Тёмный
No video :(

Killer T ft Prophet Magaya *HONDO 2018* 

Ashley Masvosva
Подписаться 27 тыс.
Просмотров 162 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

17 июн 2018

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 228   
@AshleyMasvosva
@AshleyMasvosva 6 лет назад
🍁SUBSCRIBE 🍁for more videos
@ishmaelrupanga5348
@ishmaelrupanga5348 6 лет назад
I’m not a big Magaya fan but I like the human nature in him. Being holy doesn’t stop him from being human, kanonakidza mhani ka song ako lol
@kudakwashemurambiza5871
@kudakwashemurambiza5871 6 лет назад
Ishmael Rupanga Agreed
@theelitesfactor2244
@theelitesfactor2244 6 лет назад
Very true
@tait8480
@tait8480 6 лет назад
Ndipo panotangira ma demon ipapo.
@simbarashesanyika3851
@simbarashesanyika3851 6 лет назад
thank you prophet,,,,avo vanonyomba varegedzai.dont judge hausi mwari .hapana chakashata kurumbidza tru zimdancehall
@ashleykundaikahode77
@ashleykundaikahode77 6 лет назад
wow nice performance...Rambai makadaro prophet Magaya hamusarudzi vanhu mofarira munhu wese coz mamwe ma prophets anongoda vanoimba gospel chete asi imimi munoda vese murambe makadaro shuwa
@rivlinavig2436
@rivlinavig2436 Год назад
Magaya uri datawindi remene church Yako ndeyezvinyawu shrine chaiyo...
@Belovedson-1
@Belovedson-1 11 месяцев назад
I like the fact that he supports the local artists, thank you papa
@likhetobeyriverz139
@likhetobeyriverz139 6 лет назад
Asvotwa naMdara vangu Prophet W Magaya... Ita zvekuchurch kwenyu... Kwedu toita zvatoda...
@rushmoregono8234
@rushmoregono8234 6 лет назад
Likhet obey Riverz thanks wapapa wangu
@crystaldee1642
@crystaldee1642 6 лет назад
CHURCH NDAYA MWARI KWETE MAGAYA.....
@ursulapearson1483
@ursulapearson1483 6 лет назад
Likhet obey Riverz i come with love to u the question is are u seeing any spiritual growth a relationship with GOD in your life or u are just waiting for a breakthrough thats never going to come i was in one of these churchs and guess what i had to be delivered from the spirit thats in these prophets a satanic spirit GOD told me HIMSELF and until now am still in the process these people give u the world and enjoyment of the flesh like bringing this secular music movarairwa then kana bhero rorira muchavaona vaporofita ava vachinzi ibvai kwandiri ndaisakuzivai . Open your eyes Brother they make the satanic sings 666 and everything . Wolves in sheeps clothing as the word referred them and shall deceive many i pray that GOD will make u see light . Amen
@hoskykanyoka4059
@hoskykanyoka4059 6 лет назад
ASVOTWA NGARUTSE, GOD LOVES JOYFUL PEOPLE
@belovedgrace6032
@belovedgrace6032 6 лет назад
Vanovenga ndavavenhe zvavo vanosvotwa ndavasvotwe zvangu life yangu naProphet vangu irikufaya...... #yadahlife
@taurainyandebvu5994
@taurainyandebvu5994 6 лет назад
i love prophet magaya ,,vanotsigira zvipo zvevanhu,only pastor wandaona vanonakirwa nekalife kake achirikurarama,kp support vamwe vaimbi futi pastor ,god bless yu
@vestamakado4430
@vestamakado4430 3 года назад
Thanks Prophet for supporting these artists lots of love 💞💕💞💕😊
@henrybanda2401
@henrybanda2401 6 лет назад
Jonh 17 vs 9" Ndinovanyengeterera ivo, handinyengetereri nyika asi avo vamakandipa nokuti ndivo venyu" verse 25 Baba vakarurama nyika hainakukuzivai asi ini ndakakuzivai naivava vakaziva kuti makandituma NdiJesu achinamatira manonamata Mwari muzvokwadi anova patsanura nenyika paati nyika arikureva vanoda mafaro emunyika. Mwari kana ari pavanhu vanhu havafari vanotochema zvivi zvavo kwete kutamba nanaKiller T. Vanhu musanyengedzwa uku kwamuri kuita kuseka Mwari uku. Zvino Pauro anoti VaGaratia 6 vs 7/8 Musanyengerwa Mwari haasekwi nokuti izvo zvinodzvara munhu ndizvo zvaachakohwa, Unodyara nyama uchakohwa kuora kunobva panyama asi unodyara mweya uchakohwa hupenyu husingaperi unobva pa mweya. saka kana muchitamba Killer T muchechi muri kudyarei? vana Killer T vanofanira kuuya kuchechi vodzikamiswa nechechi kwete kuti ndivo votoshandura chechi kuita night club. Ukaona usati wava kurwadziwa nekunamata hausati watanga kunamata nekuti kwakaoma Pauro anototi vanotsungirira kusvika pakuguma ndivo vachawana korona Hama tosangana musi waachaonekwa mumakore Jesu nevakamuuraya vachamuona. Isu ngatichenjere murwdzisa nekuda kwemabasa edu
@gracedzvairo8679
@gracedzvairo8679 6 лет назад
Being a prophet does not mean u shld hve a physical life pple so vanotaura zvavanoda hmeno ikoko love you prophet W.magaya
@trevor.jtaswa8680
@trevor.jtaswa8680 6 лет назад
killer t anosota and i respect the Prophet but I think that Alter of worship deserves to be respected and feared!!!
@charleskgopozah2632
@charleskgopozah2632 4 года назад
How??? 🤔
@oncemore.muresherwa.8393
@oncemore.muresherwa.8393 4 года назад
How? Expagorate please
@oncemore.muresherwa.8393
@oncemore.muresherwa.8393 4 года назад
How? Expagorate please
@MelysahMoyo-hv5bp
@MelysahMoyo-hv5bp 9 месяцев назад
Hauna kutokanganwa iwe
@nicholasnyachega1999
@nicholasnyachega1999 6 лет назад
Magaya anonakirwa hake. Life is all about that. You're human before you're a businessman and prophet.
@briankarimao540
@briankarimao540 6 лет назад
If thats not done at church i tell you many young pple will be taken na devil nekuda kwezvinhu zvisina kana basa.Pamberi Nemi Prophet
@fatimagillian3723
@fatimagillian3723 6 лет назад
im grateful for such a father... kuchurch kunonakidza....#PWM
@forgivemuzondo3545
@forgivemuzondo3545 6 лет назад
Thank you prophet Magaya for promoting our local artists
@admiremuzvidziwa4788
@admiremuzvidziwa4788 6 лет назад
At list he is promoting dis young stars keep it up prophert magaya
@telmorebusire2024
@telmorebusire2024 6 лет назад
Mwari ane chikero chinoera moyo ndiye achaera Magaya.Isu tirivanhu vakafanana naye,we can't judge him....asika???Pakaipa!!!
@esaumadzura
@esaumadzura 6 лет назад
The African doesn't understand how the world works! God is the same Mwari wemadzinza amunoramba!
@fionafiona8635
@fionafiona8635 4 года назад
Awesome be blessed killer T hands on f prophet in you it is done ✅
@TINOTENDAMUCHANGANI
@TINOTENDAMUCHANGANI 6 лет назад
A bit prophetic too to incidences that later ensued at White City Stadium.... #ED is saying "Huyai tiwirirane vana veZimbabwe..." Wishing all victims a speedy recovery! May the devil be rendered powerless
@tinashemarimiradigital1198
@tinashemarimiradigital1198 6 лет назад
May God continue to bless you prophet for supporting local talents
@takundatakunda6204
@takundatakunda6204 6 лет назад
Asvotwa ngarutse asvotwa na magaya ngarutse end musa munyaudze kkkkkkkkkkkkkk kkkk fai weduwe upenyu inguwa duku
@patiancemanjeru4100
@patiancemanjeru4100 6 лет назад
Amen kana panevaidhakwa jesu aitotendeusa vanhu
@tracymusilani1917
@tracymusilani1917 6 лет назад
Magaya kumberi haamirire kuenda kuma show anoita mashows kuchurch make
@delightchikowore1596
@delightchikowore1596 6 лет назад
Tracy Musilani kkkkk nyanyest
@clivemupondi373
@clivemupondi373 6 лет назад
ehe mafaro anomada I think kunana Glamis panouya ana Davido anotoenda akazvivhara kumeso ne zi hate tinenge tinaye kumafaro
@colindoyle7302
@colindoyle7302 5 лет назад
Don't hug pls
@gracengwenya9325
@gracengwenya9325 6 лет назад
Magaya ndokugona manje vangu vanofara ndozvodiwa manje 😉😉
@linekermanyasi6001
@linekermanyasi6001 6 лет назад
JESU akazvirovera vamwe vanhu izvo
@takundamaunganidze9726
@takundamaunganidze9726 6 лет назад
lol...isu mira titerere beats.....tione zim gala iri....or zimdancehall hosted by MC Magaya....oooh ndiprophet zviya
@cherly_ynn7738
@cherly_ynn7738 4 года назад
😂aizve
@amirelielton569
@amirelielton569 6 лет назад
Magaya akarongeka gyz dont judge him noone anoziva his private life akanzi ngaati president zvitorinane pane zviripo izvi
@brucemarubini9247
@brucemarubini9247 6 лет назад
The song seem to be good, big thumb to prophet. Keep it
@understand8370
@understand8370 6 лет назад
Killer T salute ,talking about real talent .Unotokunda Jah Prayzer pa stage big up to you man
@emmanuelchinamano3517
@emmanuelchinamano3517 6 лет назад
Kkkk apa akukanganwa maLyrics eSong yke fut.... Msombodia chaiyo uyu
@melodymhlope9437
@melodymhlope9437 6 лет назад
chairman munogona izvo ndobvuma...apa pakuzoimba kuchurch mmmm
@clivemupondi373
@clivemupondi373 6 лет назад
Unoto winiser mu church ka apa kutobata magaro ese ema sister mubhawa chaimo kkkk ndaseka hangu aaah
@trishiewhisky364
@trishiewhisky364 6 лет назад
Kkkk nyc kwaifarwa ndozvidawo lyf
@kaizenmudzamiri1556
@kaizenmudzamiri1556 6 лет назад
Today they sing about drugs tomorrow they are given the platform to sing in church.....
@takudzwachigumadzi4981
@takudzwachigumadzi4981 Год назад
Fuckoff ... uribenzi ... dai ukayenda kugena !!!!
@kaizenmudzamiri1556
@kaizenmudzamiri1556 Год назад
@@takudzwachigumadzi4981 thanks Bro.
@brendamukudo3972
@brendamukudo3972 6 лет назад
God bless you prophet Magaya
@mwananzambemokonzit.n.kano4831
This is when you just stop hating and say Magaya you the man
@mavyshindi7946
@mavyshindi7946 6 лет назад
dance muchech here amana izvi zvinyowani izvi eh
@nolinjymu4841
@nolinjymu4841 6 лет назад
humaaa humahuma💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻❤💞💕🔥🔥🔥
@tineitrilms137
@tineitrilms137 6 лет назад
Zvamwari ngazviite zvamwari..kufara faraibmunashe..kwete kufara munyika....not judging...but i feel the place of warship yakufariwa zvisizvo
@Geomtics
@Geomtics 5 лет назад
message yesong shaa.,..wainzwisisa here??.......jus becoz munhu anoimba dancehol akazoimba music yechurch zvakaipei.tisangoshoropodza nepamwe pazvisingapinde
@colindoyle7302
@colindoyle7302 5 лет назад
Kufara mnamwari uku bcz Havana chakaipa chaita
@roselinemurevanhemajackiej8899
Prophet Magaya may God continue to protect yu
@alphachabvukwa8560
@alphachabvukwa8560 4 года назад
waaal so exciting
@praisechikwanda9137
@praisechikwanda9137 6 лет назад
Mwari akuitireyi nyasha
@innpower428
@innpower428 6 лет назад
''umu mumba mababa mamunoita kunge mubani'' #winkyd_singing
@patiencemhlandhla5977
@patiencemhlandhla5977 6 лет назад
Magaya unonamata rusifa kwete mwari ...... Mwari vaukutamba naye achakuzvambaradza ukapfupika kureba kwese kuchapera iku. Satan mukuru
@masimbaashemufushwa6529
@masimbaashemufushwa6529 4 года назад
Vhura yako church kana wabayiwa...manje haupore
@clivemasike-xo4nz
@clivemasike-xo4nz Год назад
Hoyooo ❤❤❤❤
@fanuelbanda8346
@fanuelbanda8346 6 лет назад
Siyanai nesu church ndeyedu toita zvatinoda ku PHD musataure kwamusina kuswera
@tapiwakuimba6704
@tapiwakuimba6704 6 лет назад
listen to winky d's song inonzi mumba mababa
@promiseshadaya3886
@promiseshadaya3886 6 лет назад
@Tapiwa ndainzwa arikutaura chokwadi winky
@oncemore.muresherwa.8393
@oncemore.muresherwa.8393 4 года назад
Saka Winky D ndiye arirght manje?
@josephorman3456
@josephorman3456 6 лет назад
Mamwe maChurch ???
@flemmingsamuel8114
@flemmingsamuel8114 6 лет назад
haaa bhooo zvekuti siyanai namagaya vanhu vese variku phd ava vagara vanotoda zvekujamba ngoma ndofunga mangozvionera
@Jones41256
@Jones41256 6 лет назад
Flemming Samuel Kkkkkkk lolest
@lucentysibanda5181
@lucentysibanda5181 6 лет назад
Yaaa nguva ichakwana mwari honai
@harmonymakore7051
@harmonymakore7051 6 лет назад
Uya akataura akati church nenyika zvava zvimwe cht ndoiri kuitwa namukoma magaya
@mikey6104
@mikey6104 6 лет назад
ukaona church yadai haaaaaaa zvatodhakwa...
@simbarashesanyika3851
@simbarashesanyika3851 6 лет назад
killer nw a matured person..big up chairman
@mrchairman5389
@mrchairman5389 6 лет назад
Only here to read comments
@user-ju4wb8zi8k
@user-ju4wb8zi8k 7 месяцев назад
Warema chairman
@jabulanisiyakangelani1975
@jabulanisiyakangelani1975 6 лет назад
gig muchechi shame
@roselinemurevanhemajackiej8899
Killer T zvazvinhu
@amonpaswairi3181
@amonpaswairi3181 6 лет назад
Chairman munondiitira. makanyanya
@primrosekavhutema3891
@primrosekavhutema3891 6 лет назад
chairman boe hama
@fortunekaseke7491
@fortunekaseke7491 6 лет назад
I won’t judge 👨‍⚖️ but I like the performance
@vimbaimunyanyi
@vimbaimunyanyi 6 лет назад
profet izvi hazvinakidzi yowe
@shepherdkanhukamwe4674
@shepherdkanhukamwe4674 5 лет назад
we ought to respect the house of the LORD
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 4 года назад
I am not a daughter of Prophet Magaya, if i may i ask when David danced kusvika amai vapopota pane anoziva kuti waitamba sei. Lets not judge, zvavari kuita zvakatoita mumwe asiye nzira yaaifamba nayo achitendeukira kuchurch. Prophet keep on
@MelysahMoyo-hv5bp
@MelysahMoyo-hv5bp 9 месяцев назад
Akati kusafara ndorespect akakunyepera
@faithmhene
@faithmhene Год назад
Haaah kudhara ikoko
@lilianajerugut9193
@lilianajerugut9193 6 лет назад
Woow nice song
@prayermunyika4879
@prayermunyika4879 6 лет назад
The truth is what happened guys is totally wrong we as Christians we dont expect to do this in the house of the lord we dnt mix things
@percyncube8660
@percyncube8660 6 лет назад
Prayer Munyika the problem is that know one is holy
@millybadze2117
@millybadze2117 6 лет назад
Prayer Munyika you said the truth hanzvadzi thx!
@talentscotch3747
@talentscotch3747 6 лет назад
Kuenda kushow yaKiller T is not a bad idea but I think it's just the wrong place. Chimwe nechimwe panzvimbo yacho
@percyncube8660
@percyncube8660 6 лет назад
Prayer Munyika do wat is right to u stop judging Magaya
@Jones41256
@Jones41256 6 лет назад
Taking innocent souls to hell is that right? ....Ishe Jesu vakazviramba izvi it shows that church yamagaya is filthy ...You can't play worldly songs in a holy place no sir
@sinikiwehungwa4078
@sinikiwehungwa4078 6 лет назад
Chairman makumberi kwekuseri
@jamestarwirei2017
@jamestarwirei2017 6 лет назад
This is totally wrong Killa T Haaziye here uya wekuimba zvinyadzi ndosaka shoko raMwari rakatiti edzai mweya uyu mweya ndamuedza ndewekwaSatan
@tanatswadube1597
@tanatswadube1597 6 лет назад
Aaaa aaaaaa imari here pastage iyoooooooooooo
@oncemore.muresherwa.8393
@oncemore.muresherwa.8393 4 года назад
Unopfeka maglass?
@chipomakombera5688
@chipomakombera5688 6 лет назад
hahahah vanhu vanga vambori mumweya ipapa kuzongotykiller t bvachachaya
@LeeroyMathew
@LeeroyMathew 6 лет назад
hazvi zvechurch izvi killer t wakuxaya manje
@samanthangwenya8322
@samanthangwenya8322 6 лет назад
Magaya ndozvinhu kkkkk
@mejurymatoro2631
@mejurymatoro2631 6 лет назад
Like song very much
@primroserabaya6446
@primroserabaya6446 6 лет назад
Sando chair man. Kwakuseri
@kevinmakumbe
@kevinmakumbe 6 лет назад
kUDENGA KUCHAROHWA MUNHU
@leonardwadi9148
@leonardwadi9148 4 года назад
Church chirudziko ichi? andisati ndambozviona ini yowe!magaya fungwa dzake dzakanyasokwana here?
@oncemore.muresherwa.8393
@oncemore.muresherwa.8393 4 года назад
Ndiwe ukutorwara hauzivi ichechi ipi iyi? Ndokwaunomhanyira ikoko dzaitasei pfungwa dzavo..vapenga vadii iwe haunde kushow yaKiller T here kana iye haadeo kuenda kuchurch here?
@faythmachara7243
@faythmachara7243 4 года назад
Ha killer T kumberi gyz........
@shamisoshamiso7602
@shamisoshamiso7602 6 лет назад
Yah APA pangapakaipa ummmm ma1
@lloyddahwa9973
@lloyddahwa9973 6 лет назад
vanoenda Ku phd they don't know mwari wavanonamata coz even word of magaya wacho don't know hw to preach, no verses ngano dzega dzega, magaya followers don't know the last day their preacher told them to read the Bible ndizvo zvinokuudza kut they worship anointing oil not God.... phd same same nekuenda kun'anga
@oncemore.muresherwa.8393
@oncemore.muresherwa.8393 4 года назад
Unorwara; tabva kunzi make sure you read the bible everyday paLockdown and come out uri productive
@fobsgogoma1377
@fobsgogoma1377 6 лет назад
Magaya mwari achakurova neshamhu inorwadza
@manjenjenjegandarevasikana9221
fobs gogoma zvichaonekwa pakukohwa hanzi regai zvikurirane.
@agnespetro8699
@agnespetro8699 6 лет назад
Xuwa
@promiseshadaya3886
@promiseshadaya3886 6 лет назад
Eish veduwe mwari ngavaite kuda kwavo
@kudakwashemurambiza5871
@kudakwashemurambiza5871 6 лет назад
fobs gogoma Nowhere is it written dat d house of God must b one of solemn concentration dear. Think fast..
@fobsgogoma1377
@fobsgogoma1377 6 лет назад
Kudakwashe Murambiza Kudakwashe zvamwari neizvi zvakasiyana inga Jesu akarova vanhu vaitambira makasi mutemberi yamwari chete vanhu vanotevera zvakadai havaoni magaya chero mharidzo yake haatauri zvamwari ma business nekuita mari chete mazuva ekupedzisira aswedera
@princessmotionchingwere9212
@princessmotionchingwere9212 6 лет назад
Yes you are a man of God sr magaya but isai musiyano pa church ne masong entika guy kunamata haisi nyore of cz moidao music isiri ye gospel but not in church man of God l havea lot of respect but not in this remekedzai kereke yenyu you are the founder a good leaders leads with example a church is a holly place to respect to fear to owner man of God
@theodorahgamba9523
@theodorahgamba9523 5 лет назад
Princess Motion Chingwere ummm pakuzoti moG hamusi manyanya here
@ashleybhebhe6646
@ashleybhebhe6646 6 лет назад
Stop judging God is the only one who is going to judge
@anesumidzi9680
@anesumidzi9680 6 лет назад
Jeremiah 23 vs 16 ;Thus says the Lord of Hosts "Do not listen to the words of the prophets who prophesy to you,They make you worthless ,they speak a vision of their own heart Not from the mouth of God vs21 I have not sent these prophets yet they run.............. vs31 behold i am against the prophets, " says the Lord who use their tongues and say he says..... Wake up people and pray. John 14 vs 15 if you love me keep my commandments, 1John 1 vs 4 -7
@gamuchiraichisirimunhu4283
@gamuchiraichisirimunhu4283 6 лет назад
KwaMagaya kunenge kunonakidza🙄
@preciousmuringay8138
@preciousmuringay8138 6 лет назад
Gamuchirai Chisirimunhu taura hako hama kkkkkk
@gamuchiraichisirimunhu4283
@gamuchiraichisirimunhu4283 6 лет назад
Precious Muringay kkkkkki handei
@evidenceshoko2889
@evidenceshoko2889 6 лет назад
Gamuchirai Chisirimunhu kkkk kuona vaimbi mahara ka kunamata dololo
@preciousmuringay8138
@preciousmuringay8138 6 лет назад
evidence shoko 😂😂😂😂ehe for mahala
@patiencelinda210
@patiencelinda210 6 лет назад
Ndochiyi gyz zvr zvamwari hr
@leonardnzara9448
@leonardnzara9448 6 лет назад
Eheeekaka
@alhagiejobe5391
@alhagiejobe5391 6 лет назад
Well done buddy you nailed thus one but please rest too many gigs it's not doing good to your voice please
@jarmainemoyo5014
@jarmainemoyo5014 5 лет назад
yeman DJ in de chapel yooh selecta give a new mad tune beware muchapel Isnt a play ground like that one musakanganwa kut kune vamwe vakamborakashwa neshanhu in de Bible nenyaya idzodzi
@TheQueen-di4fq
@TheQueen-di4fq 6 лет назад
Ndezva mwari here izvi ??handivenge munhu but this ummm
@dominicnyaguyo4821
@dominicnyaguyo4821 5 лет назад
Kkk
@briannechironga1159
@briannechironga1159 6 лет назад
Mashow muchurch
@ilanahassen2025
@ilanahassen2025 6 лет назад
Ndoanodzi ma jokes so
@petronellahpetty7933
@petronellahpetty7933 4 года назад
Kkkk
@gracedragon3042
@gracedragon3042 5 лет назад
Magaya akatora mari kare..
@sharonmagwaro4270
@sharonmagwaro4270 6 лет назад
kwavaMagaya kune huchi
@rospamanyanga877
@rospamanyanga877 6 лет назад
Iwe woshora
@Jones41256
@Jones41256 6 лет назад
Iyi ndiyo church yewa pusawapusa
@rushmoregono8234
@rushmoregono8234 6 лет назад
Toita zvatinoda as PHD ministries kudarikidza nababa vedu nokuti zvese ndezvedu as partners former yako @victor k
@promiseshadaya3886
@promiseshadaya3886 6 лет назад
@rushmore gono ...chimboitayi veduwe inguva yenyu but one day is one day
@evidenceshoko2889
@evidenceshoko2889 6 лет назад
victor k chokwadi zvakasanga imomu zvakaoma
@evidenceshoko2889
@evidenceshoko2889 6 лет назад
Rushmore Gono kkkkkkkk namaitai henyu
@preciousmuringay8138
@preciousmuringay8138 6 лет назад
Kkk akati kana munhu ari prophet haanakidzwe ne music ye munyika make ndian🙆boe zvekuti magaya
@thuthukiledube7299
@thuthukiledube7299 6 лет назад
Hondo yei muchurch
@thomaskatumba5383
@thomaskatumba5383 6 лет назад
Aaaaaaaa zero magaya anoita zvese zvese
@odirilemasilo868
@odirilemasilo868 6 лет назад
Nice 1
@percyncube8660
@percyncube8660 6 лет назад
Chibaba chengoma
Далее
Killer T  2018 *live @ Magaya church
14:10
Просмотров 104 тыс.
Qora Gelik
00:26
Просмотров 523 тыс.
Killer T - Mucherechedzei (Audio Video)
4:04
Просмотров 286 тыс.
SILENT KILLER LIVE @ONEMONEY OK MBARE 2017
18:43
Просмотров 80 тыс.
Jah Prayzah_-_ (GOTO) mbira session
16:11
Просмотров 14 тыс.
Killer T Performs At Ginimbi's Funeral
12:02
Просмотров 32 тыс.
Kuseri kweshumba kune Huchi [Live Performance]
6:53
Просмотров 33 тыс.
Killer T Live🎙🎚
32:50
Просмотров 2,7 тыс.
Jah Prayzah ft Prophet Magaya LIVE PHD Ministries Church
1:03:25