Whilst you guys have great voices, muri maNew Postori outfits, dai machirega kuramba muchiimba nziyo dzakaimbwa kare nechiedza chevatendi, vabati vajehovah, mugodhi etc. Be creative , formulate new lyrics and i tell you munoenda nenyika saTocky. Manje apa we are hearing same chorus from vanhu vekudhara, kana ndimiwo. does it mean kuti mapostori anongove nemaSame verses nyika yese. Aiwa imboimbaiwo zviNew one. otherwise i love your voices. #Terry Guns.