Тёмный

MUFUNDISI VANGU NDOVAINDIBVISA BHURUGWA TOITA BONDE MUSANGO TAVE NENGUVA TICHIZVIITA 

ZimQuik Tv
Подписаться 25 тыс.
Просмотров 211 тыс.
50% 1

#foryou #viral #trendingvideo #zimcelebs #trendingshorts #breakingnews #trending #zimbabwe #viralvideo #viralshort

Опубликовано:

 

28 апр 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 471   
@Zimquiktv
@Zimquiktv 24 дня назад
‎Follow the Zimquik Tv Pro channel on WhatsApp: whatsapp.com/channel/0029VaeXmMw545uwtGrFau1K
@MazvitaNyandoro
@MazvitaNyandoro Месяц назад
I think this has to stop in zim mkadzi aita chihure ngaaripe iye murume wake nekuti rakuita senge business manje zvanyanya izvi saka mambo murikufungei nazvo mudunhu renyu
@onismomufare2860
@onismomufare2860 Месяц назад
Why do they think Mukadzi haana choice?
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o Месяц назад
Taura hako wena its too much now
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 Месяц назад
hariite business mukasanyenga vakadzi vevanhu.mitemo yedu yechivanhu yakakosha kuchengetedza marriage ne mhuri.zvekuti siyai vanhu vaite zvavanoda zvinotiunzirq matambudziko kumberi
@EddinosChipare
@EddinosChipare Месяц назад
100% . This is bad
@jaspernambala
@jaspernambala 11 дней назад
Mukadzi iwe waibvumirei iyi nyaya ndeyekutsvaga hupfumi
@ssam1430
@ssam1430 2 месяца назад
Even ana man of god vave kukurirwawo nechihure kuMash Central 😢 galitos ma1
@hgvtruckerClary
@hgvtruckerClary Месяц назад
Saka mombe dzacho Murume anenge achiti ndedzei ???? Ndedze kusvirwa kwa Madam vangu 😂😂😂😂
@chipochiponda1049
@chipochiponda1049 Месяц назад
Imagine
@chipochiponda1049
@chipochiponda1049 Месяц назад
Mukadzi uyu akangwara I Business ka ratorova APA akurara NEMA pastor achiripiswa
@ellahkasiyandima6547
@ellahkasiyandima6547 Месяц назад
Kkkkk
@peace6296
@peace6296 Месяц назад
Yoweee hadn't noticed you had asked the same😂😂😂😂😂😂😂😂😂 "mombe dzesviro"😂😂😂😂
@Lilta660
@Lilta660 Месяц назад
😂😂😂😂
@nabortwedzerai4271
@nabortwedzerai4271 Месяц назад
Vazhinji vaishoora chief seke varipisa mukadzi ahurira murume asi ini ndakafara nazvo nokuti vakadzi mava kutijairia.
@hgvtruckerClary
@hgvtruckerClary Месяц назад
Ka Mdara ako hakana kudya Bota karohwa ne Skiri ne Couple yekumama iyo yakutoita Business
@romeodzangare9905
@romeodzangare9905 2 месяца назад
Kwa Nyamaropa nekwa Bushu ku Mashonaland central nyaya dzeko ndedze chipfambi dzegadzega. Ku Manicaland kwa Chief Mutasa, Chigodora, Makoni nyaya dzavo ndedze huroyi nengozi.
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 2 месяца назад
😂😂😂
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 2 месяца назад
Ahhh wabaya Dede ngemukanwa😂😂😂 mhhh diko zvino baa tsverudza .Anhu woye 😂😂😂
@-johnchikura
@-johnchikura 2 месяца назад
ukada kutarisa kwaBushu nekwaNyamaropa varume vacho vazhinji ibarika rega rega
@isaacmaruta878
@isaacmaruta878 2 месяца назад
Ini ndinoona kunge dzimwe dzacho ku frame. Coz mukadzi akahura anofanira kurabwa but unonzwa mumwe achiti mukadzi wangu ndomuda varume vacho vanoshandisa vakadzi kunyepa nyaya kuti varipirwe
@nyashatatendamasunda6079
@nyashatatendamasunda6079 2 месяца назад
Hihwe 😂😂😂😂 wataura chokwadi apa
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni 2 месяца назад
Vamwe vakadzi nevarume vakutozviita vazvironga kuti vawane mombe,ko mkadzi angatoita zvivindi zvekumira pamberi pevanhu achiita nharo dzekuti ndakadanana naye kana kumbonyarawo aaahhh
@kaylastones288
@kaylastones288 2 месяца назад
I think varume these days vakutogara pasi nevakadzi kuti ita chikomba tiripiwe ,boz hazvicha meke sense izvi 😅😅😅😅😅
@violetdima1241
@violetdima1241 2 месяца назад
Exactly kunge rinenge riri deal coz kubvunzwa nachief hanzi tigere zvakanaka aaa nemunhu wakuziva kuti ane chikomba aaaa
@user-pg7ct4xg3r
@user-pg7ct4xg3r 2 месяца назад
Are you serious right now
@josephmusara9163
@josephmusara9163 Месяц назад
Siyanai nevakadzi vevanhuuuuu simple
@solomonjamesjohnson2260
@solomonjamesjohnson2260 Месяц назад
​@@josephmusara9163mukadzi wemunhu anobvumirei kunyengwa? Chihure chete icho vakadzi mahure ndoanopfimbika mukadzi kwaye anoramba .
@lukematora4424
@lukematora4424 Месяц назад
Chief manyama bt ndikaipara handidi kuuya kuzotongwa ikoko nekuti munotema pakuru
@user-zd7qb8vj1g
@user-zd7qb8vj1g Месяц назад
Iiih vanhu vakuyenzerana fani 😂😂😂 Makore Kore
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 2 месяца назад
Mukadzi anofanira kuripa ibenzi
@giftndawana
@giftndawana 2 месяца назад
Mukadzi uyu itsotsi ane vhalas kumurume anonyepere kuita seanoda murume wake katsotsi ako
@user-wh7ff1on2i
@user-wh7ff1on2i 2 месяца назад
Chief dare renyu harinakurongeka noise ndoyatirikunzwa thx
@user-bp9pg9xs1s
@user-bp9pg9xs1s 2 месяца назад
Mambo dare renyu harina order inoizi yegayega hapana chatiri kudzva,vanhu vanoita noize mamwe matare vanoripiswa huku,silent in Court 😊
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq 2 месяца назад
Taurai henyu
@user-qd1sc6ln5l
@user-qd1sc6ln5l Месяц назад
Nyaya Dai dzeuko vambomira kudzibuditsa pamhepo kunzvimbo iyi kuzere nemakunakuna chikumbiro kunamambo ngavaripise vakadzi zviite zvishoma Pavanoti 3 voti one one one yacho voti Mari half half
@decidefaraikapau1109
@decidefaraikapau1109 Месяц назад
Kkk mukoma makaroora imbwa haa ini mukadzi ndakamuziva kuti adyisa garden haaa zvavharwa handitambise luv yangu
@solomonjamesjohnson2260
@solomonjamesjohnson2260 Месяц назад
Taura hako u are a real man of value
@user-xv6vm2st4c
@user-xv6vm2st4c Месяц назад
True broo munhu kumba kwawo
@loreenzhou8376
@loreenzhou8376 Месяц назад
Ko imi munodyisa wani asi vakadzi hatitauri
@ronaldmunaki282
@ronaldmunaki282 Месяц назад
Ko vangaita dzimwe dzeyi mkore uno kkkk
@ronaldmunaki282
@ronaldmunaki282 Месяц назад
Kwai murume wangu ndinomuda kkķ
@onismomufare2860
@onismomufare2860 Месяц назад
Murume anemhosva yekutora mkadzi wemunhu, saka mukadzi haana mhosva yekutora mururme wemunhu here? What kind of reasoning is behind these judgements?
@user-lt2wt7by7f
@user-lt2wt7by7f Месяц назад
Mhosva ndeyekuti murume ndiye anopfimba mkadzi wemunhu
@onismomufare2860
@onismomufare2860 Месяц назад
Siyanai nepfungwa dzekuonw mukadzi sechinhu
@CliffJiri
@CliffJiri Месяц назад
Church's my lord have mercy ishoma mombe idzo mufundisi vane zvavainazvo
@GiftSamushonga
@GiftSamushonga Месяц назад
Wonderful channel
@MartinMariwo
@MartinMariwo 2 месяца назад
Mufundisi martin kunaka😅😅😅😅
@margaretkuchenga2928
@margaretkuchenga2928 Месяц назад
Nyika yafavourite mambo wangu chihure haaaa
@Energymutodi-nn3ml7fw8y
@Energymutodi-nn3ml7fw8y 2 месяца назад
𝐍𝐨𝐢𝐬𝐞 𝐜𝐡𝐭𝐞 𝐦𝐮𝐝𝐚𝐫𝐞 𝐞-𝐬𝐡
@unclebob646
@unclebob646 2 месяца назад
Because of economic hardships this is now business!zvekuripisa vanhu should now BE STOPPED!
@mugambiwatonderai5424
@mugambiwatonderai5424 2 месяца назад
zvakabva pasi chigare vanhu vaingoripa
@Dalailama3674
@Dalailama3674 2 месяца назад
Hatifi takarasa hunhi hwedu nekuda kwekuti iwe wazoziva manzwi maviri echirungu ekuti " Economic Hardships"
@josephmusara9163
@josephmusara9163 Месяц назад
Siyanai nevakadzi vevanhuuuuu
@mandismakoni7672
@mandismakoni7672 24 дня назад
Saka kuhura kwakupfumusa 😮
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
Idai varume venyu chaivo chaivo!! Hunhu muridzi waho!!!!!
@tincourage
@tincourage 2 месяца назад
Ityai Mwari sis
@AnnoyedJasmine-jl8sm
@AnnoyedJasmine-jl8sm Месяц назад
Mkadzi naye ane mhosva
@user-ts4uw3tz5s
@user-ts4uw3tz5s 2 месяца назад
❤❤❤❤❤
@RumbidzaiButau
@RumbidzaiButau 19 дней назад
Anx chief for counseling abt AIDS
@WadzanayiZaranyika-te2iz
@WadzanayiZaranyika-te2iz Месяц назад
Interested
@NyashaMancue
@NyashaMancue Месяц назад
This is unfair mambo ahhh hazvisi right haana kuvimbika mukadzi uyo save men veduwe ahhh No
@Munhira-gi7bs
@Munhira-gi7bs Месяц назад
Kkkk haa shot iri hariko hapana mombe dzofanirwa kubhadharwa apa
@user-vo6wr3zn9f
@user-vo6wr3zn9f 2 месяца назад
Mambo nyaya dzenyu dzinonikadza kana kutonga kwenyu. Asi vanhu venyu vane noise hapana chatinonzwa zvonoita kuti tisazova nehavi yekuda kuzopedza kuona crowd renyu harina order
@mollybabe
@mollybabe 2 месяца назад
Noise mudare iri munobhowa mkdz iwe hauna hunhu unoitirei chipfambi
@alfordchavirima4824
@alfordchavirima4824 15 дней назад
Mambo to the worldoo havaseki kkk
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 25 дней назад
Murume akadyiswa nefoshoro. Sad story. Zero order
@user-zy9gg1nd8y
@user-zy9gg1nd8y 2 месяца назад
Uuuum zvakaoma akomana ,vakadzi maakushamisa izvi dudeiko bota ere
@user-uq2pj9jp6i
@user-uq2pj9jp6i 2 месяца назад
Mavachatisa vanhu avo Chief,, chinhu chicharohwa kusvika chabuda misodzi ,,,
@hazvineimutero9739
@hazvineimutero9739 Месяц назад
😂😂😂hnz kusvika chabuda musodz
@innonkomo-di4zv
@innonkomo-di4zv Месяц назад
Chief munogona kutonga pluss you're very smart
@mhofulenala2290
@mhofulenala2290 Месяц назад
No problem Asi this is now business ko Iwo Mambo Waka rora here let's not always try to accumulate cash in plans
@wellingtonmugave9373
@wellingtonmugave9373 Месяц назад
Noise mudare renyu chief haaaaaa ngamumbova neorder
@gibsonnyakudya6333
@gibsonnyakudya6333 2 месяца назад
Haa Martin Kunaka mufundisi magona mambo dai mamupa mutongo we 10 mombe chaidzo
@jamesmunga6171
@jamesmunga6171 6 дней назад
This is what we call extortion. The church guy has fallen into that trap.
@user-kr2ic1bv5x
@user-kr2ic1bv5x Месяц назад
Saka murume wotofarira mombe dzekuripisa chikomba chemukadz wako ,nxaaa .Rema remurume mkadz ahura ngaarambwe
@user-qm1wq6ex5i
@user-qm1wq6ex5i 25 дней назад
iyee mukadzi wachoo akabvumirei..iyeee ngaaripewooo
@user-ci6kr7ow3e
@user-ci6kr7ow3e Месяц назад
Iyi itrap, murume nemukadzi uyo seems like varikuwirirana , pastor haana mhosva ndiyo miedzo akakurirwa
@jamesmaisiri5848
@jamesmaisiri5848 Месяц назад
Kana akadya bota ane mhosva
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq 2 месяца назад
Dare iri vanhu vacho noise🙌
@justicedanga6460
@justicedanga6460 Месяц назад
Robert Tapfumaneyi was very intelligent mumatare vanhu vayitongwa zvakanaka
@tafimutekwe2855
@tafimutekwe2855 Месяц назад
I have observed that Chiefs no longer support divorce even in the face of adultery. This new thrust will help children to grow up with both of their parents instead of having to grow up as orphans under the oft evil care of a step parent.
@MarthaRujekoMugadza
@MarthaRujekoMugadza Месяц назад
Lots of noise in the court room
@caviedzino2
@caviedzino2 2 месяца назад
Ndoshamisika nemunhu anoti mukadzi wangu kuhure
@alliciaphiri8985
@alliciaphiri8985 Месяц назад
Kkkkkkkkkk imagine
@SKunetsa
@SKunetsa 13 дней назад
Kkkkkkk😂
@papastavo
@papastavo 26 дней назад
Very lucky maona mambo asina hasha nhasi 😅
@user-ph9wj1qt7b
@user-ph9wj1qt7b 2 месяца назад
mambo.makarongeka but mmm dare renyu rine noise kani !
@theinfo5771
@theinfo5771 28 дней назад
The sound quality tho.... I think you shoud master the sound first ... Rather than just uploading.... The background noise is just too much..... Noise cancelation is the technique...so that hissing sound is eliminated ..
@user-vd1vz1yy3g
@user-vd1vz1yy3g Месяц назад
Chief murisei
@givemoremugambiwa
@givemoremugambiwa Месяц назад
Varume why vachinyanyokoshesa kuda kuripwa too mch ..vanenge ndivo varkutotuma vakadzi vavo kuhura
@RonaldZvemhari-kf2py
@RonaldZvemhari-kf2py 2 месяца назад
Dununu rwmurume iro hanzi there Boe Kumba namadam
@rumbimasekesa1593
@rumbimasekesa1593 26 дней назад
Ratove business😢
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq 2 месяца назад
Chief Nyamaropa dare renyu noise itai sedare ra va Chigodora iiiiiii
@marymhuru1156
@marymhuru1156 Месяц назад
Haaaa apa handina kuona humbowo husvinu ini
@user-px9bu3hb3n
@user-px9bu3hb3n Месяц назад
Kokana maida murume wenyu makadanana sei naChief Minister?.
@marconkiwane4248
@marconkiwane4248 2 месяца назад
Noizi padare pindurai Mambo
@NgoniChifamba
@NgoniChifamba 27 дней назад
Aaaah plus mukadzi uyo ne murume rakuita kunge dhiri SEI
@SKunetsa
@SKunetsa 13 дней назад
Taura hako. But mbutu yakarohwa zvayo.
@MaybeGumbo
@MaybeGumbo Месяц назад
why is that man calm, that man akatora mukadzi mubhawa
@trusttavakonza3014
@trusttavakonza3014 20 дней назад
Hmmmm pakaipa mabvumire emkadzi wacho kuti ndakadyiwa ka ma1 ungati ibusiness zvesure but zimurume rinenge ratoroora ka iro mombe 4 rochidya manje..
@RumbidzaiButau
@RumbidzaiButau 19 дней назад
Ndekupi uku
@user-pk4ep5ts2w
@user-pk4ep5ts2w Месяц назад
Saka Amai makatsiva here kkkk vakadzi ngavambiripa mambo
@MaiA5Gwatsvaira
@MaiA5Gwatsvaira 2 месяца назад
Nyika inorema veduwee..vanhukqdzi ityai Mwari muregedze kuita zvikomba muri pavarume hamunyqriwo here nyika nevanhu vayo?kusasvoda haaa puu.p
@MaruvaMushinga
@MaruvaMushinga 2 месяца назад
❤❤❤ 0:23
@tendaihbkmasendu1698
@tendaihbkmasendu1698 2 месяца назад
Inyaya dzekugadzira idzi demet
@user-gu6zy7js6d
@user-gu6zy7js6d Месяц назад
Chief imi munotonga chaiko
@rutendochinhema9198
@rutendochinhema9198 Месяц назад
Ahh ibusiness iro mkadz nemrume vakuzivana nxaaa ngaripewo mkadz
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 2 месяца назад
Noise mudare umwe arikutodaira fon mudare 🙆
@NobertChando-fq9np
@NobertChando-fq9np 2 месяца назад
4 😮
@panaliam
@panaliam 2 месяца назад
Tinzwei nyaya
@melodychikosha9349
@melodychikosha9349 Месяц назад
Why do l feel like zvinhu zvakarongwa izvi kuti hura tipihwe mombe
@fungaimurasiki4989
@fungaimurasiki4989 2 месяца назад
Kkkkkkkkk haya🙌🏽
@user-zq3qp7zs1v
@user-zq3qp7zs1v Месяц назад
Mudare iri mune noise ah
@user-my9gg3wk6s
@user-my9gg3wk6s 5 дней назад
It's a business iri zvima chief ndezvekumama izvi
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 2 месяца назад
Too much noise mudafe umo hamuna order.
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau Месяц назад
Noise is too much
@StephenChipendo-so3fe
@StephenChipendo-so3fe Месяц назад
Ini nyaya ycho kna kuinzwa mutongo vke akabhadhariswa chii
@cassperchiyanga-ih3mv
@cassperchiyanga-ih3mv Месяц назад
Asi mkadzi uyo unoda murume wake asi wai jola aaa business kunze kune nzara
@user-lt2wt7by7f
@user-lt2wt7by7f Месяц назад
Aah chimukadzi ichi nxlaaaa murume wacho kutosekerera
@CathrineRadzikai
@CathrineRadzikai 13 дней назад
Haiwawo sezvo murume wenyu muchimuda kudiiko imi makahura nxaaaa
@christinakamoto1498
@christinakamoto1498 Месяц назад
Mukadzi haarambirwe huroyi anorambirwa chihure but izvi rava business chairo.
@SKunetsa
@SKunetsa 13 дней назад
Taura hako wangu. Nxaaa
@janetneganje9464
@janetneganje9464 9 дней назад
Veduwee noise ndeyeyiko mudare zvinobhowa mhan nxaaaa
@user-jp7wx4mr3l
@user-jp7wx4mr3l 2 месяца назад
Court yenyu ine noise mumicrophone
@rudomadzivire2512
@rudomadzivire2512 2 месяца назад
Noise yacho hazvina kana order
@dintolorton2072
@dintolorton2072 Месяц назад
Ummm vakadzi vapenga nechihure chiiko ....
@RuramaiMakaza
@RuramaiMakaza 3 дня назад
Chikomba nemkadzi vanoda kumborohwa zvekut
@godknowskamudimu1097
@godknowskamudimu1097 21 день назад
Noise mudare vanhu bgavaripiswe ma noise maker ayo
@marvelouszinyoro8039
@marvelouszinyoro8039 2 месяца назад
Dare rine noise iri yooh
@oswaldmekimatiza7247
@oswaldmekimatiza7247 2 месяца назад
Well planned case. Mukadzi uyu ihure
@clemencetavashure5749
@clemencetavashure5749 2 месяца назад
Vakadzi mweya Wei shuwa?
@LoiceTengenyika
@LoiceTengenyika Месяц назад
Apa murume wake handsome ❤
@tyn874
@tyn874 5 дней назад
Ehe hako mapudzi anowira vasina hari
@paulingtongama4820
@paulingtongama4820 Месяц назад
Well the younger generation may not be aware of its traditions and culture but, after watching this you will realize that there is nothing to cherish anymore.The rural folks are subjected to abuse vachingohwanda ne culture. Think of the abuse these guys are being subjected to.
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 2 месяца назад
Background noise irikukuvadza nzeve hapana kana chirikunzwika
@mujeyivic4032
@mujeyivic4032 Месяц назад
Noise mhani pa dare pacho
@tinashejavachava1482
@tinashejavachava1482 Месяц назад
Mdezvekumama izvi😊
@pjmarikito2352
@pjmarikito2352 Месяц назад
Mukadzi kana ahura ngaayende kuchikomba mhani vese vobhadhara muridzi wemukadzi makuita business nemahure enyu manje sis
@user-hk8yx7mo8x
@user-hk8yx7mo8x Месяц назад
I think varume vaakutotuma vakadzi chipfambi kuti vazoripirwa,,, chief seke ndivo vanogona kutonga nyaya idzi
@user-gn1st3ov7q
@user-gn1st3ov7q Месяц назад
100% .business irikuitwa iyi
@emmanuelmusimbe2904
@emmanuelmusimbe2904 Месяц назад
Very true
Далее
Mukadzi Uyu Haagute Bonde Ini Handichamuda.
14:39
Просмотров 126 тыс.
BONDE DHOLOLO .Dare ra Headman Chigodora
34:51
Просмотров 384 тыс.