I did this for my mom kwa Rusape, zuze village, that woman is right. I spend more than 3500usd for the whole process. Zesa even said if others wants kudhonzawo magetsi, they’ve to pay also.
This is a Kangaroo Court, its a joke. The panel naHeadman dont even listen when pple are laying out their stories and they are exposing their ignorance about this issue. Munhu azama kuconnectawo kune imwe line iri padhuze, orambirwa, oita effort yekuisa 7poles and spend $3500 on her own, then after all that effort someone wants to come and just connect hake, otokuendesa kudare futi. Whats there not to understand about this case? The brother and other guys vasiri papanel yaHeadman know from experience but hapana arikuda kutora information to help this case. Budisai mari yemdhara wengozi uya $90 Headman😅😅😅
Headman akadya mari from that guy, atadza kutonga uyu. How can someone pull electricity for $3500 and order her to get paid $100 by a guy who took her to this sham court in the first place. Cases at this headman's court are always predetermined anyway
haaaa Chigodora apa wanyepa apa..Trust wako uyo akangoshandisa chiguy chisina kana basa.who doesn't know zviri kuitika munyika yese abt zesa connection/s.zesa got no capacity like before ndosaka iri kuti batanai mutenge material or uri wega une mari yako come buy material then zesa does the connections,tiri kuzviita nyika yese.muchinda uyu Mwari amuchengete nechigombiro chaaita icho.everywhere ppl are discussing and agreeing nemunhu anenge akadzonzesa magetsi kwete zvake zvekuti kana kudare ndakaihwinha kare
This is the worst judgement of all the judgements I've seen by headman Chigodora. It has also become the longest because the headman got into court with a wrong judgement against the woman. This is the worst judgement.
Trust is stupid, how can you pay then you get the service and later go to communal court. He is now broke, how can a fully grown up man complain of $300 usd iwe watoona zvako magetsi paruzevha. Contractor, Mudehwe and etc pari grey zvapo cz ZESA is always corrupt, but its not necessary for $200.
brother va mai Beyonce vabhadhara kuti nyaya ipere not kuti zvaitika zvinovafadza. he is hurt with the judgement. vaitira to protect his sister and vazukuru from these drankards
On this case the assessors came in with a position before the case even started. It seems like there was a court sitting before this one. Its very bad, that woman was never given a chance with that Gucci Chinyamunzore leading the atrack. Mambunyikidza mukadzi apa🚮
This judgement was not fair, the lady has every right to charge what she wants. The guy has the wrong attitude and in the wrong, yet the lady was expected to be understanding. The court was biased against the woman.
Mai avo will exploit a lot of pple in future if this issue is not dealt ne Zesa. There is a weakness in this whole issue. Imagine a society yekuti vanhu munotaurirana. Hazvibude izvo. Ngapave nemutemo period. An individual cannot determine a fair price to be paid. It will create problems vanhu vakubhadhariswa kaviri kaviri. Kugona kudhonza magetsi kuzvigona. Kana vanhu vachida kudhonza ngavabhare a reasonable fee ku Zesa. Zvema individual izvi is a recipe for disaster. Ndosaka kune ma structures pane zvese zvinoitwa
Mukoma avo one day he will meet the unknown unofunga you be blessed uchitora zvinhu zvevanhu mahara ungatoindira munhu kudare apa iwe uchiziva chokwadi.
@@trymoremutandwa8317 Peace it's very very good thing in Life kungozvitadza zvenyu,Brother vazonyanyondirwadza at the End vachibuda muGround hanzi MaitaBasa-MaitaBasa,,Anamai Maitabasa🥱Bhoyzka🥱 Even chero maiBeyonce vacho &her Sister vanhu vangori LowLow ngezveMdumbu mavo I think🤔
If u listen headmans case initially he didn't even want that lady to be paid anything at all. Only after he felt that his audience was against him thus when he changed his statement to.. it's too much.... mkomana uyu cld afford the 300 coz they spoke n had agreed initially akatombo bvisa $200 asina kumbunyikidzwa. If the case was about the amount I'm sure the headman cld have addressed it better from the beginning wtout showing biasness. Also if he was really worried about the amounts pple are being charged then he should have accepted to address the other family currently talking to her Abt connecting. The $100 was an after thought. This court clearly suggested kuti headman akapinda mucourt akatonga nyaya kare. If the headman was saying ne $200 isina reciept vanhu vacha pinda mujeri ko $100 yaakazo bvuma isina reciept vanhu havapindi mujeri here? Ngatisatonge tichidaro. Because they had agreed headman was supposed kuti vaite zvavakatenderana then caution the woman over the amount shez to charge. He had to have had ma costs ese pamaoko to then give a judgement
Trust mwana wemwana wangu , munofanira kubhadharawo mai avo kana 5 years dzisati dzapera but after 5 years ndopamusingazovabhadhari ndozvakaitawo sekuru enyu.
After 24 months electricity community products become ZESA property and any1 can now connect to it without consulting the community. Blaz avo had to pay for part of the 7 poles if the installation is under 24 months. Dare ngarinzwe kuZesa kwacho.
The headman's jury is very contradicted, this case has been misjudged, the lady is 100% right to charge the guy and the fact that $200 was paid and connections where done ✔️ period ndopakaperera nyaya This Trust guy has got personal issues with the lady and friends with the jury raChigodora thats why asimudzira nyaya
Headman, you are wrong on this one. The povo even tried to guide you with facts. But hamuna kuda kuterera vamwe. That guy in viscos shirt is just short tempered and arrogant. You were not fair on this case. Hi back to your drawing board and give this lady some justice. This lady made it easier for her neighbours and you have just shown her your middle finger. It’s not fair at all.
Viscose guy just uses power because he is sitting ku high table, not logic. Anetuhasha tunobhowa plus I noticed kuti ma cases evanhu vanoratidzika kudarika iye automatically anobva atogara avamaka
This guy's are the ones who are now corrupt they are friends to this guy ,if you look prince case they were surporting prince even he sell land nosense waya waya
I have always respected Chigodora but this case was stinking with bias. The facts of the case support the woman. Her costs are not only the $100 joining fee as there is also the 3500 for the infrastructure. Also, the headman's sidekick on his right needs to cool his head a little bit as he was trying to bulldoze his perspective to the point of even disrespecting fellow members in the headman's counsel. He is getting arrogant and too big for his boots
I concur with you 110%, the chief was biased and seemed not to understand the situation. The guy was charged $300 and had paid only $200. It would have been better if he had asked the lady to keep the $200 and forgo the $100 balance.
I agree with you. Muchinda ari paside naAllen anoda kushandisa chisimba nemamhasuru. He is supposed to follow the facts. Also the guy ari kuclaimer mari yake haasi kutonyarawo kuti sure mumwe akadhonza magetsi iwe wongonotorawo ipapo pasina kana chawabhadharawo. Headman vari kunyepa zvawo kuti nyaya iyi inoendesa munhu kujeri. ZESA knows kuti kana munhu waakudhonzawo unopawo munhu agara adhonza something as a token of appreciation....ndoo kutaurirana nekugarisana kwacho... Munhu ano driver benz angarwadziwe ne 2 waya. Anenge aidawo mai Beyonce muface uyu.
Headman had already made his judgement before the case was presented in court. How can you just bash the woman who has a strong case like that. We are forgeting she mentioned the guy brought drunk pple to her homestead, if that is not bullying then what is it?? The guy knew he would get the Headman's backing even before he reported the case. No wonder people are taking this court for granted, ava mahumbwe chokwadi
Inoziyi Bottle Store yamukoma wa Mai Beyonce ku Dangamvura ndiri kuda kuzo mwirapo pandino uya kwa Mutare on holiday soon - from London. Ndakakurira mu Sakubva. What a kind and decent person. Nyaya iyi yanga iri biased ne hasha pa Panel apa especially mukoman on the right side ya Herman Chigodora.
Headman bvisai karume karikuright kwenyu kane checked shirt ako kachakuviringirai dare.kubva ndakatanga kuona muchitonga this is the worst case yamatonga.this is very very bad.munhu ngabhadhare mari
Mother endai kuZesa munoti ndoda kuti line rangu rive a private line. Vanokuitirai and nobody will access that line. Get that man disconnect line rake.ngaanotora kwamakabva bcz magetsi anodhura.
Iwe ndiwe wakadhakwa hauna magetsi nyarara hako. It's her private line. This woman need to have paperwork for a private line ... kana pane paperwork even zesa yacho haitogoni futi kungo connector magetsi unless paperwork yachinjwa futi
Allan nemuface wake uyo vanofanirwa kudzokera kuma terrace. They are ruining this court. Chigodora shuwa ungasarudza makurukota ako nekuti akutaurisa padare. Allan akutonyararidza vanhu mudare kkkk
Ngezvake izvo zve 1800 and sisi avo ndezvavo with her 3500 Ndirini ndaona kuti paitamuromo ndaizot enda uno connecter kure with your 1800 and live my Pols alone
Mai avo vari correct ukadhonzesa wega magetsi pakazoita anomada achimatora pa line rawakatenge wire ma pole ne energizing wega anotobhadhara munhu iyeye ...ZESA zvayakaita ndizvozvo haitongi line rako kusvika 5yrs dzakwana hauudzirwe zvekuita ne line rako Akatobhadhara mari shoma murume uyo isu taitobhararisa 920us kutora magetsi pa line redu
haa pafair chaipo nyaya iyi havuz kuibata muse, izvio hazvinei ne contract itv, mai avi deserves something from that guy, musaite udzvinyiririr ba, mages haaiswe nemuromo,
THIS WAS UNJUST, HEADMAN TOTALLY FAILED THIS CASE. HE FURTHER CREATED ANIMOSITY BETWEEN THIS LADY & THE YOUNG STUBBORN MAN. Headman should have asked the young man to be considerate & pay the lady the outstanding 100. Those two will forever be enemies because of that inconsiderate stubborn young man. His apology wasn't even genuine because he obviously had the headman's support. ALL THANKS TO MAI BEYONCE'S BROTHER, THAT'S A TRUE LOVING BROTHER & FAMILY MAN.
Apo patisanganei vanhu vasiri kuziva,mai avo vane right yekubhadharwa ne this guy coz as we speak ma pole ndeavo,changamire at times munotora side,mu face uyo akagara audza amai avo kuti ndokuremerai... for the sake of peace love and unit,i really want to thank mai Beyonce's brother,ramba une moyo munyoro mkoma.
I agree. But currently we are dealing wt a case outside reality. N that reality will never achieved wt the current Zimbabwe. It is only noble to pay the lady $300 out of all she did
@@EddiDube 😂😂😂kutonga nemakuhwa chaiko nyaya inenge yakatonzwikwa kare payinozosvika mudare rimwe side harichateererwi coz kune rimwe side remakuhwa rakatowinner kudhara
Murume akagara kuRight kwaChigodora is terrible. If Chigodora doesn't fire that man this court will be useless. Mhosva inoendesa munhu kujeri ndeipi apa. ZESA inotendera izvo musada kunyepera vanhu.
Wise judge. Ngatidzidze mitemo. Zvema bribe zvirikutanga kumusoro nezanu, but tikafanana nayo nyika yedu yatorasika MWARI anozotirasawo. Let’s continue to produce the Fruits of the Spirit and uphold love for each other. May Beyoncé you should have invited others at the beginning if you wanted to share costs.
Apa akabhadharwa mari nablaz avo. Inga manzwa even mai beyonce vachit mface uyu aitosasa kut headman ndakapedza navo. Headman anodzvinyirira vanhu kadzi
Mukomana uyu zvaakabhadhara mari iyi vava ma partners. Kureva kuti kana podazve mumwe kutora magetsi vavori ava kuakuranga vaeirirana kuti vobhadhagwa marii.
That’s why I like kuno kwandiri cos the law says you’re not forced to go with a service that you think is expensive especially where there is choice. Brian uyu had a choice to connect magetsi ake from pole rababa vaVanessa if not pole ramai Beyoncé. You can’t pay money only to take someone to court? It’s ludicrous. Mai Beyoncé paid USD3,500 for Brian to get them for nothing? Seriously, let’s not be mooches like that.
@@muzezuru yes Brian uyu ane hudyire. Hapana chemahara pane munhu abvisawo mari yake. Kana adhurirwa naamai ava akadii kunldhonzesa magetsi from the other possible post yaataura kuti he could use? Adheerera mai ava.
Ngezvekumama izvo dai ndirini ndaiti Ayiwa Brian sha let's make it easy go and connect kuneRIMWE Power line kwete murainiRangu coz ane attitude,you're right sister
Gucci ngaadzoke ku povo ... akushandisa hasha plus haana fair judgement... magirazi ngaambosara...amai avo vanofanira ku charger a reasonable amount yawanoda of which $300 wasn't much..in as much as i like headman chigodoras rulings, on this particular case the judgement wasn't fair
Headman endai kuZesa it seems you ain't well-educated nenhau yekudhonzesa magetsi, zvekuti line rapfuura nemumunda memunhu izvo haisi mhosva yaamai zesa is answerable,l follow most of your episodes headman kakawanda you don't have kind words for women akatozoita single rurimi rwenyu haruzezi kutaura kuti ndosaka wakarambwa , ko munhu angasekwa nehurema here, ko pane asingadiwo imba here ,zvinhu zvinorambawo asi moyo uchitodawo, process yakaitwa naamai avo kana kuma twn tirikungozviitwawo, zesa inototi wirirana nemuridzi we line iyo yofambisa basa
I wish there’s a law to protect single women from venomous tongues cos women shouldn’t feel ridiculed for being single mothers. That’s when you can tell we’re so backward when it comes to the way we tolerate each other in society. Hatidaranoi cos we’re all human beings and deserve respect from and to each other.
Feminism yenyu murikuiwanza. He hasn't done anything wrong in this case. Just because she is a woman doesn't mean she can't be criticised. The purpose of vatungamiriri vemumaraini is to make sure people live harmoniously. Do not try to intimidate others nekuti she's a woman. No! We're all equal before the law. Why do you think her brother was encouraging her to give the money back? He even paid for her and when people got connected from his line he just said give what you can? If not regulated these people will exploit others. What will stop her from demanding 1000 dollars? I'm not saying she shouldn't have any charges but they have to be reasonable. There's a chain leading up to ZESA where illegal and extortionate charges are being made. Even in the city I personally faced such! It's not right. She also benefited from others' investment in bringing electricity closer! Hutsinye ngauite hushoma. Please 🙏
@@stonemukfeminism yapinda pakudii when the point is simply to highlight the disrespect towards single-motherhood? Musabatira acitvism padenga then confuse it with a cry for morality. This is explicit bad conduct towards mai Beyoncé and it ought to be said out. Feminism my foot.
Kupfuura nemumunda is not an issue it’s an advantage kana wozoada avepo so unobhadharwei mumunda mako. Chepiri Trust ngaabhadhare ajaira zvemahara blaz uyu. Inini l paid zwd 5000 in 2002 tho there was an aspect of a transformer. Macost anofanira kuecover or kusheyanwa kwete kuda zvemahara. Chigodora anogo bt apa arasika coz handiye akaita a cost of 3500.
Its better you go kuZesa, how can you say munhu anobhadhara 100 dolaz pamunhu akabhadhara 3,5k nhai, its all about costs here. How can you benefit from something you did not pay for? Gucci is very biased
Apa dare tarishora n manyadzisa mukoma wane shirt ine maruva manyadzisa wangu, munhu u pay kutora magetsi paline remunhu, iwe une shirt hauna magetsi ndosaka usingazive hololololololololo, well done baba vane hat