Тёмный

Mukadzi aiunza chikomba mumba mune vana, anoti murume akamuroora ne $50 chete 

Destiny TV
Подписаться 87 тыс.
Просмотров 17 тыс.
50% 1

Dare ra Chief Bushu: Mukadzi aiunza chikomba mumba mune vana, anoti murume akamuroora ne $50 chete

Опубликовано:

 

1 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 176   
@TheresaMaps
@TheresaMaps 3 месяца назад
Kamwana lachatambura makuhwa kuputsa musha waabereki baba vakaita umwe mukadxi kachachema
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 3 месяца назад
A child is not supposed to be a witness at all in court unless he’s over 18
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 3 месяца назад
Muno mu zim toushandisa humboo hwe wana uye mwana anonzi anotaura chokwadi nguwa dzose kune vari muma prison nekuda kwewana
@mucherorichard4670
@mucherorichard4670 3 месяца назад
kkkkkkk makazviwana kupi kuti kune mutemo wakadaro ivo mai vacho vaimbohurire pamberi pevana vanzwa butter
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 месяца назад
An underage minor by law cannot be relied on as credible witness.People are quite knowledgeable about their rights!
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 3 месяца назад
Mahure nyararayi! Nzenza ye mukadzi 🤮🤮🤮
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 3 месяца назад
Baba vakanganisa kutaura Kuti vakaudzwa nemwana....Dai vakatsvaga imwe evidence...Mwana atotora munyama
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 3 месяца назад
Varume vanonetsa kutsvagira munhu nyaya zvichakunetsa mangwana varume tokuzivai
@nondochirau9664
@nondochirau9664 3 месяца назад
Muri vanhukadzi musadero umwe mkadzi
@esierayner533
@esierayner533 3 месяца назад
No proper evidence apa chief atoita huori apa
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 2 месяца назад
Kana munhu asina kuroora zviri easy kukuramba achitora mumwe mkadzi 🙄🙄🙄
@HelenChinheya
@HelenChinheya 3 месяца назад
Endai ku. Court Amai mugare paStand penyu Mwana azvikokera nhamo iyo
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 3 месяца назад
Muchazvirega zvekuparadza varume imbwa imi 😂😂😂dazvi remukadzi hure🤮🤮🤮
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 3 месяца назад
Nhamo yeyi imi p7ambi imi 🤮🤮🤮
@mandi1288
@mandi1288 2 месяца назад
​@@haroldmurawu1726ukabatwa nechikomba unoenda kumusha kwako, stand yekudii
@WinnetMapiki
@WinnetMapiki 3 месяца назад
Ana babasisyanani nekupinzira Vana munyaya dzenyu tsvagai umboo mega not kuisa Vana mukati munotakudza Vana Ngozi plz
@mikevurirai
@mikevurirai 3 месяца назад
Judgement is suppose to b in the best interest of the children ,this guy arikufarira stand forgetting about the children's well being
@MaryManyunga
@MaryManyunga 3 месяца назад
Baba awa irombe haana chinu ndozvinoita warume wasinga roore wanoshusha
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 3 месяца назад
So do they deserve kuhurirwa
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu 3 месяца назад
Kana munhu ahura rovapasi
@urielchance8692
@urielchance8692 3 месяца назад
Iri ibenzi rakomenda
@loncychokera8274
@loncychokera8274 2 месяца назад
MaChief why achitonga ari side revarume kunyange pasina humboo
@TsitsiNyamapanda
@TsitsiNyamapanda 3 месяца назад
Mwana uyo achapara ngozi kutaura kwausina kuswera.Avo baba avo vagara vasisade mukadzi hapana evidence apa nxaa
@TheresaMaps
@TheresaMaps 3 месяца назад
Nhaimi mwana kuputsa musha waabereki
@futumukafulangenge9863
@futumukafulangenge9863 2 месяца назад
Ummm musapembedza chihure.
@TsitsiNyamapanda
@TsitsiNyamapanda 2 месяца назад
@@futumukafulangenge9863 there is not enough evidence ava bata here agara asisade mukadzi
@jaspernambala
@jaspernambala 3 месяца назад
Siyana nerombe iro uzorore kutaura haisi type inoroora iyo wanga wakashinga
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 месяца назад
My sister leave him. Neck chain iyo ndeye mukono wetsambarafuta
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 3 месяца назад
Mukadzi hure anourayisa! Mambo vagona zvekuti dhu! Kutopfugamira chikomba kupa mvura zvaasingaitire murume vake 😂😂😂 murume akuwara mukadzi akumuita muranda pamba pake. She deserves everything she got from the chief and she will realise that no one wants her now that she is free. Vanakuda uri mumba, havadi zvechikwekwe newe hure. Nzenza haifaniri kupuhwa musha murume otambura. Ka mxma and good riddance bi7ch! Kkkkkk
@futumukafulangenge9863
@futumukafulangenge9863 2 месяца назад
It seems like the guy is now disabled and the wife is no longer interested but didn't know how to navigate how disentangle out of her situation.
@MaryManyunga
@MaryManyunga 3 месяца назад
Mwana atakura ngozi kuna amai wake apa babaawa ngawasakurudzire mwana wagona enda kucourt
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 3 месяца назад
Ngozi yeyi imbwa imi?! Majaira and muchaita Bho zvenyu 🤮🤮🤮🤮🤮🤮
@farichisunga7120
@farichisunga7120 2 месяца назад
Vakurambidzai henyu kupinda mudare tete asi neunyanzvi hwenyu matipa nyaya kudarika mudare ,mai avo vaneshungu kwazvo kungoti chete nyadzi dzechipfambi kashoma kuzviuraya ,baba ngavanovasiya havo pastand yavo vaenderere mberi nechihure chavo,after all i stand yemusangano,taurai nasabhuku baba munopiwa imwe,mahure aya hatife takaakwanisa,siyayi zvigare.Tete marwadziwa henyu asi a seasoned journalist you must not show your emotions ekunzwira mumwewo mukadzi tsitsi anoroya munobatira.
@DidiBarnard
@DidiBarnard 2 месяца назад
Cy destiny tv ichirambirwa kupinda mudare tiri kudawo mavidio e destiny
@DeelightTobias-z8c
@DeelightTobias-z8c 3 месяца назад
Mmmm mwana uyo grade 5 atoputsa musha 😢😢😢,,bt haisi ngozi here iyo kumwana🤷
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c 3 месяца назад
I ngozi chero akavabata red handed
@nondochirau9664
@nondochirau9664 3 месяца назад
Ini ndiri kufunga kuti mwana akangoona munhu auya pamba kwete kubata varere saka murume ari kuwedzera kuti iite huremu.Anga asisade mukadzi ndosaka aramba kuripwa nokuti haana humbowo.Imbwa yemunhu vana vaakutotambura so
@AdmireChakauya
@AdmireChakauya 2 месяца назад
Mwana mudiki haana chaanoziva asi dai anga akura zve 18yrs anoita ngozi manje achiri mudiki kungobvunzwa kuti ndiyani akauya mumba oti ndisekuru saka Mwana haana mhosva
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 месяца назад
Chief dai mayananisa couple. Mwana chero ari over 18 can be biased pavabereki vake
@layanm5028
@layanm5028 2 месяца назад
Mai awa ihure warikuvharira murume kutaura kkkkk Mai awa attitude yawo inoratidza zvese😂
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 месяца назад
Ko kana riri hure wakam orinyengerei?Waive wakatsinzinya here?
@Clevermabunda
@Clevermabunda 3 месяца назад
Uhmmm tete hazvina kujeka Chief haasi right Itai khuty Mamah avo ngavaende mberi nyaya yavo haina kutongwa zvakanaka
@ernestmbaura3086
@ernestmbaura3086 3 месяца назад
Hapana ngozi apa. Muchimbohurirei vanhukadzi. Vana havanyepi
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 3 месяца назад
Imbwa yemunhu. Anohura vakadzi nevarume ndeupi? Richakaura zidhara iri ranga ragara risisadi mukadzi nekuda kwechihure
@peembano253
@peembano253 3 месяца назад
​@@varaidzomurerwa2971nhai nhai vakadzi vacho vanohura Vega here
@VikkiRajah
@VikkiRajah 3 месяца назад
Yaa but achasuffawo...nhamo plus ngozi
@KayceeDate-p6l
@KayceeDate-p6l 2 месяца назад
I dont think mai ava vane nyaya bcz matauriro avari kuita ari bold enough to prove her innocence. Hapana enough evidence kuti akasvikirwa ari pamba chikomba
@AishaMunemo
@AishaMunemo 2 месяца назад
Duzvii unoti wakaroora wakaisa $50 kuna tezvara kakiti kemunhu
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 месяца назад
Dai makamira baba kuramba mukadzi. Mwana achiri mudiki. Maizobata mega.
@CarolinaMachipanda
@CarolinaMachipanda 3 месяца назад
Chief atadza kutonga uyo. Vana vogara kupi?
@MakahManiki
@MakahManiki 3 месяца назад
Baba ibenzi ava
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 3 месяца назад
Murume ndiye apiwa zvine musoro. Why chief. This is not fair. Patriarchy yacho hey
@rowayimaunganidze873
@rowayimaunganidze873 3 месяца назад
Chihure achibhadhari
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 3 месяца назад
Murume anonyepa mwana anemakuwa anotaura paasina kusewra ende mwana uyu achatambura akaganhira
@jaspernambala
@jaspernambala 3 месяца назад
Anebotso rake
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 3 месяца назад
Wish this could be reversed. The children will loose. Painful
@lovenessjeche3761
@lovenessjeche3761 3 месяца назад
Mwana uyu sei ati chchirikomba pmwe mnhu aingodarikawo waasingazive chikunetsa evidence haipo vadii kuudza mnhu wacho akaonekwa nemwana ari mmba ko mai avo bne zvavanozivasu vkuti mnhu wacho dai asiri weukama zviri mnje ndewe ukama nyya ycho haisikudzwissika
@missmadas203
@missmadas203 3 месяца назад
Ichi chirema chemurume chichatambura for life. In these circumstances hapana mukadzi anouya into a life yemunhu Arambanana nemukadzi wake for nothing. Especially to come and look after him as his carer. Asi zvimwe dai anemari murume wacho but still inhamo yaazvitsvakira Who wants to look after munhu asina chaanounza pamba. Kutogara zvake ega zvaiva nani Ko kuzodzinga vanasikana Not only does he hate mukadzi wacho but he is misogynistic as well. He hates the female humans. I am sure he is already regretting. Vana vanongotaura zvavafunga at times. It could be jealous nekuti vanakomana are protective of their mums and same thing nevasikana are protective of their fathers. Chief should have encouraged kuti mhuri irambe iripamwe chete instead. The same chief ivava will be going to the woman to ask for lulalula Tinedzimwe nhubu dziripazvigaro Watch the space
@nyaraimafi3361
@nyaraimafi3361 3 месяца назад
Team tsakirai kuno ndozvainoita uye harisi team rekuzvarira vana
@MhofuShava-f2r
@MhofuShava-f2r 2 месяца назад
Mai ava maonero angu vanotaurisa zvisingaite am sure this guy is tired of this nagging wife.
@MrtakeleAbuye
@MrtakeleAbuye 3 месяца назад
Mwana azviparira Ngozi uyo
@mandi1288
@mandi1288 2 месяца назад
Ngozi yechii
@trustzuze
@trustzuze 2 месяца назад
But mogona kuita chi journalists imim
@loncychokera8274
@loncychokera8274 2 месяца назад
Pane twumwe twuvana twakavengedzera , baba avo vaonesera mwana wavo havo
@eunicenyandoro8009
@eunicenyandoro8009 3 месяца назад
Amaî srry henyu.. Nyaya yekuona amai vaine chikomba azvitaurwe.. mukoma wandakadzidza naye akabata amai vaine chikomba vkatorara..hwahusiku amai vake Owen chari vakamuka kwakuenda Kuna Owen vasina kupfeka mwana akarohwa nehana kwakuzvisungirira. Rest in peace Owen chari
@YolandaAndile
@YolandaAndile 3 месяца назад
Uuuum zvakaoma
@everythingzim1
@everythingzim1 2 месяца назад
mukadzi uyu ihure chairo remakoko
@Hungwe
@Hungwe 2 месяца назад
Vakadzi vanosvirwa kunze uku
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 2 месяца назад
Kuhura kunonakidza uri pamurume
@trustzuze
@trustzuze 2 месяца назад
Hapana ngozi apo ihure mukadzi uyo
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 2 месяца назад
Ko mai wanodairei wasati wapihwa mukana
@chrissychaks5062
@chrissychaks5062 2 месяца назад
This chief havagonekutonga havo nyaya ma episode avo andawona akawanda and he is not fare aaah
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 3 месяца назад
ummmm mwana uyo hupenyu hwake atova ma1 ngozi chaiyo yaanayo chihure chisina humboo shuwa kushandisa mwana pazvinhu zvakadai mwana uyo atozvitorera munyama kwehupenyu hwese mambo dai matira chikomba chamirira nyaya yacho not mwana😢
@donaldmutede9089
@donaldmutede9089 3 месяца назад
Mdara uyo akadhakwa
@ChrianaMatope
@ChrianaMatope 3 месяца назад
Endai kumberi nenyaya yenyu bcz imba ndeye mukadzi anogara kupi nevana machief haisi kugona kutonga vari kuzvinyirira vanhu it not fear
@chrissychaks5062
@chrissychaks5062 2 месяца назад
This chief lts a no havagoni kutonga
@MelodyMoyo-e4p
@MelodyMoyo-e4p 3 месяца назад
Mwana atakurana ne ngozi uyu 😅😅
@momof3941
@momof3941 3 месяца назад
This woman should go to court not kwamambo, may chiefs ano batirira vana ne vakadzi pa property distribution.
@mucherorichard4670
@mucherorichard4670 3 месяца назад
zvekuti amai vakahura hauna basa nazvo property ndoyaukungofunga zvekuti mkadzi anyengesa kwauri azvina basa munoshamisa imi
@gladysmoyo6368
@gladysmoyo6368 3 месяца назад
Baba ava vanedambudziko chaiyo this unfair, they must sell the stand and divide the money between the two of them.
@tmb148
@tmb148 2 месяца назад
Kumunhu akahura
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 3 месяца назад
Mwana wapara ngozi chihure chamai hachitaurwi nemwana
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 3 месяца назад
Ngozi yeyi mahure imi?!! Imbwa dzevanhu 🤮🤮🤮 NZENZA!
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 3 месяца назад
​@@haroldmurawu1726nhy nhy kusapota zvisina basa
@mamadee2657
@mamadee2657 3 месяца назад
​@@haroldmurawu1726une bitterness iwe asi wakabata mukadzi wako anechikomba
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 2 месяца назад
Kwete kana mukadzi ahura ngaaende ihure iro tarisai kutaurisa
@benmabvudzi4101
@benmabvudzi4101 3 месяца назад
Chief neMurume uyu anenge mabhururu
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 месяца назад
Asi amai vakaita zvavo chihure! Mwana anganyepera amai vake here?
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 Месяц назад
Aunt Lo😂😂😂😂
@blessedmatizira480
@blessedmatizira480 3 месяца назад
Zodofo ramai 😢😢
@fortunatebeaton9640
@fortunatebeaton9640 3 месяца назад
Ngavaende kucourt mai ava vatsikirirwa naChief havana kutonga fair
@NyaradzoChihumwi
@NyaradzoChihumwi 3 месяца назад
Endai mberi amai havana kutonga zvakanaka
@mimmssamuriwo5958
@mimmssamuriwo5958 3 месяца назад
Ndi Chief aniko vanotonga ne demo kudai?
@tichaonakanombirirra3067
@tichaonakanombirirra3067 2 месяца назад
Neck chain kkkk
@mott1241
@mott1241 3 месяца назад
Muchitorerei vakadzi kubhawa
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 месяца назад
Kamurume ketsam arafuta!
@gotwerajohn5058
@gotwerajohn5058 3 месяца назад
Chief Bushu is nothing fairly coz umbowoo hwenyaya yacho
@ngazim1
@ngazim1 2 месяца назад
Yah musatore mahure
@RudoMukombe
@RudoMukombe 3 месяца назад
Yestand Itai apiel
@chiedzanyamayaro1905
@chiedzanyamayaro1905 3 месяца назад
Chief vanopenga shemu
@nozweloncube8788
@nozweloncube8788 3 месяца назад
Chief bhushu ndaimuvimab asi nyaya iyi ayina kutongwa zvakanaka
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 месяца назад
Mwana imboko chete anofa achitambura varume nevakadzi varikutuka mai ava imboko fut
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 2 месяца назад
😂😂😂😂
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 2 месяца назад
Why wadaro
@Hungwe
@Hungwe 2 месяца назад
Vana jess muri mahure ka imi
@JessicaMukora
@JessicaMukora 2 месяца назад
@@Hungwe mhata yako mukosho unobuda mvura satanyoko rombe remunhu hure ndimai vako na mbuya vako zimboro iwe hungwe yekumama iwe
@williammadya-pq1ry
@williammadya-pq1ry 3 месяца назад
Econect bho here padata protection act apo kkkkkkk hanzi ndakapiwa information ne boys dzangu dzeku econet 😢😂😂
@mott1241
@mott1241 3 месяца назад
😂😂😂😂😂 anonyepa
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 3 месяца назад
Akatarisa number dzacho paEco cash uyo kkkkk
@FreebornMuzondi
@FreebornMuzondi 3 месяца назад
Panorwa mikono uswa unoparara
@WinnetMapiki
@WinnetMapiki 3 месяца назад
Kwaaa 100$ kuroora here tsano kakakadaa
@TheresaMaps
@TheresaMaps 3 месяца назад
Stand ngaapuwe mukadzi nevana chief maresva
@mucherorichard4670
@mucherorichard4670 3 месяца назад
unopenga stand ipiwe mkadzi k9 uyo akakuvara makumbo ave chirema anozoita sei haungatika wahura pakugovewa kwezvinhu woda futi stand
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 2 месяца назад
Hure ngariende mwana haanyepi
@TheresaMaps
@TheresaMaps 3 месяца назад
Mopepwa nani baba ,plus chief dai madana chikomba ko mwana achinyepq
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 2 месяца назад
Mai ibhishu awo kuda kutora advantage
@girlyygaming_
@girlyygaming_ 3 месяца назад
Endai kwa Chigodora amai😢
@EniahMahwengwaE
@EniahMahwengwaE 3 месяца назад
Sure kwaheadman Chigodora
@CarolineNdamba
@CarolineNdamba 3 месяца назад
Baba avo vane imwe unorwadza chete
@herbertklyde846
@herbertklyde846 3 месяца назад
Mukadzi uyu anoziva chokwadi
@jesmannyashamufakosemufako5306
@jesmannyashamufakosemufako5306 3 месяца назад
But varume musadaro amana .$50usd munhu kusvika pava nevana 3 shuwa iiii akomana
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 2 месяца назад
Hure rinobisirwa $50
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 2 месяца назад
Ivo mai vaigara nemunhu rume panyaya ipi kana aida mvura vaituma mwana kuti ipa munhu mvura
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 месяца назад
Ma chiefs should be more transparent.Any judgement can still be challenged.Corrupt cabals cannot be tolerated.Nyika vanhu saka vanhu havatongwe vanotungamirirwa.The powers wielded can still be questioned.No absolute decisions.Muhupenyu ngationesane!🇿🇼✊🏿🇿🇼💝🔥
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 2 месяца назад
You are right mami, endai kucivil court. Mwana apinzwa kuzopa evidence is under age. Imhosva iyoyo.
@BarnabasFavanhuRwodzi
@BarnabasFavanhuRwodzi 2 месяца назад
Stand haitongwe kwaChief but kuMagstrate court
@KudzaiMagombedze
@KudzaiMagombedze 3 месяца назад
Mambo mandirwadzisa ... Kwengu nguva dzose tinongoona muchiti vaendai kumba munogara zvakanaka koava mavarwadzisirei veduwe vana ndovachatambura havo
@St-G2
@St-G2 3 месяца назад
Mogo painterview mira mfanha unotosvora Stella uyo
@Neddyfesteji
@Neddyfesteji 3 месяца назад
Nyaya inotaurwa sezvairi amai ava itsotsi. Humbowo huripo asi kwave kuhwanda nechigunwe . Ngavaende kurimwe dare
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 3 месяца назад
Mwana akataura uyu nehudiki hana kuziva kuti azviparira ngozi grade5 hana kuzviziva kuti vabereke vanorambana
@tauraikabwabwa
@tauraikabwabwa 3 месяца назад
Amai ava itsotsi mwana akataura chokwadi chaakaona vakadzi havabvumi vakangofanana nevaroyi havabvumi kunzi vanoroya kunze kwekunge abatwa red handed
@peembano253
@peembano253 3 месяца назад
Mwana uyo azviparira, obvious mkadzi wababa hapana paanogara naye mushe ,achavademba mai vaari kudzingisa so
@Tulanetaranhike
@Tulanetaranhike 3 месяца назад
Mmmmm uyu wamunoti Chief Bushu uyu mmmm, haagone kutonga, ko stand haisi yevana hre, ko evidence munayo hre mmm, handiti dai mati hati tonge makuhwa kusvika chikomba chabatwa
@fatimangelekele
@fatimangelekele 3 месяца назад
😂😂😂😂Hanzi hama dzangu ndodzakakurapisa kagumbo ako
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 3 месяца назад
mai ava vangatore zvawo mamwe matanho yes but kutsanangurwa kwa zvaita mai avo ihure .akuna ngozi inotevera mwana uyo ,kudenga kunewo matare ,mwana apupura chokwadi chese chisina nhema
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 3 месяца назад
Kuunza mwana to testify against mai vake was not very wise. Mambo dai varamba kuti mwana haauye kuCourt.
@JacobDembedza
@JacobDembedza 3 месяца назад
Murume iwe chengeta vana vako makahurirei mwana achiona mosvodesa mai imwi indai kumusha kwenyu
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 3 месяца назад
Mwana uyu zvichamuomera kana zvakunetsa mambo havaone baba vake havaone ummmm
@AishaMunemo
@AishaMunemo 2 месяца назад
Chief vatadza kutonga ava uuuh, kamurume aka kambwa kaduzvi kemunhu
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 3 месяца назад
But how come munhu akumbira mvura chete osvikirwa nemwana achakagara nhy ange achiri kuitei
@b1nice923
@b1nice923 3 месяца назад
I think it was not fair kuti chief vaite mwana mufakazi nekuti mai vane ngozi
@MarianMuzivei-dl5lt
@MarianMuzivei-dl5lt 3 месяца назад
Mwana uyu muduku plz regererai mwana veduwe atadza hake
@jaspernambala
@jaspernambala 3 месяца назад
Zvino stand yatorwa mwana uya anoendepi
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 2 месяца назад
​@@jaspernambalakkkkk vadaro wani maivatshwo kuty uchatambura
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 3 месяца назад
Stella muusha 🎤 live and direct 🎤 the village density TV
@JacobDembedza
@JacobDembedza 3 месяца назад
Mukadzi uyo arikuvharira zvaakaita
Далее
КВН 2024 Встреча выпускников
2:00:41
ХОМЯК ВСЕХ КИНУЛ
10:23
Просмотров 583 тыс.
Murora Akasimudzira Vamwene Demo Hondo Pamusha
26:24
Просмотров 34 тыс.
Ndakaba Jewellery Re 80USD Ndakadhakwa NeDombo
24:52
Просмотров 35 тыс.