Тёмный
No video :(

HOPLEY : "Ndakaburitsa vana nekuti ndaifunga kuti vapenyu" muridzi wemota yakafira vana otaura 

Destiny TV
Подписаться 83 тыс.
Просмотров 68 тыс.
50% 1

Munyaya inosuwisa vana 4 vakapinda mumota yakafa vakatadza kubuda vachibva vafira imomo... Vabereki, nemuridzi wemota yakafira vana votaura.
HOPLEY : "Ndakaburitsa vana nekuti ndaifunga kuti vapenyu" muridzi wemota yakafira vana otaura

Опубликовано:

 

16 фев 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 686   
@maviskaseni
@maviskaseni 6 месяцев назад
Let's gather here muridzi wemota ahana mhosva.but mashoko ahashaikwe muvanhu .....rest in peace angels😢
@user-ee1in8gm7m
@user-ee1in8gm7m 6 месяцев назад
Muridzi wemota haana mvosva he is innocent kutoburitsa aitofunga vapenyu kungoti pakaitika nyaya hapashaikwe mashoko
@auxilliahmaramidzi9016
@auxilliahmaramidzi9016 6 месяцев назад
Sure vanhu vasade kupomera vanhu mhosva isiko
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 6 месяцев назад
So innocent that he didn't do it. He's so naive to keep this broken car not thinking it could be a trap hazard to chldren.
@ellenchams9085
@ellenchams9085 5 месяцев назад
Chokwadi
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад
​@@SheStoicForLife77zvagara MOTA dzingorimo muma yard umu zhinji wani dzakafa dzimwe dzatoone makore dziripo asi chiro changoda kuitika munozonge makungofunga kuti pane zviripo
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 5 месяцев назад
@@nyashabuwerimwe-sw6qu I hope vanhu vemota dzakafa vochengeta mucommunity like this vasina ku kukiya madoor kana kusunga newaya, wadzidza chidzidzo. Think of the risks your briken down car poses to your surroundings. It is time to think deep about what we choose to do. In some places you cannot keep such a vehicle in your backyard or in the neighbourhood unsecured. It should be locked up somewhere for safety reasons.
@davidnyamasvisva-8070
@davidnyamasvisva-8070 6 месяцев назад
Car owner is very innocent. Any reasonable man could not just turn his back without trying to help the children.
@winymaka
@winymaka 6 месяцев назад
Askana baba vemota ava vasangana nemiyedzo he is so innocent
@lillianassan1872
@lillianassan1872 5 месяцев назад
Taura hako anopagara sei
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 5 месяцев назад
mmm zvakaoma miyedzo yacho yasatani chaiye akafamba netsoka
@CeciliaMahembe
@CeciliaMahembe 5 месяцев назад
Mmmmm zvakaoma veduwee.
@NondoKadzi
@NondoKadzi 5 месяцев назад
Muyedzo wacho wakaoma shuwa unotyisa
@Lin-kp1sv
@Lin-kp1sv 6 месяцев назад
Parents are now trying to put a blame game sekuona kwangu, how can they leave vana ve 3/4 years panze for more than an hour vasina kumbovatarisa vari papi, uye kuzoda kuti havasati vamboenda ipapo, vanoziva sei ivo vachisiya vana kwenguva refu iri panze . Kuzim kurikupisa mazuva ano and temperature yemota is higher than yepanze.. Murume wemota haana mhosva yaanayo kana Its every parents duty of care to know kune mwana wake nguva yese Dai Mweya mutsvene vanyaradza vabeereki vevana ava
@lynnmanzwinyi5009
@lynnmanzwinyi5009 5 месяцев назад
Munhu ngaachengetedze mwana wake, i accident ... no blaming game apa
@apriljulyd9783
@apriljulyd9783 5 месяцев назад
I always say this exact thing why kusiya mwana kudiki muchiti aenda Kunotamba for hours no one checks on the kid. Mwana ozodzoka pamba na 5/6pm achinzi anga aenda kunotamba. The parents were very negligent.
@ttfam8742
@ttfam8742 5 месяцев назад
Vachiita havo makuhwa nxaaaa vanofanira kusungwa
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 6 месяцев назад
Aaah baba vemota munhu chaiye umm vanhu vasadaro😢
@DrKays
@DrKays 6 месяцев назад
I think vana havana kuziva pokuvhura napo from inside. Wangu mwana akambozvipfigirawo mumota yaheadmaster at the age of 3. Hakuna akaziva kuti mwana apinda mumota coz tose taive kubasa, musikana webasa also was thinking mwana arikutamba. Fortunately muridzi wemota passed by the car on his way from work ndiye akaona vana vaita kunyorova neziya uye twaneta muzuva rekwaRimbi mugowa umo😢. Saka umm baba ava handioni vane mhosva. Ndiriniwo kuona vana in that situation my first instinct Will be to pull them out kuti vawane mweya wekufema. May God comfort mhuri dzarasikirwa nevana.
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 6 месяцев назад
The same applied to my son taive parufu rwatezvara so were busy cooking. Mwana akada kurara so I just said enda mumota unorara. So I was satisfied kuti zvese bho, after about 3-4 hrs someone passed by the car akaona mwana aka sweater zvisingaite akavhura door the baby anga atofenda rushed him to the doctor and fortunately akararama. Madzimai ngatichengeteyi vana vedu checking kuti vari payi
@user-ij9zm4jm8b
@user-ij9zm4jm8b 6 месяцев назад
Muridzi wemota hazvisaiita kut avasiye mumota imomo shame sort 4 the loss and l feel for the car owner being accused
@user-fh5ed5gy1t
@user-fh5ed5gy1t 6 месяцев назад
Dai vana Mai taiita moyo wekubereka,kut ukanzwa pachema mwana wotarisawo zvisinei kuti vako vakura.Mwari waizoti komborera.zvinorwadza izvi uuuum
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 6 месяцев назад
And this heatwave vakomana ,kutikupisa you can't survive this weathrr
@ttfam8742
@ttfam8742 5 месяцев назад
Vana probably vakarova windows pakashaya anovanzwa anamai vari pamakuhwa.
@Shava120
@Shava120 6 месяцев назад
This guy is just innocent
@user-nk9gq9xg6f
@user-nk9gq9xg6f 6 месяцев назад
I feel for him
@Shava120
@Shava120 5 месяцев назад
Some want to blame the owner of the car why.?Mumwe akati padhuze nepano chererwa mvura.Surely haaimbo bata vese vana zuva raka cheka nyika achiva vharira mumota.
@princessmamthe
@princessmamthe 6 месяцев назад
I love how auntie Stella conducts her interviews 😍 ❤️
@tracymukombiwa3283
@tracymukombiwa3283 5 месяцев назад
She is excellent ❤❤
@lizzyfaya1132
@lizzyfaya1132 5 месяцев назад
Muzukuru wangu unogona basa rako .....may this Engels RIP
@GovathManuel
@GovathManuel 6 месяцев назад
Rest in peace vana ummm tarwadziwa mufunge, ngatiregei kupomera muridzi wemota hapana chaayiziva kuti vana vangawanikwa mumota ngatingozivai kuti mazera arikutaurwa haana mugoni vana vanokuyitira zvausingafungire
@joycehandreck8356
@joycehandreck8356 6 месяцев назад
Ndizvozvo chaizvo hapana kana chikonzero chakupa varidzi vemota mhosva ivo varikutonetsekawo nekufirwa nevana pamba pavo itori mhepo yakashata kwavari
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 6 месяцев назад
May they souls rest peacefully , Mwari nyaradzai mhuri idzi, so sorry to the owner of the car , vana vana musikanzwa inowanika, zuva rengozi harizikanwe vana vakangopinda imomo hapana akaona vachipinda imomo , even if it was me ndaivhura ndovabuditsa kuti vawane mhepo yekufema.
@user-qh8cn7op3r
@user-qh8cn7op3r 6 месяцев назад
Taura hako
@maviskaseni
@maviskaseni 6 месяцев назад
You can say it again
@user-lx4gz1cs8p
@user-lx4gz1cs8p 5 месяцев назад
Mutidzi wemota haana mhosva but vaberek vane mhosva vana vadiki avo havaregerwe vachitamba long tym usingazive kwavari vaberek chengetedzai vana pliz
@rascocky6366
@rascocky6366 6 месяцев назад
What's more tragic is people, not only people but women for that matter laying the blame on vehicles or vehicle owners. The blame lies squarely on the parents who didn't take care of their kids. These are 3 and 4 year old and the mothers didn't miss them for a minute! It's not one mother but several of them. What were they doing? Gossiping while the kids took care of themselves!! It becomes even more criminal because there have been a spate of kidnappings and murder of kids for ritual killings. Yet these so called mothers are/were oblivious of the fact. Nxa!!
@Shava120
@Shava120 6 месяцев назад
Just blaming game and others vakato ramba vachi tengesa
@virgymoyo6174
@virgymoyo6174 6 месяцев назад
True ini wangu ane3 handitopedzi 5minutes ndisingazivi kwaari ndinotopanicker.mothers lets do better please .may their beautiful souls rest in peace😢
@charityjambwa4076
@charityjambwa4076 6 месяцев назад
That’s very true
@Chinogiya
@Chinogiya 5 месяцев назад
​@@virgymoyo6174 good mothering ability,thank you.
@tatendachimwendo6442
@tatendachimwendo6442 6 месяцев назад
The mothers should not have left the kids alone outside to play unattended.. this man is very innocent and his reaction is understandable he thought the kids were still alive
@shellymazvitamaruta9466
@shellymazvitamaruta9466 6 месяцев назад
You can say that again
@larrywild
@larrywild 6 месяцев назад
taura hako
@Shava120
@Shava120 6 месяцев назад
This day and age kuri kubiwa vana like mad , then you relax to let a 2 year old play alone outside
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 6 месяцев назад
We all have been kids and when told to stay at home 🏡 or indoors ,we would 🤔 wait for elders to get busy or sleep and we would then sneak away and play as a bunch
@lilmap7286
@lilmap7286 5 месяцев назад
Kids will be kids. However zera racho you need to keep an eye on them age dzaco dzine too much mischief. I have same age 2 vese and ndinovafudza sembudzi. Pavanotamba I keep watch!
@nancyrimai1224
@nancyrimai1224 6 месяцев назад
A normal person would buditsa those kids mumota imomo chero ini ndirini would do the same
@nichole.s.ditima2978
@nichole.s.ditima2978 6 месяцев назад
it is well my brother hauna mhosva...may the angels rest in peace...
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 6 месяцев назад
Aifunga kuti vapenyu veduweee not knowing kuti achapihwa mhosva veduwe
@nyaraichisuko807
@nyaraichisuko807 6 месяцев назад
Ehe panoitika zvinhu zvakadaro pfungwa hadzitombozofunge kuti zvinozonzi imhosva vaitoda kusaver upenyu shame
@virgymoyo6174
@virgymoyo6174 6 месяцев назад
Dei asina kubvisa futi still ainzi you failed to save them maybe vavarivapenyu .munhu haungamugoni veduwe.
@sharainhundu6070
@sharainhundu6070 6 месяцев назад
Shuwa
@sharainhundu6070
@sharainhundu6070 6 месяцев назад
Shuwa
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 месяцев назад
Shuwa
@andrina84
@andrina84 6 месяцев назад
Shame mkoma hamuna mhosva very sorry vabereki varasikirwa asi nesuo vana mai ngatidzidzei kugara takachengetedza vana vedu
@chiundasamuel1
@chiundasamuel1 6 месяцев назад
Chokwadi chaicho ndechekuti mkoma wemota is very innocent. Mwari ngava nyaradze mhuri dzarasikirwa.
@FlorenceNhemachena-qc5fz
@FlorenceNhemachena-qc5fz 6 месяцев назад
Aaaa wangu mwana mu 4yrs anovhura mota wani tsaona kan yawira vana don't judge munhu baba avaa vari innocent
@audrychamangira9179
@audrychamangira9179 6 месяцев назад
Awww shame, ende zvinorwadza. Rufu ririko ende rwunouya nenzira yakasiyanasiyana. Baba vemota sounds very genuine. Kubuditsa vana mumota vaiedza kubatsira. Baba ava mhosva yavo chete ndeye kuchengeta mota pamba isina kukiyiwa. Zvekuti zvaigona kuitika kune vana vavowo zvekare. Ivo vabereki vevana vane duty of care, they are also responsible kuziva kuti mwana wako aripi uye ari kutambira kupi..... Vana vane misikanzwa uye vanogona kutryer zvinhu zvinyowani. How can you say 3 to 4 year old ari kutamba panze apo ari unattendant. Pane nyaya ye safe guiding.
@rascocky6366
@rascocky6366 6 месяцев назад
Like you say it's the parents' responsibility. How can the car owner be blamed for not locking a car door which doesn't lock? So if I don't have the money to fix my car and I park it in my yard it's an offence? I don't want to throw it away because I will fix it when I have saved enough!!
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 6 месяцев назад
Chokwadi ichocho
@dailyshowtelevisiondstv5585
@dailyshowtelevisiondstv5585 6 месяцев назад
This is a very common accident in United states of America, kids die in cars due to heat.😢
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 6 месяцев назад
Mapostori here ayo mamai ayo
@rascocky6366
@rascocky6366 6 месяцев назад
@@dailyshowtelevisiondstv5585 True! In fact it happens every year all over the world.
@natasha87ful
@natasha87ful 6 месяцев назад
"Ndini munhu one akachema pavanhu vese vanga vakaungana" hmmm imi mai imi mukwane murimunhu mukuru. Saka murikureva kuti makarwadziwa chaizvo kudarika vabereki vevana.
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 5 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂
@ethelnhika7397
@ethelnhika7397 5 месяцев назад
Nhai kutaura kwavasina kuswera Kuda vote to Mp
@missmadas203
@missmadas203 6 месяцев назад
It's just an unfortunate incident. Vana vaingofunga kuti varikutamba and this guy is HONEST AND INNOCENT. Chete pachivanhu munhu haangofi. Pachabuda nyaya dzehuroyi and a hell lot of other things. It's a traumatic event that is life changing and this guy will never see PEACE in his life. I just pray the parents forgive him. Not that he is guilty but that fugidziro yekuti angangove ariiye avuraya. Crying is not the only indication or sign yekuti munhu arwanziwa counselor. Uye kusabudisa musodzi doesn't mean kuti munhu haasikurwadziwa. Ini semubereki I blame the parents. They shouldn't leave the children unattended for that long. Given kushata kwaita Zimbabwe you can't leave vana vasina munhu. Vabereki have been very NEGLIGENT. Very true counselor Vabereki vakaita kushaya hanya nevana. It's very common in Zimbabwe. Vanhu vanozotanga kutsvagira Vanhu mhosva varivo vaita vukeresiya. May the NEGLECTED KIDS REST IN PEACE 🙏. Kuvabereki nematambudziko. Hope it's LESSONS LEARNT.
@tendaithomasmadiro3894
@tendaithomasmadiro3894 6 месяцев назад
the problem is when we say handidi mwana wemunhu pamba pangu munoti ndinodada, hee enda unogara kuborrowdale asi ikozvino mai councilor now talks vachitopa mhosva muridzi wemota. mota is my property and as long as iri muyard mangu hainei nemi. vana ngavatamire kudzimba kwavo or rather create ma playing areas inyika yakadii isina kids play centres muma communities.
@mo2873
@mo2873 6 месяцев назад
Apa mataura chokwadi. As a parent you should know kuti mwana wako aripi. Children are very inquisitive and will explore places we as adults never think of especially at that age.
@PK-qw4hl
@PK-qw4hl 5 месяцев назад
True
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 6 месяцев назад
Baba ava havana chavakakanganusa kuburitsa vana musavapa mhosva koimi maidiikuchengetedza vana venyu
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 6 месяцев назад
Mutemo hautenderi kubatsa munhu anenge afa zvisina tsarukano
@SandratatendaSandratatenda
@SandratatendaSandratatenda 6 месяцев назад
Nekusauya kweambulance u endup trying anything kubata bata kudhira mvura......it's not south africa yekuti 2minutes maparamedics anenge azara
@adelinendawana7748
@adelinendawana7748 6 месяцев назад
@@Michaelmushamba274 unenge waziva sei kuti munhu afa?
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 6 месяцев назад
@@adelinendawana7748 munhu afa anongooneka aifanira vamwe vanhu vouya voita muonera pamwe kna vakachizovaburitsa zvinenge zvava nehumbowo weruzhinji
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 6 месяцев назад
@@adelinendawana7748 ko kuzokuvara kuvara mumaoko it seems there's secret behind mapurisa rovai vanhu vanotaura chokwadi
@medusahtaruvinga5971
@medusahtaruvinga5971 6 месяцев назад
Musape muridzi wemota mhosva ..kunyange pamba apa paive nevanhu saka maida kuti vachengete vana venyu imi muchiitei.. imagine kuzotsvaga vana kuma 2... Vamwe vakatoudzwa kuti mwana haasi kuonekwa vakatoramba vachitengesa
@tendaithomasmadiro3894
@tendaithomasmadiro3894 6 месяцев назад
zvemota yakafa ndeyangu inogara pamba pangu why blame the guy vana ava vakauya pamba pake mai vedoek re white matama nema girazi chete hapana chozivikanwa
@PK-qw4hl
@PK-qw4hl 5 месяцев назад
I was looking for this comment. Most ladies have a problem yekut they want someone else to look after their kids while they sleep, do chores, or gossip and enjoy some free time.
@zvikomasunda4244
@zvikomasunda4244 6 месяцев назад
My question is chero dai vari vabereki vakawona vama mumota umu vaivasiya here vachiti mirirai mapurisa ....zvimwe zvinhu lets not just try kutsvaga wekupa mhosva nezvinhu zviri pachena
@maviskaseni
@maviskaseni 6 месяцев назад
Mashoko makukutu
@user-bj3nb3ll9z
@user-bj3nb3ll9z 6 месяцев назад
Chokwadi nhaim chero dai anga ari umweo munhu asiri muridzi wemota ndaidai ndakangovabuditsa
@amandamuparutsa9253
@amandamuparutsa9253 6 месяцев назад
chokwadi ,aitoti arikuto batsira kuponesa vana
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 6 месяцев назад
Exactly chishona chinoti chakawana hama hachisekwi .kuda kungopomera munhu mhosva
@zvikomasunda4244
@zvikomasunda4244 6 месяцев назад
@@joicegaredondo9385 apa fungai kuti mukadzi wake aifamba nehusiku ihwohwo achibatsira kutsvaga vana asi havachazviwone izvozvo
@sensiatshabangu9065
@sensiatshabangu9065 6 месяцев назад
Mhepo kana dzasikumuka apana anofunga zvekut timbovhura chero mota iyo ,mwari akusimbiseyi family dzose dzarasikirwa nevana sevabeki ngatibataneyi
@tapiwamarongwe3857
@tapiwamarongwe3857 6 месяцев назад
chokwadi kana mhepo dzasimuka hapana anozvifunga
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 6 месяцев назад
Muridzi wemota haana chaanoziva itsaona veduwe yakaitika
@nancysimango5328
@nancysimango5328 5 месяцев назад
This man is innocent. In future chengetedzai vana.may their souls rest in peace. Fly high angels
@ephraitmwitha9999
@ephraitmwitha9999 6 месяцев назад
Baba avo havana mhosva,vana vaka suffocater ,mumota hamusi safe kuvana vadiki tisanyanyopomera vanhu zvisipo,
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 6 месяцев назад
Ini ndaboekana na gogo vemwana wavasina kuratidzwa muzukuru for 4 yrs vakutanga kuda kuzviita mupurisa nhasi shuwa gogo batai hana yenyu muzvibvunze sei varora vaisakuratidzai vana,
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 6 месяцев назад
Nhai zvenyu 4yrs woratidzwa chavachitunha nyatsozvivhunzai gogo
@charitychoda3755
@charitychoda3755 6 месяцев назад
Vanoroya ndovane mhepo yauraya vana
@charitychoda3755
@charitychoda3755 6 месяцев назад
Munogovaona sei imi murikumabasa vana amai chengetai vana kukoshesa musika musinga tarise vana
@user-ib6uu8hb2s
@user-ib6uu8hb2s 6 месяцев назад
Imika chero munhu akanzi anoroya anoona vazukuru vake varoora vemazuvaano vagara vanekahunhu kekungoti amwene muroi nemiwo muchakurawo musadaro veduwe varoora vakatadza zvavo nhasi zvaipa vakuvadeedza kurufu vadii kungonyarara Vaviga vega
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 6 месяцев назад
Chero gogo vake vakave muroyi but ngavamuratidzwe muzukuru wavo nekuti ndewavo... even the Bible rinoti kudza baba namai vako hazvina kumbonzi Kana vachiroya usavakudze... Gogo mazokanganisawo Kudurura shungu dzenyu pakadai
@MaryKhumalo-gk5ou
@MaryKhumalo-gk5ou 6 месяцев назад
Havana chavakanganisa baba ava vanhu vagara vanotaura zvavanoda but mwari ndiye anoziva hake
@user-yb8zs9px4i
@user-yb8zs9px4i 5 месяцев назад
May the kids rest in peace. As for the car owner you did your best may god protect you against peoples mind and their thoughts yu did what a normal person would do
@Fortune997
@Fortune997 6 месяцев назад
Baba havana mhosva ndisatan akangodarikawo nepamba pavo
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 6 месяцев назад
Aaa shamee zvinowanikwa mufunge hama dzangu muridzi wemota matauriro ake chokwadi hapana. Chanoziva kubudisa vana aiedza kubatsira and hana kuzvifungira kuti vafa akatovhundukao uyu 😭😭😭
@dzidzaidzinotyiweyi7703
@dzidzaidzinotyiweyi7703 6 месяцев назад
Chokwadi this is a genuine accident 😢
@LonnahKasuro-uy2gg
@LonnahKasuro-uy2gg 6 месяцев назад
Yaaa ichokwadi akapanika
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 6 месяцев назад
Muridzi wemota was thinking that vakarohwa nemhepo vaigona kufema sekuona kwangu muridzi wemota tried his level best to help vana but it was too late only that hama nevabereki neruzhinji tese tirikurwadziwa but zvekuita hapachisina hama dzangu
@neverkabuku3015
@neverkabuku3015 6 месяцев назад
I feel for this guy and the beareved families but i blame some of the questions being asked by reporters from various media platforms, they are fueling hatred between the owner of the car and the affected families
@annamabheura7030
@annamabheura7030 6 месяцев назад
Chokwadi ichocho, kuda nyaya maEffects acho havana basa nawo
@SarudzaiZishiri
@SarudzaiZishiri 6 месяцев назад
Vana mai chengetai vana pliz
@couragewadzingenyama8302
@couragewadzingenyama8302 6 месяцев назад
Muridzi wemota haana mhosva,itsaona yakangoitika iyi.Kutosiya vana mumota taingotaura futi kuti dai avaburitsa pamwe vanga vasati vafa.
@MaryMucheka
@MaryMucheka 6 месяцев назад
Mbuya kanzura makakwana here? Hamufanirwi kumiririra vanhu munonyonganisa vanhu
@user-ex8bt5yg2e
@user-ex8bt5yg2e 6 месяцев назад
Chokwadii ndazvionawo
@NomatterMakoni-wo2vp
@NomatterMakoni-wo2vp 6 месяцев назад
Havagone kutaura mai ava mxii vanoda kunyonganisa vanhu unobva watoshaya hutungamiriri hwavo kuti huripapi havana mashoko anovaka
@hildasengweni4003
@hildasengweni4003 6 месяцев назад
Baba ava mhepo dzavasumukira vachagona kuitwa revenge ne type dzana baba vandaona ava vanenge vanofungira Kure nekuti now vari kumirira kuti police ivasunge zvino akasazosungwa pachaita hondo
@mandlovie
@mandlovie 6 месяцев назад
I stand with the owner of the car.vanababa zvekuti since hamusati maona vana vachitambirapo ini handizvikoshese nekuti already madzimai enyu akaratidza kuti aisatarisawo vana ava saka mungagozivasei pavapinda nepavasina .and i believe ana bamnini murivanhu vanoswera kumabasa musarambira vana.mumarokeshen atogara vana ava unosangana nemwana asati akutaura achitamba 3 streets away frm home.Saka chero zvekuti vaburitsirei anyone could have done that out of panic.kuti pamba paive nevanhu ndopavangamonitor zvirikuitika panze here.zvemadoor emota izvo kupinda is very easy kubuda ndokungatonetsa chero mota dzinofamba chaidzo unonzwa zvichinzi vhurai nepanze meaning mukati its easy kuti risavhurike.
@mkachingamire
@mkachingamire 6 месяцев назад
I second you mwana haarambirwe vanenge vachitamba havo vozonzwa mweya wekufema wakupera then heat vopinda mupanic mode and confusion pakuda kubuda.shuwa mwana anoenda kunotamba vabereki vazvhinji hatitarise worse off ana baba vanoswera vasipo vototi havatambire ikoko it was an incident kuonawo kwangu
@beenashe2164
@beenashe2164 6 месяцев назад
May these little Angels Rest In Perfect Peace the way the car owner is narrating this story with the heat wave i believe they passed away because of too much heat its sad 😥
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 6 месяцев назад
Asi vanhu vaitsvaka vana ava sei vasina kungodongorera mumota iyi? When you’re looking for a missing child you look everywhere even in ridiculous places cos you’re desperately searching for a person. This car shouldn’t have been omitted especially knowing the door is always unlocked. Kids are gonna be kids and they do strange things that you may not believe they can do. For this car owner, it is reckless to leave a car with door(s) unlocked like that. That’s a trap hazard around young children, especially knowing the other doors are jammed in. Let’s think of risks that abandoned cars can pose in our communities. It is true also that young children can die inside a vehicle where there’s no ventilation. When the weather is hot, it doesn’t take long for kids to be suffocated. Car owner should’ve left them in the car and wait for the police.
@edissonzibwowa9334
@edissonzibwowa9334 6 месяцев назад
Itsaona iyi ,kana museve woda nyama zvinongoitika ,muridza wemota akutsanangura wani kuti akangofunga kuti vachiri vapenyu ,chero murimi maigona ku actor sezvaakaita
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 6 месяцев назад
@@edissonzibwowa9334 I think people think and process situations differently. If I were the car owner my car wouldn't be where it is to begin with. Nobody is saying it wasnt an accident, but removing these kids is tempering with a crime scene. Besides it creates a distressful scene to expose the bodies of lifeless kids for public view. I don't think it is good at all. There is no way these small kids would have survived the heat inside the car. So the bottom line is, we cannot assume everybody acts the same given a situation, please. There are so many factors that affect decision makng by individuals. That's why those community leaders wondered why this battered down car is kept there.
@mazengulamarcia8679
@mazengulamarcia8679 5 месяцев назад
True
@memorymutasa433
@memorymutasa433 6 месяцев назад
Musa blamer owner vemota imi vana mai ve vana 4 maiva kupi kusvikira vana vachifa makashaya care nevana dai maivatariasa makakurumidza kuona vana kuti vari mumota i accident yatoitika iyi
@RangaChapi
@RangaChapi 6 месяцев назад
FIRST of ALL very sad to hear of this sad TSAONA. Rest in Peace Vana. Now, on reflection: The owner of the car is NOT to BLAME, even on the immediate steps he took of pulling the kids out immediately upon seeing them inside. That is the first instinct that comes to a person who knows that people can suffocate and die from the heat in a Car with closed doors. His corroboration and explanation is very sound. Kwahi nababa ve one of the kids dai akavasiya mumota. Come on, seriously????, let's not be stupid. Sorry, this makes me conclude that with a father who does not reason well like him, no wonder why vana ava vakaita musikanzwa like happened. He works kuma Combi as he says, otadza kuziva kuti priority munhu ukawona vana mumota vari unconscious is to PULL them OUT in the hope vakarohwa nemhepo pamwe some may be resuscitated. Again vana "VANA", vanoita misikanzwa. It is unfortunately nonsensical for these parents to put the blame on muridzi vemota and to say vana havasati vamboenda kunotambirako. Vana vakagara vachiona mota iyo and this day they actually found kuti "hapana vanhu" ndokuti "ngatipindei titambe". Rest is the sad story. You could say it would have been good to pull the kids out while at the same time screaming for someone to witness, but still you cant blame him for his correct reaction by instinct!
@gee4690
@gee4690 6 месяцев назад
True hey andione paakakanganisa ini aitofungao kuti arikusaver life yevana not knowing kuti vavafa kare
@user-ql7ju3xf5f
@user-ql7ju3xf5f 5 месяцев назад
Very true, the kids suffocated because of the heat
@gmahands2745
@gmahands2745 6 месяцев назад
This was serious accident .May their Souls Rest In Everliving Peace .Even madoor edu emumba chaiwo anengozi especially Bathroom doors atinousa chachikorekedzo (Barrel Bolt Door lock lock) My deepest Symptathy to the Families n May God give you Strength to forgive .
@4Tees-p1n
@4Tees-p1n 6 месяцев назад
May their beautiful souls find peace💔💔 zvinhu zvinorwadza asi kuti tingati Bhudhi ava vakaresva here kubuditsa vana mumota. Vakazviita vachifunga kuti pamwe vana vachiripenyu.😢
@Loraine887
@Loraine887 6 месяцев назад
Zvorwadza hazvo ,asi mota madii maibvisa kana kuitengesa
@user-zz2zj3mh9g
@user-zz2zj3mh9g 6 месяцев назад
Iresponsibility yevabereki kutarisa kunotambira vana saka munhu orasa mota yake here ko kana asina mari yekugadzirisa mubereki rudzii anobvisawo ziso pavana vane 4years dai isiri mota iyoyo still vana ivavo vanga varipa risk yekungobiwa nekuti panga pasina supervision
@synodianyakudya3510
@synodianyakudya3510 6 месяцев назад
Muridzi wemota haana mhosva.Zvaakaita zvekuburitsa vana ndizvo zvinoitwa nemunhu/baba chaivo vakakwana. Dai akatanga kutsvaga vanhu maiti vana vakaregererwa,munhu akumbotsvaga vanhu vekuudza.Nekushaikwa kuri kuitwa vana,iye mubereki angazotanga kutsvaga mwana akuda kumupa chikafu chemaskati.Nguva yese urikuti aripi. Kusaona kana kusanzwa noise tevana vari mumota haisi mhosva,nokuti havaifungira kuti vana vangapinde mumota. Vanhu makatenderera wani kutsvaga somewhere else,makadii kufunga kuti pamwe vari mumota.Munodirei kuti vamwe vanhu vafunge zvamusiri kufunga. Musati havaimbotambira ikoko, kuzovatsvagira chikafu it means hamaiziva kwavaitambira. Its painful vana vafa zvinorwadza.MTS😅RIP
@user-ib5rx4gq6u
@user-ib5rx4gq6u 6 месяцев назад
Muridzi we mota haana mhosva vabereki ngavachengete vana plz vana vari less than 4yrs vanotsvakeyi ku road besides case kumumota vana vanotsikwa vana vanobiwa huye ma cases ekubiwa kwevana ari kutowandisa nenyaya yekusiya vana pese pese
@user-gx4jy1pc6p
@user-gx4jy1pc6p 6 месяцев назад
Baba avo Havana kana mhosva ende kana zvichida kuitika zvinongoitika neimwe nzira
@dhobhagondo1776
@dhobhagondo1776 6 месяцев назад
Very sorry to what happened but seriously the owner of the car is honest let's unit and help each other
@emazhetese9624
@emazhetese9624 6 месяцев назад
These kids were just naughty to open car door & get into car. Heat is very dangerous, even in developed places many kids left in cars have died from heat. This happens at many shopping centres after kids left in cars from heat.
@mispermatendawafa4320
@mispermatendawafa4320 5 месяцев назад
Yaaah muridzi wemota haana mhosva ,ini ndakaona wangu akapinda mumota iri pamba akabuda akatota zvese nehembe like ndaivepo pamba
@shellymazvitamaruta9466
@shellymazvitamaruta9466 6 месяцев назад
Murume uyu ndoona seari innocent havairega kubuditsa vana coz he thought they were still breathing. Councillor musatora side let the postmortem take place first
@user-qh8cn7op3r
@user-qh8cn7op3r 6 месяцев назад
Sure councillor ngavamirire postmortem vakutora side n ivo ana mai vakuti vana havasvike vakaziva sei cz dai vaigara ziso riri pavana vasina kufa zvee mwana haarambirwe
@emmanuelbarnabaszarurayi3806
@emmanuelbarnabaszarurayi3806 6 месяцев назад
Hativavhoteri futi. Kanzera mira nevanhu vese
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 6 месяцев назад
Toda kuzonzwa part 2 after postmortem
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 5 месяцев назад
First problem ndivo vabereki vevana vanongosiya vachienda vorega kutarisa kuti varikupi. Dzimwe mota dzine child lock so haivhurike nemukati. Kunze kurikupisa temp is high Pese panoitika chinhu hatitadze kutaura chifambayi mumhuri dzenyu moudzwa panemudzi wenyaya. Zvichida mumisha munobva vabereki vavo munenyaya dzirimo vigadzirisa
@rembrandtchenayi5498
@rembrandtchenayi5498 6 месяцев назад
The owner of the car is just innocent. Zvinoitika izvi. Vabereki its our responsibility to be always checking kuti vana varipi.
@nnyarry
@nnyarry 6 месяцев назад
The reason why akaburitsa vana mumota ayifunga kuti vapenyu kuti varohwe nemhepo
@patiencekuchocha3961
@patiencekuchocha3961 5 месяцев назад
This is the reason why my former landlord airova vana vakatambira mumota isu taitotsamwa kuti anehutsinye anovhaira nechimota chakafa bt aiziva zvaaiita
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 6 месяцев назад
Pana mai vaichema vachiti Kudzi, nevaiti Ash 😭😭😭😭 ndakanzwa kumerera May thier souls rest in peace both of them
@user-rk3qv9yp7e
@user-rk3qv9yp7e 5 месяцев назад
Muridzi we moter Haana mosva chingango musunga ndechekuti ayifanira kusunga ma door emoter yaye, sezvo yakambo vharira vamwe Vana vakafenda, ipapo ndopaayi fanirwa kusunga moter yake Vana vasakwanisa kupindwmo
@TendaiBangamuseve
@TendaiBangamuseve 5 месяцев назад
But seriously speaking pakaitika any incident kungave kunyura or any other accident including this one the first thing to do is to check if they are still breathing zvimwe zvese zvozotevera vakatogona kuvaburitsa kungoti vanga vave netym vari mumota pamwe pangadai pakatowana akararama nekubuditswa mumota ikoko.vabereki they should stop blaming muridzi wemota cz sevabereki hauiite 30 minutes usingazive kuti mwana aripi 3/4 years silence yemwana ngaikuvhundutse semubereki.monitor kuti vana pari kutambira pari safe here or vari kuita nezvei
@MamaSuzianah
@MamaSuzianah 6 месяцев назад
Ndarwadziwa hangu muridzi we mota ,he is innocent , kungo batsira kwaakaita ,dai akasiya vai mu blamer zvekare , kuti maka siyirei vana vachifa
@PurityMahosoMusa
@PurityMahosoMusa 6 месяцев назад
This is sad, most parents in Zim their risk perception is poor, they don’t supervise vana vangosiyiwa vachifamba nemaline. Then kumuridzi vemota he should have locked his car because this could have also happened kumwana vake.
@tmatz6467
@tmatz6467 6 месяцев назад
Pese pafa munhu hapashaikwe muroyi, I grew up in a same area. It’s difficult to monitor kids of that age all the time, these are not gated communities kurokesheni uko. Vana vanodeedzwa kana food yave ready vodzokera kunotamba soon after eating ndookunge food yacho iripo.
@user-mc4fx3cl1w
@user-mc4fx3cl1w 6 месяцев назад
Muridzi wemota haana mhosva, vabereki ngationei kuti vana vedu vari kutambira kupi. Mashoko ngaarege kuwanda itsaona yaitika hapana anenge akatarisira izvozvo.
@user-ci8un2tj4h
@user-ci8un2tj4h 6 месяцев назад
Vabereki munoziva mhepo kana yauya munoshaya kt zvafamba sey
@claramanyeruke6662
@claramanyeruke6662 6 месяцев назад
Muridzi wemota haana kukanganisa pakubuditsa vana bekuti ayitofungawo kuti vana ava vachirivapenyu ummm zvorwadza nematambudziko vadikani.
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 6 месяцев назад
Ko aigoita zvekufungidzira aisazviona hr nemaziso ake kt vana vaiva vakanganisika
@LonnahKasuro-uy2gg
@LonnahKasuro-uy2gg 6 месяцев назад
​@@GraceMapfumo-ep9txAsikana musatamba nekuvhunduka aitoti agona kubudisa kwacho
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 6 месяцев назад
3yrs sure mungakanganwe vana nenazuwano akubiwa vana anemhosva ndiwanamai awo careless chaiyo
@LonnahKasuro-uy2gg
@LonnahKasuro-uy2gg 6 месяцев назад
Excley vamwe mai wacho kutoti rega ndimbotengesa
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 6 месяцев назад
Imwe nyaya ndeye Zee World nema African Movie
@esthersansirayi5257
@esthersansirayi5257 6 месяцев назад
Murume uyu ahana mhosva akaburitsa vana achifungawo kuti vapenyu
@GodknowsMangwende
@GodknowsMangwende 5 месяцев назад
May e innocent souls RIP , but vana Mai vevana Ava vaiiteyi kusiya a 3 yr n 4yr not knowing where they are they seem careless ,haisi mhosva kuisa mota pamba pako
@ttfam8742
@ttfam8742 6 месяцев назад
Zvinoitika izvi, windows were closed vana varimo for hours. KuZim hatizvizive hedu kuti vana havasiiwe mumota yakavharwa windows Plus pane kakujairira katiinako maZimbha mota yemunhu kungomira or yakapakwa whether inofamba kana kusafamba toregedza vana vedu vachinotambiramo apa hauzive kuti munei maybe something poisonous In this case ana mai ava vana vakaenda for hours pasina following up, kuri kupisa ndiani anopa mwana wako mafluids 3-5 yr olds shuwa kutogara hours mumba musingazive kuti vana varipi aiwa zvimwe zvinhu ngatichinjei
@beatricenesu2228
@beatricenesu2228 6 месяцев назад
😢 since muridzi wemota aine chibhawa nyaya iyi yakutoda godobori awongorore kuti vana havana kuchekereswa here. Uyezve aifanirwa kuvhunduka nemarariro evana akasiya vakadaro osheedza vanhu voonawo. Ende akanga anzwa kuti kune vana vashaikwa vari kutsvagwa. Chi mugweje chake icho ngaachirase kure honai chakonzera njodzi inotyisa
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 6 месяцев назад
He already tempered with the crime scene so he should be the first suspect
@user-ql7ju3xf5f
@user-ql7ju3xf5f 5 месяцев назад
This guy is so innocent, these kids suffocated because of the heat
@ethelguzha2364
@ethelguzha2364 5 месяцев назад
This man is Innocent ana Amai ngatidzidzeyi kuchengetedza Vana,plus vabereki ana Amai vevana Ava vanga varipi seriously negligence,Ana Amai ngavasungwe for negligence of Parents,Baba Ava is Innocent
@mellisamunyaradzi5217
@mellisamunyaradzi5217 5 месяцев назад
Mwana ane 3 years shuwa mai moenda kunohodha modzoka monotengesa musina kuona kuti mwana aripi yah mune hushingi moda kupa mkoma avo mhosva yavasina
@takuravibes
@takuravibes 6 месяцев назад
Councilor has something to answer…
@mandlovie
@mandlovie 6 месяцев назад
matauriro avo mmm
@consymuri479
@consymuri479 6 месяцев назад
Havagone kutaura nemedia, she's causing division in the community
@cnmanyeza
@cnmanyeza 6 месяцев назад
Inquisitive children can try opening doors. It’s possible they ventured to the car for the first time. It’s easy to blame the car owner but zvakangoitika semaonero angu use he is cooperating. Kuburitsa vana may not have been the best thing to do but that is on hind sight. Panic reaction can be anything and anyhow. Nematambudziko to the bereaved families. It’s devastating
@user-vu1dk7ey9x
@user-vu1dk7ey9x 5 месяцев назад
shame mhepo dzinenge dzangosimukawo veduweee ende kana rufu ,runoita kukudeedza kana kukutevera ,coz shuwa kana vaisatambira mumota imomo asi musi wacho wavakapinda zvinoitika ,worse nezuva ririkupisa iri apo mawindow ayo akavharwa ende vele ma age avana ava ha akwanise kuvhura door remota ....muridzi wemota mhosva haana shuwa ....the devil is at work ......Rest in peace little Angels
@norestmuganhu6354
@norestmuganhu6354 5 месяцев назад
Vana vanozviita ini mwana we hanzvadzi yangu akapinda mumota ndobva door ravhara mwana akaita like 10 minutes takutotsvaga kuti aripi kwakuti tarisai mumota mwana akanga adikitira achichema zvisingaite adikitira zvekuti saka zvekufira mumota zvinotowanikwa bcz of heat
@jackiendoro8196
@jackiendoro8196 5 месяцев назад
Vana vanoita . As a child panhamo takapinda mumota as l got in, and my fingers got trapped as one child shut the door. Nobody could open the door. I nearly lost my thump. Vana havana mugoni. Kutamba is always the drive behind what they do
@getrudemuzara9414
@getrudemuzara9414 5 месяцев назад
These tragic accidents happen more often because of the carelessness of the mothers, young children should be constantly checked on to know their where abouts, the car owner is very innocent and reacted in a normal way, lets not try to out the blame on him, his is just a tragedy and an accident, no one should be blamed about it.May God heal the families for the loss.
@MascilineKatayi-de3ou
@MascilineKatayi-de3ou 6 месяцев назад
Vanhu chengetayi vana venyu..ungati mwana ane 3years ari kutamba kupi kwausingazivi..
@user-ol4ds3lm7s
@user-ol4ds3lm7s 6 месяцев назад
This Guy is innocent but why abantu besenza so ukugcona umuntu abantwana can do anything mabedlala just be strong wenze umsebenzi omkhulu bhudi batholakala abantwana
@girlyygaming_
@girlyygaming_ 6 месяцев назад
Vana vane 3years vanoda guidance wy vamamai muri careless😢
@shoraichigutaa4150
@shoraichigutaa4150 6 месяцев назад
Yes my dear .pane hunegligence hwakaitwa namadzimai evana sure .and nezuro zvainzi vanogara vachitambira pamota ipapo .now vakuchinja voti havanakumbotambirapo ever since ... rufu ruriko hama ngatisanyanyoshora muridzi wemota .mhepo yakangouyawo neipapo sure
@shoraichigutaa4150
@shoraichigutaa4150 6 месяцев назад
Yes my dear .pane hunegligence hwakaitwa namadzimai evana sure .and nezuro zvainzi vanogara vachitambira pamota ipapo .now vakuchinja voti havanakumbotambirapo ever since ... rufu ruriko hama ngatisanyanyoshora muridzi wemota .mhepo yakangouyawo neipapo sure
@MaryMucheka
@MaryMucheka 6 месяцев назад
4 mothers not even one could see kuti mwana wake aendepi haaaa vakadzi we can be careless.
@girlyygaming_
@girlyygaming_ 6 месяцев назад
Haa marwadzo chaiwo 😢😢😢😢
@user-bj3nb3ll9z
@user-bj3nb3ll9z 6 месяцев назад
Sure vana vadikisa ava mamai tichinyanyoitei mudzimba vana vadiki ava ngatizamei kutarisa vana veduwe veduwe zera racho kah unosiya mwana achibuda uchiti anoendepi nhaim haaa vana mai ngatikoshesei vana weee tirege kuda kuzopomera vanhu mhosva veduwe
@deliwendlovu6954
@deliwendlovu6954 6 месяцев назад
Nematambudziko Councellor dzidzai kutaura Muridzi wemota haana mhosva
@aaronnotdudu5979
@aaronnotdudu5979 5 месяцев назад
Hongu mota inoda kukiwa but anamai ngavachengetedze vana,vana ngavasiwe vaine munhu mukuru achavaona.kwete kungoti mota mota
@user-lr4it2hu5q
@user-lr4it2hu5q 6 месяцев назад
May the families be comforted during this difficult times
@eunicemajonga9296
@eunicemajonga9296 6 месяцев назад
Vanhu vakuda zvavo kupomera muridzi wemota haana mhosva ,ana amai tisatore nguva hombe 2 hours or 3 tisiri kuziva kti mwana ari kutambira papi nani uye sei , uye ngatizive kti rufu muenzi runouya anytime
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 6 месяцев назад
Kuma11 kusvika kuma8 usingaxive kuti mwana aripi vana mai sei muchidaro .vana havarambirwi councellor
@elphastshuma6913
@elphastshuma6913 5 месяцев назад
Vana vanonetsa kuda kutambira pamotikari dzevanhu uye ukamutsiura kuti rega kudaro unonzwa konzi kunetsera mwana wangu zvikorokoro
@user-zu1bg5hh8r
@user-zu1bg5hh8r 5 месяцев назад
Baba vemota is innocent shame,ndinoti kunemhuri dzashaikirwa nevana Mwari vakunyaradzei , councilor musapesanise vanhu please
@CiceliaMatore
@CiceliaMatore 6 месяцев назад
U are innocent my brother wakaburitsa vana uchiti vapenyu zvinorwadza hazvo
@bableenzhovha2832
@bableenzhovha2832 5 месяцев назад
Baba wemota hawana mhosva awa mwari nyaradzai wabereki wevana
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 5 месяцев назад
Anamai ngatichengetedzei vana vedu. 2 3 4yrs vadikisa vana ava vanoda kutotariswa evry second. Regai kublamer muridzi wemota
@user-ib6uu8hb2s
@user-ib6uu8hb2s 6 месяцев назад
Muridzi wemota haana mhosva
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 6 месяцев назад
It's so sad but most kids love to play around cars especially dzinenge dzisingafambe otherwise muridzi wemota is innocent. But why are the houses so close to each other kukaita outbreak yechirwere umm it will be a disaster. I think lets go back to the basics mwana ndave we community akatsuurwa nemunhu mukuru ndatizvitamhirei sezvaitwa kare.
@user-pb1yt1dh4l
@user-pb1yt1dh4l 5 месяцев назад
Baba ava Havana kudza vaifunga kuti vana vapenyu chero kudai ndiri inini ndaiva budisa nekuti mumota maipisa
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 6 месяцев назад
Pachokwadi muridzi wemotor haana mhosva shuwa aitofungawo kuti vana vapenyu shuwa. Zvakaoma so sad. Vanaa yes misikanzwa vanoita nematambudziko 😢
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 6 месяцев назад
Ehe the father of the kid might say vana vavo havatambire ikoko but you can never know where kids go sometimes. Parents need to keep their kids with them. These kids are so young to be left to play too far from their homes. This is so sad that honestly speaking, parents didn’t watch their kids. That was neglectful of the parents. They are too young to be faraway from adult parents.
@phillapohnkanali1279
@phillapohnkanali1279 6 месяцев назад
Panofa munhu hapashaike muroyi asi baba avo muridzi wemota ahana mhosva rest in peace little angels
@gamuchirainyabote2460
@gamuchirainyabote2460 5 месяцев назад
This man is innocent, ava vabereki nenyaya yekuti vashaikirwa that's why pave ne blame game ,yes zvinorwadza asi uyu murume haana mhosva
@michaelmotsi6660
@michaelmotsi6660 5 месяцев назад
Kansela varikutoda kuroverera muridzi wemota,imi ndimi munoziva zvirikuitika chirikunyanya muti mumhanyira kwafiwa munenyaya kansela,hamuna maasistend vanokumirirayi iniwo ndokubatayi nemhosva
Далее
Sekuru va Ruth Hwara uyo wekuita kidney failure votaura
10:48
Sevinch Ismoilova - Xayollarim 18-Avgust 19:00 Premera
00:19
Running With Bigger And Bigger Feastables
00:17
Просмотров 43 млн
17 AUGUST 2024 LPS CHIBAI MIZORAM
21:42
Просмотров 4,8 тыс.
@HeadmanChigodora Musikana webasa ngaabhandarwe
22:34
S06 PaGhetto Episode 15
27:44
Просмотров 397 тыс.
Sevinch Ismoilova - Xayollarim 18-Avgust 19:00 Premera
00:19