Тёмный

mhanyai muone kachikomba katuku tuku kabatwa kuShamva kwaBushu aaaaaahhh aka kazonyanya 

Zigo
Подписаться 116 тыс.
Просмотров 8 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 112   
@felexchibanda4952
@felexchibanda4952 Час назад
Kajoki kemukadzi speed tomuch
@sandragwanzura9180
@sandragwanzura9180 6 часов назад
Kwa Bushu minjolo yega yega..they never fight for land🙌🏽
@EdwinMurima
@EdwinMurima 3 часа назад
Shuwa shuwa true
@wanani-mwanawapuwani
@wanani-mwanawapuwani 2 часа назад
It's true.the spirit of mujolo is controlling the area
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 41 минуту назад
Regai ndiende kwaChief Mutasa😂😂😂😮🏃‍♀️🏃‍♀️
@kennethmakombe6585
@kennethmakombe6585 8 часов назад
Mupfanha akasvika pa G spot..
@MoreMdeke
@MoreMdeke 5 часов назад
Zvekudii zvozvo
@FungaiMpofu-t6z
@FungaiMpofu-t6z Час назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@LourindahChinyoka
@LourindahChinyoka 3 часа назад
Ko varume vacho vakagofanana wani😅😅😅
@innocencetchagwiza2096
@innocencetchagwiza2096 3 часа назад
Yeah, zviso zvavo zvakangoti tuzu tuzu🤣🤣🤣🤣🤣
@mineatdjk
@mineatdjk 9 минут назад
Canera man pamakumbo echikomba 😂😂😂
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 3 часа назад
Mukadzi uyu ndicommedian😂😂😂😂😂hanzi ndikubhura
@Eva3rt
@Eva3rt 8 часов назад
Chief munosekerera sando dzenyu vagere bho avo
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 2 часа назад
Chokwadi chief vaudzei kuti enjoyment ikushaikwa mudzimba umu
@FunwellTiyambe
@FunwellTiyambe 7 минут назад
Family yemukadzi uyoo, yakazara mazidofo ndasaka mwana wavo achiita chihure chisina musoro
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 3 часа назад
Vanosizer sure varume ava anokuti hauna shape uchizokuda ndava anenge anechikomba
@EsterMamu-y2k
@EsterMamu-y2k 7 часов назад
Nai mwari 😢😢shuwa kuonesa mwana paaka buda napo here mmmm
@taisekwazhou823
@taisekwazhou823 5 часов назад
One of the best chiefs anekakudzidza kaanako than uya anongoita hasha dzenhema, this one anooneka kuti anekakufunda kainako
@mablango
@mablango 3 часа назад
haa zvazvino wehasha uya ndiye akudiwa kwabushu zvamanje manje nekuti uhmm team remumapurazi rauraya nzvimbo yabushu,
@xeddiem9096
@xeddiem9096 4 часа назад
Havasi ma brothers here vanhu ava? Kufanana kwacho?
@wadzanaichanga9813
@wadzanaichanga9813 3 часа назад
Ndipeiwo stand ku shamva😂😂 mambo ndapota
@EthelBokah
@EthelBokah 8 часов назад
Pfungwa hadzisi bhoo avo
@AnesuNyagona
@AnesuNyagona 5 часов назад
Kkkkk Haaka kazonyanya aka ndokamukono ketsambara futa sure
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 2 часа назад
Nyaya dzejwaBushu ndechifambi KwaMutasa Mabhinya Hurombwa neminda KwaBushu vanokorokoza vodhakwa voita chifambi zvavo
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 2 часа назад
Madzimambo munebasa 😂😂😂😂😂😂😂😂
@FadzaiChawira
@FadzaiChawira 52 минуты назад
😂😂😂😂 ndikutoku bhuraa
@TinotendaMushangwe
@TinotendaMushangwe 7 часов назад
😂😂😂😂😂kutanga kuripiswa at ❤19yrz Koo kuzoti at 50
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 3 часа назад
Hanzi apa ndirikumba kumba kupi kwauyu apa kumba kwechikomba😂😂😂😂😂😂😂mukadzi ngaatye Mwari
@innocentfarayijambaya6633
@innocentfarayijambaya6633 7 часов назад
Mambo Bushu tiitireiwo plan plz Chihure mudunhu renyu chawanda😅😅😅😅
@MozboyPrody
@MozboyPrody Час назад
Zim yadirwa sugar kkk
@Eva3rt
@Eva3rt 8 часов назад
Vakafitana asi 😂😂😂😂😂 ummm
@dhereckmherekumombe1945
@dhereckmherekumombe1945 2 часа назад
Kkkkkk ma1 under 19 years ndofunga kanofamba nebhora kamfanha ako
@Rejoice-m9u
@Rejoice-m9u 2 часа назад
Mambo mapukuta face ka😂
@NetsaiKagoro-e8f
@NetsaiKagoro-e8f 3 часа назад
Mai vane Nyaya ava ndatoseka hangu asi kt 😅😅😅😅😅😅😅
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 6 часов назад
Chief Bushu todiiko nevanhu vedunhu renyu iri heyi vanhu venyu vanoda kuchinjana varume Ava ndabvuma hangu🙌🙌🙌
@TrinityMusonza
@TrinityMusonza Час назад
Kunoda china chemadzimai ,ne counseling team
@PasiChaparadza
@PasiChaparadza 4 часа назад
Uyo murume wemukdzi sekuonakwangu arikuda revenge.Mai vanourawa vakangodzokera kwari..Better vagare nechikomba
@AbgailsamasuwoPemhiwasamasuwo
@AbgailsamasuwoPemhiwasamasuwo 4 часа назад
Ndakaregera hangu mujolo nekuda kwepano mambo dare yenyu ka😂😂😂😂 nyangwe ndiripabsa ndotomboenda mutoilet kkkkhaaa munombonzwirira chose anyway nyika one vanhu vayo
@prachie937
@prachie937 4 часа назад
😂😂😂kwa bushu mujolo too much 😂😂😂
@annachaparanganda1120
@annachaparanganda1120 5 часов назад
Varume hecho chidzidzo musatuka vakadzi nokuti panenge panevamwe varikutovada
@Chiheratheeland1234
@Chiheratheeland1234 3 часа назад
Mambo bae ne vanhu vavo , madzimai ekwaBushu ma one 😂😂😂😂
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 3 часа назад
Mambo Bushu nedare ravo vanogonesa🙏
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 2 часа назад
Kamukore kore kanopenga ako😂😂😂😂
@FashonPolice
@FashonPolice 4 часа назад
Chief ndokufarirayi hangu ❤❤
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 3 часа назад
Chief Bushu seiko nyaya dzechi bhishu dzisingaperi mudare menyu
@SharonMusokoma
@SharonMusokoma 7 часов назад
😂😂😂😂nhai Mwari wangu kkk nyika.yave kuguma
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 2 часа назад
KwaBushu kune mabhishu nemadofo. Varume avo vese zvikomba, because hapana akabvisa pfuma.
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 7 часов назад
Katuku tuku zvechokwadi 😂😂😂😂😂
@SharonMusokoma
@SharonMusokoma 7 часов назад
Kkkkk ndiri kugara bhoo nechikomba kkkk haa Mwari huyai
@emiamushambi1050
@emiamushambi1050 Час назад
Kkkkk zvinhu zvacho soo
@TinotendaMushangwe
@TinotendaMushangwe 7 часов назад
😂kkkkkkkkkk ma1 varikugara boe havo kkkkkkwaaaaaaa size yacho yeiiii
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 6 часов назад
Zvakaoma,,,😅
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 6 часов назад
Kwakunzi kwaBhisu.. Under Chief Bhishu. 😂😂
@ChipoMateta
@ChipoMateta 14 минут назад
Yowee Mai mri hure imi
@arthurmutano-c9i
@arthurmutano-c9i 5 часов назад
Amai avo ndivo wakanyenga mukomana uyo 😢
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 6 часов назад
Hanzi usaratidze weakness yako kune vamwe varume unoramba uchitorerwa 😂😂😂😂
@Eva3rt
@Eva3rt 8 часов назад
Saka murume uyo mukuru aramba kurambwa here😂😂😂
@wadzanaichanga9813
@wadzanaichanga9813 3 часа назад
Mkadzi uyu andifungidza umwe mukadz wekumusha kwedu
@arthurmutano-c9i
@arthurmutano-c9i 5 часов назад
Kamukono ketsambara futa😂😂😂
@PriscillahMangwende-je6ne
@PriscillahMangwende-je6ne 8 часов назад
Agere bhoo hake kumba kwechikomba chake😂😂😂😂
@Eva3rt
@Eva3rt 8 часов назад
Hezvo vakadzi varikuzarura huru saka mukadzi uyo achagarirei naye vana mukoma vedu kupusa here munhu ngaaende i think mai avo vakashandisira mwana mushonga chete😂😂😂
@TradingForexwithCosme
@TradingForexwithCosme 7 часов назад
Hapana kana mushonga apa ,b*ché rechembere rinonaka zvisingaite .
@tsitsidzashematangeni9577
@tsitsidzashematangeni9577 Час назад
Comedy chaio
@primekid_zw
@primekid_zw 8 часов назад
😂😂😂 ndirikugara bhoo...
@matikaterry
@matikaterry 5 часов назад
Hanzi hakudi transport ndinenge ndiri pababa
@luciaidi1811
@luciaidi1811 6 часов назад
Mambo mune basa hombe 😅
@AmaiChichi-x6h
@AmaiChichi-x6h 4 часа назад
Murume akapusa uyu 😅
@InnocentCap-wi4wt
@InnocentCap-wi4wt 8 часов назад
Mhuri yemukadzi pfungwa dzakapeyama .Kunzwisisa kwacho zero
@KDELON
@KDELON 2 часа назад
Ikunaka nyaya iyi
@PangaChimombe-jq9kf
@PangaChimombe-jq9kf 6 часов назад
Unopera power nema answers emukadzi 😂😂😂
@TrinityMusonza
@TrinityMusonza Час назад
Kwa bushu munjolo wakanyanya
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 2 часа назад
Iwe usati haana chaanoshaya iwe uchimutuka kuti haana Shape
@NomatterKalimu
@NomatterKalimu 46 минут назад
Kkk asi karipo ka shape mazvionawo here
@nathanmakuni1750
@nathanmakuni1750 7 часов назад
Brain chaidzo apa hapana apa ,reasoning yatoyi vana ngavaende kuschool at least form 4 zvinoitawo kut munhu ave nebrain kakureasonawo so
@botanetsaianna9646
@botanetsaianna9646 4 часа назад
But mai avo varright hre munjere mmmmmmm
@BabaIdahTV
@BabaIdahTV Час назад
Ndoda kukubhuraaa
@ElizabethKumira
@ElizabethKumira 3 часа назад
Ummm kwabhushu chiii nhayimi
@NatashaHweru
@NatashaHweru 6 часов назад
Nhai Mwari 😂😂😂😂
@ZviiteiMawocha
@ZviiteiMawocha 3 часа назад
Aaaa zvakaoma chokwadi
@ChristinaMukute
@ChristinaMukute 5 часов назад
Tirikugara bhoo
@EldahMakura
@EldahMakura 3 часа назад
Mkomana anogona akatofoseredzwa
@HenryBenhura-x4s
@HenryBenhura-x4s 21 минуту назад
Zvakaoma sure
@TinotendaMushangwe
@TinotendaMushangwe 7 часов назад
Vari kugara boe 😂😂😂😂😂😂😂😂
@knowledgechimutashu
@knowledgechimutashu 8 часов назад
Ndiri kugara boe kkkkk mother avo
@crypticoptimist4408
@crypticoptimist4408 4 часа назад
do you not think mukadzi uyu anopenga?
@eddymugumisi404
@eddymugumisi404 6 часов назад
Kudare kune madrama 😂😂
@ChipoJamba
@ChipoJamba 4 часа назад
Sandokuna Big Mama
@Stepler55
@Stepler55 3 часа назад
Kakomba😂
@TrinityMusonza
@TrinityMusonza Час назад
Ka Ben 10
@ttfam8742
@ttfam8742 5 часов назад
Ndafarira kuti nevakadzi vaakuripawo. Varume vaakutsvaka cheuviri nevakadzi vavasingade
@RosemaryChiripa
@RosemaryChiripa 7 часов назад
Saka mukadzi uyu ave nevarume vaviri huye vane shavi. rechihure
@wadzanaichanga9813
@wadzanaichanga9813 3 часа назад
Bennita gadzai
@wizzymajinjiwa164
@wizzymajinjiwa164 6 часов назад
Ndirikuona kudzungaira pavatatu ava
@TinotendaMushangwe
@TinotendaMushangwe 7 часов назад
Haaa blaz varikuramba kurabwa
@annachaparanganda1120
@annachaparanganda1120 4 часа назад
teenager versus amai vakuru ava
@MoreMdeke
@MoreMdeke 5 часов назад
Tingatii zviriko futy
@IshmaelManhondo-tw5so
@IshmaelManhondo-tw5so 7 часов назад
Momz ngavasadaro
@NaumeIsaac-o3b
@NaumeIsaac-o3b 6 часов назад
Vari kugara bhooo
@Onella9899
@Onella9899 5 часов назад
KwaBushu ndekwe maBishu
@RegisParichi
@RegisParichi 4 часа назад
Haah ma1
@lessiemashayamombe
@lessiemashayamombe 3 часа назад
Zvakaoma
@RuvimboPiroro
@RuvimboPiroro 2 часа назад
Kkkkk
@aayishasanudi9019
@aayishasanudi9019 5 часов назад
Kkkk 😂😅
@winnetchikunguru9604
@winnetchikunguru9604 4 часа назад
Zvinhu zvacho soo
@AnahMabureza
@AnahMabureza 8 часов назад
Kikiki amwena wanyowani
@Dj_Adkins_zw
@Dj_Adkins_zw 7 часов назад
Kkkkkk😂
@gsmzone1709
@gsmzone1709 7 часов назад
Bushu bho hre
@tauraichikukwa2846
@tauraichikukwa2846 7 часов назад
😂😂😂😂😂yaa any gun can shoot 😂😂😂😂😂kachikomba kacho sooo.taiti vakadzi vanoda varume kwavo vanehuru😂😂😂😂😂😂
@TradingForexwithCosme
@TradingForexwithCosme 7 часов назад
Vakadzi vanoda mboro inomira
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 6 часов назад
Pamwe chikomba ndicho chamboko
Далее
Unopera Power chokwadi-Prophet T Freddy
10:36
Просмотров 9 тыс.
Mai vemwana waShugeta Vazotaurwa
26:22
Просмотров 3,1 тыс.
Munda, Huchenjeri hwaMambo Mutasa
57:20
Просмотров 2 тыс.
AKAWIGA CHITUNHA ZVISIPAMUTEMO Karanganda TV
25:37
Просмотров 14 тыс.
TOITIRA KWENYU
4:24
Просмотров 68 тыс.