Nijo...Saka ibepa haro risina kana chinhu😂😂😂😂, harina kana promise 😂😂😂😂😂😂 VaMandebvu : promise iri muMaisha Chokwadi here kuvanhu vavakatarisira mari kkkk ndokunobzi ZVADHAKWA Hanzi zvakaonekwa kuti munorwara kupera kwemwedzi.. Mai Mufundisi nda Mufundisi kutoiita game
Queen nekunetsa ndokumbirawo kubatsirwa kungosvika 700 neku subscriber pangu Wobaya kabhero unongo baya ka pic kangu ako kari pakona woendeswa ku channel