Тёмный

Huyai MunzweZvandinoitwa Ne NgoziYemurume Akatsikwa Ne MotaYa Brother Vangu Akabva Afa 

Zim Facebook Secrets And Confessions
Подписаться 34 тыс.
Просмотров 3 тыс.
50% 1

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Опубликовано:

 

8 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 19   
@benjaminchiremo
@benjaminchiremo Месяц назад
First one sister idyayi munhu mari yevhara muromo kwete kuda zvinhu
@tre642
@tre642 Месяц назад
1. Namata mushe iwe , mufundisi wako haana denga. Concentrate on your husband kwete ruchava
@JamiaSamu
@JamiaSamu Месяц назад
Sisi vekuripiswa ngozi, madii mataura namkoma venyu munoripa ngozi mhuri dzese dzichararama
@netsaigurure166
@netsaigurure166 Месяц назад
Avoid sin at all costs fear God confession #1 my sister run for your life
@Auntie134
@Auntie134 Месяц назад
Vekuitwa mukadzi wengozi nyaya yenyu yandirwadza. Shingai kunamata mukoma wangu. Tsanyai nekunyengetera zvakasimba weDenga anokunzwai mupinde mumereji.
@ShylineGwauya
@ShylineGwauya 24 дня назад
Haaa shuwa taurirai pasi mkoma Nashie zvimwe zvacho zvakangooma
@lizbertify
@lizbertify Месяц назад
Eish, you were sacrificed my sister. Vabereki vakakuitai sacrifice pachena. That's painful. Akomana dai vakagashira vanhu vamakatadzira zvingadai zvakabatsirika. This is painful and sounds all too familiar.
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 21 день назад
Unoroorwa ini I was married at 42 zvinoita namwari chete rambai muchinamata kudenga kuna mwari uku
@millicentnzanga3322
@millicentnzanga3322 Месяц назад
Mushonga we ngozi kuiripa vabereki ngatidzidzei kusajaidza vana manje mudzinza mave nengozi
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 Месяц назад
To last again ii Vabereki venyu Vakaoma zvavo kutadza ku understander chinonzi Ngozi nhaimi kuto rhafura Vakafirwa vachona,pedzezvo voenda kuN'anga futi kunokoromora zvimwe futi .kwakuturika kwamuri ii my Sister ihondo chaiyo .tenga Munyu vematombo yakanzi Thokoloshe salt unogeza navo after bathing with Soap .Munyu iwoyo unenge utori already soaked ita izvozvo everyday .nokuzogeza ne weti yako for 9 days .tiri kuda kuranga mapedzi rwedo rwuno tinoda kuti zvivapandukire ivo zvimweya izvozvo vagonoripa zvekare kune vaya vaya ndiko kuti iwe usunungurwe .ukasadaro mweya iwoyo ucharamba ungori pauri ngautame zvavo uende kune Vamwe a-aa at 40 yrs akomanaka iii No 😈
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 Месяц назад
Last Confession,A vanatsorondedzera zvose vena .e.g pavati My Has spoiled my Brother yaa -ichokwadi Vanhu ngavadzidze pane izvozvo .
@tichaonamombe4547
@tichaonamombe4547 Месяц назад
Makutosebenzeserwa midzi imi tizai pastor uyo musiyane nechurch iyo munoputsirwa musha wenyu Tsvagai imwe church kana kunamata kumba kwenyu mapastor amakunyanya kutarisa aya otyisa
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 Месяц назад
1# Vari kushungurudzwa ne Ngozi itai munamato unoda: *MADOTA ABVA PAHUNI DZATSVA.. 3 TABLESPOONS *SALT YE POWDER YEKUBIKISA.. 3 TABLESPOONS. -Mozvisanganisa zvose mu Glass Jar 🫙 or bowl.. -Moisa mvura mu Bucket.. Moisa 1& 1/2 Teaspoon yemadota n salt zvasangana.. Mozvisanganisa nechigunwe chepakati 🖕 Motora Bhaibheri renyu moverenga pana PSALMS/MAPISAREMA Chapter 7.. Mozoita munamato wekuti mweya wezvikwambo, zvidhoma, hurombwa, Ngozi nevakafa isiyane nemi zvachose zvigare varidzi vacho.. Munhu wese wepano panyika ane zita rino tanga A to Z uye mweya upi uri ku mhepo vanoita mabasa ehuipi vachiku shungurudza neku kanganisa zvinhu zvizoparadzwa neruoko rwa Mwari uye ne Ropa ra Mambo Jesu Kristo rakadeuka pa Muchinjikwa.. -Mapedza zvose mogeza muviri wose; musapukuta afterwards ngaiwome yega..Fan Heater inobatsira kuwoma Fast 7 DAYS KUITA IZVI ARI MANHERU MUSATI MAVA KURARA..
@Precious-q5s
@Precious-q5s Месяц назад
Namatai mainini endai zcc mbungo zvinopera
@esterdube8894
@esterdube8894 Месяц назад
The truth is lawyers/ liars or money can't help you pafa munhu. Your father handled this case the wrong way now waka roodzwa kuchipoko chacho. Yoo parents vabereki vakakuparira
@chenaikufakwedeke4027
@chenaikufakwedeke4027 Месяц назад
Good evening Mukoma Nash
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions Месяц назад
Mamuka sei
@alexnkosi2865
@alexnkosi2865 Месяц назад
You now the wife of the man, never thought of getting married. Vakatoripira ngozi
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 Месяц назад
Musataure muchidaro kanhi anhuvoye .mumwe Vedu anoda kudzikamirwa taurai naye zvakanaka hazvo , nokuti zvinomuremera .
Далее
Самый БОЛЬШОЙ iPhone в МИРЕ!
00:52
Просмотров 138 тыс.
The Most Elite Chefs Ever!
00:35
Просмотров 3,9 млн
Ndakaita Mwana Na Prophet Asi Vaida Kuuraya Mwana Uyu
18:09
Самый БОЛЬШОЙ iPhone в МИРЕ!
00:52
Просмотров 138 тыс.