Baba Taps potai muchiposter everyday because this is the reality show inotoda every time plus pane nyaya dzisina kupera like kabati family. Reality show of headman. chigodora
The villagers are idle all day at the courts instead of engaging in productive activities, and later they will unfairly accuse their hardworking siblings of bewitching them.
Do you live with them, what makes you think they’re idle, who told you they’re the same people that gather at the Dare everyday. Please be mindful that is their source of entertainment when they have free time.
😂😂😂😂😂😂 kumba hazviiti ka ndimi dzirikuda kutaura zvirikuda kududzirwa. Kkkkk apa ari kuda kukanganisa zviri kuitika. Awa waakumisa ndimi. Saka ndedzenhema here or ndedzechokwadi? Imbai nziyo yenyasha anamagirazi 😂😂😂😂😂😂😂
Munhu wendimi uyo aifanira kupihwa mukana wekutaura kuti ataure chaanga achitaura pandimi,tangonzwa kuti South Africa. Aifanira kutiudza kuti chii chakaitika ku south Africa