Тёмный

Mashura Inzwa Tsvimbo Mutauro terera unzwe  

Johane Masowe 💥
Подписаться 6 тыс.
Просмотров 7 тыс.
50% 1

‪@petronellapopsy‬
‪@johanemasoweechishanujerusalem‬ ‪@johanemasowechishanujerusarema‬
‪@Masowe‬
‪@Masowe‬ ‪@johanemurenjetv2866‬ ‪@johannemasoweechishanu‬ ‪@johanemasowechishanu832‬ ‪@nabsontaruvinga5172‬ ‪@johannemasoweyenguwochena8804‬
‪@johanemarangeapostlegospels‬

Развлечения

Опубликовано:

 

16 ноя 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 29   
@user-pe3ns2pn5f
@user-pe3ns2pn5f 8 месяцев назад
Pamharidzo dzenyu dzese isu vamwe takanamatira kumasvingo uko unotoona kuti urikutevera zvausingazivi chaiko zvinotokupa mibvunzo kuti urikuendepi chaizvo
@johanemasove
@johanemasove 8 месяцев назад
Ok chekutanga ndoda kuti ndikubvunzei kuti zvatinonamata tichiti jesu christu takambomuona ere patinonamata tichiti mwari mwarii takambomuona ere. Ska ndruedza kurewa kuti isu ngatingonamatei chete mwari wari kudenga kwete kunamata matunhu nenzvimbo dzinonzi dzakasvikira watumwa. Ini chaiye ndiri wekwaMutare asi ndiri kungonamata ndichitewera tsananguro. Naizvozvo ukatsvaga zvakawanda unobuda munzira asi ukanamata zvinetsitsi nemutsa uchakomborerwa.
@user-pe3ns2pn5f
@user-pe3ns2pn5f 8 месяцев назад
@@johanemasove kwete atina kumbomuona uye ndibatsirei chokwadi ndizive kuti izwi rakati kudiiko nenhau yemadzinza patinongonzwa kuti pakatora baba johane mucherechedzo wekufa maawa matatu tese takabvumirwa here kutevera nzira iyi...ndiri mudzimai ane makore thirty atambudzika ndakanamatawo kubva 2008 asi iii zvakundipa mubvunzo kuti ndakatevera nzira ine zambuko neni here ndinonzwa kutya kuisiya nguwochena asi ndirikutambudzika ndiri mairi
@johanemasove
@johanemasove 8 месяцев назад
Zvakanaka tinotenda amai. Ndinoda munzwe manzi ari apa follow this link 👉ru-vid.com/video/%D0%B2%D0%B8%D0%B4%D0%B5%D0%BE-mYfxbqRaTCA.html Panhau yemadzinza zvakanzi regai kurasa madzinza enyu. Zvakatonzi tangamaziwisa madzinza enyu kuti mawekunamata. Nyangwe panoitwa zvemumisha ingai muripo asi musabate kana kuita zvepo ingoweipo chete. Nekuti dzinza nekunamata zvinofambidzana. Hapana patingatira dzinza raJesu kuita redu. Isu tine madzinza edu asi tichitewera mbiri yake yesu christu.
@user-pe3ns2pn5f
@user-pe3ns2pn5f 8 месяцев назад
@@johanemasove zvakanakai ndirikupanzwa baba vangu zvino regai ndijekese nhau yangu kuda ndingabatsirika...ndanamata kumasowe ndakabatwa nengoni mweya mutsvene pane akazadzisa dare achindipa tsvimbo akati pane mweya wemurudzi mangu sezvo baba vaibva Mozambique vairapa nemishonga uchazoda kundibata pamberi apo takanamata zvakanaka idi mweya uya wakazobuda ukataura semhepo pazambara kuti ndoda machira angu zviiko zvamakamupfekedza izvi hazvisi zverudzi rwake mukaramba muchiita nharo ndinomutora kuenda naye pasi pemvura kwaitova nehope zvechokwadi dzandaiva ndatorota mhepo isina kubuda zvekuti pandakaudzwa zvagara mhepo azvina kunyanya kundinetsa kuti chii zvino kubva ipapo urwere chete ngoni dziya dzakabva dzadzima ndakutorota zvechivanhu uku nerimwe divi mweya mutsvene wakati ndikatevera izvozvo ndinofa uku mukufamba kune vakasiyana vamwe varikuti endai kumusha kwenyu chaiko munogadziriswa modzoka monamata kugadzira as in kutobikwa kwedoro vamwewo voti namatai saka ndapererwa andizive hangu muri munzwi wengoni here asi nekwenyama pamanzwi enyu andinoterera ndibatsireiwo nezvekuita semupostori achemawo pachaunga kudai kuremerwa
@NolaineChihoko-sw7pn
@NolaineChihoko-sw7pn 4 месяца назад
Ndokutodzidza kwacho murikutodzidza izvezvi
@fivenjemani-sf6kh
@fivenjemani-sf6kh 2 месяца назад
Ndatenda kumazwi anoyera
@johanemasove
@johanemasove 2 месяца назад
Tinotenda
@chris20295
@chris20295 8 месяцев назад
Amen Amen Amen,
@johanemasove
@johanemasove 8 месяцев назад
Timotenda
@stpeter2214
@stpeter2214 8 месяцев назад
Oooooooooh shiloh
@johanemasove
@johanemasove 8 месяцев назад
Shiloh ?
@trevorrenoc2818
@trevorrenoc2818 11 дней назад
Makadini baba
@johanemasove
@johanemasove 11 дней назад
@trevorrenoc2818 nemutsaa
@user-ik9yu6ry3n
@user-ik9yu6ry3n 8 месяцев назад
Mambo
@johanemasove
@johanemasove 8 месяцев назад
Kwazuvai
@trevorrenoc2818
@trevorrenoc2818 Месяц назад
Mambo Reminence vanonamtira kupi
@johanemasove
@johanemasove Месяц назад
Harare
@trevorrenoc2818
@trevorrenoc2818 Месяц назад
@@johanemasove Harare papi exactly
@johanemasove
@johanemasove Месяц назад
@trevorrenoc2818 I've no idea
@johanneschikomo3013
@johanneschikomo3013 8 месяцев назад
Madzibaba background iyo ikunyangadza mharidzo
@johanemasove
@johanemasove 8 месяцев назад
Ok thanks for informing us. Tichaita tichigadzirisa.
@eversonnyariri4443
@eversonnyariri4443 4 месяца назад
ko chaunenge uchiti mashura mashura chiiko iwe ?
@johanemasove
@johanemasove 4 месяца назад
Chingwa
@crispenmunashe289
@crispenmunashe289 8 месяцев назад
Madzibaba vanonzani?
@johanemasove
@johanemasove 8 месяцев назад
Flocha
Далее
KURAMBA IZWI #masowe #madzibaba #johanne
40:44
Просмотров 31 тыс.
Bishop Israel Tawanda Mwazha ini nemukoma wangu.
5:42
Просмотров 1,2 тыс.
🕊🕊🕊Jerusarema Rudzidzo
23:50
Просмотров 2 тыс.
Madzibaba Echoes Tsvimbo mutauro @johanemasove
18:54
Просмотров 18 тыс.
madzibaba andby Sunday service in berchnough bridge
28:38
Каха заблудился в горах
0:57
Просмотров 8 млн
Ах как прекрасно
0:17
Просмотров 25 млн