Mama Vee for the world best comedian ever,I can't stop laughing kunyepera kunzungaira manje mushop,it's not about funny only but we are learning a lot,keep it up mama Vee,kachirungu manje kandipedza 🤣🤣🤣🤣🤣
Third to comment hahahahahahah. Ndanga ndichamboona munhu wangu kani Admire kakakakakakaka . Chipedza stress Changu ichi. Kuita kumukira hangu kutsvaga a good beginning to my day . Thanks mai Vhai