aChamutsah pavaKarikoga vachikuridza ngoma here kkkk John jambaya pamhri paya apo ...ini ndanamatira paGunura that was 1997 to 2003 haaaaa jeke makeke ...church yakandiyarutsa murudo nekutya kutadza
No haisiyo original iyi ndeye vakuru vakabva varamba kufamba naPhillip vachiti hatitungamirirwi nemwana vakuri vechurch iyi madhara ndivo vakatanga naLuke asi vakazoda ukuru vakatanga yavo iyi