Тёмный

Mai Nyathi vonzi Havana kutenda wig||Nyathi yellow guys tour 

Zimhotgossip
Подписаться 17 тыс.
Просмотров 886
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 23   
@valentamushonga6501
@valentamushonga6501 День назад
Nhai wakakumbirwa hre arikutsvagawo mbiri isina basa
@iressemerson7468
@iressemerson7468 День назад
Yohweee ,kna zvakadaro ngaatore wig yake,haana kupa nemoyo
@angelakambarami6450
@angelakambarami6450 11 часов назад
Tibvire waida kutenderwa paSocial media here.ibvaapo
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e День назад
Mazimba surrender kana wakapa nemoyo wese ukuzvitaurirei urimbwa wakavapirei
@NaomiPasi
@NaomiPasi 11 часов назад
MaZim munorwadziwa godo ndiro ronotitadzisa kubudirira saka iwe wakamupa wig kuti vaparadzire pa social media hauna kukwana asi wig yacho ndeye mushonga here
@SusanMatambo-z4u
@SusanMatambo-z4u День назад
😅😅😅😅😅😅 anooenga uyu vananyati ngavapise zvipere vanhu vanobatsira vachitarisira kutendwa vanobhowa zvisingaite
@NadiaKhan-qd1uu
@NadiaKhan-qd1uu 18 часов назад
Vanopenga zvinhu zvose wig ,, wig inepasa rei ,,anonga chii chinonzi wig ibedzi remunhu😊
@graciouschingwena2910
@graciouschingwena2910 День назад
Wakamupira Kuda kushambadzwa here
@LillianChabvumbwa
@LillianChabvumbwa День назад
Nganodzorera ka wig kacho
@rosiesibanda1949
@rosiesibanda1949 День назад
Tibvigwepo, ngaapise wig yacho
@PreciousT.vakira
@PreciousT.vakira День назад
Saka munopa vanhu kuti vaite thank you Aaah uri duzvi kana wapa norudyi boshwe ngaasazive tora wig yako ndichavatengera ini
@JaniceSikamale
@JaniceSikamale 17 часов назад
Iwe itira kutendwa naMwari ko vakakubvutira here wig yacho
@Madhuvefaith
@Madhuvefaith День назад
Kana akatendwa pakavapa aida kubudirei pasocial media.uye waivapirei uye unganzi wapemha wig .enda unotora wig yako saka
@castenkadembo-4093
@castenkadembo-4093 День назад
Waida kuti vakushambadze manje wakaura mai nyati kandayi kugomba
@YvonneFraser-fb7pc
@YvonneFraser-fb7pc 18 часов назад
Ko zvine basa here kusatenda asi wakavapa unemuyedzo wakavapirei vanga vakukumbira here
@castenkadembo-4093
@castenkadembo-4093 День назад
Vakati vakatenga wigg mai nyati Mai avo vatikwanire kuda mbiri nekusvipisa umwe dhongi remunhu
@GladysMataruse
@GladysMataruse 22 часа назад
Asi mai vacho vanogwara....munopireiko musingadi
@NazarethNjangi
@NazarethNjangi 21 час назад
Taura hako ibenzi mai ava akupa wig chaiko kungada kuudziwa munhu wese kkkkkkk vanhu varikutswaka mbiri kunzeuko
@RudoAntony
@RudoAntony День назад
Murwere uyu ummm musarwadziwa sure
@JaniceSikamale
@JaniceSikamale 17 часов назад
Putseke wako everyday kusen kwega kwega
@WellingtonMpofu-y4r
@WellingtonMpofu-y4r День назад
Mainyati vanoruka so ungapamunhu uvhaosora haunakumupa nemoyoose regagodo mhani kushatakwako iwe
@tendayiv
@tendayiv 21 час назад
😂😂😂😂😂
@MaAmanaTa
@MaAmanaTa 14 часов назад
😂😂😂😂😂
Далее
Chapo wins Mozambique presidential election
9:22
Просмотров 17 тыс.
Гаджет из даркнета 📦
00:45
Просмотров 158 тыс.
Izindaba zesiZulu @19H00 l 23 October 2024
23:25
Просмотров 32 тыс.
Izindaba zesiZulu @19H00 l 25 October 2024
21:17
Просмотров 17 тыс.
Гаджет из даркнета 📦
00:45
Просмотров 158 тыс.