This chief is making he's own people suffer because he is educated nothing like village fields needs a will ,but it needs it's history who is suppose to be the rightful owner, like him he's a chief not by a will but by traditional history,
Dzidzisai mambo avo chivanhu havachizivi, uye vana ava vakapuwa nzvimbo naBaba vavo varivapenyu saka Will yaarikubvunza ndukushaya kuti ndeyei. Vanhu vakapanana chinhu vese vari vapenyu panonyorwa Will here. Mamwe madzimambo akunyanya kurova bonza.
ko Mai vakazouya woti ndakanzwa kt mambo makatonga zvisizvo munda ndewangu Mai anenge ari right here or wrong?? mambo akagonesa apa , chiwanhu rangosara Zita chete but most things zvawekungoitwa chirungu channel
Terera zvakanaka nyaya idzi sahwira (without taking sides, because if you approach this with a preconceived mind, then you are bound to be lost , like you did0 The Chief said ; "If there's nothing written down BEFORE the person's death, then hapana nyaya". PERFECT LAW, PERFECT REASONING.
Kana baba cajatayea nemuromo wavo kuti munda uyu ndewa ngana zviine chapupu hapana court inoita nullify. That has been our customs. Ndokusaka madzudzo asinga peri munyika. Zvese zviku tauranga nephew ava zvinoitwa bedzi kana munhu akangofa asina either kutaura ega kana intestate.
Vanhu varikuti chirungu mukurwadziwa nei hamusimi mudzidzisa vana wenyu chirungu here ama 2000 ukasaisa nechirungu havanzwe chivanhu chacho kwandiri vari good ende vanogona kutonga
MAMBO THERE IS A DIFFERENT BETWEEN TRUTH AND WHAT YOU WANT TO HEAR 👂 MAMBO TONGAI NYAYA IRI KWETE KUTAURA ZVIRIMUPFUNGWA MENYU PANYAYA YEMURUME AKAPFEKEDZWA BHURUGWA MUMUSORO CHIEF MAKATENGWA MATONGO NEUDZVANYIRIRA DZIDZAI KUBVA KUNA CHINGODORA
Iri idare rechivanhu here iri kana kuti uyo I judiciary yakauya kuzochinja chivanhu chedu. Ngaasaverenga mabhuku ekuda kunzi anogona kutonga achishandisa english court hakusi kwamudzviti uko . Ngaambonodzidza chivanhu . Endayi kwachigodora
mese murikuti mambo akatadza hamusikufambidzana nenguwa imi ,mambo is correct panyaya iyi ,the right person anofanira kuuya kudare ndiMai vemhuri iyi , mambo haana kurasa nyaya Mai ngaauye kudare atsanangure chimiro chizvinhu , Mai is the rightful owner of that land in question!! hazvisi zvese zvese zvinotongwa pachiwanhu zivai izvozvo from today !!
Haisi mhosva but izvozvo zvopupurwa namai kana vachiri vapenyu sekutaurwa kwaitwa namambo ndo Shona chaiyo nokuti vana vanogona kutotengesa minda Mai vasingatozive