What a chicken,retracting his first sensible question due to bullying, these legislators need to understand they are meant to stand up for the citizens 🤦🏽
Saka hapana chawanzwa pane zvataurwa uye iwe une nhema chaidzo. Last got 50kg hapana chakabuda. unotoverenga kuit 1,2 3 tikarimira pasi kutangisa futi kutenga mbeu. We will never go anywhere because of bootlicking. zviriko zvembeu dzisingabudi hobho. kana yako yakabuda isati inhema cz vamwe tave nemakore tichizviona. vamwe vakasvika pakuti mbeu iyoyo ikauya kungoisuka voendesa kuchigayo cz vamwe vanoti yakaomeswa nemadrier wat wat even beans dzacho.
Learn to report accurately or else you mislead subscribers big time.This heading is off topic.Debate is about viability of seed.Mbewu ye chibage is not chibage. God forbid
Point of order maize does not germinate in a day 2 We have these fake seed houses There is this other one whereby an all-in one varieties chibage chinokura zvinemuzera wakadiyana siyana asi zvabva musaga rime chete Matsotsi
vakasangana nazvo but vanhu havadi kuti zvinhu zvigadziriswe chete. That question is very relevant cz zvinobhowa kuti by the time u discover kuti haisi kumera it will be too late apa waburitsa mari kuti vanhu vadyare mbeu idzodzo