Тёмный

Masvingo Cup Clash Final Superman Pfira Dandy Achihwina 

Standard ShotiT
Подписаться 4,2 тыс.
Просмотров 12 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

28 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 122   
@VirginiaGore-f4v
@VirginiaGore-f4v 12 часов назад
Rigging is everywer
@garikaimushipe9686
@garikaimushipe9686 12 часов назад
Dzine white idzo magetsi pfira dandy vakapetwa apa akagara ahwina hake kare pa social media , Masvingo cup clash much better than Harare one
@jamsonmapulanga3163
@jamsonmapulanga3163 13 часов назад
Haaa boys munhu aingopindurwa zvaaiimba apa hapana hard
@LucksonJani
@LucksonJani 5 часов назад
Super man vakakundwa apo The guy in white akapedza ma sports
@Oswellah
@Oswellah 12 часов назад
Remember what happened to Khonangale
@TheoSobs-d8d
@TheoSobs-d8d 10 часов назад
Ummmmmm Tempoman imboitai zvnhu zvri fair azvchanakidze its better no to go kumaclash acho isu semafans muite zvamakajaira
@agentchitanda7240
@agentchitanda7240 9 часов назад
Zvirifair zvipi musinganovhota it's all about mafans aka Wanda Chete hapana chitsotsi apo MA dj kana akati wahwina mafans ako arimashoma wanyura it's about yeeeeh only noise needed saka next tym takurai bus Rema fans plus ngaasiye mutoriro azviko ndanyara fan kunzwa zvekupoya mucondom ah apo ndakai connecter paspeaker ndashaya pekupinda abhaisawo Rega adyiwe
@patrigejonhera7619
@patrigejonhera7619 12 часов назад
Hove huru vakasota but Havana maposter mumastreet takangona mukoma pfira ndendi
@NillaahRusike
@NillaahRusike 11 часов назад
kkkkk vene vezimbabwe tinekamw kaproblem sooo kkkk hove hure zviri pachena wed super man akungot pfrira dandy pese pese kkkkkk
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 10 часов назад
Kkkk anty anga asimbiswa kuti ndongooma racho reipapo pfira Dandy
@BkillerBlessing
@BkillerBlessing 10 часов назад
Super man akaridzwa pafair hove vkapedxa masports
@AaronBenjamin-m5w
@AaronBenjamin-m5w 10 часов назад
Nah he is creative in his response # hapana Mwana anoitwa necondom
@imzambazone4167
@imzambazone4167 5 часов назад
Superman akauraiwa apa
@42reggaeshow
@42reggaeshow 12 часов назад
Hove huru anogonha
@kahondetawanda1011
@kahondetawanda1011 14 часов назад
HOVE HURU MUHOMBE NDATENDAH ZVANGU . SUPERMAN ENERGY RAKAWANDISA MAVIRAVIRA MABVIRIRI
@simbarashemawadzeakasimblo4974
@simbarashemawadzeakasimblo4974 5 часов назад
Godfather is rigging apo vanomupa mic sei umwe asati apedza
@LeonardBlacks-Vevo
@LeonardBlacks-Vevo 10 часов назад
hove to the fullest 🔥🔥🔥
@tinodachinamhora2574
@tinodachinamhora2574 9 часов назад
Pakabirirwa
@germashepherddoglover6402
@germashepherddoglover6402 10 часов назад
Kkkk roriplayisa superman kkkkkk
@davidkambiti3702
@davidkambiti3702 9 часов назад
😂😂😂haaa makutibhowa manje Uyo wamoti Hove makamunyimirei sinhi rake uyo
@mistanextlevel
@mistanextlevel 9 часов назад
The guy in white akaipa zvake mmmmm zvemashuwa
@riddellmbewe291
@riddellmbewe291 2 часа назад
Haaa mface uyo super man anopererwa nema lines big time
@Dzivarasekwaextn
@Dzivarasekwaextn 10 часов назад
Haaa mkoma levels idzi ndoo favour idzi vekuumbuka face vakundwa avo
@TAZIM128
@TAZIM128 7 часов назад
Matuzvi aya wtf is this fe everyone hyping this superman is shiet
@terrencel.sibanda6714
@terrencel.sibanda6714 14 часов назад
Hove yapedza basa hayo, mashark ayo. Azongodyirwa bhonzo patrend
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 14 часов назад
Yaah panga pakashata
@allenchikosha5330
@allenchikosha5330 10 часов назад
Big up my yut.....Hove Huru.
@obertmamvoto5820
@obertmamvoto5820 8 часов назад
Templeman makachinjirei original riddim
@vitalismusapingura870
@vitalismusapingura870 10 часов назад
muchanotongwa kudenga makabiirir hove
@TinasheRajabu
@TinasheRajabu 13 часов назад
Haaa pafair vane white avo wakahwina😂
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 13 часов назад
Kkkk very true
@samuelitso3425
@samuelitso3425 13 часов назад
Haa hove huru ihove Huru Huru💯
@KudakwasheTaperaMundongo-nt5nf
@KudakwasheTaperaMundongo-nt5nf 8 часов назад
Mafans ndoakavoter apo bigop superman
@musicnetwork7460
@musicnetwork7460 9 часов назад
Sharks Hove Huru chibaba vakangorigwa
@LeonardBlacks-Vevo
@LeonardBlacks-Vevo 10 часов назад
hove anovharisa home amd away 🔥🔥🔥🔥
@charlessatuku6080
@charlessatuku6080 8 часов назад
Hove huru ndiye khonangale wekuMasvingo
@bonganimusiza2899
@bonganimusiza2899 12 часов назад
Hove huru akaipa uyo
@Userchiri
@Userchiri 12 часов назад
Haaa big up hove huru
@martindzapenga3637
@martindzapenga3637 11 часов назад
cheating clearly
@brucetachie607
@brucetachie607 5 часов назад
Vese varikuti pakabirirwa muri vekumama
@t3ndai_jr
@t3ndai_jr 7 часов назад
Akapoya mu condom😂😂😂
@DailyChristianRap
@DailyChristianRap 10 часов назад
Hove apedza shuwa
@PatsonMatapa-x8w
@PatsonMatapa-x8w 7 часов назад
Hove huru vakahwinha but yoooo ikarate next time camera kuma supporter tione vasimudza mawoko mudenga .
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 7 часов назад
Kkkk kanoise kema fans ndokakahwinisa munhu
@michaelndlovu8203
@michaelndlovu8203 12 часов назад
🦈 sharks ma1
@enockkawadza3530
@enockkawadza3530 12 часов назад
Super man akabamurwa apo
@lumbytrice934
@lumbytrice934 5 часов назад
Hove huru to the fullest 🔥🔥🔥🇿🇼
@agentchitanda7240
@agentchitanda7240 10 часов назад
Uyo ndatomumaka paati wakapoya mucondom haaa no art like Dat Rega adyiwe and anotopenga sure siya mutoriro Dai ndiri ini super man ndaitomukanda fight. Thanks super for that humanity
@RueFaroeJoy
@RueFaroeJoy 7 часов назад
Ndachimbomuda asi zvepoya mucondom rega anzi voetsek
@geniusnhukarume7805
@geniusnhukarume7805 9 часов назад
Vanhu wanoda hubedzi ndabvuma
@OwenOwen-s7y
@OwenOwen-s7y 13 часов назад
Ipai mumwe mkana
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 11 часов назад
Kkkk either lose or Win by Any means 🤣🤣💯
@Dj_Flickstone
@Dj_Flickstone 8 часов назад
Pakatadzikwa apa
@trustmachoba9860
@trustmachoba9860 45 минут назад
Bit rakashanda apa ndiro rakadhakwa maonero andazviita,
@MablesserMabee-wf6ts
@MablesserMabee-wf6ts 13 часов назад
Uku hakushandi ma smarts
@lameckkatsande2235
@lameckkatsande2235 8 часов назад
Super energetic, 🎉
@brendonmarombedze-lino2550
@brendonmarombedze-lino2550 8 часов назад
White winner apoo
@McRobinNashelMadziwa
@McRobinNashelMadziwa 14 часов назад
Hanz handisati ndatiza
@PanasheMasakadza-yu7qh
@PanasheMasakadza-yu7qh 9 часов назад
Hove huru vanogona
@QudzaiTigere
@QudzaiTigere 7 часов назад
Fair n square ⬜
@PaulNyamangara
@PaulNyamangara 12 часов назад
Hove huru ndiye chiba
@garikaimushipe9686
@garikaimushipe9686 12 часов назад
serious Dandy akapetwa apa
@MarshallMhungu
@MarshallMhungu 9 часов назад
Pakabhaizika apa 😂
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 7 часов назад
😂😂big tym
@gordenmwerenga4800
@gordenmwerenga4800 13 часов назад
Hove Huru was rigged
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 12 часов назад
Very true
@tichmanmusasa1978
@tichmanmusasa1978 9 часов назад
By who
@AdamChimbalanga
@AdamChimbalanga 9 часов назад
Zviri kunzi kudii apa handinyatsogona Shona
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 7 часов назад
Kkkk zvikunzi ndi pfira dandy ahwina
@martindzapenga3637
@martindzapenga3637 11 часов назад
pakabirirwa apa...
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 11 часов назад
Haa ma1 everyone is saying dat
@MablesserMabee-wf6ts
@MablesserMabee-wf6ts 10 часов назад
@@martindzapenga3637 Muchafa muchingo birirwa
@TEVINKUZIVAMAVUNGA
@TEVINKUZIVAMAVUNGA 5 часов назад
Templeman is the king of rigging 😂
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 4 часа назад
😂chibaba che rig kunge ZE...Q
@shapiro61
@shapiro61 5 часов назад
Pamwe hove ndoyakamedza jonah yakuroverwa marecovery....otherwise haaa pfira dhendi no signal
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 4 часа назад
Kkk 🤣🤣wandipedzaa
@Emtee008
@Emtee008 13 часов назад
Superman haagone mafana uyo chibaba
@MablesserMabee-wf6ts
@MablesserMabee-wf6ts 13 часов назад
Saka makamupirei trophy 🏆
@hillarytapiwa
@hillarytapiwa 6 часов назад
Zimdancehall inoda une stress
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 6 часов назад
Kkkk inotibvisa stress
@leehustle3635
@leehustle3635 Час назад
Not impressed this is nonsense
@jchidabakyle2808
@jchidabakyle2808 7 часов назад
Haaaa pfira Dandy vakapfirwa apo...
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 7 часов назад
Kkkkkk kunzi ....🤮
@irvinesilas7422
@irvinesilas7422 2 часа назад
Hove huru is a better artist
@WisdomMachadu-vr8yf
@WisdomMachadu-vr8yf 5 часов назад
huh pfira dandy zero..
@alexchawasarira2436
@alexchawasarira2436 Час назад
Pirate dandy ashandwa
@tanatswanaishenyamaropa7257
@tanatswanaishenyamaropa7257 6 часов назад
Haaaaa hapana clash apa avo vanopa munhu wavanoda the guy ane white akapedzera inzwa crowd
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 5 часов назад
Ndo Zimdancehall yacho painzwika mafans ndovaivhota
@mallorcajr9171
@mallorcajr9171 13 часов назад
Superman haagone uyu
@sirjonesjerry970
@sirjonesjerry970 14 часов назад
Hove huru chibaba
@RoadTrafficFlow
@RoadTrafficFlow 3 часа назад
no no no no its biased which criteria did you use to award the finalist
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 3 часа назад
The fans who 🙌 their hands,😂
@unistardmg
@unistardmg 13 часов назад
Superman akakundwa
@rutendonyamakanga8546
@rutendonyamakanga8546 6 часов назад
Pfira dandy
@tafadzwatasarirataso2533
@tafadzwatasarirataso2533 3 часа назад
Anonzi sharks ndakambomunzwa ku radio uyo muhombe
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 3 часа назад
Akaipaaa
@GivemoreLison-ud8lo
@GivemoreLison-ud8lo 2 часа назад
Manhu anoshaya zvekuimba kusvika akuti pfustek
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 2 часа назад
Kkkk 😂 zvakaaoma zvekuimba
@taglancy1055
@taglancy1055 6 часов назад
Haagone
@ckdibetterman4167
@ckdibetterman4167 28 минут назад
Sharkies weakness yake ndeye kupa jahman veDust mukana final clash you show your power you don't wait for no man Issa battle
@ckdibetterman4167
@ckdibetterman4167 28 минут назад
Sharkies weakness yake ndeye kupa jahman veDust mukana final clash you show your power you don't wait for no man Issa battle
@simbarashechakazamba7144
@simbarashechakazamba7144 Час назад
Haiwa pfira dandy ndewe kushaya uyu haana malines ingori pfira dandy neputseki... Pakarigiwa apo
@Websterrock
@Websterrock Минуту назад
Hahha pfira dandy akaitwa rough uyo kk haana zvaaiimba
@ashitonvurayayi8374
@ashitonvurayayi8374 2 часа назад
Mikosho yenyu marombe eevanhu zviyiii zvamotiitira
@itaimoyo3111
@itaimoyo3111 4 часа назад
Pfira Dandy hana deal uyu
@RoadTrafficFlow
@RoadTrafficFlow 3 часа назад
you're right
@PrinceNdongwe
@PrinceNdongwe 4 часа назад
Pazimba ukangoita zvechibenzi benzi watotora mari mafans ndizvo zvavanoda zvemunhu anoita kunge anopenga
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 4 часа назад
Kkkk😂 yaaah
@lglifeisgracehumbleafrican2191
@lglifeisgracehumbleafrican2191 2 часа назад
That's what baba harare said on one of the interview Zimbabweans need stupid things zvinhu zvisina basa
@lglifeisgracehumbleafrican2191
@lglifeisgracehumbleafrican2191 2 часа назад
The guy on white was on point
@maxwelltoendepi4691
@maxwelltoendepi4691 2 часа назад
Hubenz ts being creative.....look at Williams paSA, ts not bout stupidity ts bout creativity...pfira danty
@alexchawasarira2436
@alexchawasarira2436 Час назад
Superman apfirwa
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv Час назад
😂
@cliffordmlilo5888
@cliffordmlilo5888 Час назад
Sharks akachifamba apa😊
@johanneszandonda4236
@johanneszandonda4236 Час назад
van choga no 2
@johanneszandonda4236
@johanneszandonda4236 Час назад
van choga
@iedrenkodzevu4264
@iedrenkodzevu4264 3 часа назад
Pa Zim zvnh zvese zvangov zvechi mhat mhat sure
@EmortalRecordsTv
@EmortalRecordsTv 2 часа назад
Kkkk🤣
@iedrenkodzevu4264
@iedrenkodzevu4264 2 часа назад
@@EmortalRecordsTv So chnemsor chakaimbw na Super chii...haa zvakadhkw sure wank
Далее
ТАРАКАН
00:38
Просмотров 531 тыс.
Talk Dancehall S2 (Episode Gaza)
1:05:27
Просмотров 187 тыс.
Kugadzwa kwa Chief Clayton Zimunya #Karanganda TV
2:00:59