Тёмный
No video :(

Mukomana Anemakore 11 Akanga Avekunorombesewa NaTapiwa Nyamanhindi (14) KuChipinge Anorewurura 

Saint Tv
Подписаться 136 тыс.
Просмотров 104 тыс.
50% 1

Mukomana Anemakore 11 Akanga Avekunorombesewa NaTapiwa Nyamanhindi (14) KuChipinge
#TapiwaNyamanhindi #KudaRashman #Chipinge #Harare

Опубликовано:

 

6 окт 2022

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 288   
@nancysibiya2826
@nancysibiya2826 Год назад
N’anga idzi ngadzisungwe kuuraya generation yamangwana uku.😭
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Год назад
This is so sad.zvinoda vanhu wakura zvekunoromba izvi.asi mati dzingasungwe hr n'anga nekuti wanoti hatinakuwadaidza vauyawega
@Militarya549
@Militarya549 Год назад
Aaaa kusunga munhu ari pabasa rake here azviko bcz ane mapaper acho zvakafanana nekuti toti campany inogadzira pfuti ngayisungwe zvinoita here
@thomasmanwere6955
@thomasmanwere6955 Год назад
@@Militarya549 yes inosungwa kana yava kutyora kodzero dzevana ,kutengesera pfuti mwana kunosungisa same as kupa mishonga yakadai kuvana kunotosungisa
@theafricanprincess8906
@theafricanprincess8906 Год назад
@@Militarya549 Inga vanotengesa doro nefodya vane mapepa ekuti vatengese asi imhosva kutengesera Vana vadiki.
@talithadube6468
@talithadube6468 Год назад
Ndiayani anosunga n’anga inodaro
@tenduchess5865
@tenduchess5865 Год назад
Apa ngaanake kamwana aka veduwe with bright future and full of life ahead Shem vabereki kana varipo sure simbai kunamata vana vaendwa navo na Satan ava
@nakisomadzivire6915
@nakisomadzivire6915 Год назад
Sekuru kaa this is beyond scary . Dai vanhu tasiya zvekuzvara kana tisingadi kuzochengeta vana ava. Honai how innocent this guy is looking and talking. Am hurt.
@realxxbase3424
@realxxbase3424 Год назад
Haaaa life ma 1
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 Год назад
Apa hapana zvirikuita vanhu kunze kwekuzvarana.
@paidamoyo3081
@paidamoyo3081 Год назад
Mmmmh ndabatikana
@julietchirova185
@julietchirova185 Год назад
This is soo touching. Tiri kubva kupi tiri kuenda kupi veduwee
@daglasmoyo1442
@daglasmoyo1442 Год назад
Vana Mai, Baba, Sisi, Mkoma, Sekuru, naana Mbuya, chatakatadza CHIIKO naimwi se mhuri ye Zimbabwe?????
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 Год назад
Chengetai vana venyu, nyika yaipa iyi, munopedzwa mhuri yose nevadiki ava
@Jaicee
@Jaicee Год назад
Uncle Saint please do your best to protect this child , with God's help please 😭😭😭😭moyo wekubereka wandibata
@dianamainana4910
@dianamainana4910 Год назад
Sekuru please take this child with you, he might be used na Tadiwa ❤
@richardmaisiri4109
@richardmaisiri4109 7 месяцев назад
Thumbs up fi Uncle Saint
@patiencemutakani2952
@patiencemutakani2952 Год назад
Uuuum zvakanaoma ndabatikana ini Mwari chengetai vana vedu 😭😭😭
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 Год назад
Mwari ndisesekedzei ndisiye vana vangu vayaruka zvinorwadza izvi.
@debby-h2k
@debby-h2k Год назад
Kunzima , abantwana bethu abasekho safe.
@veronicawekwadick8182
@veronicawekwadick8182 Год назад
Uncle batsira mwana, now panyaya iyi kuda aita mwana mudiki nyaya yakumuremera so imi uncle semunhu mukuru chikumbiro changu kut muchitora nyaya iyi mupfuurire mberi nayo 😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔😭😭😭💔💔😭💔😭💔🇧🇼
@barbramazuru7126
@barbramazuru7126 Год назад
Mwari baba chengetaiwo mhuri dzedu nyika yavekutyisa
@nomazuludube1926
@nomazuludube1926 Год назад
Touching story uncle Saint help this innocent soul bfo being used by Tadiwa.
@nomazuludube1926
@nomazuludube1926 Год назад
Sorry i meant tapiwa
@eustinagundani4518
@eustinagundani4518 Год назад
Ndokwakabva vana HmGinimbilte handiva trust vapfana vechidiki ivava vanoZviti mbinga
@dianamainana4910
@dianamainana4910 Год назад
You are rite dear taura hako.
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Год назад
Uncle mwana anonochekereswa uyu ngaasaende akanzi huya nemunhu wesacrifice mmmm zvotyisa izvi
@1pabz
@1pabz Год назад
Kule this child is too young to have his face and voice exposed on social media platform. Next time distort the face and voice to the public for safe guarding purpose please. Mwana anogona kuzongo batwa nevatumwa ven'anga idzi. Protect children please 🙏🏽🙏🏽
@luisagonye5540
@luisagonye5540 Год назад
Hazvisi nane here kuti tione face yake so that kana pane hama dzake dzumuona dzobva dzamutora
@1pabz
@1pabz Год назад
@@luisagonye5540 Safe guarding is must to kids because child can be targeted and is defenseless. Kule has personal info with regards to the child's identity 🆔
@johngwenzi3103
@johngwenzi3103 Год назад
Hapana APA these kids need help what protection
@1pabz
@1pabz Год назад
@@johngwenzi3103 Protection from people who victimize them, it important that his and others identity kept privacy. He is also acting as a witness Sir. He is a child.
@Charmylee
@Charmylee Год назад
@@johngwenzi3103 help iyoyo ndiyo itori protection
@chipomarimo2608
@chipomarimo2608 Год назад
Ndisangoma rudzii anorombesa this young age 🙆
@tinashe8123
@tinashe8123 Год назад
Its because of situation
@desmondmambigwe
@desmondmambigwe Год назад
Yatova satanism iyi he is initiating them
@tariemunetsiy7403
@tariemunetsiy7403 Год назад
This is satanism yowe
@Jaicee
@Jaicee Год назад
Apo vopiwa $300 veduweeee
@ruemamoyo9259
@ruemamoyo9259 Год назад
Tapiwa is a good friend he take care of his friends
@pamelaphilile9226
@pamelaphilile9226 Год назад
It's sad nokuti mastreetkidz ese will be initiated its sad and so touching zera racho Mwari weee
@tmilan121
@tmilan121 Год назад
So touching mwana uyo mudiki kungotungamirirwawo nemkomana ane mhepo dzake
@whiteheartmantee3047
@whiteheartmantee3047 Год назад
U are doing a great job yeahman
@beautyngondi544
@beautyngondi544 Год назад
I wo vanhu vanonzi vanaTapiwa havana kumira mushe
@leemansinny
@leemansinny Год назад
Kkkk anzi chigunduru chihombe kkkk , anyways I feel pit ummm
@gaudenciakagona1198
@gaudenciakagona1198 Год назад
Zvose izvi inhamo irimunyika
@jabulanimkandla4361
@jabulanimkandla4361 Год назад
Dat young guy is handsome Help him uncle saint
@marymawire9980
@marymawire9980 Год назад
Batai slymedia veduwee mwana abatsirikana hama vaendeswe kwasekuru Tasvu zvinhu zvidiki izvi chero iye Tapiwa wacho anoenda kwasekuru tasvu kana uyu akatanga kuenda kwatateguru tasvu honai nhau yawalemba
@judithgumbogumbo9398
@judithgumbogumbo9398 Год назад
Kudzungaidza nyika kusvika pakut zera iri rinoziva kut kunorombewa
@vamcgregor
@vamcgregor Год назад
Vanonyeba vafana ava.
@Fire-beats1575
@Fire-beats1575 Год назад
Uncle saint please pull all the strings to protect these young kids
@patiencenhidza5049
@patiencenhidza5049 Год назад
Yes yaa
@chalinymunashemunashe6100
@chalinymunashemunashe6100 Год назад
Hapana zvavarikuita coz vamwe varikuterera vakutoonasekuti zviriboe
@judithnyewura3184
@judithnyewura3184 Год назад
Ummm Mwari chengetedzai mhuri dzedu uye vagutsikane nezviripo vasanyengedzwa nezvenyika
@kudakwashejubileemakwara6941
amai vemwana uyu varikupi nhai? Mwari wenherera if the parents of this child are no more mubvumbamirei he is innocent
@matchmorekalizi7635
@matchmorekalizi7635 Год назад
😭😭😭😭zvorwadza izvi veduwee same age nemwana wangu uuuum 11 years😭😭😭😭😭😭
@nhlanhlamashiya3686
@nhlanhlamashiya3686 Год назад
Kkkk kurombera ice-cream nema game
@joattv2479
@joattv2479 Год назад
Haa khule itai moyo torai mfana uyu zviripachena kuti akunochekereswa uyu pliz pliz ndakumbirisawo hank mfana uyu kana zvichibvira muchengetei uyu n'anga idzo dzofanira kusungwa
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 Год назад
Yooooo inga zvakaoma nhai.mwana uyu akuda kubatsirwa pachine nguva
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Год назад
Nyaya yakarema iyi mwana uyu nhaimi.
@collingwature1620
@collingwature1620 Год назад
Mwari pindirai vana venyu tatambura..
@nomatternhuta3018
@nomatternhuta3018 Год назад
No no kule dzifambirei kusvika zvaita plz plz n,anga iyi ngaisungwe plz why why I can't stop my tears 😭 Mwari pindirai veduweee ngatitarisisei vana plz veduweee at this age here ummmmmm ndarwadziwa
@faithfulmuchape4538
@faithfulmuchape4538 Год назад
I believe kutofumuka kwazvo...see the energy he has in talking
@methembemethie6580
@methembemethie6580 Год назад
Uuuhhuu zvakawoma
@mcdonaldshumba6307
@mcdonaldshumba6307 Год назад
hanzi takanotamba magamw e$10.00 tikatenga ma ice cream e$2.00 which means kana taive 2 iwo ma ice cream aive 4......his narratives show this boy is brilliant in academic circles only that they're victims of circumstances. they need guidance not someone leading them astray
@tynashederio7788
@tynashederio7788 Год назад
Saint kwana iwewee usaita singaite usaita Marii nevapfanha imbwa yemunhu hauna help yaukuita kuwapfana awaa
@tatendachibira9372
@tatendachibira9372 Год назад
Asi ndiwe urikuvaendesa chipinge kwacho
@mercymukonza9814
@mercymukonza9814 Год назад
This 11 year old boy anogona kunoitwa sacrifice na Tapiwa uyu ku Na,nga ikoko.
@emilynewone2414
@emilynewone2414 Год назад
Taura hako cuz
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Год назад
Yaa akutoda security
@tatendamugarisanwa1480
@tatendamugarisanwa1480 Год назад
Uuum yea zvakaoma chokwadi
@kimberlymusaliva2637
@kimberlymusaliva2637 Год назад
Uncle saint n'anga dzikurombesa vana ngadzienderwe weduwe vana ava vachiri vadiki kuita zvekuromba
@nashseke9658
@nashseke9658 Год назад
next time vharai face dzevanhu plus zvekutaura mazita evanhu izvi ummm ka
@bestb4605
@bestb4605 Год назад
Zvauri kutaura hazvishandi pane kti ubatsire vna kti vasiyane ne zvavari kuita
@mrdziva2089
@mrdziva2089 Год назад
N'ANGA yachoo irinechepapi gyz
@judithchitototo2223
@judithchitototo2223 Год назад
Zvino shamisa
@castonmachemedze1546
@castonmachemedze1546 Год назад
so sad ummmmmmm poverty sometimes -----------. Anyway God is able . Mwari pindirai hamukundwi na satan ndaramba in Amen
@charpokufanza8452
@charpokufanza8452 Год назад
vanhu vacho zvavakafanana
@tsitsikarombo1046
@tsitsikarombo1046 Год назад
Hmmm sekuru saint ndarwadziwa
@thomasmanwere6955
@thomasmanwere6955 Год назад
Guys amufunge here kuti sekuru ava vanoda kunoonekwa vasungwe ? Hw can an old man do that such a thing kuvana?
@gracemapfumo2007
@gracemapfumo2007 Год назад
Vana vacho ndivo varikuzviendera vega n'anga haina kumbovatavak vana ava
@thomasmanwere6955
@thomasmanwere6955 Год назад
@@gracemapfumo2007 yaa bt munhu mukuru anofanirwa kushandisa common sensi
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 Год назад
Toda kurohwa tuvana utwu twakufarisa nxaaa twakuzvinyanya mimwe yangove musikanzwa nxaaa
@mphoomlilo4882
@mphoomlilo4882 Год назад
Zvakaoma zve sure
@khwitshizilendlovu4535
@khwitshizilendlovu4535 Год назад
As a parent ndarwadziwa sure mmmh kunzima lokhu
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Год назад
Boe here kkkkkk
@sibongiledamba4539
@sibongiledamba4539 Год назад
Uuuuummm nhai mwari pindirai vana vapanduka sure
@MMGfilm
@MMGfilm Год назад
Ndovaziva godobori iwawo vekuChipinge ndogara kumaraini kwawo vanoda more information huyai ku box
@mrdziva2089
@mrdziva2089 Год назад
Vafana vaine musoroo ava aaaaa
@karentizora1554
@karentizora1554 Год назад
Boy uyu ka kumuendesa kuchikoro anonyatsogona kutsanangura kwake semunhu mukuru
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 Год назад
Ko in'anga rudzii inorombesa vana vadiki vakadai n'anga idzi ngadzi sungwe
@wilbertchikwehwa
@wilbertchikwehwa Год назад
Ndo blema Zan PF
@memorychirove5116
@memorychirove5116 Год назад
Imi vana vacho ngavanake veduwe mwari pindirai
@esthermatongo6097
@esthermatongo6097 Год назад
Pindirai Jesu
@LinnaMukono
@LinnaMukono 4 месяца назад
Ummmm zvakaoma
@bitzmediazw9702
@bitzmediazw9702 Год назад
Kule please chengetai mwaya uyo coz life yake iri mudanger
@janekachingwe8508
@janekachingwe8508 Год назад
Mwari ndichengetereyiwo vana vangu...muri ziso pandisiri
@emmanuelmthombeni6197
@emmanuelmthombeni6197 Год назад
Tapiwa ndiye ayifanira kubatsirwa first so that he could stop recruiting the boys.The bigger problem is tapiwa.
@MonicaMutandwaGato01
@MonicaMutandwaGato01 Год назад
Iiii zvakaoma chaiko
@wendymatangira9196
@wendymatangira9196 Год назад
Next time vharai face dzevana ava...they're still minors please
@icebusai7091
@icebusai7091 Год назад
Muchakuwadzisa mupfana , vigai zviso next time...
@faithcharera7005
@faithcharera7005 Год назад
Veduwe zvakaoma ko varikutonga nyika varikuti chiiwo
@Sashsig
@Sashsig Год назад
This is too much Saint you didn't have to expose this child's face on social media you should be safeguarding him if you want to tell people such stories plus muchatsomesa mwana nezvin'ana zvacho dzimwe nyaya ndedzekumbosiyawo dzichipfuura
@miriambanda1670
@miriambanda1670 Год назад
May God have mercy 😭😭
@tinodiwanashedzivarashe3570
Pakashata ,panyaya iyi
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Год назад
Gucci yaPassion chionai zvamakonzeresa
@jenniferndlovundlovu6656
@jenniferndlovundlovu6656 Год назад
Asi ukaona n'anga inoppa mwana akadai mishonga
@rachelmpawa508
@rachelmpawa508 Год назад
Manje sekuru take them to sekuru the one in Harare who heals people from wurombwa
@wynetchinosengwa3019
@wynetchinosengwa3019 Год назад
Tasvu hero bsa
@permanenttshuma7676
@permanenttshuma7676 4 месяца назад
Akangwara mkomana iyeye ndomufarira zvokuti
@tatendachibira9372
@tatendachibira9372 Год назад
Umm zvigunduru zvese zvichaendawo kuChipinge ikoko n"anga iyi inofanirwa kusungwa kurombesa underage😲😲😲
@collingwature1620
@collingwature1620 Год назад
Musati vana vevamwe zvigunduru
@tatendachibira9372
@tatendachibira9372 Год назад
@@collingwature1620 iye ndiye arikutoti chigunduru chihombe chakaba butsu
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 Год назад
Kule batsira mwana uyo anotoda mwari 11yrs veduwe muendesei kumusha kwake sezvamunomboita vamwe kana kutsvaka vangamubatsira
@theophilus6147
@theophilus6147 Год назад
Nakiro yevana vacho veduwe kaa mwari pindirai Zim yashata
@mildretmuperere2667
@mildretmuperere2667 Год назад
Chigunduru chihombe kkkkkk
@nonnyvundhla4715
@nonnyvundhla4715 Год назад
Apa zvaakutoda kuti mwari vapindire pasaitika anything kumwana uyu hembe ngadzipiswe musango chaimo
@user-ne5qx9rv9r
@user-ne5qx9rv9r 10 месяцев назад
Kureva magumo enyika aya
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Год назад
please vanhu batsirai mwana uyu
@cuthrenematava2633
@cuthrenematava2633 Год назад
Idzo n’anga kana dzichishinga kurombesa zera iri zvakaoma veduwe,kuuraya future generation ka uku,musadaro panyika
@IantinasheMahommed-mm1ep
@IantinasheMahommed-mm1ep Год назад
Nhai imi mwana uyu aripi
@tsitsimeredzi8036
@tsitsimeredzi8036 Год назад
Mwari pindirai😭
@priscatmanzanga4640
@priscatmanzanga4640 Год назад
I pray mwana uyu haazourayiwi hake
@andrewchasvinura3271
@andrewchasvinura3271 Год назад
Saint vhara vapfana Ava maface
@eunicechitamba8088
@eunicechitamba8088 Год назад
Mwana anonzwisa tsitsi uyu
@TashingaPhillip-xi1cw
@TashingaPhillip-xi1cw Год назад
Zvakaoma
@tracymazai6943
@tracymazai6943 Год назад
Sekuru batai sekuru Tasvu or kanengo
@raymondmadzorere1979
@raymondmadzorere1979 Год назад
Mfana uyo ngaanamate atende Mari ayinourawa kuchipinge uko
@batsiraichikapa1443
@batsiraichikapa1443 Год назад
This boy should not go back.Otherwise he will be a sacrifice.
@shingaithedreamchaser
@shingaithedreamchaser Год назад
Vhara maface Saint plz
@paulinemaseure1939
@paulinemaseure1939 Год назад
Ummm zvakaoma veduwe tarirai zera remwana uyu ave kutoziva madrug kt akadai kwete edu Aya apa tarisai zera racho
@dereckgamanya3345
@dereckgamanya3345 Год назад
Unotanga urimukaka zvozopedzesera zvakunzi ropa
@tarisaimwonzora9776
@tarisaimwonzora9776 Год назад
Usatinyepere khule mukuda kutsvaga fam.... This is a scam endai kun'anga yacho tione chokwadi
@joycehandreck8356
@joycehandreck8356 Год назад
Vanasekuru ava itori syndicate muZim imomo
Далее
Мухочирон эхтиёт бошед!
01:31
Просмотров 118 тыс.
Sevinch Ismoilova - Xayollarim 18-Avgust 19:00 Premera
00:19
What We Heard In Chipinge Is Shocking  (1)
5:38
Просмотров 39 тыс.