Tatenda st Peter iye zvino wave kutaura kuoma kwehupenyu muZimbabwe ndi Mwari varikuda kuti vanhu vamurangarire vapinde mune zvakauya na baba johani saka vanhu varikuiswa pa zvimanikidzo kuti vapinde mune zvinodiwa ndiwo makomo matatu aka porofitwa na baba johani ataka tarisana nawo zvimanikidzo zvicha manikidza vanhu kupinda mutsika yake baba johani saka ichokwadi kuti panwe panoto shandiswa vanwe vanhu kuti vaise kurema kuitira kuti kani vaparidzi ve chokwadi kana vamutswa vachawana vachava tevera vanhu vachiisa matambudziko avo kuna Mwari
This is nonsense. Those citizens must never be outside the country. ED and Zanu are the sole reason why we are economic refugees out here. Nothing to do with religion.