Тёмный

mhanyai muone nzenza yabatwa neChikomba kuchakonda uko 

Zigo
Подписаться 115 тыс.
Просмотров 28 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

10 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 157   
@tauraichikukwa2846
@tauraichikukwa2846 4 дня назад
Vanhu murikungoona chihure chemukadzi but hamusikunzwawo side rake.problem varume tirikuroora vakadzi vekuchengetesa misa but hatina nguva navo.lets give our woman quality time.lets show them love❤.mukadzi akashaya izvi Chokwadi nyika dzekunze dzopindira and it will be easy kuti vapinde
@JeffreyMutombeni
@JeffreyMutombeni 3 дня назад
Kuhura hakuna reason kana uri mukadzi vemunhu
@bat3153
@bat3153 3 дня назад
Haa bvapa iwe tipfirire dandy uko
@RonaldGuni-n3d
@RonaldGuni-n3d 3 дня назад
Chokwadi
@pessysachakaza9479
@pessysachakaza9479 3 дня назад
Ngaarambe murume ozoita ma boy friends
@BornfaceShumba-p6x
@BornfaceShumba-p6x 3 дня назад
Mambo munogona🤝
@LoraineManyika
@LoraineManyika 2 дня назад
Mambo Bhushu munotofanira kudzidzisa vamwe madzimambo kutonga nekuti munogona ❤❤❤
@AdamChanaiwa-pl8lp
@AdamChanaiwa-pl8lp 4 дня назад
Chief Bushu machinda enyu anongovhiringidza vamwe ndo vanongo sheedzera ngavakupeiwo respect
@TafadzwaJNyamagwada
@TafadzwaJNyamagwada 3 дня назад
Yaa very true .hapachisina respect apo kutokata mubvunzo waChangamire aaah
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 16 часов назад
Zip yavo number one 😅😂Changamire mune basa🙌🙌 😂😂
@apostletbbenhanan9204
@apostletbbenhanan9204 3 дня назад
My favorite Chief❤❤ Not like chief nyamaropa anodheerera sterek he thinks he is God
@tendaimichaelsakarombe6100
@tendaimichaelsakarombe6100 4 дня назад
Kabenz kemukadzi ako karikutodada nezvisingadadisi kabenz chaiko murume unomuda sei uye kari kutogadza kanonyadzisa Zigo rova munhu uyo mhani ndini ndakutuma😂😂😂😂😂😂
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 3 дня назад
Mhanyai muone nzenza yabatwa nechikomba musoro wenyaya urikuenderana nenyaya yacho wena ende mamboo good kutonga thanks
@TracyGeorge-go5eo
@TracyGeorge-go5eo 3 дня назад
Mukadzi uyu handna kut akagona hake but kuzvimiririra inumber 1😂😂😂
@simonmazendame
@simonmazendame 4 дня назад
trust hapasisina ukango furatira pfungwa dzichati Kuda mukadzi wangu atova nechikomba chero akatozvigarira Kumba hake.trust and faithfulness is key to a happy relationship
@luciaidi1811
@luciaidi1811 3 дня назад
Kkkkk you are invited to womens conference yemabishu 😅😅😅😅
@MoyoMaybe
@MoyoMaybe 3 дня назад
Kkkkkkkk
@RumbiMunhanga
@RumbiMunhanga 20 часов назад
Kkkk kadunhu kemadhuku machena aka😂😂😂😂
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 16 часов назад
😂😂😂😂😂
@stephenmudere7488
@stephenmudere7488 2 дня назад
haya kuzvipatara zvekushamva ndofunga vari kuona mahorror kkk
@arnoldmuswere4671
@arnoldmuswere4671 2 дня назад
Chief Bushu vanogona basa dzidzisaiwo vamwe wenyu
@flossykandy8113
@flossykandy8113 3 дня назад
Men, be there for your wives not to marry for your relatives
@beegee118
@beegee118 3 дня назад
Bishu pro maxi , Chief Bushu mune basa. Imboitai maworkshop nevanhu venyu dzidziso iri kudiwa😂😂😂 .
@MaAmanaTa
@MaAmanaTa 4 дня назад
Vakadzi vari mudzimba zvanyanya masingles akadzika ma
@lilianmhamba
@lilianmhamba 3 дня назад
Yeeee💃💃ndafara chaizvo mombe ngavabvise amuhure avo
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 2 дня назад
I like it when mahure achiripiswawo, Mambo Bushu vanogona
@tinasheesbart8775
@tinasheesbart8775 2 дня назад
chief bushu number 1
@rasobiyahman
@rasobiyahman 3 дня назад
Kuhura ndezvemakwikwi here first garai pasi munzwisisane...ndosaka zvirwere zvisisa peri..
@PatienceMazingaizo
@PatienceMazingaizo 2 дня назад
Mambo wanyarawo
@annamabheura7030
@annamabheura7030 3 дня назад
Varume zivai kuti vakadzi vemazuvano vasiyana nevekudhara
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 2 дня назад
Peter wakanyanya wena wakambotongwa futi 😂
@innocentMujeh
@innocentMujeh 3 дня назад
KwaChief BUSHU vema BHISHU 😂😂 uko kondinakidza
@philiptore9967
@philiptore9967 3 дня назад
Mambo wemabhishu,,chokwadi nyika yemahure
@PaulineChishandure
@PaulineChishandure 2 дня назад
Murume uyu ngaape mukadzi bota rakakwana mukadzi uyu achiri wechidiki bota ngaridyiwel
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 3 дня назад
Mai ndingi huya mutore mwanawenyu akutorqsa njere mudare
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 3 дня назад
Pakurirai vakadzi venyu bota ravanoguta imi ahhh. Chief Bushu ndoda kukutsvagirai island nyowani mutangidze imwe kingdom, because this one ummm 😂😂
@tsungigondo4018
@tsungigondo4018 3 дня назад
Varume hurirwai nekuti pamunotihurira hatienfi kumatare saka vakadzi vanohura pamberi nekuhurira varume venyu musambomire. No mercy
@brytonmasaire5542
@brytonmasaire5542 3 дня назад
My favorite Induna Bhishu Sando dzenyu
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 3 дня назад
Haa chief bushu huye mune basa
@SweetBoyTv-i4v
@SweetBoyTv-i4v 4 дня назад
Pfambi idzi ,kana uchida kufamba uchitaur wega rowora mukadzi dzedza😂.
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 2 часа назад
😂😂😂
@MadubeMadubez
@MadubeMadubez 3 дня назад
Chief Bushu kasekero kavo kanotosekesa .
@CharityFasha
@CharityFasha 3 дня назад
Dznozouyiwa nadzo he mombe dzacho 😂😂 kunge huku kudero hr
@JoeMagavhe
@JoeMagavhe 3 дня назад
Apa maronga mambo mukadzi kna ada kuhura ngaadzokere kumba kwake ozotanga kuhura ari ikko
@charitymango4498
@charitymango4498 3 дня назад
Ha ha mombe 5 dze meso meso kusvika wati shlooo😅
@SHYLEENChinyundo
@SHYLEENChinyundo 2 дня назад
😂😅😅😅Vakadzi vetwudhuku twuchena utwo machakonda manetsa zvenyu
@MaAmanaTa
@MaAmanaTa 4 дня назад
Edzi ichanetsa kupedza 🙌
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 2 часа назад
U can say that again😂😂
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 3 дня назад
Ananyamasvisva pama zip havavhare
@Djoko209
@Djoko209 2 дня назад
Munovhura imi😂😂😂😂
@chipohananda8238
@chipohananda8238 2 дня назад
Zvazvakaoma nhandi veduweee
@masciemudumo
@masciemudumo 3 дня назад
Peter I bhuru 😂😂😂😂😂
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 2 дня назад
Mamayi acho anozotongwa asi munovapa madook machena mudare Kasi.
@EriaImbayarwo-r9p
@EriaImbayarwo-r9p 3 дня назад
Ane mushonga mkomana uyu mbatsireiwo
@TheodoraChirara
@TheodoraChirara 2 дня назад
Kkkkkkkabhibho
@FelixChizeya
@FelixChizeya 3 дня назад
Kkkkkkkkkk Chakonda yanetsa 😂😂😂
@NyashaManatsa
@NyashaManatsa 2 дня назад
Murume uyu anenge aripi kusvika Kunze kwayedza tarisai both side who tolerate tht anodherera
@Hungwe
@Hungwe 3 дня назад
Leave this lady as soon as possible
@iedrenkodzevu4264
@iedrenkodzevu4264 2 дня назад
Ma chinda regaiwo mambo atonge kwete kungovhiringidz mambo uye ipai vamw mkna wekutsanangur zvchemo zvavo
@ValleriaMilanzi
@ValleriaMilanzi 3 дня назад
Peter 🤣🤣ko kuzoramba munhu ari serious manje
@masciemudumo
@masciemudumo 3 дня назад
Asi murume uyu ane problem haaziveo here kt mukadzi anongoda kudiwa chete. Seni hangu kumba kwedu zvese zviriko chisiko I bota saka pamurume wangu ndinoda attention , bota ne 💕 love
@melvinmunapenyi7151
@melvinmunapenyi7151 3 дня назад
Saka mukutii Ndouya hangu ?
@masciemudumo
@masciemudumo 3 дня назад
@@melvinmunapenyi7151 🤩🤩🤩🤩
@masciemudumo
@masciemudumo 3 дня назад
@@melvinmunapenyi7151 huya zvako
@erickkanyumbu2275
@erickkanyumbu2275 День назад
Ahhhh imba yakafa kare iyi
@masciemudumo
@masciemudumo 3 дня назад
Peter arira nhasi kudarika chigayo chake 🎉
@WashingtonChikore
@WashingtonChikore 3 дня назад
Mambo munhu kana asirikugutsikana nezvirikuitika anoudzawo mumwe wake
@Nunec
@Nunec 3 дня назад
Mambo sorii i think ndakambokutukai ndaiku mistekai for Nyamaropa❤ More life
@LoveOfSouthernAfrica
@LoveOfSouthernAfrica 3 дня назад
You go girl…
@NeliaNgwenyama
@NeliaNgwenyama 3 дня назад
Mukadzi uyu isoja rinosvika kure
@priscillatembo6760
@priscillatembo6760 3 дня назад
Mother munoda chigaro ku women's conference 😂
@lionjudah7192
@lionjudah7192 3 дня назад
Vakadzi varikuroorwa mazuvano ingozi chaidzo nxaar...ako akasi kamukadzi kekugara nako..ihure iro
@ssam1430
@ssam1430 3 дня назад
Akomaaaaaana mahùre aya abvuta rekeni 😢
@SithenjisiweSibanda-h2q
@SithenjisiweSibanda-h2q День назад
Kwaa mahure manyama anogona kuzvimirira
@lilianmhamba
@lilianmhamba 3 дня назад
Chief Bushu vakadzi ivava varipisei futi
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 4 дня назад
Muchinda uyo ane mari but chihure anacho saka varume ava vaakutoita mari naye
@noreenrupapa3729
@noreenrupapa3729 3 дня назад
Case closed 😂😂😂
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 2 дня назад
Mambo vaseka muface uyu paangobvuma
@mildredmagora8020
@mildredmagora8020 3 дня назад
Chikomba chinotoziikanwa mbiri kuti haabvire kumukadzi wemunhu
@lilianmhamba
@lilianmhamba 3 дня назад
Kuita kudada nechihure kudai muripisei mukadzi uyu
@TamaryManyika
@TamaryManyika 3 дня назад
😂😂😂😂😂😂😂 ndashaya mazwi
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 4 дня назад
Siya hure riende shamwari vakadzi vakawanda.
@LymotChisupa-or7or
@LymotChisupa-or7or 3 дня назад
Ko ma adverte ndeeyiko kwa mambo
@VimbaiMugariwa
@VimbaiMugariwa 3 дня назад
Haaa vana vakomana toita vekumedza here saka murume wotya here kubvunza makadzi wako kana waona achifamba zvisizvo
@masciemudumo
@masciemudumo 3 дня назад
Dhimon pana amai Ava riripo tsvagai jesu amai
@sifesifelani9827
@sifesifelani9827 2 дня назад
Mukadzi uyo ndamufarira
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow 3 дня назад
Mambo bushu vanokugadzirisa chete
@tatendandaradzi9483
@tatendandaradzi9483 3 дня назад
Uyu dhaman uyu anotya mukadzi wake
@BatisonGoliath
@BatisonGoliath 8 часов назад
One month Saka murume haungaende ku Poland kukuenda wamwe
@TalentGawa
@TalentGawa 3 дня назад
thanks mambooo kamukadzi ako kuduzvi
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 2 дня назад
Kasekero kamai Ava ndekekuda vese.
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 3 дня назад
Madhuku machena kwaBushu anofana kurambidzwa
@ruthgarwe
@ruthgarwe 2 дня назад
😂😂😂😂😂my gender
@rosemuzenda3714
@rosemuzenda3714 3 дня назад
Inzenza chaiyo
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 3 дня назад
Kanyika kane chipfambi mhani aka.
@bryanmakowa5447
@bryanmakowa5447 3 дня назад
Saka vanhu vakufa mhani ava vakujarirwa muvhi se mambaira
@nabortwedzerai4271
@nabortwedzerai4271 3 дня назад
Dhuku chena ma 1
@MaryMapfumo-yz8wy
@MaryMapfumo-yz8wy 3 дня назад
Shiri inemuririro wayo haiegi makaregerera pfambi muchazviuraya
@RumbieMafigo
@RumbieMafigo 3 дня назад
Ndafarira mapoints
@AmonChindara
@AmonChindara 3 дня назад
Bhibho haapedzi 3 month asina kuuya kuzosiya pfuma mudare
@marshallmtshina2868
@marshallmtshina2868 3 дня назад
😂😂😂
@jonathanmashange891
@jonathanmashange891 3 дня назад
Chigayo hachiendi mambo munosungwa uye mombe shanu idzo iye ngaati ndinemombe imwe chete
@mariamarowa
@mariamarowa 3 дня назад
Gegede ndaseka zvangu
@ronniedchizema3365
@ronniedchizema3365 3 дня назад
😂😂😂😂😂This man
@olivermurwira3240
@olivermurwira3240 3 дня назад
Mambo ava vanombaedza vari fair zvavo
@AmonChindara
@AmonChindara 3 дня назад
Tanga waripirwa wozochiramba chikadzi icho
@lookout1234
@lookout1234 17 часов назад
Chero hanku ndri murume murume uyo imbwa
@AmonChindara
@AmonChindara 3 дня назад
Bhibho wakutopedza pfuma yake yose achingoripa nyaya dzevakadzi vevanhu
@Olivia-f1p
@Olivia-f1p 3 дня назад
Machinda ipai mambo chance yekutaura
@MosesMunondo-j7m
@MosesMunondo-j7m 3 дня назад
Change mire ndakubatai zvakanaka matomunzwira tsitsi Dai matoti 10 imharadzi murume uyu
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow 3 дня назад
Ama2000
@RumbieMafigo
@RumbieMafigo 3 дня назад
Right 😂
@nyashamashonga6755
@nyashamashonga6755 3 дня назад
Ummm nzenza remukadzi iri
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 3 дня назад
Chief ❤❤❤❤❤
@OlphaHove
@OlphaHove 3 дня назад
Kwa bushu pfambi dzakanyanya
@shumbachivi1236
@shumbachivi1236 3 дня назад
The woman is 100% correct!!! The husband is foolish. Munhu ka waroora, chigaropawo mukadzi zvinhu zvake. Munhu wese ari pasi pemakore 50 angaapiwe zvinhi zvake mumba. Kana wamunyima chirega kumurambidza kuhura. Chihure chakaipa chose asi usakonzera umwe wako kufunga kuti haana murume/mukadzi mumba.
@WinnetChitsuro-bm9ex
@WinnetChitsuro-bm9ex 3 дня назад
Kkkk kabhibho
Далее
ДИАНА в ТАНЦЕ #дистори
00:14
Просмотров 112 тыс.
batsiraiwo kutonga nyaya iyi Amai vakatukwa here ava
26:01
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
ДИАНА в ТАНЦЕ #дистори
00:14
Просмотров 112 тыс.