Тёмный

Mai Ava Ndakarara Navo VAne Nyatso1:Mambo Voramba Kutonga Nhau YePolitics 😱👀 

pahashatv
Подписаться 36 тыс.
Просмотров 11 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

14 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 55   
@lovemorerusere3085
@lovemorerusere3085 2 месяца назад
Nhaimi nyaya iyi yatangira kupi uye handisi kana kuhwisisa chinangwa chaicho
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Месяц назад
ZANU PF never disappoints. Story yacho haina musoro sevanhu veZANU vacho
@EthieNyama
@EthieNyama 2 месяца назад
Mai imi musweee wenyu wakazara madhodhii Zanu Pf inopinda papi nxaaaa
@panaliam
@panaliam 2 месяца назад
Imbori nyaya yei ini zvandivhara nhasi
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 2 месяца назад
Munorwireiko vanhu vakuru munoshaisana mufaro nepolitics 😮😮😮😮😮😮😮😮😮
@ChipoMponde
@ChipoMponde 2 месяца назад
Yoo nyatso 1 😂😂😂😂 matare anonakidza than n'anga ,Kun'anga tasara na mukotsa chete
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Aiwa n'anga tichiinadzo dzakazara. Tamirira Ekedhi mambo how far
@ChipoMponde
@ChipoMponde 2 месяца назад
@@nomsanyika151 kuside kwangu zvangu not for everyone
@masciemudumo
@masciemudumo 2 месяца назад
Nyaya haina musoro iyi Ko saka baba vanowaneiko pakurwisa kt vakarara na amai ava.
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 2 месяца назад
Nyaya yacho yatangira kupi nhai Pahasha tv. Haisi kunzwisisika yatangira pakati.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 месяца назад
Siyanai nemusangano wangu wezanu pg plz. Ivai nenguva dzamomirira nyaya dzenyu mega musina political jacket plz.
@alcatelthree
@alcatelthree 2 месяца назад
Imbori nyaya yei ???
@kelvinshambare4164
@kelvinshambare4164 2 месяца назад
I think accessor must be trained to ask questions and let people to explain there side.
@EdwardMapopo
@EdwardMapopo 2 месяца назад
Good mambo magonesa
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 2 месяца назад
Uumm asi nyaya iyi ine kwayanga yabva nako kani hapana kana 1 chandanzwisisa asi ipart 2 here iyi?
@Rebhara
@Rebhara 2 месяца назад
Nyaya yacho inenge yatangira padumbu wani
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 2 месяца назад
Mambo kanjani nyaya yemusikana akangoti ziii uye ave Kutaura hr
@wilsonlambika9149
@wilsonlambika9149 2 месяца назад
Muface uyu zvaakapusa ndirini mai avo ndaingoti ehe akarara neni asi akandiraper obva anyura zvachose. Ndipolititian werudzii akapusa kudaro.
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Месяц назад
Saskam arikuda xray yekutsvaga nyatso inoonekwa here. ChiZanu chakauraya vanhu brain
@FabuChitova
@FabuChitova 2 месяца назад
Iwe paguhwa apa wakaita zero takuto pinda busy yekubata musoro wenyaya
@mollinemupamhanga8911
@mollinemupamhanga8911 2 месяца назад
Mai imi kwanai.munenge hure zvechikwadi.zanu kudii kwayo
@teachmapope5415
@teachmapope5415 2 месяца назад
Nice 👍
@constancemazhindu9467
@constancemazhindu9467 2 месяца назад
Uuuh this guy is upsomething kupenga chaipo
@KennedyReid-ho3dn
@KennedyReid-ho3dn 2 месяца назад
Haaa Mambo Dai varemekedza rurimi rwamai
@Alpha-q8t
@Alpha-q8t 2 месяца назад
But face yenyu ndechihurehure hayo mhomz ,ndaizviona hangu pamaitonga mudare umo Kakuzhangandira so 😅
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 месяца назад
Chinyaya chenyu chinotangira pamberi sei
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 2 месяца назад
Inyaya yeiko
@EmergeGwetera
@EmergeGwetera 2 месяца назад
Good English mambo
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 2 месяца назад
Xray inobuditsa nyatso here iwe saskam
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 2 месяца назад
Xray haiburitsi zvisina basa...😂😂😂😂
@ChauChaurura
@ChauChaurura 2 месяца назад
Ko makurukota nema accessors enyu anoziva basa aya aripiko nhai Mambo,, avo haaaa Havana hunyanzvi
@EdwardMapopo
@EdwardMapopo 2 месяца назад
Komuchuchisi anoitirei zvepolitics
@gogoguveya8642
@gogoguveya8642 2 месяца назад
Ehe vanombotonga namambo asi mkadzi wake aendao kunoona munyatso akaona chisiri chokwadi koiwomunyatso unomera senzara here Aifunga kuti havatarise
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 месяца назад
Mamwe mazera haaite kuita makurukota amambo
@stonemuk
@stonemuk 2 месяца назад
Vibrating evidence?
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 2 месяца назад
Hooooo ndimai vaya vekutaurisa mudare ava 😂😂😂😂😂😂😂
@saulmhoka8907
@saulmhoka8907 2 месяца назад
😂😂😂😂 nhasi vabviswa chirikumeso vanedzungu mai avo,,, i remember madays avayigara kumberi uko uummmm dzungu roga
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Ivo amai avo varikuvharirweiko huso yava underage here tinoda kuvaziva tivaone.
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 2 месяца назад
Kangaroo court
@vimbaigumunyu2137
@vimbaigumunyu2137 2 месяца назад
Why mutori wenhau aita interview munhu weBato rimwechete remusangano?
@MollenMutanga
@MollenMutanga 2 месяца назад
Vagona mambo kutonga
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 2 месяца назад
Mface arikuda kuchepesa mother muchuchusi
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 2 месяца назад
Nhai anzwisisawo nyaya iyi ngaandipewo summary please 🤦‍♀️
@Rebhara
@Rebhara 2 месяца назад
Haina kana order nyaya yacho, is it the editing or what, poor.
@walternyika4555
@walternyika4555 2 месяца назад
Saka munovharirei face dzevanhu
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 2 месяца назад
Mambo is neutral , musapinzwa kutonga nhau dze politics.
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 2 месяца назад
In a normal setting mambo should be above politics
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
Apa Hapana chiripanyanga mu Shangure. Yakavhiiwa, haina kuvhiiwa? Nyatso haimere patsva. Ndicho chimbuya chiye chenoise kaichi 🤔
@honestdzafunwa
@honestdzafunwa 2 месяца назад
chamuri kuzama kuvhara chiiko musingabudirire
@teachmapope5415
@teachmapope5415 2 месяца назад
Satani murikukoshesa musangano Mai imi
@ShaolineMandeya
@ShaolineMandeya 2 месяца назад
Maiava havasi vanombotonga namambo ava here
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
Ndicho chimbuya chiye chenoise.
@vimbaigumunyu2137
@vimbaigumunyu2137 2 месяца назад
Kana vari ivo why nyaya yatongwa mu same dare?
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
@@vimbaigumunyu2137 vanotongwa vese ikoko, remember mupurisa uye Chipfunde wekubata mukadzi wemunhu akatongwa mudare rake
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 месяца назад
Anyone else asiri kunzwisisa musoro wenyaya let's gather here and rate down this story
Далее
Akavharwa muromo nevaroyi havachatauri | Publicsphere
33:02
Sabhuku Vakandipa 10USD Ndikaita LulaLula Navo Muroad
29:40
What's the difference between morality and ethics?
4:05
AKUNDIDZINGA PANDAKAGARA Karanganda TV
37:08
Просмотров 19 тыс.
BNGS5 Royal Bafokeng
24:13
Просмотров 14 тыс.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46