Тёмный

Mukadzi Wangu Anorova Kwese, KuShabeen neChipostori. Tezvara Voti Ndibvise Mari Yei Pamunhu Akadaro 

Nhimbe TV
Подписаться 12 тыс.
Просмотров 3,4 тыс.
50% 1

Tezvara vauya kuDare vachida roora ravo kumukwasha asi voshamisika vachinzwa kuti mwana wavo wavanofunga kuti mupositori anotorara kuShabeen zvake.

Опубликовано:

 

13 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 16   
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 20 часов назад
Ukangoona mwanakomana aakubatsirwa kutsanangura nyaya dzake nababa vake wotoziva kuti hapasisina zvefamily. Anababa vanenge vasisade mukadzi and mwanakomana haana pfungwa uye atonzi nevabereki ramba mukadzi patova neumwe
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 дня назад
Madanidziro $300 shuwa; idunhu ripi iri? Kunenge kudhura asi ndazovona hangu kuti paRugaba vakachipa pose; saka kuda zvinongozofanana hazvo kuTotal dzacho since vakachipavo kunana Rugabavo
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 2 дня назад
But sei nhasi mambo maudzirwa narespondent Handisati ndamboona muchibvuma kuti munhu ataure mabhadhariro aanoda
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
😄😄😄
@AgnesNemaunga
@AgnesNemaunga 2 дня назад
Murume uyo waona kuti mudzimai vana wavandisa ,vakadzi ngwarirai kundopiwa vana munonetseka murume uyo awa kuda zvitsva, munochembera nenhamo
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 20 часов назад
Kafurirwa nababa. Vanhu ava vanenge vakawanana mubhawa saka mukomana aakushorwa kuti akawana hure aakunyara.
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 20 часов назад
Chimukomana icho chakapusa chinoudzirwa zvekuita nababa saka chotoita kunge chizungairwa.
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika 2 дня назад
Ndaona hangu kunge musina kupawo murume uyo nguva yekutsanangura
@MarjoryMaphosa-v1s
@MarjoryMaphosa-v1s 2 дня назад
Nhau iripo ndeye pfuma hapana zvakawanda zvekutsanangura ndosaka anzi yemukadzi wako iyo unouya nayo payo yega ne chikomba chacho
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 2 дня назад
Shabeen Queen 🙈🤸‍♀️🤸‍♀️🤸‍♀️
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤭😄😄😄
@pedzisaizambezi1416
@pedzisaizambezi1416 2 дня назад
Ko nhai mambo munhu akarambwa handiti anoenda kumusha kwavo here . Opiwa maintenance ari ikoko. Ndopamunozoona vanhu vachiurayana nekuda kwekutinuyu mukadzi akuita chihure ari pamusha vevanhu . Ko kana pane zvinokwanisa kugovana madii kuti vagovane mukadzi odzokera kwavo .
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 2 дня назад
Uyu musha ndewe mukadzi nemurume vakavaka vese.Saka vans voita mombe dzemashanga here.Ukaona mukadzi achihura murume anenge ane problem.Musade kudzvanyirira vanhukadzi.Zimbabwe ndeyemunhu wese..Noone can own another person.Zvinon
@Chidhuwa
@Chidhuwa 2 дня назад
@pedzisaizambezi Iye murume ngaadzokerewo kumba kwavo 😂😂😂
@nhimbetv
@nhimbetv День назад
🤭😄😄
Далее
HUROYI .HOT STORY DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
24:38
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
GENIUS FOOD HACKS 🍰 #shorts
00:36
Просмотров 15 млн
Авто уровни Happy Glass level 604 - 606
00:49