Rudo rwavo rwandityisa vanhu ava,I know them since my childhood, they were un separable, mai vemukomana atanga kutaura uyo vakamborwara for months in hospital mbuya ava nemurume wavo were there for their daughter thick and thin.They were a respected couple during their prime time.May their memory be a blessing.
Chiitiko chandifungisa song ya John Chibadura. Ndakayenda kumusha kwaambuya vangu gore rakapera. Ndakatambirwa nevana vadiki pamusha apa. Vana ndakavabvunza. Ko vakuru venyu vakaenda kupi vana imi. Mukoma Sekuru vakafa ne tumbuyu. Mukoma Ambuya vafa netumbuyu. Ini zvakandinetsa😭😭😭😭😭.....zvinorwadza veduwee musha kusara rava dongo. Ngavazorore murugare mbuya na Sekuru🙏🙏🕊🕊
I think they were poisoned by agrochemicals used in gardens. Since the insects disappeared...it could be that,the insecticide was still active in the consumed insects.. my theory
I think vakadya anonzi maBashubashu, they are green, found usually nguva yekurima, especially in gardens, they move in grps and we grew up tichiudzwa kuti they are poisonous, they have kaSmell so, they are in a same family with locusts, infact unoti imhashu iwo asiri, some are black...
Twurhumha utwu ndotuzia .tune yellow n black bt hatuna makushe .twunofamba in groups twodya murio or muboora mumagarden or musango toonekwa .so sad hwedza musha kwank.
But matadzawp pekumira noise yemombe idzo ma1. Anyways so sad sekuru nambuya vafa havo vose vatadza kusiyanq shame may they rip and kune ndaramo kudzinza uku. Mwari vakunyaradzei
Mmmm what a sad story. May they rest in peace 😭 but the hospital failed these people how could they not put them on IV fluids Antibiotics bloods transfusions. What happened about giving antidotes to poisoned 🤮 patients?