Тёмный

johan masowe nyenyedzi nomwe 

dieson
Подписаться 1,2 тыс.
Просмотров 57 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 48   
@washingtonkanyama1920
@washingtonkanyama1920 5 месяцев назад
Mai munondisvitsa pedyo namwari mhani imi❤
@fortunatemuchowe
@fortunatemuchowe Год назад
Ngoni dzinouya nepakasiyana sure ndanzwa ngoma kurira vakayambuya vakayambuka pa verse iri rinoyambutsa nekusungura
@fortunatemuchowe
@fortunatemuchowe Год назад
Ndanzwa kurira kwengoma uye madzimai chipo chiri pamuri chakakura hacho ukaona pakadai usina kuimba kana kunzwa kuropafadzwa ne verse rine mharidzo mukati ine chiporofita ziva kuti hausati wava kugona kunamata nekuti muimbi ari kuimba uyu anenge atumwa
@fortunatemuchowe
@fortunatemuchowe Год назад
Amai makatumwa sure mandipa simba ndanzwa manyuku nyuku Amen katatu chaiko
@user-gn8gb1gg1j
@user-gn8gb1gg1j 9 месяцев назад
Amen Amen Amai rambai muchimbira mwari wenyu no1❤
@patiencechizhande881
@patiencechizhande881 9 месяцев назад
Ini andisi kunzwa zvikuimbwa namai varikuvamba😢😢😢
@anesunashemutsa1530
@anesunashemutsa1530 Год назад
Handina chandanzwa ini zvanku hameno vamwe🙆🙆🙆
@malinideviya534
@malinideviya534 Год назад
Kana neni,
@user-zt7wm8us5l
@user-zt7wm8us5l Год назад
🙏🙏🙏
@faraicalebnadge941
@faraicalebnadge941 3 месяца назад
🎉🎉🎉
@user-cc2xo5uc8e
@user-cc2xo5uc8e 6 месяцев назад
Mai wanoimba awa😊
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds Год назад
Madzimai keep it up. You are talented. Mofanira uita colab nadhuterere zvobuda .nekut maimbir enyu Aya ummm. Anodzinga mweya yerima nemademon . 👏👏👏👏👏🙏🙏🙏🙏
@czarjones5100
@czarjones5100 11 месяцев назад
ndokumbirawo mundiisirewo mureza wemauto
@SihleNdlovu-d3j
@SihleNdlovu-d3j 2 месяца назад
❤❤❤❤❤❤
@debramakanjera5450
@debramakanjera5450 Год назад
Uyu mweya urikuimna , mazwi anoyera🙏🙏🙏
@nataliemchiwengo8860
@nataliemchiwengo8860 Год назад
Ndokuti varoti vemaverse
@carolinemuyambo8705
@carolinemuyambo8705 Год назад
Amai munoimba keep it up
@preciousmurambasvina4188
@preciousmurambasvina4188 Год назад
So much in love amai munechipo song iyi ndinonzwa kupi pano padzika vatumwa vedenga
@justicemutusha7441
@justicemutusha7441 Год назад
basaaaaaaaaaaaaaaaaaa fambai marimba ADONAADI
@fortunatemuchowe
@fortunatemuchowe Год назад
Ndiri kunzwa verse iri ndaridzokorora ndadzokororazve ndokumbirawo vane vodeo yacho yese yakakura kukumbirawo uye ndinonzwa hana yangu ichidairana ne verse iri uye munobata muri kupi ndinoda kuzosvikako
@miriammangwiro5179
@miriammangwiro5179 Год назад
Amen ngazviende mberi...Hareruya ngoma yedenga🙏🙏
@regionaltv521
@regionaltv521 Год назад
Amai ava varipi nhy mapositori maimbiro avaita apa ndangonzwa kuda kuvapa something vadetemba zvatsemura hana yangu
@givemore9047
@givemore9047 2 года назад
ABRiGET ndizvozvo ngariyendemberi basa
@edsonmadziwanzira1197
@edsonmadziwanzira1197 2 года назад
Sweet voice
@ashleytembo5875
@ashleytembo5875 Год назад
Ndinogara ndchidzokorora verse iri bt andna chandinenge ndichinzwa kana kan1
@agathamuza3848
@agathamuza3848 Год назад
Munoimbiswa amai 🙏
@TariroAbility
@TariroAbility Месяц назад
Ngoni dzodzika apa
@MukakaRonald
@MukakaRonald Год назад
Madzimai vanoimba🎉🎉🎉
@user-gn8gb1gg1j
@user-gn8gb1gg1j 9 месяцев назад
Amen lord
@lisandige3754
@lisandige3754 Год назад
Zvirikunzii nhai vanoimba havo
@shumbanyamuzihwakapeta8556
@shumbanyamuzihwakapeta8556 Год назад
Pane ane video iyii yakati kurei here uye zvekare rinonzii verse iri
@tarrymudhau5639
@tarrymudhau5639 Год назад
Madzimai munoimba asi kunzwa kt muri ktiii
@Lucynyaraimautsi2020
@Lucynyaraimautsi2020 Год назад
Haaa wakatumwa nekuimba amai
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Год назад
Amai vanoimba avo zvinodzikisa mweya
@ChipoSagide-gg4nj
@ChipoSagide-gg4nj 10 месяцев назад
Ameen and Ameen 🙏🙏🙏
@adlightchanaiwa8942
@adlightchanaiwa8942 Год назад
Basa
@regionaltv521
@regionaltv521 Год назад
Misodzi yangu yayerera
@ElliotGoredema-nz5wv
@ElliotGoredema-nz5wv Год назад
Verse iri ma1
@TawandamasereNgwarudhewa
@TawandamasereNgwarudhewa Год назад
Pakashata Apo
@Silent-nf5to
@Silent-nf5to Год назад
kkkk bata basa mutend
@alicemakwara3589
@alicemakwara3589 Год назад
Choo
@malinideviya534
@malinideviya534 Год назад
Zviri kunzii
@nolisiwempofu7841
@nolisiwempofu7841 Год назад
Tontenda
@estherchivhu3372
@estherchivhu3372 Год назад
What is the name of the song?
@user-nm3je8hk9c
@user-nm3je8hk9c Месяц назад
Ndodliwa neshumba
@malinideviya534
@malinideviya534 Год назад
Zviri kunzii
Далее
MUKA JONAH TINAMATE
2:52
Просмотров 81 тыс.
tichanzwa kutaura
3:02
Просмотров 147 тыс.
Самый БОЛЬШОЙ iPhone в МИРЕ!
00:52
Johane Masowe Nyenyedzinomwe Mhere Kunamwari
3:50
Просмотров 1,1 тыс.
June 26, 2023
12:15
Просмотров 8 тыс.
NYENYEDZI NOMWE (MUTARE ... MUKA JONA TINAMATE )
4:36
Johane Masowe Muchinjikwa- Tipeiwo Makore ekunamata
2:54
jekenisheni church
2:51
Просмотров 74 тыс.
Johane Masowe Muchinjikwa- Ndaona Mabhiza neNgamera
5:39
Самый БОЛЬШОЙ iPhone в МИРЕ!
00:52