Тёмный
No video :(

mkoma tinashe mugabe nyaya iyi yakafamba sei yaRasta vakafanana naSaintfloew ava 

Zigo
Подписаться 108 тыс.
Просмотров 109 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

19 авг 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 567   
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 Месяц назад
Who is here after watching DNA show
@SarudzaiGomera
@SarudzaiGomera 29 дней назад
😂😂😂😂
@Malimum
@Malimum 28 дней назад
Very soonest after 😂😂😂😂
@FortunateWadzanaiKamuzan-oj1mf
@FortunateWadzanaiKamuzan-oj1mf 28 дней назад
Ndasvika kkkkkkkkk
@Charitymutasa-jz5fz
@Charitymutasa-jz5fz 26 дней назад
🤚
@evelynshumba-ug9cu
@evelynshumba-ug9cu 26 дней назад
Akapiwa uyu
@christieultd
@christieultd Месяц назад
Zviri pachena step mother havasi kuda vana vemurume vakaronga nemuporofita. Investigate step mother pamwe vane zvavakatoita mwana iyeye. Nyaya yakarongwa iyi Amai torai vana venyu. They are being abused and that's what causing mwana kuti adaro
@user-ky9xl9xi2k
@user-ky9xl9xi2k Месяц назад
Mukadzi wa rasta ndiye anozivana nemprofita. Rasta vakatodyiswa ava
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 Месяц назад
😂😂😂
@user-sc2nl9yt7u
@user-sc2nl9yt7u Месяц назад
Akadyiswa kkkk
@kellygands1682
@kellygands1682 28 дней назад
😂😂😂😂😂
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 27 дней назад
Yes nasis vemurume 😂
@pharoahmakonde2939
@pharoahmakonde2939 26 дней назад
Step mother chokwadi havadi vana nemurume vaidakunyepera kusaziva dhiri ravakaita
@StellaChirenje
@StellaChirenje Месяц назад
I like the way chief vachitonga uye the chief is very friendly and helpful for the country as a whole
@munyaradzimuzavati9102
@munyaradzimuzavati9102 Месяц назад
I want to appeal on behalf of the guy. He should not pay everything. Anyone anoziva this guy ngaauye to Masamba and Associates Legal Practitioners
@qinisonsele9186
@qinisonsele9186 Месяц назад
Takazomboona vamwe laywer vachinyadziswa kuita kapwere chaiko na chief Nyamaropa​@@munyaradzimuzavati9102
@Breakingoutofthecocoon
@Breakingoutofthecocoon Месяц назад
Zvakangonaka kuti kana vabereki varambana vana vaende namai vavo. Mukazoona mwana akungoti akatsiurwa anoenda kunogara kumakuva it means the child is going through a lot. The child has lot of stress, it is very hard to handle the stress yekurambana kwevabereki. Iyi ndiyo yatinoti childhood trauma, inotoita kuti munhu aite depression, ma moods kana kutozoguma akuita zvema drugs.
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Месяц назад
Same thing I was telling my father kuti he didn't notice the pain and trauma we went through in his wife's hands. The worst part is he took us nechisimba from our mum who was trying so hard to fend for us.
@beatricechinyemba1130
@beatricechinyemba1130 Месяц назад
Kusiya mwana achiri mudiki kuna baba vaine mumwe mukadzi hazvina kunaka
@Breakingoutofthecocoon
@Breakingoutofthecocoon Месяц назад
Very sorry my dear for everything you went through, kungoti vabereki vedu havadi kuudzwa ukavaudza unoita sewakuvaendera kumberi. Pedzezvo vanozotsvaga muroyi variivo vaka konzeresa.
@Amarie077
@Amarie077 Месяц назад
​@@pelagiamuguti8693hugs to you. Im.sorry Pela.
@Amarie077
@Amarie077 Месяц назад
​@@beatricechinyemba1130Its sad vana vanoita nherera mai varipo.
@loicedendera6219
@loicedendera6219 Месяц назад
This chief has wisdom and very respectful.
@emmanuelwashaya3388
@emmanuelwashaya3388 Месяц назад
Rasta ngavabhadhare rubish hasha dzisina basa haanna respect
@martinmusira7990
@martinmusira7990 Месяц назад
Haana mhosva rasta hana kubvuma zvataurwa ne mprofita akaenda kwaTinashe ende akaramba ane mwana wake mprofita ndiye anofanirwa kuripa amai vamwana
@moudynyawera9692
@moudynyawera9692 Месяц назад
Muprofita is being protected na Rasta saka Rasta is the culprit to face charges​@@martinmusira7990
@kelvinchidhakwa5624
@kelvinchidhakwa5624 Месяц назад
Achibhadharei haah imi
@maitakunhau5698
@maitakunhau5698 Месяц назад
Big up Mambo Bushu
@isaundhlovu1846
@isaundhlovu1846 Месяц назад
Hapana zvauri kutaura apa munhu akazvi defender munoti haana respect munoda kuti ma so called chief enyu angotaura madiro pasina kupikiswa
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 8 дней назад
My best chief mr cde dr Bushu
@rulanimaluleke2997
@rulanimaluleke2997 Месяц назад
mambo vanondinakidza hangu very soft zvavo kikkkik
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Месяц назад
Apa hard futi when it needs him to be. Kkkkk
@Breakingoutofthecocoon
@Breakingoutofthecocoon Месяц назад
Mwana haafe akagutsikana kuchengetwa nemumwe munhu achiziva kuti mai vake vapenyu, vana mai let's make effort to be emotionally connected to our children kwete kubva matoramwa vana kudaro. Shuwa vana vorarama hunherera here ivo mai vari vapenyu
@judithmbizi
@judithmbizi Месяц назад
Well said❤
@PatienceSatombo
@PatienceSatombo Месяц назад
Haaaaaa mambo makanyanya keep the good work ❤❤❤❤❤
@Musara-hx4xv
@Musara-hx4xv 11 дней назад
Mukadzi waanogara naye ndiye muridzi wemuporofita hasikuda vana vemurume ibenzi remunhu
@rulanimaluleke2997
@rulanimaluleke2997 Месяц назад
asi haaa mambo vano teerera havo nyaya ukarasika unobatwa nemashoko ako vanotonga zvawataura zvinokusungirira Big up mambo
@ErickAurthurMagoronga
@ErickAurthurMagoronga Месяц назад
Sei vasiri kuterera raster aripachokwadi ngatitarisei nyaya ahanamhosva is the best way kuenda kuDNA kana painezvausinganzwisise pamwana and nyaya inotongwane prof seDNA not maporofita so where's abuse instead mkadzi atonofarwa kufara kutimridzi wemwana anechokwadi mambovatadza kutonga
@YamiMacheso
@YamiMacheso Месяц назад
Ndakunogerwa zuda kana une rasta vanhu havakutore serious
@thandojijita3865
@thandojijita3865 Месяц назад
Mambo Bushu God bless you. The way you tackle these situations is truly amazing to see and you listen fully before passing decisions. May God bless you
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Месяц назад
Rasta nasisi wako Mai Mazhambe makaronga tsoro isina kwainoenda. Wakagona kuenda kwaTinashe mwana ndewako saka chengeta mwana wako
@EthieNyama
@EthieNyama Месяц назад
Haàaaaaaaaaaa apaa Chief mapaazvenyu mutongo we Mombe ne Mbudzi apaaa hapana kana mhosva apaa murume wese anzwaa kuti panemakwahi kwahii ekuti Mwana haasi wako unototora Action apa hapana mhakaa apaaa
@mott1241
@mott1241 Месяц назад
True 💯
@Aanotila7460
@Aanotila7460 29 дней назад
Dai akangoenda kaa kuma DNA nemwana wake akanyarara cz ndiye anogara nemwana.panekunotsvaga mukadzi uyo
@shocs
@shocs 28 дней назад
You are on point, Chief varasika. DNA should be done by both parents so tht you iron out the case pasina chihwande hwande. Dai akaenda ega akanz mwana ahasi wake what was next....obvious he had to go back to the mom. Rasta did the right thing kuenda kuma DNA
@empressjay3066
@empressjay3066 27 дней назад
Rasta vane dzungu zvavo chero vari right .....vane speed too much...ndizvo zvavanyudzisa ....
@SandraKazembe-tu9wl
@SandraKazembe-tu9wl 26 дней назад
Dzungu rà rasta ravaparira otherwise he was right kuda kuziva chokwadi but nzira yaashandisa Is very wrong since ariye ane mwana was very easy kungozviita ari ega....mai vemwana torai mwana wenyu mugare nemwana wenyu baba vachi supporter kana vatadza Moenda ku maintenance....for the step mom nothing to say hatina kunzwa side ravo
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa Месяц назад
Thank you mambo for exposing these fake prophets
@Muddy39
@Muddy39 Месяц назад
Mambo ava ma1 justice was saved
@muchanyarasakubani2965
@muchanyarasakubani2965 Месяц назад
Chimwe chichatiuraya maporofita kkkkkkk kunyepa kwavo kurikuparadza mhuri
@obertmhute8430
@obertmhute8430 Месяц назад
True haunyepe
@RumbidzaTaderera
@RumbidzaTaderera Месяц назад
Chokwadi 😢
@Winter27498
@Winter27498 28 дней назад
zvisingaite and its very sad
@estheresther1963
@estheresther1963 Месяц назад
Rasta can speak for Africa yoh no wonder mukadzi ari kuti ndaishungurudzwa
@Winter27498
@Winter27498 28 дней назад
and l give the lady her flowers even paDNA show mukadzi uyu is very calm haatorina pamuromo ini handaizvikwanisa zvemunhu anoita seanopenga kudai
@hazvineigladyskatsande2247
@hazvineigladyskatsande2247 13 дней назад
Imba yaRasta inobvira moto makagona makasiya amai mmmmmmmm usiku hwese uchiunzwa kuti sei wapa mwana chidya chehuku
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c Месяц назад
Rasta Taura chokwadi unoti Muporofita wacho dayi akaponda Munhu Waitaura kuti Hamuzivi here
@odettef.mahinde4150
@odettef.mahinde4150 Месяц назад
Rasta akaroora nyoka, ndiyo iri kumufurira
@ttfam8742
@ttfam8742 Месяц назад
Mambo, mwana arikuenda kumakuva uyo could be in abuse yakakura. Isu takakurira kumamisha pane makuva panotyisa hapasvikwe
@user-ky2gh6ni8h
@user-ky2gh6ni8h Месяц назад
Unototya kudarika chaiko
@Grace-rg7dc
@Grace-rg7dc Месяц назад
Very true
@Winter27498
@Winter27498 28 дней назад
kunotsvaka peace kwaanoziva haateverwe
@user-sc2nl9yt7u
@user-sc2nl9yt7u Месяц назад
Mambo Bushu big up
@LeahNdanga
@LeahNdanga 27 дней назад
Ko muporofita anofamba ne kirau here
@chiherajeka8793
@chiherajeka8793 Месяц назад
Mambo should investigate kuti vana vagere sei.
@mavismataga4571
@mavismataga4571 Месяц назад
Mambo haaaa tmne team yenyu you're Good listeners👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽, mnogona ktonga nyaya zhinji zvenyu imi ,,weldone!
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c Месяц назад
Rasta Muridofo Hamuzivi here kuti Step mother anoshungurudza Mwana wemurume,That's mwana uyo achienda Ku Graveyard Vhurai Maziso Rasta Mukadzi wenyu wamurikugara naye Imhandu
@jenniferngwenya2537
@jenniferngwenya2537 Месяц назад
Mai vacho varirongo a 2 year old how do you as a m🎉other leave it I pfambi .
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Месяц назад
Varume havazvione vanozozviona vana vakura vane life vakukumbira ruregerero kuvana.
@StellaNyawata
@StellaNyawata Месяц назад
Chief musatemeswe musoro naRasta problem mukadzi wechi 2 waRasta akugadzira nyaya yekunyepa😮
@ErickAurthurMagoronga
@ErickAurthurMagoronga Месяц назад
​@@StellaNyawataBut guyz tererayi raster ahaterere zvemaporifita and nyaya hayitongwe nechiporifita inotongwa neprof Mwana anochengeta ndokuendakuma DNA and hayisimhosva kuendakuDNA nezvayitikawo vachagaravise ayeanoti now ndanechokwadi ngatitaureyi chokwadi these no abuse mambovanditadzira kutongayangu
@mhofu02
@mhofu02 17 дней назад
Endai kuL kwaprophet Miracle nemwana anogara kumakuva uyo I hope haisi mushonga wegoridhe
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa Месяц назад
Handidi tuporofita tunoti tururu tururu gwerereee munyika mangu.
@Amarie077
@Amarie077 Месяц назад
Kkkkkkkkkkkkkk.
@annahnyakabau5699
@annahnyakabau5699 Месяц назад
Tumaprofita twanetsa veduwe hurombe hwoku tsvaga mari.
@jessicajera3299
@jessicajera3299 2 дня назад
Dengq revakadzi akuna hako wasiya vana wodzoka futi wochitora zvishomazvo zvavarikudya uchida kuripwa unofunga stepmother vachazochengeta vana here, zvimwe vakadzi musarwe shanje muchishandisa vana se weapon. Mambo atisvore mutongo wenyu asi amuna zvekare kufungira rugare rwemwana.
@rosemudzonga
@rosemudzonga 25 дней назад
Big up Chief munotonga zvineudzamu ,mukadzi akashungurudzwa uyu Rasta ngaaripe
@user-el1gp2tq4h
@user-el1gp2tq4h Месяц назад
Thanks mambo munogonesa kutonga ndatenda hangu murambe makadaro
@natashakaseke4318
@natashakaseke4318 Месяц назад
mmm haa chief vabhaiza aah,kuda kuziva chokwadi imhosva here,justice ipi ipapa.
@williamgatsi6857
@williamgatsi6857 Месяц назад
Taura hako kumwe kutonga ndekwekupenga
@queens1239
@queens1239 20 дней назад
Kuda kuziva chokwadi haisi mhosva asi zvekuzoendesa munhu kumaporofita iko kuneDNA ndoya abuse manje
@christinemuzondo5041
@christinemuzondo5041 Месяц назад
Abuse iripapi iwe wakasiya vana nemurume.apa hapana kana nyaya. Munhu anekodzero yekuziva kt mwana ndewani. Kuripwa chii musadaro.
@takawirachimombe9969
@takawirachimombe9969 Месяц назад
Vanhu vakutsvaga kupfuma. Hapana anofanira kubhadhara munhu
@user-nu5rd7jt8e
@user-nu5rd7jt8e Месяц назад
Abuse iripo pakungonotora munhu uchimuti hurwere hwemwana womupumha chipfambi uchimuti heee mutupo mhofu that’s mental abuse
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 Месяц назад
Munoterera nyaya hr musati ma commenter.
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 Месяц назад
@@apoloniamachona7055nhai nhai
@Graphicdesigningguru
@Graphicdesigningguru 28 дней назад
Ko kunwisa munhu midzi tjoooo...Baba ava vane error ava
@JessicaMukora
@JessicaMukora Месяц назад
Ungatume mukadzi wako kunotora mukadzi wawakaramba iwe murime uri mboko
@julietmakava4508
@julietmakava4508 11 дней назад
Ndezve kupenga izvi murume wese ane kodzero dzekuziva kuti mwana ndewake here . Rasta vakatora right direction for him to get closure haisi mhosva.
@tendayigahadzikwa1390
@tendayigahadzikwa1390 11 дней назад
Bt maitiro aakaita nyaya yacho hazvina kunyatsojeka
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej Месяц назад
Ini ndatanga nhasi kuona mherera yemudhara akadai rasta itai serious kana mazogara 😂😂😂
@user-il4eq2mu7b
@user-il4eq2mu7b Месяц назад
Mambo chengetwai munogona kutonga
@Winter27498
@Winter27498 28 дней назад
Chief has wisdom🎉
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Месяц назад
Thank you Mambo. Munogonesa imi. Mutupo wenyu hauna kufanana newangu here. Ini ndiri samaita.
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Месяц назад
Dare rine fevha why kutsikirira Rasta? So zvoreva here kuti kana baba vasingagutsikane havafaniri kuenda ku DNA ??? It's not fair
@CleopasMagodhi
@CleopasMagodhi Месяц назад
Mambo Bushu vanogonesa
@nkululekomakhowa-en3qd
@nkululekomakhowa-en3qd Месяц назад
Mwana anenge achishungurudzwa saka achinogara ega kumakuva madzimai chengetai vana venyu wega pliz
@devyaniwellness
@devyaniwellness 3 дня назад
Zvechokwadi mwana uyu is depressed and finds solace and calm mumakuva
@user-cv9nr8kt3w
@user-cv9nr8kt3w 9 дней назад
Rasta mhosva yavo ndeyei chaizvo
@ShellarOteng
@ShellarOteng Месяц назад
Mambo manyama❤❤❤
@nomsanyoni4191
@nomsanyoni4191 Месяц назад
Badzibaba vanodanana nemkadzi wababa avo vakarongana kuda kuwana plan yekudzinga mwana pamba baba ava raster vakangwarisa kuda kudzinga mwana nemaplan
@BeaulaChipoyera
@BeaulaChipoyera Месяц назад
Chief matonga nyaya zvakanaka pasina kutyisidzirana. Chief respects baba vavo vavanotonga navo.
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 Месяц назад
Raster Kane kupaparika.tomuch talking
@netsaimusharu4506
@netsaimusharu4506 Месяц назад
Rasta inherera veduwe kkkkk
@Winter27498
@Winter27498 28 дней назад
@@netsaimusharu4506😂😂
@chengenemhara9205
@chengenemhara9205 3 дня назад
Ndokufarirai Mambo nedare renyu.
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 Месяц назад
Bushu ndomudira gagaga!
@Maps1106
@Maps1106 11 дней назад
Mambo mune wisdom and intelligence mazviita
@milcentmudyahoto7072
@milcentmudyahoto7072 27 дней назад
Well done,basa renyu munoziva❤ Step mother ava varikutokwirana narasta investigate😂😂😂😂😂😂
@sirnyjel
@sirnyjel 5 дней назад
Yah MaRasta anonetsa, saka mangwana ndikunogerwa mangwana.
@PreciousMutenda-zk9rb
@PreciousMutenda-zk9rb Месяц назад
Tsotsi murume uyo kkkkkkkk😂😂😂😂😊
@henrylsaiahkunyadini4118
@henrylsaiahkunyadini4118 Месяц назад
Uᴘɪɪɪ😂😂😂😂
@user-ku6pz3pm7p
@user-ku6pz3pm7p Месяц назад
Chief ava vanotonga zvawo uye hunyoro
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Месяц назад
Varume when u separate with baby mamas and keep your kids check if the kids are being treated well. Kids go through a lot under the care of stepmothers and u turn a blind eye. U only regret when the kids are grown up. Have time with your kids.
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Месяц назад
Tongai munhu kusvika abuda weti zvekuwanza mashoko hazvina kana basa
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 24 дня назад
Hanz munhu wese inherera kkkkkk haaa chief soka, rasta ari sturbon zvisingaite ndaaripe mai, n mukadzi waainaye haadi vana vemurume ndaazvizive izvozvo, mai Mazhambe endai munogeza muite zve mhuri yenyu manzwa
@leekays6214
@leekays6214 19 дней назад
Kkk hnzi endai munogeza muite zvelife yenyu haaa
@zamamatsotso4274
@zamamatsotso4274 7 дней назад
Show yacho ndakaiona 99,99 %
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Месяц назад
One of the best chiefs. Infact I rank him the best personally.
@nonotinker2472
@nonotinker2472 Месяц назад
Not for me hangu coz the way vari ku treater rasta its not fair
@Gnhambida
@Gnhambida 6 дней назад
Saka murikuti kuenda kumaDNA test Azaresva here
@user-bx3se1hy6c
@user-bx3se1hy6c Месяц назад
Mukadzi varasta akashata akuda kuparadzanisa vana nababa vawo uye aku abuser vana.Bambo vakadyiswa awa .Ungaporofitwa nestranger .Rasta ngawangware unowenganiswa nemunhu akatokusiira vana vawakachengeta uri wega pasati pauya mharadzi iyi
@user-yt5qi4ni2f
@user-yt5qi4ni2f 19 дней назад
Chief all the way King Solomons wisdom 😂
@mshapiloevidence453
@mshapiloevidence453 Месяц назад
Mukadzi wa rasta anoshungurudza vana rasta vakadyiswa ibofu
@tsitsinyambirai5136
@tsitsinyambirai5136 7 дней назад
Thank u mambo vane wisdom
@zvikomborerochidzikwe4448
@zvikomborerochidzikwe4448 24 дня назад
Kkkkk mambo excellent raramai mugadzirise nyika
@emerginlynnmoyo50
@emerginlynnmoyo50 Месяц назад
The child is being abused, that's why she's behaving in a weird manner. She is going through a lot of depression, she needs thorough counselling. The step mother is devising a way to send the child away from the home
@user-kt5cx1fs2t
@user-kt5cx1fs2t Месяц назад
Wat r u saying about the real mother also?mai vemwana ndiro benzi rokutanga
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l Месяц назад
Ini ndotuka mukadzi uyo ibenzi unosiya vana vari vadiki kuda kuchengeterwa nemumwe mukadzi aaaaa mwana kuzoenda kakuva kushungurudzwa uko iwe tora vana utambure nevana vako
@jeffreymakwarimba
@jeffreymakwarimba Месяц назад
Yes wosiya vana wakunobara vamwe wosiya futi
@user-sy7ku1xo5k
@user-sy7ku1xo5k Месяц назад
​@jeffreymakwarimba at times it will have been the best decision
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa Месяц назад
Prophet wonai ne mweya , mukaona neziso muchatinyepera
@komputerultimatesolu-tions5193
@komputerultimatesolu-tions5193 Месяц назад
rasta vanonyepa, how can u leave sm1 u dont know with ur child uchienda nosheedza umwe munhu
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z Месяц назад
Muporofita uyu anenge akatsvaga nemukadzi mudiki hauzvionewo
@komputerultimatesolu-tions5193
@komputerultimatesolu-tions5193 Месяц назад
@@user-zj1jd8cw5z i dont think so, kunze kwekuti kana rasta avo vakapusa zhekudaro... mukadzi wako ahangambokuitire dzungu rakadaro wotobvuma kutswagirwa muporofita ahaha
@mosesmuradhonza964
@mosesmuradhonza964 23 дня назад
Rasta vakatodyiswa avo. Plus vanonyanya mbanje
@davidmazanga4446
@davidmazanga4446 Месяц назад
It sounds fair judgement Mambo magona bravo
@consymuri479
@consymuri479 Месяц назад
Pakadai, ndinofunga kuti stepmother havadi kuchengeta mwana. Most probably mwana is being abused achizotizira kunoswera kumakuva. Mambo, maDNA haaitwi secret. There's nothing wrong kuti murume anokumbira maDNA. Hapana kushungurudzwa kana mukadzi akumbirwa kuenda nemwana kumaDNA. Lets embrace a way that brings peace of mind.
@frankmatinde3651
@frankmatinde3651 Месяц назад
Iwo mai awa wanochengeterwa mwana iwo wakafa here
@user-kh9ei9oe4g
@user-kh9ei9oe4g Месяц назад
Nhai nhai vanopengawo futi
@frankmatinde3651
@frankmatinde3651 Месяц назад
@@consymuri479 nhai zvakangonaka kuti baba wachengete vana vari kuna mai wavo kusvika vakura wozouya.. than kuda kuzoti umwe mukadzi haasi kugona kuchengeta Vana...iwo vakabara wacho wakangoti gozo apa vari wapenyu kunge vasina kutaura 9 months yooo
@LincolnLozani
@LincolnLozani Месяц назад
Mambo ava ndevekumama kugona kutonga kwacho handikuoni . Ndatenda hangu
@DhamaJokonya-ok5wp
@DhamaJokonya-ok5wp Месяц назад
Tembo Bushu matonga chaizvo Mbizi ndini katsiga Jokonya tembo biyako aiwa chihota wagona
@user-xu3vm2kc7m
@user-xu3vm2kc7m 6 дней назад
Ummm Rasta vakangwarisa regai vasiyane chokwadi
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 24 дня назад
Haa chief sando dzenyu, ndafarira makandiro amunoita mubvunzo, bamkuru wamboda ku tenderedzai nyaya but manatsowananga nemibvunzo akadzoka mugwara, dai ndiripadhuze ndakupai drink
@Gnhambida
@Gnhambida 6 дней назад
Sei mambo vasingape rasta mukana wekutaura
@melodymafoti9387
@melodymafoti9387 Месяц назад
Ukaona munhu achingoti 'handidi kukunyeperai' kasingaperi Ari kutokunyeperai
@LeahNdanga
@LeahNdanga 27 дней назад
Mukadzi wako Rasta ndiye unodanana ne muporofita uyo musa dzivirire vanozivana nemumadzi wako Rasta uri chituta
@CaptainTyro
@CaptainTyro Месяц назад
I think mambo munhu kuenda kuDNA hakusi kushungurudza. Saka apa kwatove kutyisira vanhurume kuti waenda DNA vanoripiswa.
@takawirachimombe9969
@takawirachimombe9969 Месяц назад
Muchati eke. Hanzi ukabata mkadzi achihura ngaite nhumbu.
@cheryltendaimapfumo1916
@cheryltendaimapfumo1916 Месяц назад
Abuse is ambushing someone nezviporofita kuzonzi mwana haasi wedu
@Redeemrise
@Redeemrise Месяц назад
The only true prophet left in Zimbabwe is Tinashe Zimbabwe
@user-vf6bv3wt1i
@user-vf6bv3wt1i 11 дней назад
Haa raster vabatrirwa ava kufira kut waitrei DNA
@briankoliya3250
@briankoliya3250 13 дней назад
wel done mambo
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow Месяц назад
Very good mambo bushu muporofita wenguwo tsvuku wabva adzikamiswa nagamba bushu
@user-en6dg2xg4c
@user-en6dg2xg4c 28 дней назад
Rasta nemkadzi wake vanozivana nemuprofita mambo maita basa maripisa benzi dai matoti mombe 3
@tatendarobsongova7587
@tatendarobsongova7587 Месяц назад
Rasta kurutsiswa kunodiwa.. wangu foshoro yakashanda ... bvuma kurutsiswa. Chief itai arutsiswe rasta achinje hunhu hwake nekugerwa musoro afunge mushe
@TerrenceZhou-ev6yy
@TerrenceZhou-ev6yy 24 дня назад
Yeah neh raster vakadyiswa ava kakureverera kaarikuita mukadzi wake namadzibaba hakuna munhu ari normal anga suppoter zvakadai
@melndoxie8458
@melndoxie8458 26 дней назад
Ndiye akapa mukadzi gupuro nenyaya dzemaporofita nxaaaaaaa
@Maddiemagaya
@Maddiemagaya 29 дней назад
Jahman avo vakapiwa maresults avo and the probability of paternity is 99.99%
@user-ky9xl9xi2k
@user-ky9xl9xi2k Месяц назад
Maporofita ngaripe. Ngaripe. Akukonzeresa nyonga nyonga
@nicerechab2396
@nicerechab2396 26 дней назад
Rastor akaronga ne mukadzi wake mumupositori kunyepa kwako
@julietmakava4508
@julietmakava4508 11 дней назад
Chief matadza ko vamwe vakadzi vari kuchengetesa varume vana vasiri vavo votadza kana kut sorry after ma results. Rasta havana mhosva vaida kuziva chokwadi imhosva here
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Mkadzi warasta mudiki inyoka imiwo amai why kuzosiya vana vadiki kuti muchengeterwe nenyoka endai munotora vana venyu. naMambo Bushu unokaura chete rasta vadzidza unotoshaya kuti akarambirei mukadzi. Hanzi ndirinherera 😅zera irori rinoti ndiri nherera.
@mercygurure5238
@mercygurure5238 Месяц назад
Rasta varikuputa ma2zvi murume anoda kudzikama ano mbawraw iyeyu😂😂😂
@AleterNcube
@AleterNcube Месяц назад
Mambo big up munotonga zvine hungwaru
@godly4908
@godly4908 Месяц назад
Amai avo vane purple itsotsi ndomhunza musha
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 Месяц назад
I am with you 💯
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t Месяц назад
Haa ndekwa mambo Bushu shuwa kwaSadza 🤣🤣🤣🤣🤣
@elvismagumo3065
@elvismagumo3065 29 дней назад
Apa atadza kutongo raster haana mhosva , kuenda kuDNA haisi mhosva
Далее
Miyagi & Andy panda - minor (пародия Beatrise)
0:30
BATSIRAIWO MUKOMA WANGU
10:13
Просмотров 28 тыс.
Ndaiba MaTV Sets Every Sunday Kubva Muna December
21:59
Rudo Ibofu, Dickson And His Older Lady | Issues Pane Nyaya
1:00:59