Тёмный

IZVO ZVIDHANGIRA ZVENYU :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 12  

The Closure DNA Show
Подписаться 291 тыс.
Просмотров 89 тыс.
50% 1

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 13 Episode 12 MHONDORO NGEZI
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RU-vid Channel: ru-vid.com/show-UCn2d-FKT...

Опубликовано:

 

5 июл 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 1,3 тыс.   
@ignatiusmachingura
@ignatiusmachingura 6 дней назад
Vamugabe makaita Basa ndasununguka tava kuziva kuti Eva3 mwana wedu Ndini babamunini vacho veku SA I'm so happy makabata Basa rakanaka
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 6 дней назад
Tinashe anogadzirisa
@armiedz2375
@armiedz2375 6 дней назад
Mhepo dzainge dzasimuka🙏
@kerrymusakwa4652
@kerrymusakwa4652 6 дней назад
Makorokoto bmdiki..next time zamaiwo kuteedza protocol yemhuri ,mufunge makakomborerwa kuva neBih brother yenyu ino zvininipisa uye kutaura zvinovaka .Mwari varambe vachirambe vachiropafadza mhuri yenyu....All the best to Bro Evans.
@ignatiusmachingura
@ignatiusmachingura 6 дней назад
Kuziva chokwadi kwakanaka kana pane zvsksitika Kuna mai
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 6 дней назад
Tafara tose asi zivai mukoma wenyu mohwirina mose kwete kutungamidza Mari kumberi mukoma wako anotaura zvinehunyoro Tsitsi chaidzo now iwe uri ikk sisi vako harare mukoma wako ndiye Ari kumusha ndiye Ari kuona zvose pakaita choitika kumusha motanga kubvunza mukoma wenyu patanai semhuri chaiyo
@armiedz2375
@armiedz2375 6 дней назад
Tinashe will always find his way in ...in a respectable manner❤...mhepo dzanga dzasimuka😂
@fredahama3957
@fredahama3957 5 дней назад
😂😂😂😂😂 Nhevha amira pamukaha
@mieshachirenda7667
@mieshachirenda7667 5 дней назад
Show yakatopotsa yapera😅
@briangarikai719
@briangarikai719 4 дня назад
Uuuuummmm mukaona mumhuri MAITA mwanasikana ane Mari munoona ndondo chaiyo coz hapana kana respect Zvose anenge arikungoti ndini Also ndazoona pavati mbare ndatoziva hangu kuti gindagoriya kkkkkkkkk
@chawapiwamakombe9132
@chawapiwamakombe9132 5 дней назад
I never thought that the show would continue with all the differences between tete and his brothers But eyi MUCH RESPECT TO MR MUGABE 👏👏👏👏🎉
@samanthamanhanga8574
@samanthamanhanga8574 5 дней назад
Mukoma munhu anozvidxora hava pavambotukwa vatukwazve
@user-bs8bd4um3t
@user-bs8bd4um3t 12 часов назад
❤❤❤
@user-ek6wh4dv5q
@user-ek6wh4dv5q 5 дней назад
There is something called protocol.. How can tete and the bmunini in SA no tell their brother that they are coming with the results? Simply because they paid for the test? Courtesy.. I am glad Never taught them and I am glad he was on Evans side. 99.9%
@mamoyopee8246
@mamoyopee8246 4 дня назад
Ane mari ndiye mukuru
@consymuri479
@consymuri479 2 дня назад
I think babamunini didn't want the tests done for fear of losing Evans.
@mbizi4573
@mbizi4573 2 дня назад
Haiwawo, saka paaitorwa ropa aisa ziva kuti kune ma results achazouya here? Chiruzezha ndochamupusisa kudaro. 1973 is a young adult, manje apa akutoita kunge kasekuru zvake
@sandwiches44567
@sandwiches44567 5 дней назад
Just because someone is older than you doesn’t mean they have the character of a leader nor the wisdom tete is mean but probably steps up because never doesn’t have backbone to get things done I have seen in some situations if the lady doesn’t step some men just fold their hands and watch
@SeedOfAbraham1709
@SeedOfAbraham1709 День назад
Word….. sometimes varume ava vanongoshandisa hurume but can’t get anything done..
@dollykamutando788
@dollykamutando788 5 дней назад
Handisati ndambofarira maresults sanhasi I was worried about evans kutoita stress mufunge ne maresults asiri angu😂😂😂😂😂
@mosesparadza765
@mosesparadza765 5 дней назад
🤣
@irenetawira4654
@irenetawira4654 5 дней назад
Kana neni nhai anga achitotya mukomana
@user-bw4nr7br4j
@user-bw4nr7br4j 5 дней назад
Shamwari kana neni ndanga ndichingominyira kuti aiite mwana wepo coz zitete rya raimudzinga same time
@Enietanyaz
@Enietanyaz 4 дня назад
Tete evans vaimuda vakatombomunonga kumbare but vaida peace of mind for the family big up tete
@tigermaps9909
@tigermaps9909 19 часов назад
I beg to differ. Tete Evans vange vasingamude. Of course vanogona vakamunhonga but zvamamanje vange vasingachade
@debralauseni787
@debralauseni787 6 дней назад
Haa sando to theDNA man you have way to calm down vanhu you are very humble fr sure
@MoreblessingDenhere-bi2ti
@MoreblessingDenhere-bi2ti 6 дней назад
Mukuru mukuru hanga haigare pfunde, murombo iyeye uchamuda nerimwe zuva
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
Apa zvaratidza kuti ane mari ndhiye mukuru.
@denischadenga5376
@denischadenga5376 2 дня назад
But haa sisi ava havana respect chavasingazivi ndechekuti mari inogona kufuma isisipo chakakosha ku respecta vanhu especially vakuru ini sis vakauya pamba vachidhidhiridza vanhu ndovakava unless ndatorespecta hangu mai but uuum zvikasvika kuma extremes
@SeedOfAbraham1709
@SeedOfAbraham1709 День назад
Imi kaaa
@user-ls7ec5xn3g
@user-ls7ec5xn3g 6 дней назад
Ndaandichiziva hangu Tinashe haafambire mahara akangwara 😂😂😂😂😂 akutoita basa 😂😂😂
@FunnyCoffeePot-tp6jp
@FunnyCoffeePot-tp6jp 6 дней назад
Yea true
@tendaisandechipenda8578
@tendaisandechipenda8578 5 дней назад
😂😂😂
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 5 дней назад
Ane wisdom chaiyo nemoyo murefu
@ignatiusmachingura
@ignatiusmachingura 4 дня назад
Zvakafamba
@OlindaMachiya
@OlindaMachiya 4 дня назад
Ave kutoita kuti mhuri uiudzane chokwadi
@OliverMunguri
@OliverMunguri 5 дней назад
Ukaona mumusha maitatete vakadai uuum muripama 1😢
@EunidadyManhanda
@EunidadyManhanda 5 дней назад
Type yakadai inenge ichitonga kwese nekwaakaroorwa
@mollynebebulo298
@mollynebebulo298 5 дней назад
True
@MisheckMaganura
@MisheckMaganura 5 дней назад
Chihera ndevebasa
@user-mc4fx3cl1w
@user-mc4fx3cl1w 6 дней назад
Totenda zvabuda mushe pama results apa. Bamnini na Tete isaiwo Never pachinzvimbo chake kunyange asina mari, mashoko ake iwayo akanaka.
@massiechinhamo
@massiechinhamo 5 дней назад
i love this comment Never akubatwa junk nekuti haana mari
@PryceZinyana-ps4pp
@PryceZinyana-ps4pp 5 дней назад
Tete vakanyanya even vakava nemari she needs to respect her brother.
@ruthrura8063
@ruthrura8063 4 дня назад
​@@PryceZinyana-ps4pptaura hako kutoti huya kuno kkkk ndofunga murume watete ari panguva yachimbetu
@WinnieGaranewako
@WinnieGaranewako 4 дня назад
Aaaah!! Zvakanaka izvi
@MelD05
@MelD05 4 дня назад
So true, tete ndimavhiringe chaiwo. Ngavape bhudhi Never chinzvimbo chavo. Ngavanotonga Masvingo
@miriammativenga8674
@miriammativenga8674 5 дней назад
Maybe its just me but tete was hoping for 0% vakutaurisa nenyadzi manje.... Tinashe akati maresults ndoataura chete!! 🤣 zvino nhasi anorara achivaviwa haana kubvunza zvebota 🤣
@livelovelife9462
@livelovelife9462 3 дня назад
😂😂😂😂😂
@emazhawu4370
@emazhawu4370 2 дня назад
kana, she wanted clarity just that havagone kutaura.
@user-ke4yy7rt6u
@user-ke4yy7rt6u День назад
Never irombe zvaro asi anomira nekuti ndiye mukuru, sando kunerombe 🔥🔥🔥🔥🔥
@jobsonruzvidzo2618
@jobsonruzvidzo2618 5 дней назад
Thanks never ne kuratidza hubaba Tete makaresva kuvanzira mkoma but thanks ne kupa mkomana piece of mind
@joyleenmanyami8388
@joyleenmanyami8388 5 дней назад
Dont insult people because of being poor Tete is very wrong She was insulting Evans
@NyashaMugarisanwa
@NyashaMugarisanwa 5 дней назад
Never ari right,very right,,,hanzvadzi dzinopesanisa vana bhudhi vachida kuwana kutonga tonga,mai hope is full of herself,
@EunidadyManhanda
@EunidadyManhanda 5 дней назад
Tete marara chaiwo hapana zvemunhu
@cindym7206
@cindym7206 4 дня назад
I agree with you 💯
@shallonsangister
@shallonsangister 4 дня назад
Too forward it was necessary but not this way
@lazieharsh
@lazieharsh 6 дней назад
Vatete vanotaurisa avo, nyangwe dai ndanga ndirini Never ndaiita nharo. Ngavayende vanotonga kwavakaroorwa kwete mumusha mavakaberekwa
@EuritaGanagana
@EuritaGanagana 5 дней назад
Asi vatogona dai vasipo pasina chaibuda...pamusha panongodawo 1 munhu akati changamu changamu satete chihera.. i salute her..ndiDeputy parent.
@lassie2640
@lassie2640 5 дней назад
Vanotadza nei kutonga ivo vari mwana wemo Chavatadza tete kusaudza hanzvadzi yavo iri pa ground.
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
​@@lassie2640asi kwenyu munotongwa nehanzvadzi?
@Em-fw1yg
@Em-fw1yg 5 дней назад
😂😂😂​@@babava2263
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 4 дня назад
@@lazieharsh ndokudzigira unoziva iwe sure ungatore munhu zvechitsotsi kt handeyi Kuma D.N.A hr asingazive uye vari pamba pacho hauchavaudze ft pamusoro pacho wotaura mashoko anorwadza pachinzvimbo cht atototi sry nkungouya ndisina kukuudzai hant ndokugadzirisa Mhosva zvakangwara sooo
@susanmangandaire1872
@susanmangandaire1872 6 дней назад
Good job Tinashe Mugabe. Well handled
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara 6 дней назад
Vamugabe haiwa tinokutendai shuwa munoziva kudzikamisa moyo dzevanhu chero woda kufa imwi munodzosa nyanisi uuumm.nekuti apo pange patoit chimurenga nyanisi but makaberekwa kuvanhu shuwa ....raramai.vamugabhe murambe muchisanganisa vakapatsanurana ...mabatsira mhuri .pasi rino danki.MrBota
@johnamakavi3171
@johnamakavi3171 6 дней назад
Dai mwana uyu zvabuda kt haasi wepamba apa, nhasi chaiye haaimboparara apa natete ava. Thank you sekuru nemashoko kumuzukuru wenyu,,,
@craig9687
@craig9687 6 дней назад
Rine hutsinye site iro, kwakunyara but she's a sinister woman
@priscillamtombeni542
@priscillamtombeni542 5 дней назад
Saka mai vatete voshungurudzaa vakanyarara here.Tete has valid points
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 5 дней назад
​@@craig9687hutsinye hweiko hwaunotaura paakambodzingwa akamutora ndiani hanty ndivo Tete ivava
@johnamakavi3171
@johnamakavi3171 5 дней назад
@@craig9687 apa ranga riinedzungu sei,,,, raitoda kudzinga mwana wehanzvadzi yake pamusha,,,, Kutonga misha yevamwe,, even kwaakaroorwa anotooneka kt mutongi chaiye
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
​@@johnamakavi3171zibenzi kani. Harina kunyatsokwana zitete iro. Hakuna chiZezuru chinoti musha unotongwa nanatete, worse still vakatoroorwa (kuMasvingo).
@victoriesmazhata6050
@victoriesmazhata6050 6 дней назад
Evans kuita misikanzwa kusvika vanhu vafunga kuita DNA kuti vanyatsoona kuti ibreed redu chairo here iri. Kkkkkk
@cleoisaac2140
@cleoisaac2140 6 дней назад
Hanzi nezuro akadzipa munhu😂.. thts extra
@EuritaGanagana
@EuritaGanagana 5 дней назад
Kkkkkkk dzimwe imbanje dzavano bhema idzi kkkkk
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
Kanhu kaTete avo naEvans skweya skweya.6-9. I feel sorry for murume waTete avo. Atori mujere zvake kuMt Pleasant uko.
@mchinaita2594
@mchinaita2594 5 дней назад
😂😂
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 дня назад
Haaa Tete munhu boe zvekuti vane rudo ​@@babava2263
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 6 дней назад
Guy's nothing is painful to be told urimwana wehure and is really painful 😢😢😢 anyway this guy never asked to be born God is good 👍 happy for you Evans lord will be with you bhudi hope you will be good with your relatives anyway be happy don't worry 😅😅😅😅
@costachigwida4819
@costachigwida4819 5 дней назад
Tete vaida kuti maresult aite negative because vati Pana Evans pane maquestion marks akawanda mwari vabva vava nyadzisa
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 4 дня назад
Kkkk manje vachagarisana sey naye nhym
@emazhawu4370
@emazhawu4370 2 дня назад
@@costachigwida4819 vaida kuti aite negative sei ivo vaiziwa zvekuhura kwakaita mai wake from the beginning. After that wakatobvuma adzoke pamusha.
@mercybakacha
@mercybakacha 2 дня назад
Yaaa tete avo vakatondibhowa ini chero ndisingavazive vanoshamisira zvinosemesa
@emazhawu4370
@emazhawu4370 2 дня назад
@@user-ey1qz6dv4e iye ndiye akufanira kuita hunhu asanetse gogo, ave e responsible person pamusha, asabira gogo mari, kurova mukadzi uye kurwa nevanhu mumaraini. Akanetsana nevanhu vaimuti mwana wehure ovaudza kuti ndezvekwenyu izvo DNA tests proved kuti ndiri mwana wepamba pedu.
@miriambanda1670
@miriambanda1670 6 дней назад
Chisununguka pamusha penyu Evans makaita bsa tte kubva nhas chituko chapera
@emelykapita4181
@emelykapita4181 6 дней назад
Tinashe is a hustler akasashimga vana vake vanofa nenzara panopisa ndipo paanopinda ipapo
@maideimambwani9627
@maideimambwani9627 4 дня назад
😂😂😂😂😂 kunyangwe nhasi asina kunzwa kuti bota rakafamba sei 😂😂😂😂😂
@CarenCaren-v3c
@CarenCaren-v3c 2 дня назад
Pwati you died a death chaaai kkkkkk
@dorothydongo5493
@dorothydongo5493 5 дней назад
Never and Tete is normal sibling rivalry, especially kana mukuru akashaika mari. But beyond kutukana ikoko kune love yakadzika. Lovely the reality of sibling rivalry revealed. Most families have such. Pure show. Well done Tinashe.
@noelhlomula459
@noelhlomula459 2 дня назад
100% true. Tuka tete in the presence of Never uwone zvaunoitwa naNever🤣
@misheckbanda1307
@misheckbanda1307 5 дней назад
Tete Chero muine Mari be respectful and u were soo sure kuti mwana haasi we brother yenyu mazongodzikama manyara 99% mazotanga kutaura zvakanaka zvakanaka
@reseniamandimo206
@reseniamandimo206 5 дней назад
True ngavatonge kwavo kwavakawanikwa
@edmundtakundamavesere2233
@edmundtakundamavesere2233 5 дней назад
Tete is a problem. Even after results abuda. Mkoma because haana mari ndiye anonzi ngasimuke andipe hug. Kutonga kwavo kwakanyanya
@veeee7248
@veeee7248 6 дней назад
Never ma 1 😂😂😂😂😂😂 Thanks a million Mr Mugabe this was tough may the Lord continue to bless the works of your hands 🙌. But Never anonyepa uyu ndiye akatorwa ma samples ema test nhasi oti haazive anga achimboda magwati uyu
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 5 дней назад
@@veeee7248 munoti zvinonakidza here kuita chinhu sefamily after that hapana achakuudza update samukoma,respect inongodiwa chero munhu asina chaanacho. I don't blame him for kuda mai Evans or hama yavo pamaresults
@matosi-n5t
@matosi-n5t 6 дней назад
VamuGabe next time musandisiye I will deal with never alone
@paulineschidavaenzi5076
@paulineschidavaenzi5076 5 дней назад
😂😂😂
@GraceNyambiya
@GraceNyambiya 5 дней назад
😂😂
@Ruvarashemasase-fv9jp
@Ruvarashemasase-fv9jp 5 дней назад
Handiti 😅
@Chakufura
@Chakufura 4 дня назад
Never was not wrong because haana kupihwa respect , haana kuudzwa kuti pane vema DNA vari kuuya.
@user-lo9yo7rn9j
@user-lo9yo7rn9j 4 дня назад
Munenge mavagonera shuwaa..munhu kungoda ubaba ne pamba pausingagari 😂😂😂
@ZoeyZain
@ZoeyZain 5 дней назад
Much respect for Tinashe wakati handingafambire mahara
@kjh9304
@kjh9304 6 дней назад
Eish! 😢 Ndafara hangu for Evans. Dai Mwari akuitira zvakanaka muhupenyu hwako. Chawabata nemaoko ako chisimuke and multiply a 1000 fold. Nzinde rako ndiriro chiita mwana wepamusha, uzive baba, Never, avo chero havo vasina chavainacho. Vana tete itai zvine ngoni so. Musatukira mabasa emuroora pamwana, modzoka momuti anemisikanzwa.
@ellahkasiyandima6547
@ellahkasiyandima6547 5 дней назад
Very bad
@JoyceMuguruzo
@JoyceMuguruzo 4 дня назад
But Tete vataura zvakawanda zvisingafadzi ivo vangavasisadi mwana
@JoyceMuguruzo
@JoyceMuguruzo 4 дня назад
But Tete musadaro
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 4 дня назад
Manje pamawoko apa Evans very lazy! Hameno kuti achapaita sei kikkkk
@chrisjnroskdojemera6232
@chrisjnroskdojemera6232 5 дней назад
To al th farmly ine vana tete sisi mkoma munin'ina vane mari please humble your self hve more respect to your family regardless of their level thnk yu
@barbramazarire1054
@barbramazarire1054 6 дней назад
Never...was called Never for a reason..but am glad he has good intentions for Evans. For the first time im glad it has turned out to be 99.99
@user-qw9tj1fx7j
@user-qw9tj1fx7j 5 дней назад
Asi Never had a point.. nyaya idzi dzaingoda vanhu vese varipo. Handina hangu context asi Tete vanenge vakuwanzawo dzungu vachishandisa simba rezvishandwa
@Gono77
@Gono77 4 дня назад
“For the first time….99.99%” haaa you like controversy and violence
@Gono77
@Gono77 4 дня назад
@@user-qw9tj1fx7jsimba rezvishandwa rinozouya pekupedzisira munhu aomesa musoro. Never was right asi aisafanira kuzvitaura nhasi iye ariye akatoenda kuma samples. Plus Never haawirirane naGina mwana waamai vake makore vasingataure vese chii chakadaro padangwe?
@maguemague2440
@maguemague2440 4 дня назад
Zitete haridi Evans nxaa
@caskido
@caskido 4 дня назад
@@maguemague2440I don’t think so coz if you heard her she said she took him as a child.
@georgemakaya2408
@georgemakaya2408 5 дней назад
I love it Tinashe ,wakagona security iyo nekuti kune vanhu vakaoma misoro.
@berthapaison7905
@berthapaison7905 5 дней назад
Tete havasiriwo vakati mai Evans vakahura so well done tete for standing your ground, Never anenge akadyawo bota futi. Hakusi kuti tete vakuratidza masimba emari but boys hamunzwisise kurwadza kunoita kuchengeta mhuri imi muri busy kuti mane dzenyu mhuri moda kuisa futi mumwe mutoro wemwana wamusiri shuwa naye yet hamusi kuchengeta vabereki
@Breakingoutofthecocoon
@Breakingoutofthecocoon 5 дней назад
Peace of mind yawanika mumusha. Kumwe kusanzwa yaingova stress yezvaanenge achinzwa nevanhu
@SlickDriven
@SlickDriven 5 дней назад
Hapana chinhu chorongwa nemadzimai chine order. Talking the loudest and fastest doesn't mean nothing. Wisdom comes from the silent ones (never and evans) ava mai ava mukadzi rudzii anoudza umwe mwana kuti waka hurwa. Kufumuka hakuzi kuchenjera. Ava mbuya vafemu vakachenjeresa (not a plus)
@ajidahalfcrown6847
@ajidahalfcrown6847 6 дней назад
Ko Evans kutosunga mbanje zvake 😂😂😂 msmuonawo here
@user-mf5vn5pf9s
@user-mf5vn5pf9s 6 дней назад
Ah ndiyee adiiwo hake nema dhotala arikuitwa mberi kwake kkk😂😂😂😂musiyeyi abhema dziribho chaiko
@user-gz5ur9df7r
@user-gz5ur9df7r 5 дней назад
Mbanje ndidzo dzirikuvhiringa
@EuritaGanagana
@EuritaGanagana 5 дней назад
Asi dzinenge dzatozomubatsira kuita calm down kkkkkkk
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 5 дней назад
Lol
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
​@@EuritaGanaganaunobhema kangani pazuva😂
@preemrosemateka7220
@preemrosemateka7220 5 дней назад
Kana pane awona zvakanyorwa pangoro siya like 😅
@user-ll9wr6ol8z
@user-ll9wr6ol8z 5 дней назад
Pakanzi chii handina kuona
@kasunimunashe3898
@kasunimunashe3898 3 дня назад
Huhuhu unonyeba iwe hapana chakanyorwa ukuda kuitisa vanh😅
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 5 дней назад
Apart from there,sm also a lady...ngatiregei kubva kuva kwasha kwandri ndichiuya kuzotonga pamba...that sister must humble
@lovely777nitzachon2
@lovely777nitzachon2 5 дней назад
Nothing is wrong with the Auntie...she is A Trouble Shooter! What she did was to Arise and Shine her Light and we have seen 99.99 percent results because she did not join huligants but acted to get the you man have peace of mind. Did you hear how his character had been very strange to that of his biological family?? Words / voices were echoing in his ears and caused him all that...etc. Now results are clear and because of This Auntie who stood up because of love and care for Evans. So nothing to discipline Auntie here @ Nancy. Auntie is a history maker! She saved her own ...nothing to do with ...go where she's married.
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 5 дней назад
@@lovely777nitzachon2 shewas 100% right and is the one who came with the wisdom for DNA bt I hate the way she talk...she must come with a good idea in right way
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 5 дней назад
@@lovely777nitzachon2 if you listen careful she is saying she is the one who built this and that house and she talked a lot of nonsense instead of talking of main issue
@patiencetavengwa8427
@patiencetavengwa8427 4 дня назад
Tete says a lot of unnecessary hurtful things 💔...zvekuti ndini ndochengeta vanhu pano was that necessary..so everyone should just conform to what she wants and says nekuti ndivo vakavaka this n that ...type yerudo rwacho aiwa.... Evans should change his ways and I hope adzidza zvaadzidza from all of this
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 4 дня назад
@@patiencetavengwa8427 same to my opinion Evans ngaasiye zvisina basa Ave ne hunhu kwete mweya we umhondi uye ashandewo se mrume ...tete ma1 chaiwo pa DNA number 1 chaiyo bt the rest she is showing kuti is the bread winner so everyone must listen what she say infact can say she has an immense pride
@williamngirazi5993
@williamngirazi5993 5 дней назад
I like the way how you have united this family. This shows maturity in business. Well done Mukoma Tinashe. This is really good work. Ones again well done.
@theclosurednashow
@theclosurednashow 5 дней назад
Thank you so much!
@LloydPanashe-gt5gj
@LloydPanashe-gt5gj 5 дней назад
Vanhu ava vanoda kuzviti ana baba tanzwa navo mumamisha medu umu
@MuZimbabwean.
@MuZimbabwean. 5 дней назад
Iwewe unenge usingade kutevera ma protocol emhuri (hierarchy) ndosaka muchiita ma problems nave vapei nzvimbo yavo.
@cresenciakaseke
@cresenciakaseke 5 дней назад
hatisi varungu isu vanhu vatema we have to follow protocols ukajambira vanokumomesera and zvichikuomera zveshuwa
@nyembesimadimutsa1281
@nyembesimadimutsa1281 4 дня назад
Guys protocol ehe but vakomana ava havachrngeti vabereki mufunge
@lovely777nitzachon2
@lovely777nitzachon2 5 дней назад
Aunt is a trouble one of Shooters in the world. I do not understand Some aunts who prefered this Auntie to back off...She is actually a Pollar of this family...look at the results 🎉🎉🎉 sometimes people watch their own suffer till the grave yet they could go and help out But they think because they are married 🤷 and they have nothing to do with their biological families 😮. Evans could have even killed his wife or himself but Auntie reached out to him and Shot the "Evans trouble" You all that spoke il of the Auntie must apologise your words against Auntie fell down and Auntie has Saved Evans' life and gave the entire family Peace of mind. Auntie, A History maker! 👏🏽 👏🏽 👏🏽 👏🏽 👏🏽 👏🏽 👏🏽
@Suewally
@Suewally 6 дней назад
Tete vari right this guy was mocked by the community but achenurwa vakazotadzawo kuita straight pakufambisa nyaya but vari right kwandiri inini
@EuritaGanagana
@EuritaGanagana 5 дней назад
Tete Chihera sando dzenyu mamira segamba...Never anga akutotsika madziro.
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 5 дней назад
@@Suewally noo Tete havasi right zvachose cz dai community yaitaira zvaitaura vaisafanirwa kumutuka naizvo fanirwa kugara pasi semhuri yavose voonesana kt toita sei vowirirana zvisiri zvechisimba vofambisa nyaya dzovo murunyararo bt apo Tete vaisatoda kuona Evans wacho uye vaitoda kt zvibude zvichinzi haasi wavo manje now kunyara cht
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 5 дней назад
@@Suewally taura hako vagona now Evans awana peace haasisiri chituko akuziva paamire kana hunhu hwake huchatochinja Hongu Chihera pane pavazotadzawo mamwe mashoko avatadza kuzvidzora uye pakuzojambawo vamwe kusa communicator .Result iro rasunungura Evans zvakanyanyisa
@chionisomushambi3959
@chionisomushambi3959 5 дней назад
​@@nyaradzaikwarambaBut hanty ndovakanomutora kumudzosa mumusha adzingwa naNever
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
Tete avo imboko yemunhu. She is a bad person. Narcissistic pig. She is rude and disrespectful of her brother/s. Musha wepi unotongwa nevanasikana vakaroorwa futi?
@taonachinhamo4790
@taonachinhamo4790 5 дней назад
Mr Never is on point unlike iri timhu ririkurarama an imaginary life influenced by social media 1 chero ukava nemari yakaita sei mukuru mukuru 2. Rural life is different from urban life nelife yekumukuku kwamuri mukoma Gina. Sabhuku ano respect yake and might fine you for failure to notify him munzvimbo make 3. Vana tezvara might not be happy kuti they were secluded from the process and thts a problem *** Auntie naGina you expected a zero percent but God z fr us all I rest my case😌
@yebo-gogo
@yebo-gogo 5 дней назад
This story is a beautiful mess, as families usually are. Tete "The Guvnor" takes no prisoners, but she should improve communication skills. Brother Never is a stickler for protocol, but there's a time to be pragmatic. Evans was just at the centre of the hurricane, but came out the winner. I'm so happy it was 99%. The family will survive, and this will be the rallying point.
@esthermujawo4278
@esthermujawo4278 5 дней назад
Bitterness yekunzi mwana wehure so whoever is vulnerable aipedzera shungu
@user-tr4uf8co1f
@user-tr4uf8co1f 5 дней назад
Evans wasunungurwa 🎉 chishandira mhuri Yako 💪.
@TariroChidanda-eb3fx
@TariroChidanda-eb3fx 6 дней назад
Tete motaurisa uuuummm ko zvamanga muchiti maivake vakaura heee dakutopisa imba heee ndini ndakadzivaka yee baba vako havana kusijya vavaka heee zvebasa rei uuuummm tete hamunyare shuwa ndozvinoitamwari munoshora bamukuru nekuda kwekuti havana mari murombo munhu asikana
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 6 дней назад
Zirombe zitete iroro
@chenjeraimatandauryi7114
@chenjeraimatandauryi7114 6 дней назад
Never amira semunhurume pamusha kwete kujairirwa kuti musha unotongwa nemunhu kadzi nekuti anemari yake, vakadzi vane kakujairira soo
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 5 дней назад
Taura zvo iwe
@chengewacho
@chengewacho 3 дня назад
Kana achida kumira semunhurume mumusha ngaatange nekuvaka musha wacho nekuchengeta vabereki. Haungamboiti murume wezvibinge ka and do nothing where action is needed. By the moment you allow someone to do your duty know that they will do it whenever they see it right. Solving a family dispute, in the same manner they support the family economically. I bet there is no day Never paanoti ndazongoona mota yegrocery ichiuya kunamai musina kundiudza sei. OR mazovakira mai imba musina kundiudza sei.
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 3 дня назад
@@chengewacho handifunge kt pfungwa dzako dziri kuona zvaitaura Never...unofunga kuti kutumira Mai chichafu ndokuvachengeta hr ukatumira pamwedzi pamwedzi woga woga unoti ndokuchengeta hr.anogara navo never anoona kt varara sei vadya hr uye vageza hr uye varwara hr pakaita dambudziko anomhanya navo kuchipatara ndiye munhu anocheta Mai iye kwt zvauri kutaura izvoo ... never musha anowo atovaka wakatobuda Wani pasi pedzimba dzevabereki vacho paya ....dzimba dzakawakwa nachihera dziri mukana wekt ane Mari cht ...usati munhu akashaya Mari irombe ka nooo ... never aingotaura nhau inobatika kut isu sevana ngatidzidzei kutaurirsna or kubatana tiumbe chinhu chimwe tiri toga pasina vamwe vanhu mukati ...pamberi Never anovaka uya cz anotoda kuwirirana nevana Vamai vake uye iye hatsagi kt vanemari iye haana Mari zvake asi aingochema rudo cht mukati mavo
@chenjeraimatandauryi7114
@chenjeraimatandauryi7114 3 дня назад
@@chengewacho ane pake wani paakavaka, vanhu mune dambudziko rekuti mukaita mari mavekuda kutokurira nevakakukurira
@chenjeraimatandauryi7114
@chenjeraimatandauryi7114 3 дня назад
@@chengewacho aaah unorwara iwe, point iripakuti sei muchizoda kumu include imi makatanga kuita mega muchitadza kupedza sei
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 6 дней назад
Tete nyangwe mwana asiri we hanzvadzi yenyu safer mashoko ako dont abuse umwe munhu
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 5 дней назад
Very true 🤞🏾 kuzvininipisa hakuna kumboshata
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
She is rude that woman. Abusing her dollar power kutonga pamusha. Anoda kuma**swa. Ane raki kuti akawana hanzvadzi masoftaz sanaNever. Ngaanotonga kuMasvingo kwaakawanikwa, kana kuita Councillor kuMt Pleasant.
@sithokozilengwenya674
@sithokozilengwenya674 5 дней назад
its the bouncer for me The DNA is on the other level i support your works munogona so humble n calculated keep it up MR DNA man
@AgnesMudzengi
@AgnesMudzengi 6 дней назад
Tinashe mugabe surrend haafambiri mahara
@user-rs1ju6eq8w
@user-rs1ju6eq8w 4 дня назад
Tete is 1000%,kungoti isu patinozonzwa nyaya panenge pava pakati
@prideuseya8146
@prideuseya8146 5 дней назад
Yaaah Tinashe waka chimaster chigame. 🤝🤝🤝 Tete ndimi mune yese
@PreventNyamupfukudza
@PreventNyamupfukudza 5 дней назад
Let's work hard gentlemen..kana usina mari unosukwa mufamily panyaya dzakawanda😂😂😂..uyo Never anga asingatozive zviri kuitika yet he was the one on the ground 😂
@irenemurapa360
@irenemurapa360 5 дней назад
Ahhh bodo and he is diplomatic with his approach as well. Ndakaona show iye ya IWE, IWE, IWE. I was impressed how Tinashe diffused the situation to a resolvable outcome. Chilled zvake ma Judo skills at the ready 😂😂😂
@kumbiraimuzanembi903
@kumbiraimuzanembi903 4 дня назад
Thank you tete. You played an important role to Evans. You brought in peace of mind to Evans. Identity matters especially to a boy child.
@sanelefukutwayo1243
@sanelefukutwayo1243 5 дней назад
Anatete tinotukwa kuti tinoda kutonga mumusha but sometimes every family needs that tete who stands her ground to fix matters in the family. Vanabhudhi vedu anaNever sometimes vanekakupusa nenharo dzisina basa.
@costachigwida4819
@costachigwida4819 5 дней назад
Tererai mashoko atete ava dollar power, because tete vari kutoramba kuti Evans mwana wemumusha
@gee9961
@gee9961 5 дней назад
Varamba papi handina kumbozvinzwa​@@costachigwida4819
@armiedz2375
@armiedz2375 5 дней назад
@@sanelefukutwayo1243 it must be done in a respectable manner....not nechisimba
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
Tete avo vanoda shamhu. She is just flexing her financial muscle chete apa.
@maggieramushu4588
@maggieramushu4588 5 дней назад
Ivo vanozviti vanababa ngavavake musha wavo kwete kuvakirwa ne ma sisters. Hubaba ngawuve pose kwete kungotaura chetes​@@costachigwida4819
@user-ek6wh4dv5q
@user-ek6wh4dv5q 5 дней назад
Tete please kutuka Mai Evan kudaro wasn't called for.. If he had grudges maisazotaura mese.. Was touched paapfugama hake. God bless
@user-ru6tl7iv4v
@user-ru6tl7iv4v 3 дня назад
Ukafirwa nababa poita tete vakadai unenge uripama1, thanks to babamukuru for standing up with the boy. Tete kuda kutonga kwese kwamakaroorwa nekumba kwenyu futi that boy has gone thru a lot 27yrs achinzi mwana wehure
@emazhawu4370
@emazhawu4370 2 дня назад
tete dai waisada Evans vasina kumbomutora kuti auye pamusha
@user-op8kj3xp9y
@user-op8kj3xp9y 5 дней назад
Haa zitete rinodherera iri dhemeti ngaritonge kumba kwaro kuvana kwake ndokunoita utongenehanzvadzi ere ncaah
@tadiwanyoni-gk8gt
@tadiwanyoni-gk8gt 5 дней назад
Tseke arikugadzirisa musha varume kutongwa bvaapa
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 5 дней назад
Ibvapo Tete vane bvumo yekutonga pamba ipapo coz mwana wepo. Uyowo Never ane kumba kwake ndokwaanotonga
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 5 дней назад
Zvenyu zvekuda kudzvanyirira hadzvadzi sikana uri hadzvadzi yangu topedzera coz tese tiri vana takazvarwa
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 5 дней назад
​@@mellanyaningwe878iwe unoteerera nyaya hr iwe or unongopopotawo usina kunzwa wambonzwa kt zvanzi chii hr teera ft uone kt Never anga Ari right cz Ari kut tofanirwa kuita zvinhu zvedu tose pamwe uye muitiro wacho wekutora mwana vachimunyepera kt huya utore marata hausi right vaifanirwa kugara semhuri voita chisungo Chavo kt vobuditsa pfungwa imwe ndozviri kuzama kutaurwa na Never apo hongu mauya zvenyu bt tofanirwa kuwirina cht zvokt ana Tinashe pavakasvika vasatomboona kt vanhu avo havawirirani zvachose ndozviri kuchemwa never apo cht cht zvako dzokorodza kuteera ft ugonzwa
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 5 дней назад
Roda kumamiswa chaiko iro cz rinehunhu wakafa iro
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 6 дней назад
Anemari ndiye mukuru sure money talks😢😢😢
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y День назад
😂😂😂
@daphineshanje3632
@daphineshanje3632 6 дней назад
Tete dzikamai hazvidzaro Mirai kupaparika
@derrickziki2428
@derrickziki2428 5 дней назад
Never Tete and Evans mese muri vanhu variboo zvenyu. DNA team aiwa hatitauri monyanyisa kugona Tete just adjust kana muchitaura namukoma venyu batanidzai ma brothers enyu don't separate them. Communication yakangokoshawo Never ari right irregardless of previous indifferences in a family structure. Village head vanongoudzwao sekuti ndivo varikutungamirira nzvimbo kuti tirikuuya nevaeni performing this and this it's just a rural procedure some of us are still adhering to that so inclusivity is very important. As time goes on tinenge tichidzidzawo tichiona kuti pamwe pacho ma procedures haana basa hukuru hauna kunyanya kukosha but let's be patient kana vamwe vasati vanyanya kuzvinzwisisa zvinodzora makakava nekupokana mukugarisana
@derickkanodzirasa4091
@derickkanodzirasa4091 5 дней назад
Tete varwadziwa vanga vasingade Evans
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 5 дней назад
Haisi mhosva yvo bt mashoko aibuda plus Evans ane muskanzwq nd mkonyo
@madambossfan2695
@madambossfan2695 5 дней назад
Ivo tete handiti ndivo vakatomutora here? Musikanzwa, wake ndiwo wavasingade
@isaundhlovu1846
@isaundhlovu1846 5 дней назад
Next time nyatsotererayi nyaya tete vanozonzi havade sey ivo vakamutora
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 4 дня назад
@@isaundhlovu1846 ini ndakaona kt Tete vakatorera Evans kt vaite zvema D.N.A cz vaitova neshure cht haisi wavo zvachose cz ukatarisa muendero watakaita naye kutorwa ropa ka unonyatsoona wega kt ndezve hutsinye chaiwo zvekusada munhu izvo ...chitete icho hachisi right zvachose ivovo Tete ndivo vaitotuka Evans kt uri mwana wehure iwee saka waida kuti asevenzerei pamusha pacho iye achiziva kt haasi wepo uye musikanzwa soye iyo yaikonzerwa nekt aigara akagumbuka zuva roga roga uyo nokuda kwemashoko iwawo aiudza natete vacho ....takutoti iwe nyatsoteera unzwe kuri kuenda nenyaya kwt kut uyu nadamufarira ka noo ...zvinhu zvakitwa zvekunda Kuma test hazvina kushata asi maendero acho nemuitirwo wenhu nooo hausiwo ana Tinashe pavakazvika vaifanirwa kusvika zvinhu zvose zvakanaka uye pasina kana noise bt Tete vakaratidza kuda Kuta zvinhu zvavo voga uye nekauti ndini ndine Mari pano saka munongoita zvandoda cht uye hakuna anoramba zvandotaura ini cz ndini ndinochengeta munhu wese pano ...kana mashoko avaiudza Never kut hausi wepano pako pa Nextdoor apo unoti anotaurwa hr nemunhu Ari kuda kt muhwirirane nyangwe mashoko avaiudza Evans kt uri mwanawekuhura iwe anotaurwa hr panevanhu iwayo ko kuzoti vanhu vasipo vanosvika papi chaipo ...ndozvatiti kt pavakasvika pamba vasina kuudza vanhu vaifanirwa kuenda Pavo voga zve two minutes Tete voti Kuna Never na Evans sry guys tazongojumwa kt takuuya Soo ndanga ndakumhanyawo saka ndazokamwa kuku4nerai kt takuuya ndozvoita nemunhu mukuru izvoo ...kwete kumera muswe kudaro
@gracegrace2388
@gracegrace2388 4 дня назад
Bt why tete
@TaridzaiKutsirai
@TaridzaiKutsirai 5 дней назад
Kuchengeta vabareki zvinotwa murudo nerunyararo mablessing anobva kuna Mwari
@emazhawu4370
@emazhawu4370 2 дня назад
kuchengeta amai was not an issue, but having muzukuru aripamba anoparadza zvinhu its not on at all. We have had that situation yemuzukuru aripamba achitengesa chibage chagogo nasekuru chiri mudura. In the end you now need to fork out more cz pane munhu who's intentionally sabotaging you pamba. Will you be ok with eat uriwe urikutenga zvinhu.
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 5 дней назад
Ndichatouya newangu ane 18yrs now hanzi ndakamuhura 😢😢😢😢ndotoda live ndouya nedemo musi wacho coz vanhu vakajaidzwa, zvisina basa
@ForgieNdabambi-rf3bl
@ForgieNdabambi-rf3bl 4 дня назад
Tag me kn wauy ndizvoyawo neynku
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 4 дня назад
@@ForgieNdabambi-rf3bl yes dea yangu ndinenge ndiine shamhu
@nonowachi759
@nonowachi759 3 дня назад
😂😂😂😂😂😂😂
@tapiwamctmc
@tapiwamctmc День назад
Much respect Mr Mugabe👏
@lalablossoms0
@lalablossoms0 6 дней назад
Thank you for raw content 🔥 Bota father's emotional intelligence is unshaken as always!
@maggieramushu4588
@maggieramushu4588 5 дней назад
Saw nothing wrong zvaitwa natete. It seems vamwe ma siblings avo & vana vababa vaEvans had DNA qns considering Evans akauya akura, mai vake reputation yemuraini (seems they come close by) & Evans' behaviour pamusha made it worse🤷🏾‍♀️ tete wanted the DNA qn answered so that that chapter can close & mitauro ipere. Think she looked disappointed becos she's the one who seems will be carrying the financial burden of Evans & his shenanigans whilst Never achingoti ndinibaba
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 5 дней назад
Nooo uri kurasika Maggie nyaya iripo ka ndeyekt Never Ari kut isu semhuri ngatibataneyi toronga zvinhu zvedu tiri pamwe uye Tete avo vaigara vachituka Evans kut uri mwana wekuhura Soo izvo ndozvaizopa Evans nungo kt ndoshandireyi pano ini ndichinzi hapasi pedu uye never Ari kt muendero watakaita Kuma D.N.A hausiwo taifanirwa kuenda mwana achiziva kt Ari kuendereyi uye makuuya maingofanirwawo kuti udza kt takuuya zvisiri zvechisimba ...ndonya ina Never cht apo
@t.m1222
@t.m1222 6 дней назад
Uyu mukadzi uyu anozviti Tete anepamuromo pachazoita kuti wasazowirirani zvachose.
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 5 дней назад
@@t.m1222 taura hako iwe haazive zvokutaura wn Never munhu anofunga chaiko Ari kutoda kubatanidza mhuri uyo asi chitete ichoo uuuu chinehunhu wakafa
@deliwendlovu6954
@deliwendlovu6954 6 дней назад
Thank you Mr Mugabe ❤
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 5 дней назад
Tinashe the way you handle issues is 99.9% epic.
@user-xk8ct1in2m
@user-xk8ct1in2m 6 дней назад
Happy for you Evans ❤❤❤❤❤
@bonychivon
@bonychivon 6 дней назад
But hunhu unodiwa respect elders
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 6 дней назад
Vanhu vanga vari kutuka Never nokuda kwekut vari kuda kuona ma results asi never anga achitaura zvinemusoro chaiko zvinomisa musha uye zvinoita kt vasavengane ..two mochitereta mashoko atete avo anotaura zvinorwadza chaiko havana muganhu zvachose zvavo
@dorothydongo5493
@dorothydongo5493 5 дней назад
Tinashe handled the impasse with such wisdom. Well done
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 дня назад
Special and clever tactics used by Tinashe Mugabe to bring the family on table despite all the arguments
@juliachiroodza222
@juliachiroodza222 4 дня назад
The way he knelt pamberi patete got me emotional
@amandachitukura1730
@amandachitukura1730 2 дня назад
ME TOO.... I FELT FOR HIM
@user-ee5mr6gt1u
@user-ee5mr6gt1u 6 дней назад
Tete hamburu yoserefu mari muyenzi ,tazvinzwaa kut mune mari asi ingozivai kut hupenyu ivhiri ,munoshamisira zvekut ,kana muchitaura sefai mamwe mashoko
@ZoeyZain
@ZoeyZain 5 дней назад
Hanzi ndichaisa grocery rako mangwana pabhazi...... Was that necessary nhai veduweee
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
She is an idhiyot. Full of herself. Her husband ari kupika jeri ari panze. Haagarike naye uyo.
@user-ee5mr6gt1u
@user-ee5mr6gt1u 5 дней назад
@@babava2263 chokwadi nxaaa
@user-vd2oh4rp5e
@user-vd2oh4rp5e 4 дня назад
She is full of herself too much pride Tete kuda kuzikanwa kuti ndivo vari kuita zvese mukanyarara munobvei
@user-ru8qj6mz3m
@user-ru8qj6mz3m 2 дня назад
Apa zvimakumbo
@witnessmubhongo6485
@witnessmubhongo6485 5 дней назад
Tinashe,you are a true peace and conflict resolution manager
@tadiwanashechitevere2040
@tadiwanashechitevere2040 5 дней назад
honestly speaking, saka Tinashe abva atadza kutora ma bricks ekugarira ega to an extent yekukumbira monya rake iro . l know he pays them for security and other reasons but sometimes its not really worth it . he could have just picked them by himself as easy as that and worse off pointing his finger directing where the bricks should go. l did not find it well hangu.
@Icebabyzw
@Icebabyzw 5 дней назад
Taura hako
@user-bx8hn5zh1b
@user-bx8hn5zh1b 6 дней назад
Chihera magona zvekuti 🙏🙏 magona sisi chihelele mhofu kadzi nditete vangu ivavo
@princemanyota1768
@princemanyota1768 5 дней назад
Kutuka mwana kuti wakahurwa ndokugona kwamuri kureva here
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 5 дней назад
Zvinowanikwa vazotaikawo pamamwe mashoko vakoma vangu Chihera Ndingagotii ndiri chimwe Chihera 😂😂😂
@tauraimutembwa1679
@tauraimutembwa1679 5 дней назад
Ehe😂​@@princemanyota1768
@tendaibasira9865
@tendaibasira9865 5 дней назад
Vamira mira Chokwadi chihera vedu🤣😂😂
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 5 дней назад
​@@princemanyota1768ambenge achirambirei ku gara pasi regai atukwe. Apa ndiye anga achida kuchenurwa
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 5 дней назад
Never! Never! Never! Ndinenge ndaibata nyaya yaanga achitya nekuti marambiro acho aaaaah😂😂😂Well done tete Chihera na Mr Mugabe.🙏
@RonaldKudakwasheRisinamwana
@RonaldKudakwasheRisinamwana 5 дней назад
Haa l side with Never ....vanhu vakaita tumari they jump pa protocols....mukoma ndimukoma chete
@muchanetagreen112
@muchanetagreen112 6 дней назад
Tete should apologise to Evans . Pane zvimwe zvinhu zvisingataurwe pavanhu
@ruthgarwe
@ruthgarwe 5 дней назад
But tete vaita kuty Evans asatukwe munharaunda guys haisi nyore kutukwa kunzi mwana wehure ukuchengetwa pamba pasiri penyu
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
Amai vake vakabatwa nechikomba vari 8 months pregnant. Vanhu vekwaMurehwa soo kaa😂😂 Kungoda kudya bota pamumhu ane nhumbu ipapo.😅
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 дня назад
Sezvipi
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 дня назад
Apologize for what, she's the one aite kuti Evans abude munyatswa yekunzi mwana wehure
@estherkapuya2897
@estherkapuya2897 3 дня назад
Tete havana kutuka evans tete vangotaura kuti arikutaurwa mumaraini kuti akahurwa so vakati ngatiitei ma dna Uyowo Never anotopenga anoda kunzi baba ivo baba vari vapenyu regai atukwe
@nicholasnyachega1999
@nicholasnyachega1999 5 дней назад
This tete is annoying…too loud and disrespectful
@lavendermatau3634
@lavendermatau3634 5 дней назад
Mr Mugabe sando dzenyu munogona kunyengerera kusvika vanhu vadzikama finally your patience paid❤
@z.m-by7xh
@z.m-by7xh 5 дней назад
I think Evans ngaabatsirwe ave independent, even though the results are favorable ,tete avo can't be trusted vanenge vanotongesa
@felistasmurapa7183
@felistasmurapa7183 6 дней назад
Tavepo ❤bota family Never chii newewo iwe
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j 6 дней назад
Chihera uri chibaba🎉
@costachigwida4819
@costachigwida4819 5 дней назад
Tete hava mukanwa
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
She is a bully.
@nomattermhishi8490
@nomattermhishi8490 4 дня назад
Chihera vekenyenye
@tarirohomweyetsuro6144
@tarirohomweyetsuro6144 День назад
Tete vane kahunyabvurira sooo
@Gono77
@Gono77 4 дня назад
Weldone Tinashe, your diplomacy and patience in handling this complicated issue. Never anga aomesa musoro Sando kuna Tinashe
@beekays436
@beekays436 5 дней назад
Big Up Tinashe. Waita plan wena, positive ending. Thank you 😊 🧬
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j 6 дней назад
Tinashe unogona basa rako vazngobvuma zvawo ,happy nemaresults🎉
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 5 дней назад
🎉kurambira kwa Never kuti vaMugabe vaburitse ma results zvinongoreva chete kuti ayitya kubatwa ariiye baba va Evans..Akadya Bota ramai Evans
@sicelesisomazwi
@sicelesisomazwi 5 дней назад
😅😅😅😅😅😅
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 4 дня назад
Apa mashaya this is totally different
@dennismasenda5705
@dennismasenda5705 4 дня назад
Taura hako 😂😂
@user-vd2oh4rp5e
@user-vd2oh4rp5e 4 дня назад
Never aitodawo kuudzwa zviri kuitika kupihwawo chiremera Chavo Tete kutonga kwacho vanokunyanyawo Chihera asina respect nehanzvadzi
@tapiwamanyengura7113
@tapiwamanyengura7113 2 дня назад
Never is my bloodline bro thanks hakuna mukadzi anotonga musha kutanganda tanganda trust the protocol ❤
@nompumelelomaphosa892
@nompumelelomaphosa892 4 дня назад
Tete mai Hope kutonga varikunyanya zvavo and she was looking forward for 0,00 %
@LindaLindylee
@LindaLindylee 6 дней назад
Never ndiye akadya bota Kuna mai Evance
@user-kq7im4pg6w
@user-kq7im4pg6w 5 дней назад
😂😂😂ASI sure yabva yangoita 99,9 ko mufariro WeCho nekuzenge aringa kumupa dhunduru munhu anamai vapenyu ko kana vaizoziya baba Vacho chaivo
@MuZimbabwean.
@MuZimbabwean. 5 дней назад
Waive wakamubatira gumbo here😅😅😅😅
@user-kq7im4pg6w
@user-kq7im4pg6w 5 дней назад
@@MuZimbabwean. ASI iwe pane vaunombobatira makumbo here ,ndikavabatira gumbo ravo basa rinenge rareiko
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 6 дней назад
Iri raita drama zvaro iri hei pakaipa
@nollinngorima9106
@nollinngorima9106 4 дня назад
The moment 😢Èvans kneel down to his aunt l cried😢
@user-tp1ky5vp5v
@user-tp1ky5vp5v 4 дня назад
Azvininipisa
@spiwemutemakungu7317
@spiwemutemakungu7317 5 дней назад
Thank u u Tinashe Mugabe u are very humble keep it up
@theclosurednashow
@theclosurednashow 5 дней назад
Thank you too
@shingaichipungu1531
@shingaichipungu1531 6 дней назад
azenge angove ma selfie na Tinashe mugabe asi vanhu vanga vachiramba kupihwa ma results
@edwinmchabuda8474
@edwinmchabuda8474 5 дней назад
Protocol matters
@babava2263
@babava2263 5 дней назад
😂😂😂
@fredahama3957
@fredahama3957 5 дней назад
😂😂😂😂😂😂 Never ma1
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y День назад
😂😂😂
Далее
ПАПА ГАМБУРГЕР
00:13
Просмотров 120 тыс.
Imbwa YeGorongoza ichiita basa Rayo
36:02
Просмотров 19 тыс.
MWENEZI: Mukadzi Anodya 2kgs YeMavhu Or More Per Day
52:03
ПАПА ГАМБУРГЕР
00:13
Просмотров 120 тыс.