Тёмный

Mukadzi Wa Winky D Tazomuwana ❤️😍 

Panonzi Pano
Подписаться 106 тыс.
Просмотров 45 тыс.
50% 1

Winky D ‘s Wife

Развлечения

Опубликовано:

 

12 янв 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 80   
@nyashamoyo5057
@nyashamoyo5057 5 месяцев назад
Winky haatozive mkadzi wake imimi ndimi mozoda kumuziva manje😂😂😂......maZimba nyaya dzevanhu munodzida fani
@Better-Pro
@Better-Pro 5 месяцев назад
Ndiye ari kutora photo iri 😂😂😂😂😂😂
@user-ve6jg9ud7h
@user-ve6jg9ud7h 5 месяцев назад
Anozikanwaa nehama dzake nema neighbors .Muri kudaa Winky music or mkadzi wake vanhu sooo kkkk
@obeydhlakuseni7786
@obeydhlakuseni7786 5 месяцев назад
Mukadzi wa winky hapana anomuziva winky anoita zvinhu zvake private so family yake hamufe makaiziva
@finan9296
@finan9296 18 дней назад
Saka kana wauya uchiti mukadzi waWink tamuwana wapedza wakuti bvunza futi Inga uri duzvii
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 5 месяцев назад
Ndaseka kuti pose ye avo vane mbizi....
@user-yi4yu6vy1b
@user-yi4yu6vy1b 5 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu ndozvamunoda mazimba kuda zvinhu mnj haapo apa mkadz winky
@abigailzvirawa2719
@abigailzvirawa2719 5 месяцев назад
😂😂😂😂 ukwane iwe
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 5 месяцев назад
Kkkkkkkkkkkk aaaa mashoko ako sooo😂😂
@peacemvere2636
@peacemvere2636 5 месяцев назад
Its the uyo ane dress rembizi for me n the one akatora photo😂😂😂😂😂😂😂
@sharonradzokota7110
@sharonradzokota7110 5 месяцев назад
Veduwekaa ndaseka ini😂😂
@weruzaninyonly7858
@weruzaninyonly7858 5 месяцев назад
The one wearing glasses she is Wallace’s wife but these days akagerwa ladies cut nekaLine ndokuisa tint But fellows let us all be realistic about this…… what’s the main reason behind Wallace hides his family to people, ko iye arikuda kutorera Winky mukadzi ndiani….
@lovethgwaze
@lovethgwaze 5 месяцев назад
Hapana mukadzi waWinky apa was working sananny waTayenda 2015 ne2016 kumba kwake
@starrcaramia
@starrcaramia 5 месяцев назад
Haaa tsek😂
@makomborerofrancesca
@makomborerofrancesca 5 месяцев назад
None of the above 😌
@PanganaiChaparadzaTafirenyika
@PanganaiChaparadzaTafirenyika 5 месяцев назад
Bem mano ecas porqm booooooooooooo mas vc pode ir
@user-qe9uf4wf3p
@user-qe9uf4wf3p 5 месяцев назад
Iweka
@carolinechingobe7999
@carolinechingobe7999 5 месяцев назад
Nhai weduwee 😂😂😂😂😂
@NetsaiManongwa-ro2us
@NetsaiManongwa-ro2us 5 месяцев назад
Pakaip 😂😂😂
@hannahdaki4117
@hannahdaki4117 5 месяцев назад
Hezvo ndaiti mungezi wemugadheni Gemma
@user-ib8dr9bi7h
@user-ib8dr9bi7h 5 месяцев назад
Atineyi nazvo
@wadzanaichanga9813
@wadzanaichanga9813 5 месяцев назад
Siyana na winky iwe hee haagoni kupfeka kudii kwacho kwana
@munyaradzikamenzva1019
@munyaradzikamenzva1019 5 месяцев назад
Kana mashaya nyaya nyararai zvenyu
@sibonginkosimlawuzi2079
@sibonginkosimlawuzi2079 5 месяцев назад
Winky dai angoratidza vanhu vazorore
@user-vf6dn1iv5q
@user-vf6dn1iv5q 5 месяцев назад
Zvakaoma munozvi tsvagireiko achangozo buda kana time yakwana
@donaldbayai9816
@donaldbayai9816 5 месяцев назад
Aripakati ndiye mukadzi wake
@Mupiniforex
@Mupiniforex 4 месяца назад
😂😂mahwina
@AdzoSeparator
@AdzoSeparator 4 месяца назад
Haaa nyuzi dzako ndedze kumama
@tapiwa6242
@tapiwa6242 5 месяцев назад
Kutsvaga maviews uku😏
@user-gn8gb1gg1j
@user-gn8gb1gg1j 5 месяцев назад
Haapo
@PiwaiMajaya-tr7mb
@PiwaiMajaya-tr7mb 5 месяцев назад
Mukadzi wa winky munombomutsvagirei chaiko
@HappyAzaleaFlower-fi6tv
@HappyAzaleaFlower-fi6tv 5 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂 hanzi winky wacho ameno kut anopfeka sei kkkkk pandikuvadza ipapo
@peewekwamuregi7645
@peewekwamuregi7645 5 месяцев назад
𝑊𝑖𝑛𝑘𝑦'𝑠 𝑙𝑖𝑓𝑒 𝑤𝑎𝑠 𝑘𝑛𝑜𝑤𝑛 𝑎𝑐ℎ𝑖𝑟𝑖 𝑘𝑢𝑔𝑎𝑟𝑎 𝑘𝑢𝑀𝑢𝑓𝑎𝑘𝑜𝑠𝑒 𝑎𝑐ℎ𝑖𝑟𝑖 𝑚𝑘𝑜𝑚𝑎𝑛𝑎 𝑝𝑎𝑦𝑎 𝑎𝑛𝑑 𝑒𝑣𝑒𝑟𝑦𝑡ℎ𝑖𝑛𝑔 𝑎𝑓𝑡𝑒𝑟 𝑡ℎ𝑎𝑡 𝑟𝑒𝑚𝑎𝑖𝑛𝑠 𝑎 𝑚𝑦𝑠𝑡𝑒𝑟𝑦
@MikelSavage-px9vd
@MikelSavage-px9vd 5 месяцев назад
Hamuna nyaya
@DylanAnodaishe
@DylanAnodaishe 3 месяца назад
And mglass
@slimjosh735
@slimjosh735 3 месяца назад
I believe in your last words kut akatora photo ndiye
@kumbiraigobvu3691
@kumbiraigobvu3691 5 месяцев назад
Saka waunzirei nyaya yacho
@mnaarzmusiconline5101
@mnaarzmusiconline5101 Месяц назад
Momudii
@user-eb3ny4rb6u
@user-eb3ny4rb6u 5 месяцев назад
😂😂 dzopenga washaya nyaya hre
@user-ww6kf3xe8z
@user-ww6kf3xe8z 5 месяцев назад
Zvakaoma panonzi pano sure
@PanganaiChaparadzaTafirenyika
@PanganaiChaparadzaTafirenyika 5 месяцев назад
Gw🎉🎉🎉🎉
@matifadzatadiwamubako7732
@matifadzatadiwamubako7732 5 месяцев назад
Hayewawo bosha uyo ane red uyo tibvirei imi kana muchida kumuona tibvunzei 😂😂😂
@hazelchitukutuku
@hazelchitukutuku 5 месяцев назад
Unopenga iwe
@BrianTakamanikwa-cn1dm
@BrianTakamanikwa-cn1dm 5 месяцев назад
Haaa tibvireipo mukumbo mudiiko mkadz wake
@user-qk1li8cf2m
@user-qk1li8cf2m 5 месяцев назад
Ndozvinei izvozvo nyangwe tikamuziva
@Erasmus-xm2ln
@Erasmus-xm2ln 5 месяцев назад
mbanje
@libzwikpadia7052
@libzwikpadia7052 5 месяцев назад
Maimudii
@nayie99
@nayie99 5 месяцев назад
Kkkk so mukuti kubva winky atange kupisa until now hapana ATI ambomuonawo ane mukadzi wake here? Iih kubva he's very private zvee yoh
@braisioncechikaka1268
@braisioncechikaka1268 5 месяцев назад
Ko iwe ? Unani?
@nayie99
@nayie99 5 месяцев назад
Zvineyi newe ​@@braisioncechikaka1268
@ngoma2080
@ngoma2080 5 месяцев назад
saka kana tamuziva?😮
@BlessingMucheche
@BlessingMucheche 5 месяцев назад
Haa iwe pfutseke mhani iweee ita life yako mhani
@user-hd5rw1xb3y
@user-hd5rw1xb3y 5 месяцев назад
Mukadzi wawinky ndiye aitora picture
@nomsatarara6378
@nomsatarara6378 4 месяца назад
Nhymi maneighbours a winky matadza neiko kutiudzawo nezvemkadzi wake tatambura ndati kkkk
@bramike1085
@bramike1085 5 месяцев назад
Siyanai neGafa
@user-ys5bo7lp9n
@user-ys5bo7lp9n 5 месяцев назад
Muno mudii
@IsheanesuDanu
@IsheanesuDanu 5 месяцев назад
Hapana mai taenda apo get away
@marina_the_comedian
@marina_the_comedian 3 месяца назад
Kkkkkkkkk washaya
@Washieoficial
@Washieoficial 5 месяцев назад
Mukwane imi mapindwa nei koo
@RANDYFOCUS
@RANDYFOCUS 5 месяцев назад
Panonzi pano shuwa 😂😂😂😂😂😂
@keithnyazenga7538
@keithnyazenga7538 5 месяцев назад
kkkkk hanzi ini ndoti mukadzi wa Winky ndiye akutora photo
@fortunatekashambe9796
@fortunatekashambe9796 5 месяцев назад
😂😂😂😂Ndaseka hangu paadaro
@mbongenimbongeni555
@mbongenimbongeni555 5 месяцев назад
Hanzi atora photo ndiye
@EsnathDube-vm2mh
@EsnathDube-vm2mh 5 месяцев назад
😂😂😂
@malcnigelfani166
@malcnigelfani166 5 месяцев назад
Hapana mkadzi wa Winky
@richardrupondo9044
@richardrupondo9044 5 месяцев назад
panonzi pano zvedi
@larriermusic
@larriermusic 5 месяцев назад
Musatanyoko wako
@stephenchadoka7609
@stephenchadoka7609 5 месяцев назад
Hanzi maoko muhombodo 😂😂😂😂
@user-pu4jn8tz1k
@user-pu4jn8tz1k 5 месяцев назад
Ko kuzenge mamuziva
@audreyruvimbo54
@audreyruvimbo54 5 месяцев назад
😂😂😂😂
@user-ji1sj6zg7k
@user-ji1sj6zg7k 5 месяцев назад
mhata yako
@user-xz7kt4xk8n
@user-xz7kt4xk8n 5 месяцев назад
Muchakaura Moda zvinhu zvevanhu
@user-ln6gp2zm4y
@user-ln6gp2zm4y 5 месяцев назад
😂😂😂😂
@user-vd8yv2ly4w
@user-vd8yv2ly4w Месяц назад
usapote uchiuya nenyaya dzisna kzara panapa
@ChristyMapasure
@ChristyMapasure 5 месяцев назад
😂😂😂😂
@user-royalsidah
@user-royalsidah 4 месяца назад
😂😂😂😂😂
@user-pr5os1iv2z
@user-pr5os1iv2z 5 месяцев назад
😂😂😂😂😂
@user-hc4ks7xu4f
@user-hc4ks7xu4f 5 месяцев назад
😂
@natashayakubu7996
@natashayakubu7996 5 месяцев назад
😂😂😂😂
Далее
S06 PaGhetto Episode 15
27:44
Просмотров 383 тыс.
Gemma ndiye mukadzi wa Winky D 😳
2:55
Просмотров 16 тыс.
Winky D ft Gemma Mugarden Live Uk
4:27
Просмотров 36 тыс.
Headman Chigodora Chikwambo chaBABA
53:13
Просмотров 324 тыс.
OCD x PaGhetto - Kuzvigaira Pt. 4
12:27
Просмотров 248 тыс.
Был же момент?😂
0:11
Просмотров 7 млн
Идеальный день ребёнка😂
0:11
Просмотров 2,5 млн
Был же момент?😂
0:11
Просмотров 7 млн