Тёмный

Ma1 !! Sekuru Tasvu Vakuronga Zvakaoma Zvichabata Mbavha Dzaibira Vanhu paUK 

Zigo
Подписаться 106 тыс.
Просмотров 8 тыс.
50% 1

Развлечения

Опубликовано:

 

25 июн 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 36   
@user-fw5eu5uk4o
@user-fw5eu5uk4o 27 дней назад
Kkkkkkkkkkk mbavha ngadzibatwe kwete vanonyepa sekuru mbavha dzichanya mago chte
@fionachiwewa2004
@fionachiwewa2004 27 дней назад
Iniwo ndakatoitirwa neumwe achizviita sekuru Tasvu
@saiditomu5201
@saiditomu5201 Месяц назад
Kkkkkk ana Tasvu vawanda dzangova mbavha
@fyahstarta1007
@fyahstarta1007 Месяц назад
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@FAMILY.G.M.G
@FAMILY.G.M.G Месяц назад
Why am l breathing different after drinking that muti for grazy,penya penya grazy
@beast6423
@beast6423 Месяц назад
Zigo wakufloppa takakuudza kuti chigame chawakutamba ichi .. wapisira
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb Месяц назад
Hoyooo tasvu 😅😅😅😅
@user-qv2sc5gi5i
@user-qv2sc5gi5i Месяц назад
❤❤❤❤❤
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi Месяц назад
Sekuru kunobviwa kwakadii
@robertmudari5063
@robertmudari5063 Месяц назад
Wakuda kukonana na Robert tapfumaneyi i bass rake
@zigo
@zigo Месяц назад
😂😂😂😂
@davidnyabanga2862
@davidnyabanga2862 Месяц назад
😂😂😂True Robert haade navo
@phathisanisibanda6517
@phathisanisibanda6517 Месяц назад
Kkkk ko sekuru vano reporter ku police sei ?ngavango dealer navo tione vachikumbira ruregerero
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Месяц назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b Месяц назад
Dressing yamadam Inoda vari mu bedroom nt pamhene mashaya copy guys from mukotsanjera
@user-xs9jx4lu7g
@user-xs9jx4lu7g Месяц назад
Tasvu 1 Chimutashu 0 😂😂😂
@user-ke7ry1ol9w
@user-ke7ry1ol9w Месяц назад
Chibaba
@fyahstarta1007
@fyahstarta1007 Месяц назад
1 Tasvu Odashura Chimutashu
@successmike
@successmike Месяц назад
Mini yaGogo bho here?
@TessBlues
@TessBlues Месяц назад
😢😂😂😂😂😂
@KilfordGomba
@KilfordGomba Месяц назад
Kkkkkk
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b Месяц назад
Zvonyadzisa zvoda varimubedroom nt pamhene1over ten poor wrk copy from mukotsanjera shumba yengozi
@rudeboysamas6577
@rudeboysamas6577 26 дней назад
𝐍𝐝𝐢𝐨 𝐲𝐚𝐦𝐨𝐭𝐲 𝐦𝐢𝐧𝐢 𝐞𝐫𝐞 𝐤𝐮𝐦𝐛𝐚 𝐤𝐰𝐞𝐧𝐲𝐮 𝐢𝐲𝐨𝐨
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 26 дней назад
@@rudeboysamas6577 my dear dressing nelevel yako inongokuudza wega kuti ndimai ruwadzano avo ndimai bhawa so don't oppose BT learn mukombi ukapfekaso unonxi iwe ndeip yako if you dress something nice vanoti mama mawana pekugara here
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b Месяц назад
Mukotsanjera is real
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b Месяц назад
Mai vanokudzwa vanofanira kugara vakapfeka semunhu mukuru kuitira havazivi musinenguva vana vanosvika rinokudzwa sei dare pakadai amai mashaya
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd Месяц назад
Zigo tinokuda zvakanyanya but iyo imbavha ine skill siyana nayo iyo
@honestrufu5354
@honestrufu5354 Месяц назад
Hamusi maakutambira kunonyudza here mukuru? Dai wakaona mukomana aigwesha uya anonzi Simba apora wozodzoka uchitaura izvozvo
@michaelsimoko
@michaelsimoko Месяц назад
kana musingazive nyararai mukuru
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd Месяц назад
@@honestrufu5354 maporo yako dako remai vako umofunga kuti ndakaita zvokuudzwa imbavha ndakaendako kwatasvu akaja mari ye vanhu 3,,, $1500 dollars for nothing demerty manhi
@elvismawaro4273
@elvismawaro4273 Месяц назад
Ndimi vanhu vakabata imi motya kufumurwa kwa sekuru Tasvu.
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd Месяц назад
@@elvismawaro4273 mudhidhi wamai vako unofunga kuti ndaka pusa zvokusvika kunyeberwa nembavha
Далее
кукинг с Даниилом 🥸
01:00
Просмотров 1,6 млн
Ndakasungirwa Kuva Driver Wema Armed Robbers
36:05
Просмотров 21 тыс.
@HeadmanChigodora Mukadzi wemunhu haabatwi Pt1
48:21
Просмотров 36 тыс.
Released After Sadc Summit
10:55
Просмотров 162
Madzibaba Nyasha Vavhura Hombe Kwamutare kupenhalonga
30:57
rambai mukadzi zvakanaka asekuru kwete kunyebera vana
17:47
БИМ БАМ БУМ💥
0:14
Просмотров 3,2 млн
#фильм #кино #фильмы
0:58
Просмотров 2,9 млн
бим бам бум💥💥 типа..
0:18
Просмотров 7 млн