Тёмный

MURUME AKADAI MUNGAMUDII (best latest Matsanga zim comedy) 

MATSANGA COMEDY -TEAM PAGHETTO FILMS
Подписаться 144 тыс.
Просмотров 108 тыс.
50% 1

don't forget to subscribe like comment and share

Кино

Опубликовано:

 

16 авг 2021

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 181   
@reubendumbura8765
@reubendumbura8765 2 года назад
Matsanga kakuimba kawaita wabvawandifungisa Mukadota
@tungamakamure3917
@tungamakamure3917 2 года назад
Ndodza is gaining alot of acting skills,,the guy have improved so so much
@youngmaredlyf
@youngmaredlyf 2 года назад
yah sure...haachatarise camera zvaaimboita kare
@wendymuchabaiwa7905
@wendymuchabaiwa7905 2 года назад
But ngaadzidze kupfeka mushe
@tinotendajohnmacheka6921
@tinotendajohnmacheka6921 2 года назад
Wanguu wanguu... In matsanga's voice.... Watching from Germany
@Eltonsky92
@Eltonsky92 2 года назад
Mkomana uyu anonzi matsanga akaipa I used to say anozviwanza but now I see a gift not a talent. Gift is what you where born with but talent it’s something you can work on to improve Tsanga ane gift. Watching from USA Chicago
@matsangacomedy-teampaghett736
@matsangacomedy-teampaghett736 2 года назад
thanks
@rumbiechikos4363
@rumbiechikos4363 Год назад
Nhai matsanga zvaunotaura unenge wazvifunga nguvai nhai 😂😂😂😂😂😂😂😂
@tanakaganyau6196
@tanakaganyau6196 2 года назад
Kkk huh huh Matsanga anogona amana
@farayimlambo2772
@farayimlambo2772 2 года назад
Short ranhodza Boe here
@tinotendajohnmacheka6921
@tinotendajohnmacheka6921 2 года назад
Kutengeserwa dota uchinzi i sugar kkkkk
@gwanztvcomedy1655
@gwanztvcomedy1655 Год назад
Team pageto to the fullest
@elshankingofficial9309
@elshankingofficial9309 2 года назад
Big up Team Paghetto you are doing great tingz👊👊👊👊👊🇿🇼🇿🇼
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 2 года назад
Ndapa kutenda team iyi inogona, thumbs
@progressmudzongo2338
@progressmudzongo2338 Год назад
KKKK pengai boss matsanga mungazvarirwe mwana anenge bhinya
@biglight6708
@biglight6708 2 года назад
Ndimi muneyese boss Matsanga
@cbensuarda86200
@cbensuarda86200 2 года назад
Matsanga is the best
@darlingtonnyahokwe4169
@darlingtonnyahokwe4169 2 года назад
Nyaya dziripano hadzitongeke pane 1 akafa ne 1 mupenyu🤣🤣🤣🔥
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 2 года назад
Kkkkk chandigura mbabvu ichocho
@officialzimhiphop5793
@officialzimhiphop5793 2 года назад
Ndodza dressing safe ere😂
@stevenruzvidzo5570
@stevenruzvidzo5570 2 года назад
Kkkkkk everytym Anenge akadembedza
@mithrandirgeneral2433
@mithrandirgeneral2433 2 года назад
Kkkk Ndodza indurani pa real
@tendaisithole2534
@tendaisithole2534 2 года назад
Semunhu ariparoots kkkkk
@africaunite2488
@africaunite2488 2 года назад
Boss Tukren, haaa tsangy rinotuka
@t1william499
@t1william499 2 года назад
matsanga akaipa l like it
@takuramujakachi1948
@takuramujakachi1948 2 года назад
Its the song for me.....#BossMatsanga
@hillarymudziviri5841
@hillarymudziviri5841 2 года назад
First
@lsaacdanieldaniel2140
@lsaacdanieldaniel2140 2 года назад
Makumberi mnje boss 🔥🔥🔥
@valentinematope2615
@valentinematope2615 2 года назад
MaBARRRRRS Matsanga heyi😂😂😂😂😂😂
@lancesamaz5917
@lancesamaz5917 2 года назад
Ndokuisa ndandiii wanguu
@tawandamarumbeyi2579
@tawandamarumbeyi2579 2 года назад
Tsangildo. Makanyanya makuruwani.
@Brilliant_Sibanda.
@Brilliant_Sibanda. 2 года назад
What do you want ngomwas kkkk haaa Matsanga salute 👍👍👍
@panashedrey
@panashedrey 2 года назад
Haaa matsanga vanepamiyedzo chaipo
@user-kh7se8el1x
@user-kh7se8el1x Год назад
Big opp boss vendandi boss vekufadza vnhu
@giftndori9362
@giftndori9362 2 года назад
Nice chabhivha and song too
@g.k.3101
@g.k.3101 2 года назад
Tsangas .....ndasurrender 😂😂😂
@nyamzfilms
@nyamzfilms 2 года назад
Sry G.K nekukunetsa ndokumbirawo kubatsirwa nekusubscriber pachannel yngu nyamz films nekubva vaonavo video racho unongibaya pic rangu Iro vobva vatoendeswa kuchannel kwacho thank you🙏
@tanyaruemita5505
@tanyaruemita5505 2 года назад
Gegegege dead baba doviraxeee kokutuka kwaaaaa🤩🤩🤩🤩
@nomazuludube5075
@nomazuludube5075 2 года назад
😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 ahh matsanga so 😂😂😂😂😂😂😂😂I never knew kuti unotukirira so 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 🙌 🙌 🙌 🙌 🙌 🙌 🙌 haaaaaaaa makanyanya
@mrtintbusinessforum8878
@mrtintbusinessforum8878 2 года назад
Ndodza ngaabve apooo Panyaya dzevakuru apoooo ......haapindire zvababa namai
@zimcaregivers-nurseaides6216
@zimcaregivers-nurseaides6216 2 года назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Team inogona iyi... matsaga nhasi arikutuka maiwe, pashota mabhosvo
@nyamzfilms
@nyamzfilms 2 года назад
Sry Willard nekukunetsa ndokumbirawo kubatsirwa nekusubscriber pachannel yngu nyamz films nekubva vaonavo video racho unongibaya pic rangu Iro vobva vatoendeswa kuchannel kwacho thank you🙏
@beritamatare41
@beritamatare41 2 года назад
Iwee matsanga kaa
@tatendashoko8
@tatendashoko8 2 года назад
Matsanga ...ma statements anobvepiko😂😂😂😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
@sisasenkosindlovu2689
@sisasenkosindlovu2689 2 года назад
Pakayipa
@mollinemusekanenyoka9231
@mollinemusekanenyoka9231 2 года назад
Matsanga umbone makore mangani
@naisonchiore2548
@naisonchiore2548 2 года назад
Ndodza namoms to the fullest
@nyamzfilms
@nyamzfilms 2 года назад
Sry naison nekukunetsa ndokumbirawo kubatsirwa nekusubscriber pachannel yngu nyamz films nekubva vaonavo video racho unongibaya pic rangu Iro vobva vatoendeswa kuchannel kwacho thank you🙏
@wendymuchabaiwa7905
@wendymuchabaiwa7905 2 года назад
Rinonyenga rinohwarara kkkk Museyamwa musadaro
@miriamkaparadza8499
@miriamkaparadza8499 2 года назад
Ndodza zibhurukwa iro boe hre😂😂🤣🤣🤣🤣
@kudakwashemugariri5285
@kudakwashemugariri5285 2 года назад
Second
@siphotembe1926
@siphotembe1926 Год назад
Urikupindira nyaya bedroom yangu nemukadzi wangu 🤣🤣🤣🤣
@nkosinathincube2758
@nkosinathincube2758 2 года назад
Kkkkj unofawo neCorona kkkkkkk nemanhenga mumusoro
@nyasharichardmurasi3994
@nyasharichardmurasi3994 2 года назад
boss matsangaldo 😂 😂 😂
@lsheanesuhunilsheanesuhuni8492
@lsheanesuhunilsheanesuhuni8492 2 года назад
Aaaaaaa boss tamirira zxeeee
@noreentatendamachingura8975
@noreentatendamachingura8975 2 года назад
Matsanga ndinokufarira. Wati mukadzi haaaaitesei
@tonderaiganyau1117
@tonderaiganyau1117 2 года назад
Haa matsanga ndipo # gunisa lukaku
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 2 года назад
Jealous down matsanga unogona
@jamesmupfurutsa1324
@jamesmupfurutsa1324 2 года назад
Kkkk ngavachingochinjana vakadzo
@winniemudzengerere2660
@winniemudzengerere2660 2 года назад
Kkkk huni haana kuona kti yakamumirira
@chrismoyo8505
@chrismoyo8505 2 года назад
Ukuzorei pamuromo matsanga
@edmontonydehwe5729
@edmontonydehwe5729 2 года назад
Third
@tendayinyamhunga6048
@tendayinyamhunga6048 Год назад
kkk ii simbi dze Rhodesia idzi
@g.karodza
@g.karodza 2 года назад
Wangu wanguuu 444 ndichigara kuGhetto kkkkkkkk tsanga'z
@elascomunamati9743
@elascomunamati9743 2 года назад
Kkkkk haa ma1
@MosesMoya
@MosesMoya 2 месяца назад
Kkkkkkkk matsanga
@onikidproductionsriseshine2297
@onikidproductionsriseshine2297 2 года назад
Boss Matsanga ko Mabhosvo mamuisepi
@tinashemakosa
@tinashemakosa 2 года назад
Kkkkķk team pageto
@moltaganyani
@moltaganyani Год назад
Hanzi tsuro negwedzi rayooo
@tinotendasergiomapfumo8441
@tinotendasergiomapfumo8441 2 года назад
mukadzi ane Dako uyo mainini avo ma1
@neversoza1853
@neversoza1853 2 года назад
Kkkķ matsanga kumberi yoooh
@william_cproductions8813
@william_cproductions8813 2 года назад
hamatsanga rinokuundura pamadiss
@georgezvinavashe254
@georgezvinavashe254 2 года назад
Ichi ma1 mukoma matsanga
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 2 года назад
Kkkk matsanga unotuka hayiiiii
@desiremomberume5856
@desiremomberume5856 2 года назад
Asi dako ra Jennifer nderemunhu anonamata here iro
@eddiepride8256
@eddiepride8256 2 года назад
High level boss!!!Ibva padhern pangu RYT NOW
@mollinemusekanenyoka9231
@mollinemusekanenyoka9231 2 года назад
Ndodza dembetembe ukunyanya kkkkk
@giftmarange3564
@giftmarange3564 2 года назад
Gunvoster chairo matsanga kkkkk
@tinotendasergiomapfumo8441
@tinotendasergiomapfumo8441 2 года назад
uuuummmm matsanga ibenzi chairo kkkkkkkkkkkk
@yasuke8209
@yasuke8209 2 года назад
Danda dandaaaa
@cephasmupfuranhewe9839
@cephasmupfuranhewe9839 2 года назад
Simbi dzeRhodesia haha mastriker akudhara haa matsanga vakutuka 😂😂😂
@dennischitumwa3997
@dennischitumwa3997 2 года назад
🤣🤣🤣Boss matsaga muri kufamba thx guys
@nyamzfilms
@nyamzfilms 2 года назад
Sry Dennis nekukunetsa ndokumbirawo kubatsirwa nekusubscriber pachannel yngu nyamz films nekubva vaonavo video racho unongibaya pic rangu Iro vobva vatoendeswa kuchannel kwacho thank you🙏
@fungaikafesu1177
@fungaikafesu1177 Год назад
Hanzi hama dzako dakudzisungisa vakandita fraud haaaaaa ndabhoo namatsanga 😆 🤣 😂
@tonderaiganyau1117
@tonderaiganyau1117 2 года назад
Simbi dzeRhodesia
@edmoredzitiro3529
@edmoredzitiro3529 2 года назад
Boss tsanga 💵👏👏
@mithrandirgeneral2433
@mithrandirgeneral2433 2 года назад
Kkkk hazvitapreee
@mollinemusekanenyoka9231
@mollinemusekanenyoka9231 2 года назад
Kkkk chifere hazvitapiree
@maxwellchiwenga2286
@maxwellchiwenga2286 2 года назад
Uhmm tsangaldo...wakanyanya wangu
@fungisaizimunya3520
@fungisaizimunya3520 2 года назад
Kkkkkkkkk you guys made my day
@xmapombiemaprinco9095
@xmapombiemaprinco9095 2 года назад
Mupfanha wacho akutonyengerwa mukadzi aripo kkkkkk matsanga number one kkkk
@divinetanaka-bh5ol
@divinetanaka-bh5ol Год назад
Kkk❤❤❤❤
@Clubber_Lang_
@Clubber_Lang_ 2 года назад
I have never laughed so hard
@nyamzfilms
@nyamzfilms 2 года назад
Sry shingirai nekukunetsa ndokumbirawo kubatsirwa nekusubscriber pachannel yngu nyamz films nekubva vaonavo video racho unongibaya pic rangu Iro vobva vatoendeswa kuchannel kwacho thank you🙏
@lenahrumbie504
@lenahrumbie504 2 года назад
😂😂😂"ukuchemeiko iwe"kkkkkkk wandipedza zvangu wakanyanya
@TsigaBrain
@TsigaBrain 2 месяца назад
Chibaba choo
@libertytatendamuringani239
@libertytatendamuringani239 2 года назад
Fifth
@esiewezhirateammasvingo8603
@esiewezhirateammasvingo8603 2 года назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Team makanyanya
@immanuelmabasa8497
@immanuelmabasa8497 2 года назад
Yoooh mupostori habvunzwi kuti vakadzi vakawanda ndeveyi unwe neumwe une zvaanogona , yooh Matsanga kkkkkk
@pridetinashetendere153
@pridetinashetendere153 2 года назад
Tiritese boss ,💯💯💯💯
@teamchikwaka3362
@teamchikwaka3362 2 года назад
Aaaaaa ma boe futii
@tinashemabika3678
@tinashemabika3678 2 года назад
Matsanga warohwa
@elsontryn1109
@elsontryn1109 2 года назад
Saka kuisa muromo pa Side chitori chi parten hantii
@mildredkasaila4115
@mildredkasaila4115 2 года назад
Matsanga anotuka veduweee ummmm
@sisasenkosindlovu2689
@sisasenkosindlovu2689 2 года назад
Boss matshanga cipho unacho kkkkk
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 2 года назад
Chifere here kkkkk
@musachakuchichi1906
@musachakuchichi1906 2 года назад
Cool splash mu water glass kkk
@beastdocumentary3515
@beastdocumentary3515 2 года назад
fourth
@magadaelisha4116
@magadaelisha4116 2 года назад
Mandipedzera matsanga
@kennedynduviwa7048
@kennedynduviwa7048 2 года назад
Chitungwiza moto
@blessedmunashe4142
@blessedmunashe4142 2 года назад
Matsanga ummm
@nomazuludube5075
@nomazuludube5075 2 года назад
😂 😂 😂 😂 😂 🙌 "hanzi hama dzako shamwari" 🙆
@nephtallymbiriri9121
@nephtallymbiriri9121 2 года назад
Kkkkkk Matsanga sando dzako vakumberi.
Далее
TSAMBA YENYAMA IRIPI(best zim comedy)
12:58
Просмотров 102 тыс.
Maindusa
1:01:07
Просмотров 106
Peer Pressure (Part 2)
18:18
Просмотров 153 тыс.
BONGOZOZO PA NDARI (best latest Matsanga zim comedy)
15:22
NDURURANI MU RESTAURANT (ZIM COMEDY)😂🍔😤🦴
16:51
MARI YE PENJENI(best zim comedy)
13:25
Просмотров 121 тыс.
Рыбалка с Дедом😁
1:00
Просмотров 2,6 млн