Тёмный

MT DARWIN-------TEZVARA VOITA BONDE NEVARORA VAVO (2) 

Drewmas Media
Подписаться 229 тыс.
Просмотров 76 тыс.
50% 1

MURORA OKUNGIRA MURUME ZVIBHAKERA

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 490   
@cleofay9346
@cleofay9346 Год назад
Zvakaoma shua, haa mai Ropa hapana zvavakaita ava. BaRopa muri kungofungidzira. murikuda kuti mai Ropa vabvume zvavasina kuita here kwanai imi.nyaya iri pakuti baRopa havadi kuti mkadzi wavo awirirane namaiguru chete haiwawo. Mai Ropa is innocent apa musatinyangadze. Andrew kumba nemusango zvinhu 2 zvakasiyana, baba Tariro namaiguru ndivo vane nyaya mai Ropa vaiseyi rega ukwapaidzwe uri benzi baRopa
@chishongo1
@chishongo1 Год назад
Musadaro mai Ropa haana mhosva
@chishongo1
@chishongo1 Год назад
BaRopa mune shanje imi nxaaah
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 Год назад
Plus Andrew haana kutonzwisisa relationship dze vanhu ava. And mai Ropa havana kuhura
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Saka its ok hazvo kana wako mukadzi akarara zvake pane umwe murume nhaika? Musame tent!!
@bridgetnosenga4390
@bridgetnosenga4390 Год назад
Kkkkkk
@shingimackvise3374
@shingimackvise3374 Год назад
Mukadzi uyuu haana mhosva zvake..arikungotaura wan kut zvakandiitira nyore kut ndiraremo cz avaa zvaisaita kut varare vari vega ,vaitoitira kuvhara imwe problem yekuti ava kana vairara vega vaizonzi pane zvavaita sezvo murume wavo aiva asipo......plus ivo hukama hwavo havana respect saka mukadzi uyo hazvina kumuremera
@ivymwadira5046
@ivymwadira5046 Год назад
Shuwa andsikumboona problem ini murume uyu akapusa thus why akarohwa
@ivymwadira5046
@ivymwadira5046 Год назад
Boz ndezve kuchikorokoza kaa vaida kuti varare pai
@faithmutumwa5446
@faithmutumwa5446 Год назад
Varume Ava vanopenga ndokusaka vachirohwa,Havana njere, especially akarohwa anonoka kufunga ,mukadzi haana mhosva arikutaura chokwadi she is confident and looking at the camera
@chipobrendagwiyo5962
@chipobrendagwiyo5962 Год назад
The introduction song is one of the best ever
@simbaiwara3642
@simbaiwara3642 Год назад
Comprehension skills.........😜
@ellenmudikundiona2081
@ellenmudikundiona2081 Год назад
True
@Chiravirwa
@Chiravirwa Год назад
The lady ane confidence hake straight to the point. She is innocent ndatobatikana achitaura zvezvichira 😢, apa ari musango kubatsira murume chikorokoza onzi ahura zvakaoma ava varume 2 ndivana bhangu chaivo. Well done mainini nekuzvi defender
@namataichatyora9500
@namataichatyora9500 Год назад
I believe her too ,she is Innocent uyu ,,,..
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Saka imi mogona henyu kurara kumba kweumwe murume and wako haafanire kumboita problem nazvo. Ndizvo?
@Chiravirwa
@Chiravirwa Год назад
@@shingiraitrevormboto2105 remember vanhu ava vari kuchikorokoza musango mavari. Inga mukoma wemurume uyo nemukadzi wavo vairara pamwe chete nababa avo vari kunzi vatezvara. Awo mabrothers anotori neproblem yekuenda nevakadzi kundochera dai vane power vachingoenda vega kuchikorokoza vakadzi vosara kumba
@bridgetnosenga4390
@bridgetnosenga4390 Год назад
Haaa
@leeroymachidura7151
@leeroymachidura7151 Год назад
Hanzvadzi funga kaviri usati wataura dai iwewe wasangana nazvo wazviona kuti hazviite iwe unozvinzwisisawo here ukanzwa kuti murume wako haasi kurara mumba make arikunorara mu next room mune mukadzi nemurume
@peternyamupaunti4803
@peternyamupaunti4803 Год назад
Mkadzi uyo haana nyaya. Asi mumwe mkadzi uyo akadyiwa bota. Ndosaka akatizA
@memorynyakarombo14
@memorynyakarombo14 Год назад
She is lnnocent hake blaz awa wakuda kungoripwa chete but mukadzi haana zvaakaita uyu
@cynthiachikwani2408
@cynthiachikwani2408 Год назад
Nyaya iripo but murume is failing to explain we are born different
@darlingtontshuma9660
@darlingtontshuma9660 Год назад
I like confidence ya Mainini, straight talk and akatarisa camera
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Год назад
Varume ava misoro yavo haitore mushe vanotopenga ava nyaya yavo haina musoro kunyanya uyu wekurara imba imwechete nababa vake nemukadzi
@laizapridendofa9980
@laizapridendofa9980 Год назад
Vakadzi maifanira makaenda kunorara mutent renyu muri2 makamirira varume venyu kudzoka kubhawa than kunorara neumwe murume
@ConciliaMucheni
@ConciliaMucheni 5 месяцев назад
Ko mabhurugwa makamakumurirei
@ozylinempofu2991
@ozylinempofu2991 Год назад
Mai ropa U are innocent zvako iwe that's y usina kutiza,apa mukukorokoza musango nezvichira iye otonomwa Doro mxm...nhai zvako Mai ropa iwe dei wakavasiya vari 2 yaitoita imwe nyaya. Iye murume uyu aigarisa mkadz neumwe murume oenda kubhawa kusvika kuma8 vmwe vachida kuzorora iwe ba ropa shandisa njere
@leewekwamhako8798
@leewekwamhako8798 Год назад
haiwa mukadzi haana mhosva iwo mumhuri mawo wakambochinjirei mukoma kumuita baba
@worldapostolicspiritualmis323
Mukadzi waBmkr ndiye akahura uyo waBmnn haana zvaakaita mfana usade kupora mudzimai mhosva isiri yake
@nicoserima2101
@nicoserima2101 Год назад
Ii apo mukadzi arikuomeserwa haana mhosva mukadzi uyo. Ndiye arikutaura chokwadi chinonzwisisika.
@1841Rdp
@1841Rdp 5 месяцев назад
Drewmas unodzifambira up and down - wakasimba sahwira. We love Dremas media
@conniejam5575
@conniejam5575 Год назад
Mkadzi uyu anoda muswe we Mvuu
@glorianyamunokora2695
@glorianyamunokora2695 Год назад
Muvhunzo wangu unoti ko nhai amainini makadii makati amaiguru huyai kutent kwangu....amainini vakati ngwarei havo,apa chiri kuratidza kuti vanhu vakarara navatezvatera nekuti gules vakabva vatiza....
@mollybabe
@mollybabe Год назад
Yuwii ko imi munorarirei mutent na tezvara dai makarara vakdzi mega ka
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Год назад
Apa ka apa ndosaka baba ava vakaita zvavakaita nevarowora bcz hapana respct panekuti vati baba munini vakuti baba tariro avavakakwirirwa vakadzi varikuti chikomba hapana ruremekedzo ndosaka vakadanana
@lawrencemupuwi2720
@lawrencemupuwi2720 Год назад
Good music drewmas you are taking us to another level rly
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Год назад
Thank you so much Mr Neshamba nekutiratidza makuna kuna akadai zvonyadzisa zvokuti keep going Mr Neshamba mabvunza chokwadi
@Shumba_263
@Shumba_263 Год назад
Andrew ukutoita kuti nyaya ibhowe nekutadza kunzwisisa kwako hukama hwevanhu ava
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 Год назад
Plus nditinha dzirwe
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Год назад
Ama Turevha, ama Lingoni , ndonakidzwa ne accent yekuDarwin!
@alfredkamunjoma5023
@alfredkamunjoma5023 Год назад
Kkkk ndekwaMtoko
@carolverner3344
@carolverner3344 Год назад
That woman is innocent definately innocent
@anorldmutasa3001
@anorldmutasa3001 Год назад
Kuzobata muchiuno kamukadzi kacho unobva waziva kuti hapana respect...
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Год назад
😆 apa dressing unotoona ka I don't care chaiko.
@freedommaringosi1121
@freedommaringosi1121 Год назад
Aiwa mukoma ava vanopenga ava vari kuda kuripwa chete zvinoita panoitikazvo hakuna munhu angarare nevakadzi vaviri musi umwe kunyangwe vachiwirirana inyaya inekakupenga mukati
@leeroymachidura7151
@leeroymachidura7151 Год назад
Ukatarisisa wanku nyaya iyi ine midzi haina kutangira apa & Iwewe unonzwa sey ukawana mukadzi wako asiri mu tent aenda mune murume i think maiguru vaifanira kunorara kwamainini
@musamtwela703
@musamtwela703 Год назад
VaNeshamba manonoka kunzwisisa hukama hwemhuri iyi hanti
@israelmpaleganda6362
@israelmpaleganda6362 Год назад
Andrew unononoka kunzwisisa, ukuti amai kudiikowo, maiguru mukadzi wamukoma
@blazkidza8066
@blazkidza8066 Год назад
Although the woman may have misjudged the circumstances and made a mistake to sleep in the tent with other two. Her story is understandable and the truth is that the two ladies are innocent. The problem lies with the men especially the other brother who was sharing the tent with wife and another man. Drewmas media can you also try to give us more balanced reporting without bias. I am saying so because you were questioning the lady in a way of prosecuting because you want to push the storyline to suit your topic which you think will interest your audience.
@samuelrakabopa8093
@samuelrakabopa8093 Год назад
I concur with you
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Do u really call that a mistake? Sure? Dd u hear murume achiti ndakambokubvunzai mukaramba?
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Год назад
How can the two ladies be innocent icho chikomba chakabvuma kuti chakange chava ne 4years chichidanana ne mukadzi akatiza
@christinabatisai6680
@christinabatisai6680 Год назад
Ichokwadi here icho
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 Год назад
Ummm you are being unfair to the lady ndoupi hukama unochinja from babamukuru to tezvara otherwise munhu ane nyaya ndiye akatiza uyu but evidence yacho dzakadhakw
@shumberewai6344
@shumberewai6344 Год назад
kasong kariapa kedrewms media huuuummm kanondizipa
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Год назад
💃 yes
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 Год назад
Haungatadze kuhurira murume akapusa kudai , ndonyeba here nhai Soko
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 Год назад
Drewmas media is not taking us to another level kana muchidai
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 Год назад
Drewmas media pliz mabvunziro amurikuita mai Ropa ayo munoratidza kurerekera divi rimwe mai avo vanoratidza kuti havana mhosva , musabvunze muchinge murikupa mhosva kumnhu
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Год назад
Saka iwe ndiwe ukunyepa bcz ukudakubhadharwa uchinyepa kuti vakadzi vakahura gudo putseki
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Год назад
😂😂😂
@Babamutingi
@Babamutingi Год назад
Uyu murume uyu arikurasika njere mbijana somukadzi uyu I problem vese naamai guru vanohuya atezvara ihure rechirume uye atezvara vanenge vanoshandisa mushonga vakarara nevaroorwa myb ndokuti abe gold 🌟 panenyaya apa
@florencechidzi3970
@florencechidzi3970 Год назад
Musapedzerwe nguva nemurume uyu anopenga anechifungidziro chinobhowa mukadzi wake arikutaura chokwadi
@OmanOman-lt4ff
@OmanOman-lt4ff Год назад
Kuzungaira ndokuripo
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Год назад
Drewmas media taking you to another level 💖🙏👏
@keithmaendesa2720
@keithmaendesa2720 Год назад
Hadzi mukadzi iyeye igandanga ndaseka hangu nhasi soja soja
@keithmaendesa2720
@keithmaendesa2720 Год назад
If kupusa was aperson bamunini
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Год назад
Ndiri kuona sekunge vakomana vari kunyebera vakadzi avo nekuti hapana vanhu vangaita bonde vari pamwe chete.
@ivymwadira5046
@ivymwadira5046 Год назад
Taurai henyu imi andsi kuona problem boz maiguru vakaona zvchirema kti varare vari 2 na tezvara vakati mainnie huyai tirare tese kaaa hiii kunyeba chaiko avana mhosva vanhu ava
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 Год назад
@Ivy Mwadira , taura hako ungadei akaenda kune umwe odzoka kune umwe chere munhu akaita vakadzi 2 hazviite kuti vavate muimba imwe chete
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Год назад
Ava varume ava ngavambofamba vabvunzire kuti havana shavi rekushota pfungwa here or kwa docter vanotariswa pfungwa bcz nyaya dzavo hadzina mberi or kumashure
@mirriamdube5162
@mirriamdube5162 Год назад
Kkkkkkk very true
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Год назад
Chivanhu chinoti mukoma ndibaba. Mudzimai wemunin'ina wangu ndimainini asi muroora. Zvakangofanana. Zviri simple and clear kana tichiziva zvekwedu.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Год назад
Mukomana uyu akadyisiwa. Chihure hevakadzi ava chiri pachena!
@fungisaimasiya6383
@fungisaimasiya6383 Год назад
Varume 2 ava vakapusa kushandisirwa vakadzi nemunhu changamukai imi makaroora here kana mapoto
@darlingtontshuma9660
@darlingtontshuma9660 Год назад
Soko vayibata nyaya, Mukoma nemunigina vakadyirwa Vakadzi
@richmanmukahiwa7069
@richmanmukahiwa7069 Год назад
Iyo Nyaya yekutaura too close NaVatezvara or Kudya same plate Muroora na Tezvara hazviiti Muroora ngaadzokere anorairwa
@OmanOman-lt4ff
@OmanOman-lt4ff Год назад
Turume tunonyepa utwu twukuda mombe kuna tezvara
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 Год назад
Taura hako.kujaira kudya zvevapfupi nekureba
@OmanOman-lt4ff
@OmanOman-lt4ff Год назад
Hapana nyaya apa uyu mkadzi akutaura chokwadi asi pamwe maiguru vasipo
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Год назад
Makunakuna,chihure to the highest level sure.
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 Год назад
Koo kuzoramba uchiti mukadzi wangu iwe wakamubata nechikomba. Pane mukadzi angarara mumba mumwechete nemurume asiri wake here. Koo ivo tezvara havana pavo pekurara here. Murume uyu kutotsanangura chaiko haagone. Kakupusa chaiko karipo saka mukadzi wake achiita hake kids kwake.
@tracynur3479
@tracynur3479 Год назад
Apa panoda mukoma Tinashe Mugabe
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Год назад
Apa nyaya iripo ndeyekuti panezvakaitika musango vakavharwa gold na baba mudiki or vakuitirana godo vakutsvaka kusvibisa zita ra babamudiki ava
@Ed-uo3bs
@Ed-uo3bs Год назад
Pamunosharer tent why share blankets as well? Tezvara vaingoita avoka magumbeze paside.
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Год назад
Baba ava varikuchema kurohwa but hasiye here ati akatanga kurova munhu mbama bvazomudzosera? Munotangirei nyaya dzamusinga goni kupedza? Wakazo mamiswa but ndiwe wakatanga violence. Rohwai mukwane next time.
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 Год назад
Hezvooo 😂varume ava asi vakadyiswa here nhaimi kkkiii 😊
@leeroymachidura7151
@leeroymachidura7151 Год назад
Vakadyiswa especially mukuru akadyuswa zviri serious
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Год назад
Vana va Mangurenje kwanai,hamuna here imwe nzira yekutsvaga mombe nayo pane kuda kuripisa munhu pasina kana nyaya,yeukai kuti muri pahukama muchenjere kuita chimombe enda chimombe dzoka😮
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 Год назад
Amaiguru ndivo vaidanana na tezvara pachokwadi ; but amainini dhiri vanoriziva through netsindidzo kubva kuna amaiguru; maonero angu ndeekuti amainini vakatombobata red handed amaiguru na tezvara asi vakadya mari now chokwadi havachiburitsi ; kurara vose mu tent it was sort of disguise
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Год назад
Baba mukuru ndivatezvara maizorara cy mumwe chete na Tezvara pane nyaya
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Год назад
Vakadzi venyu vakakudyisayi wekuMozambique
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Год назад
Aaaah yoweee baba avo why why oooh?
@joycebvudzo1064
@joycebvudzo1064 Год назад
Kana murume achida mukadzi wake ngavachingoti yapera vaenderere mberi noupenyu,uye zvokunochera izvi kunoitwa zvakawanda ngavasiyane nazvo
@accuratepatrickspartricia7907
Baba varopa kana makawana mukadzi wenyu anechikomba muchikumudii msavhare nyaya yeGBV
@conceptormapendere3632
@conceptormapendere3632 Год назад
Mukadzi uyu haana kumbohura zvake
@mirriamdube5162
@mirriamdube5162 Год назад
Kkķkkķ true aiva kunguva yake
@trymoremarimira3732
@trymoremarimira3732 Год назад
Murume ari kuda kuripwa nekuti pese ari kutaura nyaya yekuda kuripwa pasina umboo hwaka kwana apa nyaya isati yatongwa apa kunyange deno vari mapenzi anga rare navo achi chinjana vari two here as i can see mukadzi aka zungaira hake uyo. Ngapa budiswe pachena kuti ukama hwakazo shanduka sei kubva pakuti mukoma now vave baba. Ava mu family mavo vane grudge ruvengo saka vawana pekuva batira baba vavo ava.pava kutaurwa zvekudya vese zvakare apa ari kuda mukadzi wake saka nyaya ndeye kuripwa
@memorygoche2574
@memorygoche2574 Год назад
Mkoma Andrew mibvunzo yenyu kuna mainini kwakungovaomesera, mainini varikutaura kut maiguru vagara vairara mutent vese naba Tariro....
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 Год назад
Kkkkkkkk hanzi ndakavarairwa kkkkk pane nyaya apa
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Год назад
Unovarairwa igotopinda yose
@lovenessjeche3761
@lovenessjeche3761 Год назад
Kk nhsi Andrew hausikunzwissa nyya ukungobvudza zvisizvo zvataura dzimwe nguva
@nancyncube2656
@nancyncube2656 Год назад
Ava vanhu vairoya vanotoroya vose nokuti zviri zwechipfambi avaipinda vose vakadzi panguva imwechete. Wakatorowha nevaroyi amuzopori. Endai kuvanhu vemwrya
@sarahchijaka1087
@sarahchijaka1087 Год назад
Kukorokoza akuyendiwi nevakadzi vanono hura... haaaa tibvireyipo imi varume vakadzi kimba vachichengeta huku nana ropa varume kukorokoza
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 Год назад
The whole story there is no solid evidence iripo apa, vakunypera mukadzi.
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Год назад
This guy anenge arikungoda kuripirwa
@UltimateRef
@UltimateRef Год назад
Uuum vakomana imi tipeiwo maSerious. Makakurirepi kwamakaita matera kudaro. Kwangu maiswerodzora mbudzi kusvika maita vanhurume. Mahure enyu munoada futi. Uyo atiza musha you simply think atizira musha kuita witness chete
@markmax3112
@markmax3112 Год назад
Ko mumwe akaizei zvekuudza vanhu kuti ndaenda Mozambique we shall never meet again.
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. Год назад
I think babataps would have done justice beter questioning. Anyway hapana nyaya apa
@calistermanyere4730
@calistermanyere4730 Год назад
Kkkkkk vakadzi chiyiko nhayi asi ummm munodarireyiko imimi
@julietndoro3308
@julietndoro3308 Год назад
Imitate varikubvunza hamusikunzwa here zvikutaura mukadzi uyu musadaro imi
@mphoomlilo4882
@mphoomlilo4882 Год назад
Ikezvino chamofana kuziva pasina chikafu bete hari garipo 🤞🤞🤞
@leeroymachidura7151
@leeroymachidura7151 Год назад
Mukateeresesa mainini avo vari kumbopoya kutaura vozogaadzirisa hanzi listen pa 48:05 hanzi handina kurara naye navo kk
@preciousmlambo55
@preciousmlambo55 Год назад
Mubvunzo wangu ko mainini pavakadeedzwa pekutanga why vakanyarara.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Год назад
Andrew ari kurashika papiko apa. Inga muchinda ari kuti pane varume three (3) panyaya iyi wani - chikomba (anova baba vemurume uyu) then iye nemukoma wake.
@anorldmutasa3001
@anorldmutasa3001 Год назад
ndatozvishayawo nyaya iripachena kudai
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Год назад
😆 murondedzeri ndiye akundiconfuser! Maiguru nemudzimai sounds like it's one person 😆
@barbrarchaibva1733
@barbrarchaibva1733 Год назад
Zii zvangu semunhu akaita vana nemukore kore vanhu vanosuwisa ivava nzwirai vakadzi avo tsitsi ndiyo mashoko angu
@juniorjazi7252
@juniorjazi7252 Год назад
Haaa mkadzi aripachokwadi uyu Yaiva nyaya yekuda kurerutsira umwe mkadzi Asi mainni mungadai makati imimi maiguru huyaimurare kutende kwenyu
@princerisimati1611
@princerisimati1611 Год назад
Music 🎶 very nice
@sibombawa9678
@sibombawa9678 Год назад
Baba awa vanonyepa ,, vanefungidziro Havana chokwasi chawanacho ,, Soko batai mashoko don't ask confusing questions to this lady .
@kayd5846
@kayd5846 Год назад
Mukadzi uyu haana mhosva musamuroverera
@jimymutarisi1122
@jimymutarisi1122 Год назад
Vese varikuti mukadzi uyu ihere it's not true vanhu ava vaive musango kunokorokoza and they had an arrangement yekuti mukoma wa blazo uyo nemukadzi wake vairara mu same tent nevarikunzi tezvara ava, and on the day in question the two brothers went to the bar and came back later in the evening vanhu vatorara and mukadzi wemukoma zvakamuremera kuti afanorara vari two navatezvara ndosaka akadeedza mainini ava and she just took it casual sevanhu varimusango. Hapana nyaya apa it's a stupid story no depth at all it's all speculation why kuinda nemukadzi kunokorokoza vakafumuka vafanha ava
@buhlejeche1835
@buhlejeche1835 Год назад
Chero murimusango rakadii hakurarwi mutent navatezvara chimina
@worldapostolicspiritualmis323
This is the truth hapana kana nyaya mfana uyo arikuda kupfuma nemukadzi kuda kuripwa chii ipapo ngaaenda anogara nemukadzi uko haana zvaakaita mukadzi uyo
@simbarashegwekwerere8871
@simbarashegwekwerere8871 Год назад
Chikomboni mochiwanza hapana nyaya apa team iri harina kukwana nevakadzi vacho zvese.
@melodymasuku5953
@melodymasuku5953 Год назад
This lady is innocent
@melodymasuku5953
@melodymasuku5953 Год назад
Ishanje idzi iwe waiendepi uchisiya mkadzi wako arienga.even ini handingarari ndega mutent musango What?
@jeremiahchikwekwete5683
@jeremiahchikwekwete5683 Год назад
Mukadzi uyu very honest. Akamudaidza aida ku vhara maburi ake ndosaka akatiza, mai ropa vakashandiswa apa sorry havo
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 Год назад
Panenyaya vakadii kurara kutende kwavo sezvo murume wavo anga asipo vakadzi
@markmax3112
@markmax3112 Год назад
2 year ms back akabata musoro wemuroora haa vhudzi renyu rakanaka iri. haaaaaa kkkk Muroora anodya mu plate one naatezvara. Atezvara vakabata plate mumaoko. Atezvara mutsime muroora kunze achitambidzwa mvura naatezvara . Muroora akapfeka hake skirt . Zvinobuda here izvi.
@isaacmaruta878
@isaacmaruta878 Год назад
Mahure vakadzi avo. Iye murume uyo akapusa.
@honestsvondo7364
@honestsvondo7364 Год назад
Haaa mukadzi uyu handisikuona sekuti ane zvaakaita hangu Maybe uyu akatiza uyu ndiye aidanana naTezvara
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Tingati ndi tezvara here. Ndibamkuru avo. Hapana nyaya apa. That lady is confident hapana chaakaita. She was just tricked.
@edsonchirove8596
@edsonchirove8596 Год назад
Wakapusa muchinda uyu kumamiswa nomukadzi uye Dai vaibaiwa natezvara vaingopedza namaiguru vovinga mairopa mutende Mavo vaivabaira pamwechete here Mukai babaropa
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Год назад
Yowe darwin papi makorekore makutinyadzisa kumusha kwedu musadaro
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Год назад
ZIMBABWE yave marara sure chii chakadaro ichocho Sur makuna kuna akadai zvonyadzisa zvokuti unopererwa Kut zvinhu izvi zviri kutoitika here Sur
@patiencemazingaizo9681
@patiencemazingaizo9681 Год назад
Marovha anonetsa baba awa wakutofunga zvekuripwa pasina kana nyaya haaaa kuda zvemahara baba awa hana nyaya mukadzi uyo
@nyikayaramba7460
@nyikayaramba7460 Год назад
Hanzvi mukadzi uyu igandanga
@farimanzva5851
@farimanzva5851 Год назад
Varume ava ndovatenda nekuti vanotya Mwari uye Havana kutoita ngozi paifanika kudeuka ropa
@rambochauke710
@rambochauke710 Год назад
Neshamba urikutonga nyaya usina kunyatsonzwa kuti vanga vagara vachingorara nemuroora mukuru mukadzi wemukoma wake
@jimymutarisi1122
@jimymutarisi1122 Год назад
Andrew apa arakidza kusanzwisisa zvachose and mibvunzo yake takatarisana nenyaya iyi iri offside anemhinduro dzaarikuda kunzwa not investigating the truth apinda munyaya aine side mukadzi uyo haana mhosva zvachose
@tauraichakoma2131
@tauraichakoma2131 Год назад
Ini dai ndirini ndaitotenda mukadzi wangu kuti akatonochenesa gulez vavo
@merblempala1345
@merblempala1345 Год назад
Hapana nyaya apo vave kukoshesha nhasi kunorara but nguva yose tezvara nguva yose vsnga vagara vachongosheya nguva yose
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Год назад
Varume ava brain dzavo hadzishande kunyanya uyo airara muyent imwe chete baba nemukadzi wake.iye ndiye murume akadii kuudza baba vake kuti tsvagai tent yenyu muwane pekurara.kana vakadanana iye murume ndiye akakonzeresa kuti atezvara nemuroora vadanane
Далее
MHANGURA---- MATOKI AKAITA BODY VIEWING YEMURIDZI WAVO
26:39
MT DARWIN......MUSHA UNEMHEPO YEMAKUDO (PART 2)
36:42
RUSHINGA .......MURUME HAASI KUNDIGUTSA
47:14
Просмотров 47 тыс.
Tezvara Nemuroora Vakatyora Mubhedha Vachiita Lulula
45:26
MHONDORO.............MUKADZI OVHIYA MURUME  NEBANGA
27:40
MT DARWIN........... AKAITA BONDE NECHITUNHA
1:10:56
Просмотров 110 тыс.
Hure Roripiswa Kuita Bonde nemurume Wemunhu
12:14
Просмотров 21 тыс.