@@user-qb1pf6ym3t vanhu avazvizivi kuti vaMutasa na va Chigodora kana nyaya ikapinda kwa Chigodora kana yanetsa inonopedzwa kwa Mutasa saka vazhinji avapanzwisisi ipapo
45:57 Headman Chigodora ndinokumbirawo mave kumba mudzidzise murume uyu une hembe yecheck check unotaurisa. Haapi nemi nguwa yekuti mutaura kana kugura kwacho. Order mudare namagirazi very good and punctual ❤
Ka headman kenyu aka kanozvitutumadza zvakanyanya kurova rova chizenge icho che zanu pf hanzi handina kuchipiwa pa black market ndakachipiwa nehurumende chero mu office ma president ndinopinda nacho😂😂😂😂😂😂😂
Harisi rave drama here iri?, Ko kana mhepo yacho iri yemunhu wechirume, why iri kutaura neVoice rechidzimayi?. Ambotanga achiti "ndakayenda ndikanogara panaMbuya ", ndobva azochija hanzi "vakandigadzika panaMbuya".
Headman mazuva ano face yavo ndeye tsotsi vane kamwe kakurasika So hamuuye pamberi pevanhu mune hasha plus uyo muface uyo noise yake yakunyanyisa icho chirata tichachitora dzikamai padare apo