Ndakabva kuverenga headline yaiti "The Manicaland Provincial Assembly of Chiefs elected Chief Mutasa as its representative in the Senate." Mbichana mbichana varikusimukira. Chief Mutasa is one of the best chiefs we have as a country. very sober, open minded and wise.
Before I finish the video mother hamusikumeka sense pa huku apo ,murikureva here kuti business rehuku maimirira kuti batch rese ritengwe musina dzimwe nhiyo.Vanhu vanonatsoita zvehuku panobuda dzimwe panenge pachitori ne batch rinenge richiterera
Kana muchiposter macomments, ngaanangane nenyaya tiedze kuonesana nekuvandudzana pamaonero.Mambo Mutasa is a wise leader, we all agree. That's why tichivaunganira tese taking dheshe. Let's focus on the case at hand and interact. Hatisi kurwa bodo 😅😅😅.
Ahhh i just think vanhu wakangoti achadzoka maybe aba hake mari ,i suspect this boy is alive and akaba mari akatiza or maybe the Rasta guy has some information
Mambo wangu avo mai vakashaya mari kuna macbhorani ndokutuma dread kurova mwana i think ndipo pakabva pafa mwana ipapo ndokubva vamuviga chete ini ndokufunga kwangu .2weeks idzo vaiedza kuruka nyaya yekutaurira vabereki va bhorani
Is it a project mother or makangochengeta huku dzekutsvaga kuda kuchekeresa mwana,iproject rudziiko,inga huku dzinoitwa mabatch batch adzifanirwi kuperazve