Holy Ghost restore what was stolen , mweya mutsvene dzorerayi zvakatorwara vana venyu votambura muripo hre nhai Mwari dzorerayi hutano ishe wangu restore . Ummmm midnight I feel a different wind
I think kune vanhu vanongozvarwa vangori blessed zvavo,zvinhu zvavo hazvinetsi kana kuda 30days of fasting, from high school,University achipedza basa atoriwana,otoroora kana kuroorwa,vana ,buy properties, travel the world zvichingoenda Vamwe haaa kurwa kwega kwega kuti upedze form 4 paitoitwa kanzatu kanzatu,zvese kurwa chaiko..hapana chinouya nyore,unomera mhanza nekubatwa musoro uchinamatirwa. Moyo wandanga ndinayo❤.
i lost myself from 2022, i don;t even recognize myself anymore and i hope one day God restores my soul. Its been two years now am falling deep everyday. LIFE!