Тёмный
No video :(

MAJOKI shuwa kuuya nevakadzi 10 pamubhedha wemunhu zvese nekusiya ropa ipapo kana mambo vashamisika 

Zigo
Подписаться 108 тыс.
Просмотров 44 тыс.
50% 1

#makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral

Опубликовано:

 

21 май 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 247   
@gloriakapfu
@gloriakapfu 2 месяца назад
This woman needs deliverence
@sabhukumberikwazvo1672
@sabhukumberikwazvo1672 2 месяца назад
Mai ava vane pride .murume ane pride.
@shumbachivi1236
@shumbachivi1236 День назад
Kana mukadzi akabva pamba pasina DISCUSSION, then rega aende. The man is correct. Iyo REASON inopiwa kuti akatuka mai ine dambudziko rayo asi hazvifaniri kuti munhu asiye musha wake achiti nokuti mai vatukwa. Asiwo imi vabereki musatumidza vana ma ADJECTIVE Clever Polite Silent Last First Pretty Hard-Headed Confused Worried Jealous MixedUp Finished etc All that said, kuShamva kune mahure akawandisa. Its like vakadzi vese vedunhu iroro vanohura.
@TendaiMaru
@TendaiMaru 2 месяца назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 rorwayi mega it can never be me
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 месяца назад
Married any time before?
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 2 месяца назад
Taura hako dearest ❤
@josephmutyanda6596
@josephmutyanda6596 2 месяца назад
😂😂😂😂😅
@collensithole6777
@collensithole6777 2 месяца назад
Ndimi vamwe majoki imi
@TendaiMaru
@TendaiMaru 2 месяца назад
@@collensithole6777 zviri nani kuyita Joki rangu that kuyita joking remunhu
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow 2 месяца назад
Hanzi mahure anoonza hona waonda mamboo futi ma1 thanks zigo
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
Magumbeze aneropa? Murikumbosvira zvemhando ipi kuShamva zvinoburitsa ropa? Haikona kudaro so 🩸
@g.karodza
@g.karodza 2 месяца назад
😂
@fmk7941
@fmk7941 2 месяца назад
Virgins. Possibly underage futi.
@user-lt2wt7by7f
@user-lt2wt7by7f 2 месяца назад
Varikuvhura mavirgin 😂😂😂
@munesimbamoyo1222
@munesimbamoyo1222 2 месяца назад
iwe ati ropa mukadzi uya hapana akariona mukadzi anonyeba zvkuti uninoti ndizvo wee so zvmumba me vamwe haumbofu wakazvinzwisisa zvchose
@user-fg3rf4xj5d
@user-fg3rf4xj5d 2 месяца назад
Chief Bushu vanozama kugadzirisa dzimba asi iii vanhu vacho chihure chavapinda plus amai avo havazvininipise
@tapsymhlanga4301
@tapsymhlanga4301 2 месяца назад
thanks gogo point kwete kutsikirira murume
@LoveBirds-zv1di
@LoveBirds-zv1di 2 месяца назад
Uchauraiswa ne zvirwere nezirume iri , unofira mahara
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 2 месяца назад
Musapedzerwa nguva nemurume Uyo Mambo anobvuma asvika Kumba zvatichinja musavharwe kumeso
@user-yr8oi4bg5o
@user-yr8oi4bg5o 2 месяца назад
Mambo ipai justice yakanaka kumukadzi coz murume uyo hachadi mukadzi
@kudzaiglory3317
@kudzaiglory3317 2 месяца назад
Murume anenge anotozikanwa nembiri
@MarrisTapi
@MarrisTapi 2 месяца назад
Kkkkkk 😅😅😅 vakadzi 10 pese panobuda mkadzi haaa bhuru rinorwa rinooneka namavanga majoki mukono chaiwo but I don't blame him mkadzi uyo anodherera
@gruserewebs
@gruserewebs 2 месяца назад
ZIGO isa ma adverts but isa kuzasi or side but kwete kiuvhara screen rese.
@emmanuelwashaya3388
@emmanuelwashaya3388 2 месяца назад
advert yacho hainzwisisike zve hatitozive kuti ndezvei
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 2 месяца назад
Pamwe pacho mazita amunopa vana ndoanokonzera ... remember hure rinonzi joki😂
@Anashe254
@Anashe254 2 месяца назад
😂😂😂😂ini ndafunga kt majoki ndafunga kt zvirikunzi mahure kkkkkkkk
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 2 месяца назад
Majoki itsotsi and he's not even remorseful haaa majoki ijoki remurume
@mangwawumunya
@mangwawumunya 26 дней назад
Mai ava vakabhaiza kubva pamba ivo murume vachimuda. Murume haagoni kutevera mukadzi akatiza pasina good reason. Vamwene vataura point, mukadzi haangoendi kumba kwake apa achituta
@nothandoannasiwawa8608
@nothandoannasiwawa8608 2 месяца назад
Yeah varume venzwimbo iyi vanoramba vakadzi ndatenda hangu
@CTongs
@CTongs 2 месяца назад
One nzvimbo yandakaona muZimbabwe kunoti even murume ane 19 years dzekuberekwa anenge anechipari chevakadzi😂😂😂😂😂
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
Makaroorwa here nhai sister?
@nothandoannasiwawa8608
@nothandoannasiwawa8608 2 месяца назад
@@CTongs 😂😂😂😂
@nothandoannasiwawa8608
@nothandoannasiwawa8608 2 месяца назад
Yes
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
@@nothandoannasiwawa8608 ah ok
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 2 месяца назад
Ngaaasiye rombe risingamurespectr
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 месяца назад
Majoki, ipfambi, mukono we tsambarafuta
@barbarabats5280
@barbarabats5280 2 месяца назад
Murume uyu anopenga, he is just bad news!! Munoda kuti munhu azobuda chava chitunha.
@tauyanashechikuku
@tauyanashechikuku 2 месяца назад
majoki's mother told it all
@NancyVachihoro
@NancyVachihoro 2 месяца назад
Mai ava havachada murume. Vakatowana umwe Kare . Haasi kutongoda kupa murume gupuro. Pamuromo ngaaite pashoma
@lolo683
@lolo683 2 месяца назад
Ah chimereji chinogadzriswa everytime kwamambo 😅chat ova machira esatin aripasofa re leather 😂hazvigarisaneka zvnotsvedza
@Belina-g3j
@Belina-g3j 28 дней назад
Hapana mukadzi apa akanyanya kuzhangandira
@tembanzounhenda3341
@tembanzounhenda3341 2 месяца назад
Mukadzi uyu akatiza murume ega. Nhasi moda kuti Majoki ataure kuti achirikuda mkadzi here, aiwa mkadzi ndiye ngaataure kuti paakatiza airamba murume here. Murume aripaakasiiwa ari
@aaronnhumbe2218
@aaronnhumbe2218 2 месяца назад
Mkadzi nevabereki vakaronga kuti panoteera murume tinobva tamuripisa soo murume 100 percent usaendako unonoripiswa. Plus mukadzi akajairira kuti nepausina kumutadzira anoenda kumba kwavo unonzwa nekumutevera uchinoripiswa futi . Kunzi mkwasha hazvirevi chiva muranda.
@user-ph9wj1qt7b
@user-ph9wj1qt7b 2 месяца назад
😂😂😂😂mai majoki wanotaura nemusoro zvese kkkkkkk simuka tienzane
@user-pj8nb3ko5c
@user-pj8nb3ko5c 2 месяца назад
Amai majoki mukadzi asingagoni kusubmita kumurume wake
@user-wu8pp7ez1b
@user-wu8pp7ez1b 2 месяца назад
Mukadzi uyo anotaurisa hake but chokwadi murume uyo itsotsi arikutotamba nyaya iri srs iyoyi
@nashaa2021
@nashaa2021 2 месяца назад
Majoki majoki wakambozviita mbinga nhasi wakuitwa bonga kk kuda mbiri yeGrowth Point ... wapera sezvakaita Carina yako kkkk
@user-ps4ss4wc3h
@user-ps4ss4wc3h 2 месяца назад
Murume itsotsi uyo andoda kunakurira mukadzi nyoka mhenyu kuti ndirambe ndiwe wandikwirira dare kana zvanetsa munhu unoenda kumba kwenyu hakuna munhu anorambiwa nevekumba kwake
@tatendachinwa5800
@tatendachinwa5800 2 месяца назад
Haaaa kakadzi ako kanotaurisa ako ,handingambogare netype yekakadzi aka mumba puuuu
@user-sv9yt7ju4q
@user-sv9yt7ju4q Месяц назад
Mukadzi uyu haazi wekuroora guys mukadzi anodawo kutonga
@chepadbernardoarnaca8120
@chepadbernardoarnaca8120 2 месяца назад
Mbuya mai John vekwa vz vz 😅😅😅
@RudoMukombe
@RudoMukombe 2 месяца назад
BTR kusiya murume uyo ewoovanemuchiuno
@yayaedgun7664
@yayaedgun7664 2 месяца назад
Never seen Chief confused 😂😂😂nyaya iyi inovhiringa brain
@user-tb9rc6ky3r
@user-tb9rc6ky3r 2 месяца назад
Masango urikutsvaka mari iwe it's tora mari United fokofu
@auxilianherera1845
@auxilianherera1845 2 месяца назад
Ko Masango apinda papi 😂😂😂 musade kutirovesa homwe bah imi nyaraiwo tirikuteera mambo kwete madzibaba
@ronniemushiwokufa2508
@ronniemushiwokufa2508 Месяц назад
Hatidi kunyeberana, humadhara haugone kutonga nyaya uhwu
@BlessingChuma-qz1po
@BlessingChuma-qz1po 2 месяца назад
Marriage yacho inozonakidza here inoramba yakungo mendwer se tube yebhaskoro😭🤣its like the guy is no longer interested
@aaronnhumbe2218
@aaronnhumbe2218 2 месяца назад
50 /50 mumba imomo mkadzi anogona kunyima bonde achiti kumbira ruregerero kkkkkk
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 2 месяца назад
Say that again
@LevyNyamupinga
@LevyNyamupinga 2 месяца назад
This chief needs a proper court room
@Belina-g3j
@Belina-g3j 28 дней назад
Madzishe anehudyire kuswero vhunza chinhuchimwe kudakuti ati handichadi mukadzi vawane kuripisa mombe
@Shashafiniace
@Shashafiniace 29 дней назад
Mambo wamasango ngawabve appo ngawaende kunorapa kwawo
@user-yr8oi4bg5o
@user-yr8oi4bg5o 2 месяца назад
Yes murume wataura zvakanaka maJokisi Ari kuita mahumbwe
@tawandamapfumo8846
@tawandamapfumo8846 2 месяца назад
Chokwadi nekusvika kwakaita Mai Ava ASI varikutemeswa musoro nekamukono ketsambarafuta ikaka...varume denga richanetsa kupinda
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 2 месяца назад
Yes mira nekodzero dzako mwanasikana apa vatadza iwe usadzokere kunoshungurudza nekakamukpno ketsambarafuta
@user-nv1ln5wr9l
@user-nv1ln5wr9l Месяц назад
Shona yataura murume uyo kuti haasi kudzimbiwa kureva mukadzi haamude
@EmergeGwetera
@EmergeGwetera 2 месяца назад
Mutumwa masango sei musingataure kuti munobhadharisa
@user-gy5xx5wk6d
@user-gy5xx5wk6d 2 месяца назад
Maporofita enhema aya
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 2 месяца назад
Vanhu kutambisa nguva vachitadza kunakirwa June uno. Mkadzi musvinu uyo 😂😂😂😂
@BlessingChuma-qz1po
@BlessingChuma-qz1po 2 месяца назад
Marriage yacho inenge ichanakidza here kana yoramba yaku mendwer se tube rebhasikoro😭🤣zvima marriage zvenhema nhema zvakaoma
@maynardkunaka6471
@maynardkunaka6471 2 месяца назад
Pafair boys dzangu murume haachada mukadzi uyu hamungabvunze mukadzi bcz kana mukadzi akati anoda iye murume asingade hapana chinobuda
@user-xk4gz3hf1f
@user-xk4gz3hf1f 2 месяца назад
Haiwa mukadzi uyu ibenzi hachadi murume ihure
@philliphlopekazi6011
@philliphlopekazi6011 2 месяца назад
Ko mudzimai anogo enda kumbakwake sei arimukwasha akatadza
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 2 месяца назад
Its not easy to stay with someone àrikugunununirwa naAmai vako
@spcmercygrace
@spcmercygrace 2 месяца назад
zvakasangana mukadzi anotaurisa anorwadza kugaranaye, mukadzi akahura anenge aakudazve kuprovernkuti achirikudiwa asi haasi kuva remorseful arikuda murume haachadi asi arikuda kurambwa.
@ayandamswazi6462
@ayandamswazi6462 День назад
Haaa apa muri kuita drama hanty. Ko uyo Banda adzoka zvakare apa ndava kuona video yake achinetsana nemurume uya anoshanda kuHwange akaita drama mudare achituka vanhu. Hamusi serious vanhu imi.
@PeterMungani
@PeterMungani Месяц назад
Mambo mondigonere hangu pakaipa
@dereckmutero8593
@dereckmutero8593 2 месяца назад
Zigo tinokutiza manje manje manje. Vana masango najava avo hatisi kuvada
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 2 месяца назад
😂😂😂😂😂😂
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 Месяц назад
Iwewe tiza isu takatovinga ana java
@SibusisiweZhou-ik3xq
@SibusisiweZhou-ik3xq 2 месяца назад
Mukadzi aripa side pemukadzi arikutonyarira mai ava kana usisade murume unongoramba becouse dare rosara iwe uchienda kunogara nehure
@user-yf7ou9bz4y
@user-yf7ou9bz4y 2 месяца назад
Pashaya here adhonzera majoki panze ambono rohwa akazungaira
@lolo683
@lolo683 2 месяца назад
Makasangana mkadzi anekahujambanja action 😅even mataurire padare, then karumewo ktotaura kachitozunguzira kunge karikutaura nasahwira paripadare....pedzezvo murume uyu imhuka inemuchiuno ne zip yakaruza yakarehwa 😅
@fdre9804
@fdre9804 Месяц назад
Iwe kana marriage yaramba endaka saka wauya kuzoitei.
@user-qs1uu1ju1d
@user-qs1uu1ju1d 2 месяца назад
No ishe varume vanorwadzisa mudzimba uyu mrume haachada mkadzi ndakakasanganawo nazvo ishe
@St-G2
@St-G2 2 месяца назад
Zigo unogona, your productions are quality. Please help Chibanda, i've seen you guys together and thought murimafes. He is still struggling with filtering the noise out, ive raised a lot complaints on his videos but haanzwe
@zigo
@zigo 2 месяца назад
Will do so 🙏🏾
@Lawrence-se8vb
@Lawrence-se8vb 2 месяца назад
Majoki is very stubborn
@user-gw1qe7cd3x
@user-gw1qe7cd3x 2 месяца назад
Pachena pakaita sei just pack and go
@nyaradzohungwe8664
@nyaradzohungwe8664 2 месяца назад
Chokwadi hasha dzina mai avaaa vari kushaya bonde...Apa karume kacho kari kuzvida zvakoo kachinyima mwana wevaridzi Bonde.
@adamdzwowa1782
@adamdzwowa1782 2 месяца назад
Ukaona mukadzi wekuti mukanetsa anotutana nemudziyo yese ibva waziva kuti ijoki anoita zvezvikomba. Apa yakagonekwa akasateerwa murume akagona.
@violanyika3860
@violanyika3860 2 месяца назад
Pane ari kuonseo murume uyu kunge ari kuzunguzira mwana. 😂😂😂😂
@livy38
@livy38 2 месяца назад
Apa baba ava vanenge vari pachorongwa zvavo
@collenmkulichi
@collenmkulichi 2 месяца назад
chirongwa cheiii
@user-qs1uu1ju1d
@user-qs1uu1ju1d 2 месяца назад
Ishe usarevere mrume iyo mkadzi usadzoke tsaga bsa ushandire mhuri wako
@BrianKanyeredza
@BrianKanyeredza 2 месяца назад
Ma joki i joki
@user-vh1yy3nm4c
@user-vh1yy3nm4c 2 месяца назад
Kkkkkk hanzi kwana iwewe
@user-so1ko7rc5n
@user-so1ko7rc5n 2 месяца назад
Apa baba miromo mitsvuku uku amai varikuti vanomboona magumbezi aine ropa kureva baba vanorara chero neMhandara😭
@user-ls3re3nl2h
@user-ls3re3nl2h 2 месяца назад
Anogona kuva achirara nemunhu arikumwedzi, pari tricky
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 2 месяца назад
Vakadzi chiyiko ungamanikidza munhu Kana asingachadi Siya Enda kumusha kwako urikupedza nguva hapana Rudo murume haachakuda iwe
@TinasheMushonga-qu6it
@TinasheMushonga-qu6it 2 месяца назад
Chiiko pachakonda apooo nhai
@Jmuringa06
@Jmuringa06 2 месяца назад
this guy his so rude ambori chii kanty mudare iri but mukadzi uyu looks like a mafia 😢
@conceretejungle1150
@conceretejungle1150 2 месяца назад
Chimukadzi icho ndechekumamaa kutaurisa😮
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 2 месяца назад
Siyanai nazvo amai munourayiswa nechirwere
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 2 месяца назад
Kkkk hoyoooo majoki
@ireensibanda3783
@ireensibanda3783 2 месяца назад
Zakamoma wakati mwana wangu
@tafadzwamadongorere3194
@tafadzwamadongorere3194 Месяц назад
Zigo paunoisa ma adverts wanku hapana kurongeka take tym pa editing dzako
@kudzasmdara-vc7in
@kudzasmdara-vc7in 2 месяца назад
Zigo you are doing good
@mzee5533
@mzee5533 2 месяца назад
Doing good kupedza mbavha Masango haa Zigo ngaatiitire mushe apo
@nothandoannasiwawa8608
@nothandoannasiwawa8608 2 месяца назад
Pano panonzi pano zveshuwa
@djwaxxyzimbabwe2164
@djwaxxyzimbabwe2164 2 месяца назад
Uyo anonzi masango ngaambotipindurawo mubvunzo wangu mutumwa we masowe here or wen'anga
@user-bi4zp7kk5s
@user-bi4zp7kk5s 2 месяца назад
Mumba macho munogarika here mukadzi uyo achitaurisa kudaro
@yayaedgun7664
@yayaedgun7664 2 месяца назад
Mupfanha wangu 😂😂😂😂
@user-fn3cp9hu5v
@user-fn3cp9hu5v 2 месяца назад
Madzibaba masango kutsvaka mari
@ashleymihane9541
@ashleymihane9541 2 месяца назад
Voice rachief 😂😂😂😂hanzi iwe imbobwairawo
@user-lh6dq4qt5m
@user-lh6dq4qt5m 2 месяца назад
Zigo maadverts enyu bho here
@henrymabuya3551
@henrymabuya3551 2 месяца назад
Murume anomwa mushonga uyo
@TinotendaJoseph
@TinotendaJoseph 2 месяца назад
Ivo mai vanenge vachimboendepiko 😂 pengaudzoke
@SibusisiweZhou-ik3xq
@SibusisiweZhou-ik3xq 2 месяца назад
Vanhu ava vapedzera dare nguva chii chinonetsa kuti andichade
@EvelineMasango
@EvelineMasango 2 месяца назад
Inzwimbo yakazara mahure nedare racho Harina side Harisi kutongasevarume kuita serezvana na dare rinoudzirwa zvekuita nevanhu haritongi sedare Uuummm itoramari iyihapana kutonga nyaya apamudare risina order kudaro kuita semubhawa kudaro
@kaizermakope9808
@kaizermakope9808 Месяц назад
Mukadzi uyu ane shavi
@erinleejames
@erinleejames 2 месяца назад
Saka mukadzi kukwira dare isign yokuti abaiwa saka mkadzi ngaarambe murume
@TinasheMushonga-qu6it
@TinasheMushonga-qu6it 2 месяца назад
Ndanyara zvangu namajoki wanyadzisa .hakuna shunba yakadaro ummm
@user-qd1sc6ln5l
@user-qd1sc6ln5l 2 месяца назад
Muchimboenderei
@blessingmusabayana
@blessingmusabayana 2 месяца назад
Haasi mukadzi uyu.
@azurecoast1537
@azurecoast1537 2 месяца назад
Ah dzime nyaya dzema marriage adzitongeke chero Mambo nemakurukota avo iyi vayitadza mukadzi anenharo murume anenharo futi ngavangosiya zvakadaro
@lolo683
@lolo683 2 месяца назад
Mrume akajairana namambo nemachinda ake...masahwira ayo ndosaka asina respect kuna mambo
@azurecoast1537
@azurecoast1537 2 месяца назад
@lolo683 uri right papo wangu
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 2 месяца назад
amai avo hapana zviripo maziso dhee .ndidzo shasha dzemuchakonda
@djwaxxyzimbabwe2164
@djwaxxyzimbabwe2164 2 месяца назад
Iriri ndiro darerakawora manje kusvikira pekupedzisira kusaziva kuTonga ana sabhuku vanotomukunda kutonga
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 месяца назад
Mai vanoshaura avo ngavadzokere kumba kwavo
Далее