Тёмный

MT DARWIN...... MURUME AKAWANIKA AKANYURA MUDZIVA RINOTUHWINHA VANA 

Drewmas Media
Подписаться 219 тыс.
Просмотров 22 тыс.
50% 1

CHII CHAKAURAYA BABA

Развлечения

Опубликовано:

 

27 дек 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 86   
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 6 месяцев назад
Ndinoti kwauri mwanasikana sry hako nekufirwa nababa wako nenzira inorwadza kudaro shinga hako dear unyaradzane namai wako chinhu chinonzi rufu chinorwadza uye chinhu chinonetsa kugamuchira .... RIP murume mukuru 😢😢😢
@maxiewaini2267
@maxiewaini2267 6 месяцев назад
Matombo emurwizi anotsvedza vanogona kuve vakadonha vakatemera negotsi. Inini takapotsa ndatyokera mutab yekugezera chaiyo asi ndikaudza vanhu vanoramba, ndakapinda ndapfekenura handina kuziya kuti ange abuda ange asina kucleaner maitsvedza. Ndakapinda mukati ndakaroller nespeed yekuti ndakashaya balance pakusvikira kurasirwa kunze kwetab , zvakandishamisa zvikuru se tab yandaishaindisa nguva dzose , ndakatombofunga kuti asi pane aita chivanhu sepanhu painge pakaungana vanhu
@perpetuasengudzwa4605
@perpetuasengudzwa4605 6 месяцев назад
Plus kwavaibva kwanga kuine doro ☝️
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 6 месяцев назад
​@@perpetuasengudzwa4605raibikwa nit rainwiwa
@user-lf6to6dn6t
@user-lf6to6dn6t 6 месяцев назад
Tub inotsvedza sure especially kana anenge abva kugeza akasiya muine sipo zvine njodzi
@fadziachirongo4280
@fadziachirongo4280 6 месяцев назад
RIP, vatsanagura kuti akanzi akakuvara musoro, baba ava vanogona vakadonha vakarovera musoro and was unconscious vari mumvura. This happened to a childhood friend 15 years ago.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 месяцев назад
Very likely. MHSRIP.
@fungaichinamo7133
@fungaichinamo7133 6 месяцев назад
Mwanasikana wemufi ataura nyaya hombe ikuitika kuma,zimba social media .inodadzodziso yakakura
@preciousmartin9502
@preciousmartin9502 6 месяцев назад
Chimwe ne chimwe chine nguva, umwe neumwe ane mafiro ake R l P
@user-uj4qg2ud8t
@user-uj4qg2ud8t 5 месяцев назад
Pasina kutaurwa ndepekuti akawanikwa ane mvura mudumbu here kuti titu kunyura mumvura....vamwe masahwira pane zvavanoziva Pane yakatambwa baba ava....Nyaradzwayi na Mwari mhuri yasiyiwa
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 6 месяцев назад
Happy new year to everyone.Happy new year Zim happy new year South Africa.Love from Jozi
@expore-the-world
@expore-the-world 6 месяцев назад
drewmas murege kubvunza mibvunzo inodriver story kwamunoda imimi. nothing suspicious there asi imi mibvunzo yenyu mizhinji irikuleader to...
@violetmaluleke183
@violetmaluleke183 6 месяцев назад
Pane nyaya
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 6 месяцев назад
Makadini hamawee regai nditi kana baba vakaonekwa vasina kupondwa tine zvirwere zvatinorera nekusaiziva zvinotodawo anachiremba BP,Sugar,zvakawanda
@hanahgade
@hanahgade 6 месяцев назад
It's true next Door yedu yakadonha ikafa bt he was a BP patient luck mukadzi wacho was a witness nevana akazofa nokushaiwa help same day last week
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 6 месяцев назад
Team Drewmas roondj nakidza kupushira nyaya dzeNjuzu.manje😂😂...iwe chero mu dish remvura unogona kiwira ukafa...njuzu dzeiko😂😂😂
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 6 месяцев назад
Hahahaha 😆 😂 😆
@user-zv4tg6mm3b
@user-zv4tg6mm3b 6 месяцев назад
Vazotsanangura mafambiro ake ese nekusvuurwa kwamakavi ivo vange vasipo vazviwanepi?
@vimbainashedaisygudu4988
@vimbainashedaisygudu4988 6 месяцев назад
She narrated 3 - day events and nyaya emakavi happened on one of the other days and not the fateful day
@shuvaichamunorwa4687
@shuvaichamunorwa4687 6 месяцев назад
Panoratidza kti pane ukama hwakanaka pamhuri iyi .vanowirirana
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 6 месяцев назад
Drewmasi musadaro kuunza kupesanisa vanhu nemibvunxo yenyu musadaro havana kupondwa mwari ega ndiye anoziva zvaksitika
@user-zv4tg6mm3b
@user-zv4tg6mm3b 6 месяцев назад
How can you give such an explanation when you where not there?
@peenyikayaramba5433
@peenyikayaramba5433 6 месяцев назад
Guys do you know kuti ukasvika panzvimbo unogona kutongobatanidza ,ukabuda nenyaya but pasina akuwudza
@user-bz2ib7eq5e
@user-bz2ib7eq5e 6 месяцев назад
Stories can be recreated based on evidence found.
@ethelnyamazana8156
@ethelnyamazana8156 5 месяцев назад
It's just simple nekuti unenge wasvika pakaitika zvinhu and also nepawaguma kuona munhu and zviripaafira futi will give you a way to explain
@lenainock3982
@lenainock3982 6 месяцев назад
Sugar or blood pressure.....pamwe vaive nazvo vasingazive
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 6 месяцев назад
Aaa shame,akanga ariega saka akamuona achibvisa hembe ndiani
@nicsaker9262
@nicsaker9262 6 месяцев назад
Zvinorwadza 😢
@janganotakundanashe
@janganotakundanashe 6 месяцев назад
So said
@anishaDzingirai
@anishaDzingirai 6 месяцев назад
Yh mafiro anosiyana
@rachelntini4252
@rachelntini4252 6 месяцев назад
Mwana wo mufi atawura chokwati kungoti please let’s respect how the relatives get the massage please 🙏
@user-wh1vo3yz9f
@user-wh1vo3yz9f 6 месяцев назад
Madhlovu Special ❤
@brightonmoyo6766
@brightonmoyo6766 6 месяцев назад
Mkoma Andrew anenge akutofungira ana anowayi chete.😂😂 vaendese kwagogo shumba yaonda team re maNjuzu
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 6 месяцев назад
So sorry mhamha.....Only God knows kuti zvakafamba sei
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 6 месяцев назад
😢shame sad rip
@user-bz2ib7eq5e
@user-bz2ib7eq5e 6 месяцев назад
Haaaa Drewmas media ummm mibvunzo yenyu haaaa aiwa aiwa
@blessbless904
@blessbless904 6 месяцев назад
Nyaya yacho inorwadza n tricky too.RIP
@nicsaker9262
@nicsaker9262 6 месяцев назад
Zvakaoma 😢
@alphahavadi4711
@alphahavadi4711 6 месяцев назад
Zvinorwadza
@roselinechieza8785
@roselinechieza8785 6 месяцев назад
Epilepsy can be triggered by movement of water shame mhsrip
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 6 месяцев назад
Inogona kuva njuzi iyi
@shalommasiya7067
@shalommasiya7067 6 месяцев назад
Baba ava vakaurawa vakanokandwa mumvura
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 6 месяцев назад
It happened to my friend husband. He nearly drowned in a shallow pool. He said he felt someone was pulling down under water and no one noticed until one of the client was leaving the gym and raised an alarm
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 6 месяцев назад
Imvura inozviita,hakuna kana chinhu chno puller munhu😂
@SRJ419
@SRJ419 6 месяцев назад
​@@mikemagidi5365Wangu zviriko zvinodhonza
@ganyaz
@ganyaz 6 месяцев назад
nyaya iyi iri pachena zvekuti haisikuda kumbowedzerwa kana kupumha uyo kana uyo ,vese varikuti maiwepo here paaisvuura makavi this n that zvirikundiratidza kt shona inokunetsai !! zvinhu zvaonekwa paGround ndiyoka evidence yekuti nyakufa akafamba so so uye kunowanikwa makavi vagari vanokuziva , chaita kt mudzimai anzwe nungo dzekuperekedza murume wake semazuva ese ndicho chiratidzo chekuti nguva yekuenda kwababa yasvika
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 6 месяцев назад
Vanhu havachina moyo chiiko nhy mwari
@user-qm6vs9uv1c
@user-qm6vs9uv1c 6 месяцев назад
Nhoroondo inobhowa
@user-qm6vs9uv1c
@user-qm6vs9uv1c 6 месяцев назад
Mvura inozviita
@EllenGamunorwa
@EllenGamunorwa 6 месяцев назад
Zvakaoma
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 6 месяцев назад
Vanhu havachatyi kuuraya munhu zvakaoma
@queenbae5883
@queenbae5883 6 месяцев назад
Pane zvinhu zviviri zviripo its either vakaita heart attack or mukoma atanga kutaura ane nyaya arikuziva
@christinemusariri8056
@christinemusariri8056 6 месяцев назад
Vanogona vanga vaine sugar diabetes vakapinda mu hypoglycemia vakashaya aka batsira vakarovera zvakare pakudonha.
@JacksonMamu-xl8lj
@JacksonMamu-xl8lj 6 месяцев назад
Zvinotyisa vedu
@davidzopamberi7092
@davidzopamberi7092 6 месяцев назад
RIP baba tinosangana kudenga
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 6 месяцев назад
Gogo makachena here
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 6 месяцев назад
Uuuumh why wadaro
@user-uu3tq7cc9l
@user-uu3tq7cc9l 6 месяцев назад
Zvakaoma 😢😢😢😢
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 6 месяцев назад
Haa izvozvo zvinebasa rei mukoma mukoma hazvinei kuti mumba 1
@user-zy6of7od4e
@user-zy6of7od4e 6 месяцев назад
Sekuru avo vakarovesa munhu nezvidhoma zvikamukanda mumvura😢
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 6 месяцев назад
N'anga nemaporofita kudyira vanhu mari apa vanhu vachitambura baba avo mataura chokwadi kuti n'anga nemaporofita hapana hapana
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 6 месяцев назад
Aah sorry zvenyu, asi kuti angaasina chirwere chekudonha here?
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 5 месяцев назад
May his soul rest in peace
@kevinrudolph5676
@kevinrudolph5676 6 месяцев назад
I know him
@angiekuppen6264
@angiekuppen6264 5 месяцев назад
I don't understand what this is all about
@ethelnyamazana8156
@ethelnyamazana8156 5 месяцев назад
RIP baba 😢😢😢😢😢😢
@hanahgade
@hanahgade 6 месяцев назад
Hi chances kt BP yakakwirisa or dzikisa or sugar yakakwirisa or kudzikisa maybe vakadonha coz of the effects akashaiwa help 🤷
@hanahgade
@hanahgade 6 месяцев назад
Maybe vakapihwa Doro rine poison🤷
@user-qh6cv4vq6n
@user-qh6cv4vq6n 6 месяцев назад
I agree with you
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 6 месяцев назад
Ko masvada kuzosvuuka
@hanahgade
@hanahgade 6 месяцев назад
@@MaureenChimunya kuri kupisa pamwe masvaura 🤷
@user-zk1kf4ky7e
@user-zk1kf4ky7e 6 месяцев назад
Avo sekuru zvavanotsanangura vakazvinzwa nani iye munhu wacho pasina aziva kti zvakafamba sei. Pane nyaya apa
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 6 месяцев назад
Pamwe akange aka dhakwa akadonha ndokutadza kumuka nokuda kwekudhakwa maybe
@lindakaringa735
@lindakaringa735 6 месяцев назад
I think kana paive nematombo pavaigezera vanogona kuva vakatsvedza vakarovera negotsi baba avo
@roselinechieza8785
@roselinechieza8785 6 месяцев назад
Sometimes he had an epileptic attack might be unknown by family members 😢😢😢
@tsanamutongwizo2272
@tsanamutongwizo2272 6 месяцев назад
Sekuru vakapiswa kudoro uko, vakazo kandwa mudziva. Ndo maonero angu.
@user-on4uw7xv1g
@user-on4uw7xv1g 6 месяцев назад
Pamwe akafurwa nerekeni or kutemwa nedombo kugotsi
@tapiwakamoto3482
@tapiwakamoto3482 6 месяцев назад
Kutsanangura Kwa baba ava hakuna kunaka pane something behind plus kunyikwa kwe zviyo ndi sahwira anonyika nekubvisa why vasina kumuudza pane something behind pa nyaya iyi kana kurohwa ne zvivanda chaiko hapana chamunoona
@patriciachigodora9316
@patriciachigodora9316 6 месяцев назад
Sekuru vakaita heart attack yaka trigger ne mvura. I cant go into details.
@TauraiMudhauya-dg1fl
@TauraiMudhauya-dg1fl 6 месяцев назад
Sorry sister
@user-qh6cv4vq6n
@user-qh6cv4vq6n 6 месяцев назад
Ummmmmm im sure sekuru wakadonha kutsveedza padombo ndokurowera negotsi amai avo from the way she explain and looks musavadaroo
@SarudzaiZishiri
@SarudzaiZishiri 6 месяцев назад
Mvura yakanga yakawanda nekuti munhu akadona negotsi anofa
@mollamutisi6538
@mollamutisi6538 6 месяцев назад
May be he sustained head injury
@user-dz7hy8jb2x
@user-dz7hy8jb2x 6 месяцев назад
Zvinorwadza APA tasara nemazuva mashoma kupinda mugore Ra 2024 sorry shuwa
Далее
Mazino akaendepi? Oti akapikira mahara
37:59
Просмотров 6 тыс.
The Most Impressive Basketball Moments!
00:36
Просмотров 10 млн
Envy recreating this new trend ✨ #shorts
00:14
Просмотров 2,4 млн
Ndakadzvuradzvura Munhu Netsvimbo
37:29
Просмотров 30 тыс.
Ndakazvambaradzwa zvakaomarara
19:30
Просмотров 8 тыс.
ZHOMBE........ PFAMBI DZIRI KUKAMA MBADA
31:20
Просмотров 43 тыс.
Headman Chigodora arikuzhamba mukomana
44:48
Просмотров 146 тыс.
CHEGUTU..................MUFI OTAURA KUTI AKAURAWA NE TEA
1:22:25
Bota re $5 but now haachadi kubva pamba pangu
41:31
Просмотров 215 тыс.
Впервые дал другу машину…
0:57