Imika tsvimbo yedzinza saka ndiyo yamunoshandisira vasiri vedzinza renyu hre munhu waMwari taurai shoko zvazviri muririkuita zvedzinza nechinamato zvofanana hre
Mazimbavha aya mugamuchira million dollars vanhu veZimbabwe vachitambura saizvozvi church dzinotora vanhu vasina kudzidza Mtendi uri mbavha chaiyo dzosera mari yawakapiwa na Chivayo