Waiting this one chinenge chinyama . I trust you guys with the look on Dhafu's face ndatoona kuti ma1 atanga . Love you guys♥️ . Keep the fire burning🔥🔥🔥🔥 kana musipo handifare esp last week ndaiswera kutarisa kuti hapana rapinda hre😥
Kkkk dhafu voetsek wachemedza munhu mkuru seni shuwa ndandichitokunzwira tsitsi apo ukutoseka kkkk well done dade wethu Senzeni.... Dhafu doesn't deserve to be on this planet but kuJupiter yes.