuti vana vatamvudzwe
@t.m1222
@t.m1222 8 месяцев назад
@@PortiaPurazi-sd5eg nonsense. Bullying ndokutonga nyaya ere. Tibvirepo mudzvanyiriri kkkk
@user-ge3re4sy2j
@user-ge3re4sy2j 8 месяцев назад
Mogona basa Headman Chigodora❤❤❤❤
@user-rs9jb4ty2x
@user-rs9jb4ty2x 8 месяцев назад
Madhara aya anenge akaviga zvikwambo mumandebvu imomu kushungurudza upenyu hwevamwe nekuda bzns nxaa vanoda kurohwa avo
@MarvellousMuzuva
@MarvellousMuzuva 8 месяцев назад
Hamusati mavaziva vanama girazi imi 😅
@LorraineMukoyi
@LorraineMukoyi 8 месяцев назад
Headman makasimba here 👏👏👏👏
@johnnduru8185
@johnnduru8185 8 месяцев назад
Headman munogona asi team renyu riri very disrespectful and arrogant.They are very rude.They don't allow to people finish talking. That's why mapositori makaatadza
@jones1oo7
@jones1oo7 8 месяцев назад
Ndizvinotoitwa padare
@mavismarange9837
@mavismarange9837 8 месяцев назад
But magirazi neuyu we voice remasese vanondigonera ini because ukaona vakunyararidzwa unenge uchinzvenga mubvunzo so nyaya inorebesa .team bhoo zvekuti
@user-fc3zp9fr8m
@user-fc3zp9fr8m 8 месяцев назад
​@@mavismarange9837wataura sure ini vanondigonera
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 8 месяцев назад
They are doing a good job
@beetambandini8091
@beetambandini8091 8 месяцев назад
Headman Chigodora vanofanha kupihwa award ye best Chief in Zimbabwe
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 8 месяцев назад
Baba avo nemwana wavo vapisirei mumba masatanist neisvo svimai dzinga zviende kumusha kwazvo
@user-ww7eu6oj7x
@user-ww7eu6oj7x 8 месяцев назад
Headman Chigodora machinda enyu anoti Ellen . secretary naSabhuku avoo ndivo vanhu vekutonga navo.vanotaura zvine point vanopa umwe neumwe mkana wekutaura .pamberi nemi.
@ivyieenmashaure1979
@ivyieenmashaure1979 8 месяцев назад
Taura hako Gucci aida aiverenga msg ngazvidzore watching in Nigeria
@phionamusoni7044
@phionamusoni7044 8 месяцев назад
Chigodora you are the best dai uriwe president nyika yakanaka
@kennytawars2464
@kennytawars2464 8 месяцев назад
Maglass wangaa waindaa kunosonesa rigariyaa dare riri kubhadharaaa
@BibianGaza-ns8gp
@BibianGaza-ns8gp 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂
@ruthmurungweni2317
@ruthmurungweni2317 8 месяцев назад
Zvinosirisa vana ngavashande zvino zvavo injustice 😢
Далее
KABATI AND FAMILY Part 2
1:00:40
Просмотров 145 тыс.
GUVA RISIRO PAT 2
1:13:25
Просмотров 177 тыс.
Будзек и рецепт🐝
00:25
Просмотров 130 тыс.
Мелл хочешь сына от Дилары
00:50
Get 10 Mega Boxes OR 60 Starr Drops!!
01:39
Просмотров 10 млн
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
Просмотров 30 тыс.
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Просмотров 192 тыс.
Herino shura! HANZVADZI NEHANZVADZI PAMUVIRI DHUGU
35:23
Murume ari kurara neHovhorosi Headman Chigodora
1:03:39
Просмотров 106 тыс.
Mukadzi Oramba Murume Mudare Achiti Akuda Chikomba
47:45
Будзек и рецепт🐝
00:25
Просмотров 130 тыс.