Тёмный

Mukadzi Atema Murume Nebhemba Mumusoro 

TICHKACH MTV
Подписаться 60 тыс.
Просмотров 21 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 79   
@MoreMdeke
@MoreMdeke 25 дней назад
Interview wakadhakwa big Tym ndapedza
@SukaiMasvingise
@SukaiMasvingise 26 дней назад
Imi vabereki fambirai mwana wenyu akadyiswa and mukadzi uyu ane ngozi
@SMWMULTI1
@SMWMULTI1 23 дня назад
endai kwaTinashe M ugabe muzive muzukuru ndewenyu here
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 26 дней назад
Mutori wenhau unomhanya kubvunza apa munhu achiri kutsanangura ega. Potai muchipa vanhu nguva yekutsanangura mozobvunza after.
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 26 дней назад
Amwene how come mzukuru anotadza kuyamwa imi muripo kutadza kuona from day 1
@user-xh9ur3gk8b
@user-xh9ur3gk8b 26 дней назад
Vaizviona sei ivo varipa wheelchair
@dasilva8081
@dasilva8081 17 дней назад
Akapfuhwirwa musha wese .kuzingaira kusazia zvaanooyita eshe
@user-pg7wq7lm9p
@user-pg7wq7lm9p 10 дней назад
Mukadzi akaoma uyu
@evachipunza907
@evachipunza907 26 дней назад
Mutapi we nhau pls takumbirisa anyarara kutarisa or kubvunzisa siyai munhu vataure akanyarara tarisai mukoma Robert zvavanoita or Dreamers mudzidze aah nhaiii😢
@patronelagwela6159
@patronelagwela6159 26 дней назад
Interviwer please!!!!!Allow your interviewees to tell their story....it's so difficult to listen when you keep interjecting...I failed to finish watching....too many interjections nemahorayiti hokeyi
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 20 дней назад
They don't even read macomments and don't learn at all
@dasilva8081
@dasilva8081 17 дней назад
Mwana haasi wepo.uyo mzukuru ayiramba kuwamwa ,chimbobudai ana mbuyawee..akauya nemimba musikazie
@SylviaJonga
@SylviaJonga 26 дней назад
Akagadzirwa mwana wenyu nemushonga chaiwo fambayi nemwana
@TandaiChipeta
@TandaiChipeta 21 день назад
Mkoma tichkach dzidzisa vana avo basa
@user-xx6eq5ug1t
@user-xx6eq5ug1t 26 дней назад
Mukadzi uyo i mhondi uye i hure chairo ko moyo wakaipa kudaro
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 15 дней назад
Ngaasiyane naye anengozi ..unozotouraiwa
@Anolisi
@Anolisi 7 дней назад
Siyai munhu ataura nyaya yake touch kupindura mukubvamatirasisa
@user-ho6kp1rt7t
@user-ho6kp1rt7t 26 дней назад
Vatete vakadyisa mwana wevanhu porisi vharirai mhondi
@ChipoChitimbe-k9w
@ChipoChitimbe-k9w 26 дней назад
Anemhepo muroora uyu
@TinasheKamhapa
@TinasheKamhapa 26 дней назад
Rubatsiro anoda rei nhai pakadai pamwe mwana wavo ndiye akatanga kubata bembar kwakukurirwa
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 26 дней назад
Ma1 chaiwo 😮😮😮
@cathrinetaurayi6764
@cathrinetaurayi6764 22 дня назад
Hausati wakugona iwe
@user-fg3rf4xj5d
@user-fg3rf4xj5d 21 день назад
Tisataure mazita
@pokellokingz
@pokellokingz 16 дней назад
Interviewer iloss chaiyo musapinzane mabasa pachozivano pliz xviripachena kuti hapana chinoziikanwa
@PreciousChikwede
@PreciousChikwede 25 дней назад
Journalism yacho ikudzidzirwa kupiko? Let them explain and ask when necessary tinzwe nyaya zvizere.
@ttfam8742
@ttfam8742 26 дней назад
Muroora ane mhepo dzake asi matauriro amai ava havana kumboda muroora. Ndaverenga mamwana wangu mwana wangu akawanda, vakuita kunge vaivepo
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 26 дней назад
Kana vasina kumuda ko murume wako kutema musoro Inga wanga vakugara kwavo vega wani
@SurprisedCasualShoes-xc9ce
@SurprisedCasualShoes-xc9ce 12 дней назад
Interviewer kkk mapombi ndo type dzama kuhwa chaidzo 😂
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 26 дней назад
Mwana haasi wemumusha imomo ndosaka akaramba kuyamwa
@AleckDube-iu6nv
@AleckDube-iu6nv 26 дней назад
True
@user-tn2bk6ui1r
@user-tn2bk6ui1r 16 дней назад
Unedzungu iwe rega mutauri atsanangure
@margiendlela8356
@margiendlela8356 26 дней назад
Zvakaoma yoh
@mishecknkonzo4805
@mishecknkonzo4805 26 дней назад
Regai inzi tichkach sure ichiri yakasara sure Dai mamboti upgradei soo
@user-tm7rp9lm9o
@user-tm7rp9lm9o 23 дня назад
Mukadzi uyu ndewegozi tete vacho vanozviziva
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 25 дней назад
Akadyiswa mwana uyu😢😢😊
@shebs2207
@shebs2207 23 дня назад
Interview unotaridza kuti basa uchazorigona isanyanya kupindira pindira rega munhu atsanangure nyaya yake usingapindiri you have a bright future dear for a start wazama wo
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 26 дней назад
Zvakaoma kutorana ne mhepo. Mhondi yemukadzi ukateme time murume wako kudaro. 😢😢😢😢😢😮😮😮
@jessicakanoyerera3587
@jessicakanoyerera3587 26 дней назад
Nyaya inonzwisisika kana varidzi venyaya vachitsanangura vega
@DesireeNyamasoka
@DesireeNyamasoka 23 дня назад
Kobhembha akariwanepi there's something fishy about the story,sezvo vabereki vakavenga muroora . Mwana wavo pamwe anga akuita chikorokoza
@PatriciaKushaya
@PatriciaKushaya 22 дня назад
Ane ngozi makoti, muchaurairwa mwana.
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 11 дней назад
Jeri ko kungobva hako pane kutema Munhu kudaro
@user-fh3ny4iy5l
@user-fh3ny4iy5l 26 дней назад
Imbopai munhu mukana wekupindura kubvunza ndiko kudiiii kadofo
@user-cz7ku9vd4c
@user-cz7ku9vd4c 16 дней назад
Mibvunzo yacho anoziva nyaya haapiwio mukana hre nhy miraika vataure Vega yoooo
@user-hg1ve6zc9m
@user-hg1ve6zc9m 26 дней назад
Journalist speed yakanyanya kani
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 21 день назад
Iri zimbuya iri rine big problem bcz sagogo ndovaifana kuita care nemuzaya wavo from day one kuti murowora mwisa mwana akuchema achitobva kunozvarwa but vakuti Tonawanda mwana achichema zuva nezuva ndokutii zimbuya irika
@SylviaJonga
@SylviaJonga 26 дней назад
Chai 🙆😮
@ChamwaMabhunu
@ChamwaMabhunu 23 дня назад
Anemhepo muroora
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 21 день назад
Mai ava varipa cheya hapana kana chavanotaura chinemusoro nyaya yavo haina mberi or kumashure bcz as mama way vange vasina kana care nemuzaya wavo
@TatendaGundura
@TatendaGundura 25 дней назад
Tarisaiwo vamwe vanointerviewer mudzidze
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me 26 дней назад
Uuuuuum zvakaoma sure nhai veduweee mhondi chaiyo yemkadzi
@tendaimadamombe7255
@tendaimadamombe7255 25 дней назад
Endiai kumachechi anonorutsisiwa
@BrianNkomo95
@BrianNkomo95 26 дней назад
Murume akadyiswa uyo
@ChamwaMabhunu
@ChamwaMabhunu 23 дня назад
Muroora ngàende kumusha kwake asati auraya munhu
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 26 дней назад
D.N.A. tests needed pava zukuru also mukadzi ngaapihwe gupuro aende kumusha awake. Imhondi iri pachena. Mhedzisiro muchapondwa mese nemuroora uyo😢😢😢😢😢😢😢😮😮😮😮
@user-ew3sx9ig8q
@user-ew3sx9ig8q 25 дней назад
Family iyi iri soft zvakanyanya
@user-hk8pt2id3h
@user-hk8pt2id3h 26 дней назад
Ayaas zvakaoma shuwa
@margiendlela8356
@margiendlela8356 26 дней назад
Makadini ba Dee ne mhuri
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 26 дней назад
Murori wenhawo dzikama please haà vacharondedzera cy nhaiwe
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 23 дня назад
Interviewer akadhakwa
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 26 дней назад
Hezvooo
@eunicenyandoro8009
@eunicenyandoro8009 26 дней назад
Vakadzi vapanduka
@vincentndlovu4380
@vincentndlovu4380 23 дня назад
Mwana akaramba kuyamwa sometimes its a sign kuti haasi mwana wedzinza iroro, vaendesei ku DNA kea Tinashe
@sammychani5594
@sammychani5594 26 дней назад
Ndakundikana kupedza kuoona nenyaya yainterviwer kutaurisa byeeeee
@LinahAgushama
@LinahAgushama 23 дня назад
Endai nemwana kwamukotsanjera arutsiswe mwahonde umo
@jabulilesikhakhane4242
@jabulilesikhakhane4242 25 дней назад
Eish😢
@fortunatebeaton9640
@fortunatebeaton9640 25 дней назад
Aaah madam interviewer mune speed
@ssam1430
@ssam1430 26 дней назад
Yaaa imhondi akaputira BUMMED wire muhuro wenurume
@sammychani5594
@sammychani5594 26 дней назад
Yooo yooo sisi journalist plz regai munhu atsanangure ,don't interrupt
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 26 дней назад
Vana ve Zimbabwe ngativei vanhu kwavo
@user-gr5fe6kx1w
@user-gr5fe6kx1w 23 дня назад
Yooo ngaarambe mukadziuyezve DNA test yodiwa apa
@sindy308
@sindy308 26 дней назад
Mutori wenhau you need a lot of lessons about how to do interviews. And how to end your interviews.
@user-gf8yg8lk5w
@user-gf8yg8lk5w 26 дней назад
Vana vapanduka
@EniaChinyani-hv8se
@EniaChinyani-hv8se 23 дня назад
Yoo interviewer unedzungu rakanyanyisa, can't you just let the person explain without interfering...takungonzwa voice rako chete zvirikutaurwa nemunhu hazvichatonzwika...please give us a new interviewer anoziva zvaanoita.Dzungu ndereiko
@esternduna3635
@esternduna3635 26 дней назад
DNA yevazukuru needed
@ashtonchikozho22
@ashtonchikozho22 26 дней назад
Mface ari pama1 chaiwo . Vehukama ngava pindirewo ka nhai veduwee
@VallenChikunda-fh1rr
@VallenChikunda-fh1rr 26 дней назад
😢😢😢😢
@JoyceKaranda
@JoyceKaranda 25 дней назад
Kana vakadzi tanetswa nevarume ibvai not kukuvadza munhu mhondi yemunhu
@ashtonchikozho22
@ashtonchikozho22 26 дней назад
Mhedzisiro yake kuurawa chete
@tsitsihugya
@tsitsihugya 26 дней назад
Uuuum interviewer uyu anomhanyirepiko naiweee Ticha uyu hatimudi zvachose chose tsvaga umwe or ita wega yooooo unomhanyirepi
Далее
Hosiah Chipanga Padare Rachief Mutasa
19:12
Просмотров 18 тыс.
Что думаете?
00:54
Просмотров 560 тыс.
Презентация iPhone 16 за 4 минуты
04:00
ДОКАЗАЛ ЧТО НЕ КАБЛУК #shorts
00:30
Akabata Muzukuru Wake Ane 13years Chibharo
1:03:15
Просмотров 23 тыс.
Mwana Vangu akandipisira Mumba  Dare Rachief  Mutasa
26:34