Madhara ose Aya achinzwa box richirohwa vongotonyarara havo votowedzera kuvhara box hahah arikundipa hasha Ava vakaviga mwana Ari mupenyu mwana aitoda help haaaa
Vanhu ngavasadaroso. Hurumende ndoyoita basa rekuenda kugata pose-pose pafiwa nhayi? Now I understand why some of our people vote 100yrs olds as Presidents; vanotofunga kuti basa raPresident nehurumende nderokuita zvemagata izvozvo. Hence, vanoiti zvidhara zvanyanya kuchembera ndozvinotoziva zvemagata izvozvo.
Muroora uyu ane ma issues natezvara vake because of tsanangudzo. Vamwe are saying we were close but we didn’t hear anything asi only the mother is confessing. Mapostori aparadza hukama Ndati
Pange pakarara mwana pange pasina zvitina hr, n y kutungamirirwa nechech, mai vemwana vane prblm wo it's lyk ndinovatungamira musha varume havana say. Ambuya chiiko mumusha wemukwasha varikuitei pamukwasha?????? Mudhara angave ane zvakewo asi mai vemwana naambuya they are too forward
Kana zvichibvira mainterviews ngaapote achiitirwa pamumvuri i follow ur programs asi ndoona vasharukwa kana vana mama vafirwa nevana vachibvunzirwa muzuva for sometime ivo vakatonetawo nekuchema.
But imba iyo yakavakiwa nedhaka chete n it looks lyk vaiita one line, imba haina kusimba, nemhepo nemvura dzine hukasha idzi mazuvano. Dai yange yakaplastiwa better. Anyway Mwari vanyaradze mhuri yakarasikirwa, rest in peace boy only Mwari anoziva
Sekuru ava vanonangwa huroi cx vakashaiwa hanya semunhu mkuru. Mhuri yaifaina kumira mira kumbofambawo mwana asat avigwa vonzwa kt chii otherwise zvekt mwana aiva mpenyu no I don't so,munhu akafirq kuhospital ma doctors certify body kt munhu afa sure here not nurses saka chancesdzekt mpenyu hapana
Kana wanamata makumasowe unototaurirana nehama dzako mobvumirana saka kana paita dambudziko church ndiyo inotakura dambudziko saka 40 days dzokwana voita basa musamhanye henyu vatori venhawu
As a father figure ukasamirira mhuri yako unfortunately ndiwe muroyi. Being a father is about standing with your family. Ukashaya hany'a nemhuri yako as a father ndiwe muroyi.