Тёмный

Muroora-Romeo Gasa 

Romeo Gasa
Подписаться 3,1 тыс.
Просмотров 8 тыс.
50% 1

#pressurezero 2024

Опубликовано:

 

17 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 202   
@alimadakurwa
@alimadakurwa 10 часов назад
Ndaizviziva kuti song of the ndiwe ukuiburitsa ndiyoyi keep it up
@tondehbhebhe7513
@tondehbhebhe7513 4 дня назад
Vese vanoti Simbi hombe manake ISA like takaenda
@bernardbukirabeteramusic8878
@bernardbukirabeteramusic8878 3 дня назад
Afro Jazz and Museve will remain the original music brands in Zimbabwe
@libertytambo7990
@libertytambo7990 19 часов назад
This is very nice , good Quality. Mature music
@fibionjambo8874
@fibionjambo8874 2 дня назад
Simbi Hombe MupedzaChose mwana wamai song muroora iyo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@audreytapiwa4549
@audreytapiwa4549 3 дня назад
This is one of the best songs for 2024,
@tatendamaunganidze6649
@tatendamaunganidze6649 3 дня назад
Happy happy.well done romeo.macheso ❤
@soleshabangu9937
@soleshabangu9937 4 дня назад
Wow Zimbabwe Is really full of talent.this song was well mastered and arranged instruments.this should be the song of the year.
@KingHumbe-c2i
@KingHumbe-c2i 2 дня назад
Zim dance yakatsikwa apa
@TMJ_THE_MAKION
@TMJ_THE_MAKION 3 дня назад
👏 👏 Pressure Zero 🔥 🔥 yakabikwa zvemhando yepamusoro musoro
@trymoreTusa
@trymoreTusa День назад
Wow.... Romeo Gasa knows exactly what he is doing❤❤❤❤❤
@gainmoreferanando400
@gainmoreferanando400 3 дня назад
you nailed it Simbi hombe 🗣️🗣️🗣️
@skyppamushini1642
@skyppamushini1642 2 дня назад
Good message my bro❤
@ttv1805
@ttv1805 3 дня назад
Romio uya wabika mbodza ikutapita
@thembaningwenya1620
@thembaningwenya1620 7 часов назад
Ndiani we bass uyo ❤
@tagwireidika9330
@tagwireidika9330 2 дня назад
Simbi hombe ramba wakadzvanya ipapo nice one
@challesunduza5397
@challesunduza5397 3 дня назад
Romeo Gasa am impressed
@prosperralphmbulawa5502
@prosperralphmbulawa5502 2 дня назад
Simbii hombe 🔥🔥Welldone , great message here , haaa wayaaa igaroziva unopedzaaaaa⚡⚡🔥🎻🎻🎻🎧📞
@user-cu7rh3ql7g
@user-cu7rh3ql7g День назад
Uri Simbi hombe zve sure.well done chibaba
@luxurymusvamhiri7595
@luxurymusvamhiri7595 3 дня назад
It's lead & bass guitar strumming for me, on point.
@wadzahmarumisa1690
@wadzahmarumisa1690 3 дня назад
Loving this track!!!!!
@arnoldmugandapasi7665
@arnoldmugandapasi7665 3 дня назад
Pre-eminent💯💯🔥🔥🔥🔥🔥
@emmanuelchawarika7131
@emmanuelchawarika7131 2 дня назад
Well arranged lyrics and instruments
@FultonFrancisMupupu
@FultonFrancisMupupu 3 дня назад
Great song
@tsquarey2jgwenjazoneside471
@tsquarey2jgwenjazoneside471 4 дня назад
Muchinda uyu hatina zera naye anogona zvsingaite keep going Gasa my brother
@thomasmatatejack2299
@thomasmatatejack2299 3 дня назад
Hatikuridzire hedu kurambana🎸🎸🎸makakwapaidza bambo Well done
@AustinPrince-w7i
@AustinPrince-w7i 2 дня назад
I don't want to lie but sungura has turned dancehall upside down ,from albums like Mwana wamambo, stupendous,Tiri pamutsetse, huzukwende, kupa kuturika to pressure zero ❤ this is sungura to the world ❤
@ITYAIMUTYEYIRUDENDE
@ITYAIMUTYEYIRUDENDE День назад
mdara makaipa.... this is great
@admirechinomona
@admirechinomona 3 дня назад
Romeo Gasa uri muhombe
@ianmachihachigodora93
@ianmachihachigodora93 3 дня назад
Inini hangu seumwe muimbi haaa uyu mface anondigonera Anemamwe maitiro aaanoita yu the next sungura king i believe in u uri simbi hombe zveshuwa Ian machiha chigodora is your fan bro
@AdChik
@AdChik 3 дня назад
Waya language, kana uchinzwa unoziva kuti taaaa❤
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 4 дня назад
Well done
@bestiemkuze6380
@bestiemkuze6380 3 дня назад
Well done Romeo. Unogona wanku ikutapira mhanzi iyi
@johnmutambanuki2082
@johnmutambanuki2082 3 дня назад
🔥🔥🔥🔥🔥🔥 simbi hombe 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
@willisdawanyi7933
@willisdawanyi7933 4 дня назад
Welldone Sir
@PiasonMwanza
@PiasonMwanza 4 дня назад
Well done Bambo good vibes irikunzwika zvekuti bheeeeeeee
@MarbleMuchemenyi
@MarbleMuchemenyi 3 дня назад
Wonderful 🔥🔥
@PatrickMukono
@PatrickMukono 4 дня назад
Waya Waya way inii ndakutonakirwa newaya 🔥🔥🔥😄😄😄
@munyaradziutete5065
@munyaradziutete5065 День назад
Romeo wakanyanya mafana keep it up
@knowledgesoofa
@knowledgesoofa 4 дня назад
Gasa unogona hako chokwadi very good song
@PlanChirigo
@PlanChirigo 4 дня назад
..kkkkkkkk
@DianaMusauki-v8n
@DianaMusauki-v8n 4 дня назад
Well done sahwi
@adhalangezha
@adhalangezha 4 дня назад
Brilliant tune Romeo
@VaMurove1
@VaMurove1 4 дня назад
apa wananga kuti taaaaaaa100%
@JoelJoshuaGwavava
@JoelJoshuaGwavava 3 дня назад
Magatare unosota zvako Romeo nemessage iyo moto wemarasha
@PetrosTatenda
@PetrosTatenda 4 дня назад
Wakarova wire Mufanami ✅✅✅✅✅✅✅
@tatendachipango4682
@tatendachipango4682 4 дня назад
Well done Gasa
@walterchimumbembe7587
@walterchimumbembe7587 3 дня назад
My favourite ❤
@PhineasMurindi
@PhineasMurindi 3 дня назад
Chibaba ichiii ,chimudhara chesunguru gore rino sunguru yaenda nechinhu makaipa makaipa mdhara
@aimncube793
@aimncube793 4 дня назад
Well done simbihombe
@ClepatonChikwasha
@ClepatonChikwasha 4 дня назад
Big league championship next king 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@christcharms
@christcharms 4 дня назад
Welldone Gasa this is next level. Mature sounds and lyrics🎉
@JuniorChuma97
@JuniorChuma97 3 дня назад
KuSender Mari ngatishandisei Romeo Gasa tese seZimbabwe nekuti ndiye Mukuru❤❤❤❤❤❤❤ This is Sungura New era,,,eras come to an end, it's now Romeo Gasa on the throne...our new young King of Sungura🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@veniousmadzivire9981
@veniousmadzivire9981 3 дня назад
Fire , fire 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥
@Mathias-x1o
@Mathias-x1o День назад
Gasa muhombe uyo kuseri kwekuseri
@tawilakgomotso7064
@tawilakgomotso7064 3 дня назад
One of my favorite Sungura artists, I've been waiting for you to serve us ❤️❤️ you never disappoint.. All the love from 🇧🇼
@FrancisChiketa-s7w
@FrancisChiketa-s7w 4 дня назад
Ma1 ayaSimbi hombeeee vakanyanya✨✨✨✨👊👊👊👊👊🔥🔥🔥🔥
@LLOYDGASA
@LLOYDGASA 4 дня назад
Well done VaGasa 💪🔥🔥📌📌
@calistoshereni2504
@calistoshereni2504 2 дня назад
This is mature music, i give much credit to the producer as well. The vocals and instruments are intertwined and arranged correctly
@petermukorera2444
@petermukorera2444 4 дня назад
Simbi hombe this is phenomenal
@JaphetNemarere
@JaphetNemarere 4 дня назад
Simbi hombe powerful message 🗣️🎙 plus waya idzi 🎸💥💥💥
@KMUGUTA
@KMUGUTA 4 дня назад
League yemaupcoming Ngwazi haatokwane mutop 10
@stimawacho
@stimawacho 4 дня назад
Well organised, Obert Gomba by your side
@jaspernyamande7406
@jaspernyamande7406 5 часов назад
well done Simbi hombe
@leonardmafuta5388
@leonardmafuta5388 2 дня назад
yaa song iyi muroora wakagona Gasva
@leochishowerere4234
@leochishowerere4234 4 дня назад
Yah kusungura Kwane vanhu akatsamwa gore rino
@PerseveranceChakuwamba
@PerseveranceChakuwamba 3 дня назад
I like it 😊yakabikwa ikaibva
@lisbenmawoko7951
@lisbenmawoko7951 4 дня назад
Haa murimberi baba wadzoka kusungura manje
@fynbloemplantationrighthan5053
Wakagona kudarika Bba shero
@alimadakurwa
@alimadakurwa День назад
Ummm song iyi inondipedza . Urimuhombe Romeo famba famba
@GIVIEMUCHEMWA
@GIVIEMUCHEMWA 4 дня назад
Valembeeeeeeee makanyanya imiiiiii ummmmmm ndaizviziva chete yhoooooo kuti tinonakirwa chete isuuuuu
@MarlonRusvava-k4w
@MarlonRusvava-k4w Час назад
Well arranged guitars
@remembergumare6910
@remembergumare6910 4 дня назад
Change down yacho moto wega wega, Leader professor vanobata waya
@KUNASHESTUDIOS
@KUNASHESTUDIOS 4 дня назад
Uri Simbi hombe shuwa🎉😅
@libertydharamachi
@libertydharamachi 3 дня назад
Simbi hombe waya waya the best
@eddiemano4361
@eddiemano4361 3 дня назад
Well played, nice one
@thomasnyamhunzi7372
@thomasnyamhunzi7372 4 дня назад
Mfana uyu munomuonera mugirazi plus mapromoters vanomuvisira pasi anorowa zvakanyanya the day shall pass zvokuti vachaona kugonesa kwake
@RadhaChihoro
@RadhaChihoro 4 дня назад
Well done wamomy ayiwa ndikunakirwa zvangu ne song
@rodwellkudzaimudhuva8204
@rodwellkudzaimudhuva8204 4 дня назад
Umm this song inopisa ❤❤❤❤
@LambertMaitera-fh5ek
@LambertMaitera-fh5ek 4 дня назад
That's a great job
@innocentmoyo0101
@innocentmoyo0101 4 дня назад
Well done mkoma Romeo
@FenoldArnold
@FenoldArnold 13 часов назад
Ndokunzi kuponda rwiyo ko pachadiwei apo sando dzako mfana wangu
@amoliasendedza7393
@amoliasendedza7393 4 дня назад
Simba hombe 🔥🔥
@desmondpardie7035
@desmondpardie7035 3 дня назад
Well done Romeo Gasa❤
@anywherejeki6242
@anywherejeki6242 4 дня назад
Tosara tava Single Simbi hombe kkkkk well mastered zvakabuda nice
@GreatmanMbidzo
@GreatmanMbidzo День назад
song iyi yakanyanya 🎉🎉🎉 🎵 🎶
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 4 дня назад
Hoyooo❤❤❤
@tatendamasikati
@tatendamasikati 3 дня назад
Anogona kudarika ngwazi uyu
@bosslassy4299
@bosslassy4299 3 дня назад
Simbo hombe🎉🎉🎉🎉
@keithzhakata8412
@keithzhakata8412 4 дня назад
haaaaaa uyu murume muhombe mhani uyooo inzwayi waya zvadziri kuitwa idzooooo
@sunguraclassico2907
@sunguraclassico2907 3 дня назад
Weldone
@TendaiMichael
@TendaiMichael 4 дня назад
Good sound
@RichmoreZambada
@RichmoreZambada 4 дня назад
Ndezvashe izvi
@erickkanyumbu2275
@erickkanyumbu2275 3 дня назад
Welldone Gasa
@stephenmhike5428
@stephenmhike5428 4 дня назад
The forgotten King superstar.
@alickdorroi-v3n
@alickdorroi-v3n 4 дня назад
Uyu ka akabika nyama uyu kkkkkk 😅❤
@GeorgeFabulous-nh7nf
@GeorgeFabulous-nh7nf 2 дня назад
Simbi Hombe unogona Hako handina akawanda
@user-ye7lr1qx8x
@user-ye7lr1qx8x 2 дня назад
Chopedza icho.well done Gasa
@munyaradzimutizi4634
@munyaradzimutizi4634 4 дня назад
Good music Gasa simbi hombe.
@eliasnyamutenha602
@eliasnyamutenha602 10 часов назад
MUFUNDISI SIMBI HOMBE MURI KUTOPARIDZA WENA KUBATANA KUNOKOSHA
@WilliamJohn-r3u
@WilliamJohn-r3u 15 часов назад
Iwe gasa unogona muchato wapela kuno😂
@dakaraimhlanga
@dakaraimhlanga 3 дня назад
Chogona chibaba ichooo
Далее
Pressure zero-Romeo Gasa-1
12:35
Просмотров 3 тыс.
Ndiwe usinakurongeka-Romeo Gasa
9:35
Просмотров 6 тыс.
Добрая весть 😂
00:21
Просмотров 536 тыс.
Hosiah Chipanga Padare Rachief Mutasa
19:12
Просмотров 48 тыс.
Zvichada Hama (Maikoro Cover)
1:40
Просмотров 3,9 тыс.
GIVIE MUCHEMWA  TINHA DZIRWE  LATEST 2024
8:55
Просмотров 8 тыс.
Ngirozi Yenzira EP03 - Jah Prayzah X SHASHL
27:41
Просмотров 291 тыс.
Church yezvidhakwa-Romeo Gasa
10:25
Просмотров 4,1 тыс.
Добрая весть 😂
00:21
Просмотров 536 тыс.