Тёмный

MadziBaba Ishmael Latest: Vana Vangu Havachandione SaMai 

SlyMediaTv
Подписаться 310 тыс.
Просмотров 30 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 123   
@AgnesNemaunga
@AgnesNemaunga 7 месяцев назад
Budai church dzema Sowe idzo munoramba makapusiswa,werengai mega Bible, bvisai tumadhuku utwo mumusoro😂😂😂
@alihussen4250
@alihussen4250 7 месяцев назад
Hakuna zvakadaro Haasi masowe ayo isu toapinda izvo ndezve hurombwa izvo zvakaiitiswa kwete kuti zvidhuku kna kuti masowe akaipa Hawaii bodo vanga vakatoputirwa nekupusiswawo avo
@Personal-l2n
@Personal-l2n 7 месяцев назад
Vanhu ngavazviverengere muri right imi ukaverenga woga unobva wapepuka maporofita anoverenga ari mudzimba oti imi musaverenga mukai vanhu imi verenga Bible shko raMwari dont depend on a mere human being
@wellingtonmugave9373
@wellingtonmugave9373 6 месяцев назад
Usaite shamwari iwe
@scholasticmubika2892
@scholasticmubika2892 6 месяцев назад
All churches are cult asi vanonenge vapepuka it's not about masowe vanoverenga bible tiri kungovanzwa vachibata vana chibharo kuba Mari dzevanhu
@Yambukaimakumbe
@Yambukaimakumbe 6 месяцев назад
@@alihussen4250 muchapepuka henyu
@martinamukanya1200
@martinamukanya1200 7 месяцев назад
Thank you Daniel you are doing amazing Its good to see new faces on Sly
@ezrongeorgemaseko3747
@ezrongeorgemaseko3747 7 месяцев назад
Instead of jailing Job Sikhala for almost a year without trial for flimsy reasons, here is more than overwhelming testimonies against Madzibaba Ishmael who defied several human rights, a murderer is being handled with gloves. Take away this man from society to Hades not Canaan Zimbabwe let's speak louder than ever.
@vimbie-k2z
@vimbie-k2z 7 месяцев назад
Tinotenda vakapiwa vana vakuda counseling plus kwatete Tilda Foundation kune varikupiwa rubetsero pavana vadzoka kuLily farm
@KarenChikosi
@KarenChikosi 7 месяцев назад
Mwari ngaakudzwe makapiwa vana venyu
@benhildayolamu4595
@benhildayolamu4595 7 месяцев назад
True.Totenda Mwari.But vana ivavo vanoda conselling yakasimba
@yeukainyanjera5525
@yeukainyanjera5525 7 месяцев назад
Madzibaba Eshumairi mukuru wevaroyi mufunge, kuuraya here vana wese 4,awo ngawafire mukati hawo
@veronicamarowa6584
@veronicamarowa6584 6 месяцев назад
Congratulations 🎊 amai nekudziserwa vana venhu
@FungaiChikwanda
@FungaiChikwanda 7 месяцев назад
Varume vacho vakatodyiswa zvekurevesa
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 7 месяцев назад
Very good strong woman very good rambai makashinga mwari waveo upiko Ishu😢😢😢😢😢
@PaidamwoyoAbigailNdhlovu
@PaidamwoyoAbigailNdhlovu 7 месяцев назад
Mmm from the narration of this mum, her 4 children need counseling please help department of Social Welfare need to act, cz these chn are likely to go bac to Lily farm!
@chamunorwachasi3711
@chamunorwachasi3711 6 месяцев назад
Kana amai avo vachikundika kuchengeta vana vavo ngavadzosere kuna baba vacho pasina izvozvo vachavengana nevana ivavo ende vachatizwa
@lazieharsh
@lazieharsh 7 месяцев назад
Dzimwe ngozi dzatirikugadzira in the name of kunamata rimwe gore tichachema.
@Masili-he2kv
@Masili-he2kv 7 месяцев назад
Makadiko muno vana vese varikubva kufarm kwaishumairi vanodacounciling pliz coz vana vakafutatidzwa vesenevanhu vakuru vakutodatateguru tasvu vakashandisirwa mvurayezvitunha vakudakurutsiswa veduwee
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 7 месяцев назад
Unotoona kuti ZIMBABWE yacho haisi imwechete and haina mutungamiri
@teresateresa6875
@teresateresa6875 7 месяцев назад
Thanks Daniel
@lizypella6683
@lizypella6683 6 месяцев назад
Kuzoti mwari Ishumael nxaaa....
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 6 месяцев назад
Pavanoti Mwari wedu apo panondibhowa ini nxa.
@rhodamangachayi7386
@rhodamangachayi7386 6 месяцев назад
What a strong woman you are ,ramba wakatsika. Well done
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 6 месяцев назад
Vana avo vakatokanganiswa njere vanoda deliverance chaiyo yakasimba.Haisi nyaya yekuti vakaudzwa zvekuita no asi kuti muchikafu chavanodya pamwe chete icho ndimo mavanoisirwa mipfuhwira vese one time.Saka pakaipa mhuri ngairutsiswe iyo.
@LianaKatemauswa
@LianaKatemauswa 7 месяцев назад
Amai vakataura nyaya iyi kwatete T mundipe number dzenyu ndinondakukupai rubatsiro makayambutsa Vana ye Egypt Mwari vakubatsirei mupihwee makore ekurarama akawanda
@shailetgamuchiraimatau6659
@shailetgamuchiraimatau6659 7 месяцев назад
U are amazing.may the Lord bless you.
@LovenessChitapa
@LovenessChitapa 7 месяцев назад
Tinotenda Mwari vakuropafadzei
@SandraChapaguta
@SandraChapaguta 7 месяцев назад
Fonerai Tete Tilda mukwanise kuvawana Mai ava thank you for your love
@momof3941
@momof3941 7 месяцев назад
Even bamnini vacho deserves an award ,ve human rights should honor them
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 6 месяцев назад
God bless you
@ndumisonyathi6048
@ndumisonyathi6048 6 месяцев назад
Tsvagai basa mushandire vana moda kubatsirwa kusvika riini shandai mhai
@MiriamChiwarakata
@MiriamChiwarakata 7 месяцев назад
Apa mhlamha muneruziwo neupenyu Shingai nerwendo Munobatsirwa rambai makadoro Aah zvekupusiswa dai madzi madzimai ese arikoko waiwe nrpfungwa idzodzo
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 6 месяцев назад
But kana irimushonga ndinotenda hangu. This is just worse. Kusiya Canaan yaunozvipa wega uchienda kuhunhapwa aaaa izvi ndatya nazvo izvi. Varume chirikuita kuti varambire ikoko it's because vanopihwa vakadzi zvese nevana vadiki for free that is why. Bonde varume vanorida manje vakabvako zvatovharana
@esnathnhiwatiwa6048
@esnathnhiwatiwa6048 7 месяцев назад
Vana vanoda deliverance neconselling
@momof3941
@momof3941 7 месяцев назад
Kudos to the Norton police they seem to be doing a better job than vekunyabira panhau dzevana
@Dr_Maa_Mageza
@Dr_Maa_Mageza 6 месяцев назад
Vana dzava mhuka 😢 Ishmael ma1
@JohnMarimbire-me4do
@JohnMarimbire-me4do 6 месяцев назад
Good Mai
@Fayrwa06
@Fayrwa06 7 месяцев назад
Mother needs help from Children’s Social Services to Establish a therapeutic relationship with her children. KUROVA IS NOT A SOLUTION 😮😮😮😮
@Munesuishe201
@Munesuishe201 7 месяцев назад
Musatye Mai as long lshumairi arimutrongo havachatorwa even stand hatengese coz arkutotya Jeri murume uyo paakatobvuma kutora mabirth
@armiedz2375
@armiedz2375 7 месяцев назад
Ishu was as aiming to built his own Orania SA farm...
@josephinezata7529
@josephinezata7529 2 месяца назад
Manje uko kuri organised hakuna hutsinye nekuuraya it's only that havadi ma blacks chete
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 7 месяцев назад
At list makazopiwa vana tinotenda
@ezrongeorgemaseko3747
@ezrongeorgemaseko3747 7 месяцев назад
Ava varume vechipostori vakafirwa hypotinised....kubikwa chaiko nemishonga. Ishmael to Sekuru Tasvu please.
@PetersonChimbudzi
@PetersonChimbudzi 7 месяцев назад
Saka mai imi murikuramba murimuchipositori Chaco futi 😂😂😂😂😂 Munoda kubatsirwa vanadium namaste ko baba kuLily farm shuwa
@TOFFEE.B
@TOFFEE.B 7 месяцев назад
These people wr captured by Ishumaeri .State capture yevanhu if the thing blew up imagine dai vaiva nemaresources e kucapture state huh because ava vanhu vakadzimaidzwa last
@auddiemunda4446
@auddiemunda4446 6 месяцев назад
Happy for you mamie
@franciscademberere-6653
@franciscademberere-6653 7 месяцев назад
Ishu akaitira vanhu hutsinye chaihwo
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 7 месяцев назад
I miss baba vaRanga boss madaburo
@patiencemashura8942
@patiencemashura8942 7 месяцев назад
Zvinorwadza veduwee 😢😢😢
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 7 месяцев назад
Endai futi vabatirwe maintanance. Baba ivava vari kusango ikoko
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 7 месяцев назад
Ivo vasinga shande pa company?😢
@EsteryRambique
@EsteryRambique 6 месяцев назад
Kk😂😂😂😂
@EsteryRambique
@EsteryRambique 6 месяцев назад
​@@maiyeukai9346handiti bank ravo ndimwari here mwari ishu 😂😂😂😂
@TariroRachelMasaraure
@TariroRachelMasaraure 6 месяцев назад
Vana needs deliverance avo😢
@CharityChasakara
@CharityChasakara 7 месяцев назад
Uuuuuriiii Dany iribasa aris line rako😅
@loxlux8118
@loxlux8118 7 месяцев назад
Kwakudzokera futi ku postori batsirwai kuchurch zve ikoko
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 7 месяцев назад
Postori doesnt have a problem...only one person has...
@SekaiKatandika
@SekaiKatandika 6 месяцев назад
Ndibatsira reyo hama ndatambura ndinayewo mwana wangu ariikoko ndondiyi hama ndatopererwawo
@archibaldchagadama1759
@archibaldchagadama1759 6 месяцев назад
Cultism, ma1.. modern day Jim Jones types
@ikwedria4556
@ikwedria4556 7 месяцев назад
This is too risky kovakatorwa nevanhu vekwa Ishmael on her way home
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 7 месяцев назад
Mai Ava nyaya yavo haisikubatana, vakatora vana ishumairi asungwa 10yrs ago that means 16yr old was 6, ko mwana mudiki Ane 6yrs ndewani? Murume arikuita achidzoka Kumba hre??
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 7 месяцев назад
Akatorwa ari ka baby chaiko...asi haizwe kani..vataura wani
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 6 месяцев назад
Amai ava she is not a goot story teller thats all. Kutaura kwavo kunekakusanzwisisika. Others narrates very well.
@CarolineMurapa
@CarolineMurapa 6 месяцев назад
Shame amai hyai titsvage mabsa askna mwari rudo
@josephined8931
@josephined8931 7 месяцев назад
Chibisai dhuku iro baba musavajaidze kuti vatore vana fambai muwane rubatsiro musatorerwa imba nevana venyu
@ThePrivy1
@ThePrivy1 7 месяцев назад
Siyanai navo baba vacho. Focus nevana venyu
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 6 месяцев назад
Ishmael muroi satani chayiye . .. a lot is happening there pakadai kana vakadzi vevanhu obvious atodya hake
@sarahmuzondo3964
@sarahmuzondo3964 6 месяцев назад
First born ya2003 ine 16yrs aah
@charlenebie6225
@charlenebie6225 6 месяцев назад
Ishmael rine manyanga hariputirwe,
@Magaja-q8o
@Magaja-q8o 6 месяцев назад
Kana muchiti mwari kutaura munhu wakasikwa namwari murikumbotiiko
@tianntiann5801
@tianntiann5801 6 месяцев назад
First born 2003 so ane 21
@cathrinetetiwa9173
@cathrinetetiwa9173 6 месяцев назад
ishimairi ngaanofira kujeri
@mariajuziel7415
@mariajuziel7415 7 месяцев назад
Asi hurumende yedu nevemutemo ngavape mhuka inonzi Ishmael nevamwe vake mutongo wakaomarara
@makanyaramatamare6938
@makanyaramatamare6938 6 месяцев назад
Maidii kutaura nguva yose ndodambudziko iroro
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 6 месяцев назад
Mai avo ngavachinje pamba pavari kugara voenda kure
@tendaiMufandaedza-ku4gr
@tendaiMufandaedza-ku4gr 6 месяцев назад
Basa hamurigoni hanzvadzi
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 7 месяцев назад
Since 2002 kuBudiriro vanhu vanoifarira church yavo iyi iri weird
@theexemplary5618
@theexemplary5618 7 месяцев назад
Chii chaunga buditse uchitungamirwa ne guya kuya rinemazino aripanze seenjiri? Hanzi kugadzira sipo,ma engridience acho ndivo vakaagadzira here. Kusaziva rufu..
@beularmukozho7839
@beularmukozho7839 7 месяцев назад
Endai.munopihwa protection order chete
@cephasmuganuki5620
@cephasmuganuki5620 7 месяцев назад
amai endai muclamer maintenance makanyarara
@djsamaria1731
@djsamaria1731 7 месяцев назад
Baba was supposed to be arrested
@Tino-r8f
@Tino-r8f 6 месяцев назад
Chitendero chavo chinokuridzira kubatana mawonero angu zvimwewo hazvo
@lizypella6683
@lizypella6683 6 месяцев назад
Vamwe vanhu unotoona kuti vakafonyorwa brain
@Loraine887
@Loraine887 7 месяцев назад
Vanotizei baba avo ngavaende kuna chimwari chavo uko
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 7 месяцев назад
Murume anono reporter nyaya dzekumba kwake kune umwe murume zvituta zvevarume
@avechite514
@avechite514 7 месяцев назад
Mototsvaga basa muchengete vana hamuna muremara cz vamhu vakuda kukumbira zvakanyanya
@FungaiNkomo-ly3fu
@FungaiNkomo-ly3fu 7 месяцев назад
Kushandisirwa mushonga chaiko
@ThandiweTwambo-fw3pu
@ThandiweTwambo-fw3pu 6 месяцев назад
Zimbabwean police yaka pusa
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva 7 месяцев назад
saka zidhuku reWhite ramuri kungangandika naro nderei
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 7 месяцев назад
Nemakuriro awakaita haugone kutanga wamhoresa munhu usati wati ataure nyaya yake
@MoreBlessingBrenda
@MoreBlessingBrenda 7 месяцев назад
Shinga moyo chero varivapenyu mwana vamai vangu
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 6 месяцев назад
Saka amai ava vana vacho zvavaida kutora vana vaida kuzovachengeta sei. People of Zimbabwe makujaira kuda kungobatsira. Kune vamwe vanhu vari really in need vasina machoices.
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 7 месяцев назад
Kana vachinetsa endai movadzosera vana ivavo mungafe nebp nevana ava vadyairwa zvefarm
@gareth973
@gareth973 7 месяцев назад
Daniel basa iri haurigoni,tarisa zvinoitwa ne stalla muusha we destiny tv
@DRRZOE
@DRRZOE 6 месяцев назад
Ishu anehutsinye
@GloryThebe
@GloryThebe 7 месяцев назад
Haaa Lina Bantu liyagula lina
@avechite514
@avechite514 7 месяцев назад
Tsvagai basa muchengete vana venyu
@armiedz2375
@armiedz2375 7 месяцев назад
They had professional teachers..at their shrine...why did not teach kids to write their names...
@chingombedaries
@chingombedaries 7 месяцев назад
Ishaemal anongoda death sentence
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 7 месяцев назад
Danny Danny izvi hazvisi zvenyu srry kana ndatuka😂😂😂
@martinamukanya1200
@martinamukanya1200 7 месяцев назад
He is good and doing well hameno kuti munorevei kuti hazvisi zvavo dear
@maviskaseni
@maviskaseni 7 месяцев назад
​@@martinamukanya1200nhai hako
@makaitahove5142
@makaitahove5142 7 месяцев назад
Anogona wani😮
@robinmuzavazi
@robinmuzavazi 7 месяцев назад
Ummmm he is a new face and doing well with time he will he superb
@happymutake9051
@happymutake9051 7 месяцев назад
Oookiiòòòòòòòòòoooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooloooooooloooooooooooooooooo
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 7 месяцев назад
Mukoma calling yenyu haiko kuchi journalist
@Afani-y8v
@Afani-y8v 7 месяцев назад
Kkkkkkk
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 7 месяцев назад
Kkkkkk ndezvekuJoyinidzira, usakangamwa kuti hakuna mabasa hama.
@martinamukanya1200
@martinamukanya1200 7 месяцев назад
Anotogona manje We can't compare nana Tapfumaneyi, Achasvikawo ikoko haangotange ari veteran sha😊
@loxlux8118
@loxlux8118 7 месяцев назад
Munoda kubatsirwa naani maipindirei church dzakadaro tengesai madomasi muriritote vana venyu, vabereki vavouripo
@maviskaseni
@maviskaseni 7 месяцев назад
Ummmm
@armiedz2375
@armiedz2375 7 месяцев назад
Munhu anozviitira mabasa emaoko already.....she just want capital to upgrade her business...so that Vana varase pfungwa dzekufarm
@ganyaz
@ganyaz 6 месяцев назад
vanhu havana maziso emweya mutsvene ,vazhinhi vanofunga kt kana munhu akataura nendimi or kuProfita munhu waMwari NO !! shoko raMwari rinoti edzai mweya yese muone kana ichibva kundiri , zvinosiririsa kt maChurch akati bible munya hatiride , chionai vanoti tinotungamirwa namweya mutsvene kwete bible ndokuona kwacho here uko or they are blind 🤷🤷
@stanleychamutsa4762
@stanleychamutsa4762 7 месяцев назад
Were you forced kujoiner Ishumael cult yacho . Maivepi mazuva ese kuzocomplainer nhasi . Muri madununu evanhu mose naproducer wacho
@loxlux8118
@loxlux8118 7 месяцев назад
Vakuda kubatsrwa😂
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c 7 месяцев назад
Hanzi police yaisabatsira Kumapurisa vayitoenda hama
@dove5584
@dove5584 7 месяцев назад
Vaimanikidzwa because vavo ukaramba marriage yapera
@shuvaichamunorwa4687
@shuvaichamunorwa4687 7 месяцев назад
Musadero
@brigashmambeu5757
@brigashmambeu5757 7 месяцев назад
Datya
Далее
Hupfumi Hwandakasirwa NaBaba Hwondiparira
1:12:04
Просмотров 23 тыс.
Ilkinchi hotin oberasanmi deb o’ylabman🥹😄
00:26
Akatuka Dare part 2
23:58
Просмотров 33 тыс.
Ndosaka Wakatizwa NeMurume Unonhuwa Dhodho
14:19
Просмотров 1,1 тыс.
SHAMVA: BabaRuva Urikunyengana Nemukadzi Wangu
24:22
Ilkinchi hotin oberasanmi deb o’ylabman🥹😄
00:26