Vana Shumba vana baba wangu,pamusoroi vana Gwara,Binga Guru...sometimes vakadzi havasikunyatsopiwa mukana to explain.Ndokumbirawo muwape mukana to explain themselves.
Amai avo vataura mashoko anozadza matama (anoita kunge echokwadi zvawo; or else she is a very good liar); but mufana wavakamira naye ndobenzi - asi pamwe dzinenge dziri hashavo dzinoita munhu kana apambirwa zvinhu zvake. Aaaa ukada kubvuta tunhu twemunhu matemo anobudazvee
@20:50 Aikazve! Chavashaisha mai ava chii? She is simply trying to explain kuti sabhuku position muvillage mavo is not yet resolved. Saka making a statement means she’s committing an offence? Vadare imi musadaro. Ko wani ati kuna Mambo Mutasa handisi kuda kukuenderai mberi but kuda kuudzai maririro enhau yehusabhuku 😅