Тёмный

MKUMBURA...... MHURI YEMHONDORO YEKUFA YODYA MARASHA 

Drewmas Media
Подписаться 219 тыс.
Просмотров 14 тыс.
50% 1

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Развлечения

Опубликовано:

 

1 июн 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 118   
@jamesongjshamuyarira7328
@jamesongjshamuyarira7328 28 дней назад
Mugabe ndiye aiita zvemasvikiro kwete ED haanei nemi
@yakiesigauke09
@yakiesigauke09 29 дней назад
Ndoinonzi ZANU baba haineyi newe
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c 29 дней назад
Ndafara nokuti vana vataura zviri kuvarwadza zveshuwa
@user-cl9mu2dj2u
@user-cl9mu2dj2u 29 дней назад
Itsika yawo yekukanganwa and havana moyo ndofunga mese maziva munhu vandirikutaura ndodambudziko ratinaro
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 28 дней назад
Tavaziva igaro zivo, hazvidi hasha. Isu tinochema Svikiro redu tiri kurwadziwa
@MelodyNgwenya-yu7dh
@MelodyNgwenya-yu7dh 29 дней назад
Zanu haineyi nevanhu munhu havanei naye vanehanya nematumbu avo nemhuri dzavo chete Zanu haiiti iyo
@user-cl9mu2dj2u
@user-cl9mu2dj2u 29 дней назад
Dewmas manyama taking us to another level
@user-he9nz1js3f
@user-he9nz1js3f 29 дней назад
Svikiro iri zvoratidza kuti hapana chavaitirwawo tarisaiwo pamba pari
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 29 дней назад
Zanu chiwororo apa kana Musha hamuna kuvaka
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 28 дней назад
MP NA ISHE HAISI HURUMENDE HERE NDIVO VAKATSIKATSIKA NYAYA IYI
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 29 дней назад
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya SHUMBA
@sandraedward7454
@sandraedward7454 28 дней назад
Mp a endesa grocery kwamambo ari right right here ndiko kune nhamo here
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 28 дней назад
Ndipo pakaperera sarungano , inonzi Zanu PF yaGarwe naWicknell iyi
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 17 дней назад
Svikiro harivigwe ku heroes hanzvadzi rinovigwa pachivanhu
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 28 дней назад
That's zanu pf does, they don't think of ordinary poeple but for themselves they are evil .
@JessicaMukora
@JessicaMukora 29 дней назад
Mr Neshamba well done svikiro rakatakurwa here neshumba Mr Neshamba
@maidonnel
@maidonnel 28 дней назад
Yooo
@OrripahNdarande
@OrripahNdarande 29 дней назад
Drewmas media taking us to another level
@patiencephiri4148
@patiencephiri4148 29 дней назад
Taking us to another level
@rebeccachipunga491
@rebeccachipunga491 29 дней назад
Taking us to another level. Thank you vaNeshamba. Tiri kudzidza
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 29 дней назад
Yakaudzwa here HURUMENDE YACHO
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 28 дней назад
Kana Chief na Mp vaudzwa zvinorevei mumaziiro enyu
@BrendaMukwengwe-op9ev
@BrendaMukwengwe-op9ev 28 дней назад
Shumba
@sandraedward7454
@sandraedward7454 28 дней назад
Thank you Mr neshamba I like your reporting haisi biased munombotaura vakanzwa padina kuwedzera kana kutapudza mwari vakuenda sei Kümbetli
@nomsanyika151
@nomsanyika151 28 дней назад
Masvikiro anovigwa pachivanhu kana mubako chaimo.
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 29 дней назад
❤❤❤
@bennynyamudo534
@bennynyamudo534 29 дней назад
MP statement dzenyu dziri kupikisana. Vanhu vasvikirwa nerufu Havana chikafu imi chikafu manopa Mambo. Saka vari kutaura chokwadi kuti hapana chamavapa. Mave kuti mave kuda kutengazve chikafu chekupazve Mambo here
@user-dv1bi3pt7n
@user-dv1bi3pt7n 29 дней назад
Kkkkkk isungirirei ipapo pane svikiroro papo tinoisunungura
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 29 дней назад
Musha wesvikiro
@Maigerald04
@Maigerald04 29 дней назад
Sando dzenyu Drewmas media
@williamjogo2573
@williamjogo2573 27 дней назад
SHUMBA CHIKARA .
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 29 дней назад
Yizimbabwe Baz ukuzidlela bona as sebetholile abakufunayo
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 29 дней назад
Drewmas media taking to another level
@ElizabethMukwepa-pk4qd
@ElizabethMukwepa-pk4qd 28 дней назад
Rest in peace amukweva ndakatovawona sure vaiva munhu anemoyo wakanaka
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 29 дней назад
Mhondoro adziwigwi mamapako hr why kuda kuti waiswe pa heroes
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 29 дней назад
Zvatondinetsawo kuti mhondoro Kuda Kuti iiswe Ku heroes. Ndopakutangaira kurasika munhu. Garai matoudza Mwana uyu Kuti ngataure zvimwe .not zve heroes.wataikai chivanhu
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 29 дней назад
Kuitwa provincial hero hazvireve kuti unofanira kuvigwa pa heroes
@CarolineDzarira
@CarolineDzarira 28 дней назад
Pane chianhu chinoyitwa iyehayisweko
@sandraedward7454
@sandraedward7454 28 дней назад
Matandanyadzi mo wa yara but waoapotsa hako
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 29 дней назад
Drewmas media ❤❤❤
@cattpanealbeters1555
@cattpanealbeters1555 29 дней назад
Zano hainei nezvayakashandisa
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 28 дней назад
Ndine hurombo kumhuri iyi zvinorwadza chokwadi. Kungoita kunge pafa pwere.
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 28 дней назад
Kinatsa wafa achomupenyu makambomupeivo nhumbi dzekupfekavo machira okufuka hawo mari kuraramavo upenyu hurinani lnach Chimwe makumanya kutenga zvingwa madrinks nyama nhasi iye afa achazvidya hre haiwa ibvai apo
@munesumuvhavhika3932
@munesumuvhavhika3932 29 дней назад
Ndirikurangarira paakanzi mukweva aenda kunhenhenhe kwakamira mhepo yainzi ikudzima tsoka dzamukweva nemusi waakadzoka kwakamira mhepo futk yekudzima
@chipohungwe2182
@chipohungwe2182 26 дней назад
Makapunjira masvikiro anochengeta nyika. Nazvino murikuenda mberi nekusakoshesa vakuru vedu.. Muchirega kuzoromba napagere svikiro renyika. Mochiona. Svikiro harigozhi kuchengeta simple havadyi mapizza. Why muchidherera kwamambo ndokunei. Deno mangovachemera munhanga wawo. Ncxaa mathematics modziwanza
@user-mu5jt3xt5k
@user-mu5jt3xt5k 28 дней назад
M
@chipo6031
@chipo6031 29 дней назад
Aaahhhh nhaimi? Ndashamisika!
@user-wk2sz8kj7j
@user-wk2sz8kj7j 28 дней назад
Ummmm pakaresveka asi .
@StellaPaul-do4ii
@StellaPaul-do4ii 29 дней назад
Totenda
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 28 дней назад
Zanu marabishi kana mazogara. Ndozvavari izvozvo. Kuba ndokwavo
@user-sr1cf9kc6y
@user-sr1cf9kc6y 27 дней назад
Inonzi Zanu ukaipa chero vote yako avanei newe
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 29 дней назад
Jah love ariko kuheroes kkkk
@costachigwida4819
@costachigwida4819 28 дней назад
Sojah love not jah love
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 28 дней назад
Taura zvako😂😂😂
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 28 дней назад
Isu tinochema Svikiro redu, radai kutisiya. Vakatirwira tikasunungurwa. Svikiro redu raive pakuti sunungura, sezvakaita Mbuya Nehanda, Sekuru Kaguvi neSvikiro Chaminuka. Vanotungamira avo vedu pakaipa, nerimwe gore vachatsvaga Svikiro asi nguva yapera. Kumhuri yose yekwaMukweva tinemi pakuchema, Rudi rwenyu rwakanga rwakanyanya. Hamuna chamukapihwa asi makatungamira kuratidza kuti makanga muri Svikiro renyika rechokwadi. Tingatsamwe zvedu asi imi hamuna kutsamwa kukutsikai konzi kwatakaita. Zororai murugare😭😭😭. Munhu akanaka haagare nguva refu nesu. Hurumende hatina.
@user-zn3on6jf5v
@user-zn3on6jf5v 28 дней назад
Munongozvinetsa vakaishandira nyika hapana chavakawana asi mbavha ndidzo dzinoguta ingosiirai ivhu rinoona
@margiendlela8356
@margiendlela8356 26 дней назад
Drewmas hoyoooo
@user-qs1bu3jd5x
@user-qs1bu3jd5x 27 дней назад
Havana basa neruzhinji vabereki kumamisha uko varikutambura mishonga chaiwo yekurapwa vanotadza kuitenga nekushaya mari. Asi ndivo vaitsigira hondo yechimurenga zvipfuyo zvichipera kupa magandanga vachiti hatidye derere. Nhasi uno.kana grant hapana. Svikiro havatorina basa nekubatsira mhuri yaro yasara. Idyai hapana chisina magumo
@user-qs1bu3jd5x
@user-qs1bu3jd5x 27 дней назад
Mazamo here vahanzvadzi awo
@nondochirau9664
@nondochirau9664 28 дней назад
Sekuru vakadii kubvisa ED wavanoona kuti akaipa,ah hapana apa vasiya dambudziko munyika nekuvana vavo.
@user-he9nz1js3f
@user-he9nz1js3f 29 дней назад
Vabvunze neShamba vana Mai Mukuru aah zvorwadza vakairwira Hondo chokwadi Havana chavainacho
@user-np6ev7lf5i
@user-np6ev7lf5i 25 дней назад
Vana vemusangano😂😂😂😂
@user-dv1bi3pt7n
@user-dv1bi3pt7n 29 дней назад
Saka zvinebasa rei dako renyu nezanu yenyu
@user-rz4xd9cu1v
@user-rz4xd9cu1v 29 дней назад
Murisei
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 28 дней назад
Uuumm personally am.not ne treatment yapihwa mhuri iyo. Maakuziva zvekuita next time maakuziva mhandu dzenyika manje. Chikafu chaifanirwa kuenda kumba kwemufi full stop nema donations. Mambo wacho kana irindyire muchaitasei. Hazvisvike or kana vaine ma personal grudges emhuri mhuri yemufi yotonyudzwa
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 24 дня назад
Zanu hamuiziwe bho rambai muchivhota nyika inovakwa nemwene vayo
@mels8335
@mels8335 21 день назад
Muporofita zvokunyangara uripo😂
@user-uw3tn6is8o
@user-uw3tn6is8o 29 дней назад
Mhondoro yakazotorwa hre nezvipuka zvesango,mkoma Neshamba tipei tinzwe
@user-un6yj2ew8f
@user-un6yj2ew8f 21 день назад
Kwamambo kwamainosiya chikafu ndokwaiva nerufu here Mp hamusimakuzvikakata here makadii kusvika netsoka dzenyu negrocery renyu mhuri yozvionera Vakangooma hazvo
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 29 дней назад
Hapana kana vanhu wani
@mabelmutemasango4783
@mabelmutemasango4783 29 дней назад
Zvakaoma kani
@PreciousShumba
@PreciousShumba 28 дней назад
Ndinemuvhunza neshamba ko svikiro rakatorwa here nezvikara
@otiliakaviya9954
@otiliakaviya9954 29 дней назад
Ko vazowanika vatorwa nezvikara here??
@dianamureru7842
@dianamureru7842 28 дней назад
Ko vakazotorwa nezvikara here kana kuti vakazovigwq
@user-jg8oc3sf7w
@user-jg8oc3sf7w 28 дней назад
Zanu yatadza ko imiwo makatadza kugadzirira baba wenyu pekugara here maifanira kutobuda mari yakawanda imi makadhakwa vana vacho futi
@otiliakaviya9954
@otiliakaviya9954 29 дней назад
Andrew please update us kuti svikiro railway mubako here kana kuti vatorwa nezvikara
@lovenessmasango7535
@lovenessmasango7535 29 дней назад
Dai Mugabe aripo pangadai paitwa zvinomsoro. That's why zvinhu zvaminama
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 28 дней назад
Taura zvako wena, mukuru aiziva. Asi MP naMambo na governor vadii vataura vavaitawo provincial hero kunyangwe zvavo vachivigwa mumapako asi flag yaiisiwa pamba nemhuri yavo. Provincial team havana chavaita kuratidza kuti Svikiro redu ratisiya.
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 28 дней назад
Hapna Mugabe ndiye akatogara akoniwa Hondo yakapera rini apa munangarwa ibenzi hake asi haana mhosva apa Mugabe akadini kuvapa purazi kna kuvavakiravo musha chero ivohavo vaisagaramo nokuda kwemudzimu wavo but vakagara varesva kare dei vakapiwavo Mari sema warvet vakazvidyiravo Simba ravo ravaibatsira muhondo
@williamjogo2573
@williamjogo2573 27 дней назад
Our Gvt is so selfish 😢 kana zvavo zvaita they dont care bout u anymore .but chokwadi chaicho vanochiziva.. Our country is now a mess now cz of selfishness ,so corrupt . But privately munoita mabira chivanhu mochiziva .
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 28 дней назад
Pachikamu chinotevera kana yasvika pakuvhota ngatizivei pekuisa x.
@munashematasva9784
@munashematasva9784 29 дней назад
Musandione kunonoka ndange ndichiuya
@makanyaramatamare6938
@makanyaramatamare6938 28 дней назад
MP vatsanangura zvakanaka vana avo vanotaurisa l think vaida kuona ED
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 28 дней назад
Zvishamiso chokwadi
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 28 дней назад
Zanu inongoda kuguta iyo vakarwa hondo nevano vaVhotera havana basa
@faithbungu9136
@faithbungu9136 28 дней назад
Ko iyo mhondoro inogozoenda cy ku hirosi nhai imi
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 26 дней назад
Kunyepa kwamunoita kwakaoma
@irvinekahwema1358
@irvinekahwema1358 26 дней назад
Vapenyu chaivo hpna chavari kuona mozoti afa zvake usatambe ne Zanu pf
@user-dv1bi3pt7n
@user-dv1bi3pt7n 29 дней назад
Ngatigadzire road idzo dzirikufamba CAG bus , Andrew Andrew Andrew
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 28 дней назад
Mukore uno bhazi riri kuumburuka mu dust kkk apa uone kuvhotera kwavanoita Zanu chimana ichocho chinobva masawu 😂😂😂😂
@user-dv1bi3pt7n
@user-dv1bi3pt7n 28 дней назад
Pakaipa
@ElizabethMukwepa-pk4qd
@ElizabethMukwepa-pk4qd 28 дней назад
Rest in peace amukweva ndakatovawona sure vaiva munhu anemoyo wakanaks
@dasilva8081
@dasilva8081 28 дней назад
Rhodesia neZimbahwe zvatosoyana ..zimbahwe haina basa newanhu wayo
@runyanyamaka6689
@runyanyamaka6689 28 дней назад
Kamutsenzere yaiva nzvimbo yaMugabe everytime dayi ari mupenyu atosvikako.
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 24 дня назад
Iwe MP urimbwa pfutseki vako
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 28 дней назад
Hapana zvikutarwa apa kunyepa kwega kwega kusanyara kani.
@user-su7gx6tc6c
@user-su7gx6tc6c 24 дня назад
Imbavha dze Zanu idzii
@tariromargaret5979
@tariromargaret5979 29 дней назад
Ana sodja love varipo zvavo kkk.vasina kutoita history yacho kubva ku primary
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 28 дней назад
😂😂😂vachikumbula
@tariromargaret5979
@tariromargaret5979 28 дней назад
@@muchenyuradorcas4538 ehe zvavo
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 28 дней назад
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@makanyaramatamare6938
@makanyaramatamare6938 28 дней назад
Svikiro rinovigwa nemamwe masvikiro uye vanovigwa pachivanhu kureva kuti MP namambo ndovakaita hudyire apa kwete kungoti zanu.takada kurarama tichiti hurumende hatiiti chinobatika.maMP nemakatsera ndo vane mhosva dai vakaenda vega kumaoffices
@user-dv1bi3pt7n
@user-dv1bi3pt7n 29 дней назад
Matako yenyu
@user-gq5wt6es6v
@user-gq5wt6es6v 26 дней назад
Chivakai musha vakomana
@djnhengas2236
@djnhengas2236 29 дней назад
Drewmas kumberi
@VimbaiKomichi
@VimbaiKomichi 20 дней назад
Zanu yakaparadzwa nevari pazvigaro ava. Avatarisi vanhu .vane huhori uye they are self centered
@user-ib5wx4im2o
@user-ib5wx4im2o 25 дней назад
Zanu haikoshesi masvikiro imbwa idzo
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 29 дней назад
Kana Va Mukweva vange vari Mhondoro ye Nzvimbo or Nyika vanofanirwa kuvigwa pa Chivanhu chedu. Vakuru vanoziva zvekuita pakuvaradzika?
@user-cd7nq4nm4o
@user-cd7nq4nm4o 29 дней назад
Shame its so sad
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 29 дней назад
Ka blaz ke skipper ye yellow Kano taura kunge kaivepo 😂
@munesumuvhavhika3932
@munesumuvhavhika3932 29 дней назад
Ndirikurangarira paakanzi mukweva aenda kunhenhenhe kwakamira mhepo yainzi ikudzima tsoka dzamukweva nemusi waakadzoka kwakamira mhepo futk yekudzima
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 29 дней назад
Drewmas media taking us to another level
@munesumuvhavhika3932
@munesumuvhavhika3932 29 дней назад
Masvikiro ndiyo arikutitambudza munyika kkkkkkkk kuramba Moti Zanu itonge tichitambura ifai nenhamo ndimi mukuvapa mushonga yekurambira pachigaro
@kudzanaimaguma2717
@kudzanaimaguma2717 28 дней назад
Zanu pf chikoro hama sorry for that
@kudzanaimaguma2717
@kudzanaimaguma2717 28 дней назад
Kuné rumwe rutivi zvakanaka nekuti masvikiro acho ndivo anevatsigira kuti garai muripo saka hapana chokuchema apa
Далее
Bester, Magudumana and co-accused back in court
49:46
Akanyenga mukadzi wangu  .Dare ra Chief Mutasa
26:46
Просмотров 128 тыс.
Nhumbu Ine 7 Months Yakamuka Yaka Disappear
37:14
Просмотров 9 тыс.