Тёмный

MUSIKANA WEKUTORWA NENJUZU 'ROWAI' AKADZOKERA KUMVURA? 

Drewmas Media
Подписаться 231 тыс.
Просмотров 58 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 136   
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 2 года назад
Thanks Drewmas pasina imwi hapana mufaro thanks fo taking us to another level
@freedommagwaza3005
@freedommagwaza3005 2 года назад
GOGO VAKATAURA WAY BACK KUTI KANA VEKUMVURA VAKAONA KUTAMBUDZIKA KWEABVA KUMVURA ,THEN VEKUMVURA VANOTORA MUNHU WAVO SHE WARNED THE PUBLIC WAY BACK
@slindilepretty7905
@slindilepretty7905 2 года назад
Chaizvo vakazwitaura havana kuterera
@phillthedrill
@phillthedrill 2 года назад
but it can also be a way to decieve us because no one can testify kuti akaina Roovai wacho, also meaning kuti Roovai wasnt even there from the start
@yolandamoyo9559
@yolandamoyo9559 2 года назад
That's true.
@yolandamoyo9559
@yolandamoyo9559 2 года назад
I agree with you there. Ndakatombozvigayawo ipapo, because it's been a long time since Rowayi aburitswa kubva kumvura. Why zvakatora nguva yakareba kudayi asati aratidzwa kuruzhinji rwevanhu vayiteedza nyaya iyi?.
@reneechaparadza2816
@reneechaparadza2816 2 года назад
Vamwe vakambozviitwa izvi nen'anga idzi kuti diesel ririkubuda paruware, vamwe vakaplayer taperecord zvichinzi vadzimu varikutaura nemi vati isai mari mugomba umu, mari ikangodyiwa nen'anga
@anymorekamuruko
@anymorekamuruko 2 года назад
Mbuya ava vanooneka kutaura kwavo vane utsinye zvese nekuoma moyo
@PaloSant
@PaloSant 2 года назад
Kana wave kuziva zvematare hamutaure muchidaro. Munhu wese anofanira kupiwa mubhadharo wake. Vanhu vanoda kushandisa varapi mahara vofamba futi vachiti ndezve chirombe sei vasina good life ivo vachibatsira vanhu. Vanoita good life sei vachipedza day rese kubatsira vanhu mahara? People should just honour what they promised to pay not kushandisana. Mhepo dziri pana mbuya avo ndidzo dzakatsamwa kuti homwe yavo yakashandiswa mahara.
@sekaimashaira1655
@sekaimashaira1655 2 года назад
No that's not it ,chivanhu chine gwara uye akatora Mbuya kuti vabatsire basa ndiye muridzi webasa hazvigoni kuti Mbuya vaise fembo pasi vachitsvaga nhau yaRowai asiri mubanya ravo kunze kwekunge vanzi vaite nemuridzi webasa wavareva kuti ari kuzaka
@sunyboymafu6149
@sunyboymafu6149 Год назад
Kutaura kwawaita uribenzi
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 2 года назад
Thank you mukoma neShamba and your team.
@vimbaigertrudemaocha3146
@vimbaigertrudemaocha3146 2 года назад
Ndosaka ndichida hangu zvechii Ndau munhu anobuda pasina zvakawanda zvekuti anongouya akakwana plus dai Mai vanhu vari vapenyu vaimubuditsa zvisina Mari mukati nenzira yechipostori & dai paita vane rudo vasina godo aibuda dai akutobatsira kutopfuura dzimwe n'anga & regai tione kuti ndingashaye anobuditsa here ari muuu Mozambique or Malawi 🌊🌊🌊
@dorcasthiliboyi4686
@dorcasthiliboyi4686 2 года назад
Ini ndobva Mwenezi. Rowai akadzoka zvake tikamuona but mhuri yake yakamuregerera.
@sekaimashaira1655
@sekaimashaira1655 2 года назад
Chikumbiro kuna gogo vaite Moyo murefu Rowai adzoke navoo vekwachihakwa sei maramwa mwana wenyu kudai zvr pachena kuti munzinza mune tsvina hurombwa hamusi kuda Chipo mumusha musadaro
@richardguze7585
@richardguze7585 2 года назад
Mmm zvimwe ndezvimwe gogo avo semunhu wemweya vaifanirwa kuitawo moyo murefu
@jaccuzivisuals
@jaccuzivisuals 2 года назад
Vanhu tikadzokera pachivanhu chedu zvinhu zvinofamba. Gogo vane information yakakosha
@georginachinyanga3749
@georginachinyanga3749 2 года назад
Yoo vanodarirei vanhu kuvhara gogo mari honai rowai haachawanikwa manje iiii mari inopesanisa sure
@mbk228
@mbk228 2 года назад
Nhai henyu
@tsitsigwati9258
@tsitsigwati9258 2 года назад
Mbuya ngavaite moyo murefu vagadzirise nyaya yemwana, zvemare zvine basa reyi,ngavaite semuhu mukuru vabatsire n"anga yacho irikubika Rowai ,vamuratidze gwara chairo rekubata basa...hakuna chivanhu chinokudza mari,midzimu nevagarwi vakatumwa kuzobatsira vanotambura nevanorwara zvemari nekutsamwa ndezvepanyama izvo...mbuya ngavadzore moyo ava
@SamsonjoseKaterere
@SamsonjoseKaterere Месяц назад
Munonyanya kurebesa twunziyo nekutaurisa
@clivemunetsi9674
@clivemunetsi9674 2 года назад
Uummm mbuya inoda Mari iyi 😂😂😂😂
@mehlulidlamini2383
@mehlulidlamini2383 2 года назад
MaNcube your narration is too long. Be brief and concise. Summarize MaNcube
@emilychipunza9373
@emilychipunza9373 2 года назад
She translates so that ndebele people understand
@yolandamoyo9559
@yolandamoyo9559 2 года назад
That's true, I agree with you.
@mackytenbeatz496
@mackytenbeatz496 2 года назад
Anoitira vamwe
@beverlyarumero3953
@beverlyarumero3953 2 года назад
Hama hadzitsigire anenge asvikirwa kutya kubatwa huroyi nekutorerwa zvikwambo
@marydzikamunhenga1222
@marydzikamunhenga1222 2 года назад
Thanks to u brother
@madalenmpofu8002
@madalenmpofu8002 2 года назад
Ibhora rembabvu shuwa zvino rowai adzokera nyika isina kugadzirwa
@vimbaigertrudemaocha3146
@vimbaigertrudemaocha3146 2 года назад
Kooo kubatsira havo vozotaura muripo wavo munhu anaka or kana atanga kurapa vopihwa pashoma nepashoma cause Inga njuzu dzine tsitsi wani nekunzwisisa kana munhu Ari murombo or pashaya Hama dzikuramba kubatsira 🤞🤞🤞🥺🥺🥺
@cybermatrixtech1784
@cybermatrixtech1784 2 года назад
kkkk Haa yaRowai Inopisa iyi
@bosslady933
@bosslady933 2 года назад
Zvinongorwadza munhu anga atombodzoka here veduwee
@anoldknox8664
@anoldknox8664 2 года назад
Haaa kubva rini muchiti muchatiratidza rowai inyaya yefake iyi
@makarobbie7870
@makarobbie7870 2 года назад
Drewmas Media aiwa basa pamberi motigonera chose
@vhuranjero
@vhuranjero 2 года назад
kwazuvai mr neshamba
@tova4700
@tova4700 2 года назад
Ko gogo assistance vakadzingwa?
@Maigerald04
@Maigerald04 2 года назад
Haa vaya vainge vakangwarisa shame
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 года назад
Why are they not communicating with the people who are looking after her
@nkonie7177
@nkonie7177 2 года назад
Haa aya manjuzu ndiyo ZanuPf headquarters chaiyo, anoti kutongera chitiroro oti huori futi asi choobuda hapana. 🤦🏿‍♂️
@hipposave2573
@hipposave2573 2 года назад
It reminds me maporofita. Maporofita vanotoitawo godo kune vanhu vabanoshandira zvekuti zvinhu zvinoita the opposite of zvavafambira. Pavanhu vanobatsira pane vamwe vane kamweya kegodo deep down
@marblehove6269
@marblehove6269 2 года назад
Ndozvavari vanhu vanoshandira vanotourayana vachiurayirana ukuru kuti kunzi ndini ndinogona . Panonetsa panyaya dzevanoshandira vanorwadza vanhu ava. Ndivozve vanogona kutokukanganisira upenyu hwako hwese.kutokurasisa kana kutofa usisina chinhu.
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 года назад
Very true. Ndine chipo..mweya mutsvene hobho...ndokunzi mukafzi wako hure remakoko..kwaakunetsana nemukadzi...then ndatanga kunamata ndega Mwari ndokundishanyira ndikaona yowee mukadzi waive ngirozi chaiye achinamata moyo nechokesdi..apa ndakatukirira nembama. Ndakazoenda wanike akaramba apa atove ne sangano raanotungamira..never remarried but she said NO. aah i lost nanhadi handina mufaro.
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 2 года назад
Rovai hama dzake hadzinao kubatana ndosaka vanorapa vacho vanga vaakumubvutirana nekugumburana pamusana pake nekuti haana kuwana mumiririri dai hama dzake dzakamira naye vachi softawo ava vekugumbuka zvaigona kubatsira kuti moyo weagumbuka unyevenuke zvino woti hama dzacho dzinoti hatizive havana kumbobvira vakafonawo kubvunza kuti zvii zviri kuitika kana kumbofunga kuti ari kudyei .haaa hama dza rovai ngadziitewo serious
@tongaimatutu1303
@tongaimatutu1303 2 года назад
You are misinformed about yr perception but I will not divulge much...the truth will prevail
@andrewneshamba5557
@andrewneshamba5557 2 года назад
Mukoma Tongai ndibatei lost your contacts
@PaloSant
@PaloSant 2 года назад
Havana hanya naye. Pamwe havamudi mumusha make
@tongaimatutu1303
@tongaimatutu1303 2 года назад
@@PaloSant ...Not necessarily but upon engaging them,I realized there is need for serious counseling...the issue is now rather complex with intrigues,twists and turns that the family on its own may not resolve...it opens me hangu nokuti ihama dzangu
@PaloSant
@PaloSant 2 года назад
@@tongaimatutu1303 saka havazvitendi kuti iya ma dzavo dzechokwadi dzakadzoka kumvura here? Counselling inotodiwa kuti vaite prepare themselves kuti vagamuchire hama dzadzoka idzi. It's sad kuti vangosiya mbuya ava vakatakura mutoro wese but vanhu ava vaine madzinza avanobva. Inini ndinoita zvechivanhu and I know kuoma kunoita chivanhu uri wega hama dzako dzakuita muroyi apa chivanhu chacho chakasarudza iwewe usingatozivi kuti zvemidzimu nevashavi zvinofamba sei. Inorwadza kufamba nzira yacho
@jesimanbangidza9192
@jesimanbangidza9192 2 года назад
Gogo pamari.vane hukama hwakasimba
@portiamagwenzi9907
@portiamagwenzi9907 2 года назад
kkkkk ahyas
@SilvesterMururami
@SilvesterMururami 7 месяцев назад
N.ga imwe iyo ngaidzose rowai yakatora mari
@freedommagwaza3005
@freedommagwaza3005 2 года назад
It seems panekusanzwisisa kurikuita vanhu,Rowai akaonekwa nehama dzake, chief veikoko vakaenda vakandoita verifiy from previous episodes of drewmas, but vanhu vasina kutenderwa kuona chiso chake ndevenhau thats drewmas media, prior to that it was very impossible for drewmas to post any of her pictures since vakarambirwa kuti vapinde vatore mapictures, now kana vanhu vakati Rowai was never there, for me i cant take it, coz vabereki vake, hamadzake, nevamwe vakuru vemudunhu vakataura kuti vakatarisa vakaona kuti mwana ndiye adzoka, so kana Rowai asina bvira adzoka, vanhu vese vaitaura vaita verify pai then??
@andrewneshamba5557
@andrewneshamba5557 2 года назад
Previous video takataura kuti takamuona takarambidzwa kutora ma videos chete but takamuina
@kudzinetsagwishiri
@kudzinetsagwishiri 2 года назад
Nzuzu inotsamwa mukashaishira munhu wainobuda paari
@lillycee5054
@lillycee5054 2 года назад
Ko assistant aripi? Hmmn zvinhu zvacho hazvinzwisisiki...pane too much inconsistencies in Rowai's story. Paya vakati ari kubikwa kuti agodzoka orapa. Shuwa hama dzingatadza kuita follow up kuti how far.
@Olcool
@Olcool 2 года назад
Ndakqmbozvitaura kuti its a scam. Now they are giving excuses bcoz time yakwana yekuti achionekwa. So bad .
@mikerukwava9574
@mikerukwava9574 2 года назад
But gogo Shumbayawonda ndivo wani vakati kana watodzorwa nenyuzi hadzichakutori futi
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 года назад
Vane utsinye nekuda mari too much ava
@SilvesterMururami
@SilvesterMururami 7 месяцев назад
Pane chitsotsi chakaitika pana Rowai n.anga ye zaka ngaitevere rowai
@pridemutasa1087
@pridemutasa1087 2 года назад
Drewmas media makanyanya sak kna asikuoneka haana kufa ere
@theoracleofthenorth2870
@theoracleofthenorth2870 2 года назад
ZvaAndrew hazviperi zvakanaka. Moto wekwa Murehwa kkkk
@andrewneshamba5557
@andrewneshamba5557 2 года назад
Kkkk amanaka
@theoracleofthenorth2870
@theoracleofthenorth2870 2 года назад
@@andrewneshamba5557 you're appreciated
@brendachiduku7385
@brendachiduku7385 2 года назад
Anogodzokera sei kumvura mbuya iyo yakati azviiti kudzokera futi
@farie4585
@farie4585 2 года назад
Valasti njuzu dzokatsamwa dzinomutorazve
@faithmharakurwa2835
@faithmharakurwa2835 2 года назад
Mukoma Endu vachema nhau yecamera kkkkk
@nyashaphillip9162
@nyashaphillip9162 2 года назад
That lady akutaura she must not talk more than 100 Wrds zvinova zvakubhowa kumunzwa
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 2 года назад
Ko vakambomudzosereyi dayi vakagara vangomusiya mumvura imomo.
@SamsonMaranenele
@SamsonMaranenele 3 месяца назад
Pachishanya
@abigailwamambo5047
@abigailwamambo5047 2 года назад
Apa ka apa pakaipa Rowai homie wangu
@julietshabalala3803
@julietshabalala3803 Год назад
Ugogo Lona uyaphambanisa kakhulu ngokwazi kwami ayisiyo ndlela ekwenziwa ngayo kungani imali isihamba phambili yebo wancedisa kodwa Lana sokulobutsotsi phakathi kanti laye lowe Rowayi ulokhe ubuyela emanzini njani kanti ugogo lowu kusho kasozr aqede umsebenzi uma kungela mali na kusho kunzima ke
@clarakingston2255
@clarakingston2255 2 года назад
Shame camera ya neshamba yakafaa makaitawo nharo nemiwo
@slychoco3728
@slychoco3728 2 года назад
So Njuzus are real?
@georginachinyanga3749
@georginachinyanga3749 2 года назад
Zvakaoma mutemo yavo vekumvura vacho ndooyakaoma hapana pavangashandise rudo rwavo ivo vasingateedzere zvavaudzwa mufunge moyo wavo urikutorwadza asi hapana chekuita akatotorwa futi saka atov maone
@gingerwingerful
@gingerwingerful 2 года назад
Zvichikonzerwa nevanoksmbira zvavasingagone
@tendailaurachikanga3428
@tendailaurachikanga3428 2 года назад
Tikudzidza chivanhu gogo said it all
@alexmatutu6168
@alexmatutu6168 2 года назад
Chihwakwa Sithole ndiSekuru vangu ivavo paMatande apo paPfokonyi paseri pegomo
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 2 года назад
Njuzu dzino angararaaaa
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 2 года назад
Pane nyaya
@clarakingston2255
@clarakingston2255 2 года назад
Haaa rowayi atozorowa
@blessingzanorashemuchena6164
@blessingzanorashemuchena6164 2 года назад
nzuzu dzino angarara
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 года назад
Kuangarara kuita sei
@elizabethmhandu8631
@elizabethmhandu8631 2 года назад
Ini hangu hapanachandanzwa
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 2 года назад
ASI Mukoma Neshamba kubva pamaka vhundutsirwa muchida kurohwa paye makabva matanga kuenda ku Gym hre ,rambai muchiita Gym irikukubvumai munovakwatisa chte lol
@andrewneshamba5557
@andrewneshamba5557 2 года назад
Lol hiwe woda kundiurayisa
@Maigerald04
@Maigerald04 2 года назад
Kkkkkk
@portiamagwenzi9907
@portiamagwenzi9907 2 года назад
kkkkkkk
@whasingtonmugova0236
@whasingtonmugova0236 2 года назад
Zvinhu zvose zvinofambiswa ne mari saka naivo vaimubika vaidavo kubhadharwa .dai hurumende yakaisavo ruoko rwayo
@cobradube3827
@cobradube3827 2 года назад
Zvakaoma
@sekaimashaira1655
@sekaimashaira1655 2 года назад
Mhuri yekwachihakwa musadaro musadaro musadaro
@veronicamathabire5803
@veronicamathabire5803 2 года назад
Saka hapana akaudza hama dzaRowai zvirikuitika????
@lovenessmuusha
@lovenessmuusha 2 года назад
KO Assistant varipi 🙈🙈🙈
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 года назад
That's greedy really to sacrifice someone's life like that
@matibisachatyoka
@matibisachatyoka 2 года назад
Yaa machembere kana atsamwa atsamwa anoda kunyengetedzwa
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 2 года назад
Maita basa tave kuziva kuti akuchina.
@kellylincolnkwaramba1374
@kellylincolnkwaramba1374 8 месяцев назад
It's true njuzu hadzide kupokana,bopoto or misodzi dzogona kutomuuraya zvikaramba zvakadaro vanofanira kuyanana
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 2 года назад
Camera endai nayo kwasekuru Tasvu
@perseverencemoyo2464
@perseverencemoyo2464 2 года назад
😹😹
@cdechirume2979
@cdechirume2979 2 года назад
Here face was never shown. So how do we know
@ianmanhize50
@ianmanhize50 2 года назад
Kutambiswa bhora risina mweya
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 2 года назад
@@ianmanhize50 chikweshe
@theoracleofthenorth2870
@theoracleofthenorth2870 2 года назад
It was just a hoax. Creative license iri idrama.
@gloriamunetsi1802
@gloriamunetsi1802 2 года назад
I do agree
@shumbandoro4649
@shumbandoro4649 2 года назад
Only if you were raised by cerelac would you say so, anyone who’s eaten peanut butter porridge made by Gogo in the country side would you understand how surreal these things are. Life’s spiritual if you believe in God and have read the Bible, you will understand that demonic spirits are there and come in different shapes and forms; also behold Lucifer was cast down on earth into the depths of water, so were is the hoax??? Use your conscious mind not the back of your head.
@shumbandoro4649
@shumbandoro4649 2 года назад
The Oracle of the North; do you have an understanding of the name you are calling yourself 😳. I believe not cause everything is a hoax right or maybe you learnt the term “hoax” recently and you’re trying to imply it🤷🏿‍♂️
@andrewneshamba5557
@andrewneshamba5557 2 года назад
@@shumbandoro4649 hapana chokwadi chinodatika chamareva
@pelagiamasike6831
@pelagiamasike6831 2 года назад
Gogo avo Mari dzavanotaura mumbo vavhunza kuti vanoziva here kuti 100usd macivil servant havatambire msri iyoyo pamwe dzi aka plis plis ngavasa bhadharire vanhu Mari dzekupenga kuharare vaudzei kuti matare $10usd. No
@chrismuchawabary3950
@chrismuchawabary3950 2 года назад
asingabudiswe kana face chokwadi ndechipi
@felixdzorani2664
@felixdzorani2664 2 года назад
Makare kare ndaingonzwa kuti munhu aibva kumvura ari munhu. Wotosvika nokutoita basa. Izvi zvokuti munhu anouya ari magwande obikwa kwemakore . Zvazvechimhanje manje
@portiamagwenzi9907
@portiamagwenzi9907 2 года назад
thus true ainzi kunodzoka wakkatobikwa mumvura imomo wotouya watoo n,anga ,,manje ava makumbo akunzi akabatana achapatsanurwa sei saka dzingori njuzu dzabudiswa munvura ka ,,,coz vakabatNa makumbo
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 2 года назад
Ko haasi umwe wenyaya yamakabva kutipa nezuro here muchiti vaakugara mugomo ko zvatochinja nguvai kunzi akadzokera kumvura .regai ndimboteerer tinzwe
@memorymunzwanenzeve5000
@memorymunzwanenzeve5000 2 года назад
Rowai akanuritswa ega before ava 2vaitaurwa nezuro
@julietmarange8410
@julietmarange8410 2 года назад
Aiwa havasi pamwe chete Rowai ari ega avo vekugomo vari vogawo
@lenainock3982
@lenainock3982 2 года назад
Gogo ava vanoda mari yoo
@acmfirst5481
@acmfirst5481 2 года назад
Is this a comedy show? A fool soon separates from his money. Nobody can survive under water for more than a few minutes.
@vimbainashemugadza571
@vimbainashemugadza571 2 года назад
She explained in another video before this one that ey dont stay in the water vanogara muninga a cave near water wch is dry n warm
@lolee101
@lolee101 2 года назад
Can someone explain what happened. Im confused
@mamarue2542
@mamarue2542 2 года назад
Akashaikwa aripedyo nemvura saka they say akatorwa nenjuzu 46yrs ago akadzoka kuvanhu nw we stil waiting
@jethromazodze7852
@jethromazodze7852 2 года назад
Yooo shame zvakaoma,but gogo to my side is wrong,why vasina kungobata basa then votaura kuti Rowai kana paachatanga kun'angira voti pfuma iuye kwavari kusvika vaona kuti zvakwana,ndarwadziwa shuwa munhu ambouya after that long
@constancemarifiye7331
@constancemarifiye7331 2 года назад
No zviri pana gogo ndooo zvakatsamwa hama yangu.becz gogo vakt mari bsa rapera zvakafanana nekutwasa unochrgr 40,000rands inonga yakazvimirira asi pane dzemwe dzinobuda Pane zvinoda kushandiswa ndoosaka zvakmira sekudaro vakada mari kupfuura BSA vasati vatanga
@ruemandunde6854
@ruemandunde6854 2 года назад
Kunge ndivo vakamuendesa vanoda shamhu gogo avo
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 2 года назад
Majuzu guys ane tsitsi kutaura chokwadi anoita utsinye ka1 vakatora munhu vachida kuuraya vanotouraya ipapo saka zvekuti juzu yavo yakatsamwa uuu Mmmm it's no
@tova4700
@tova4700 2 года назад
Vaizokontinya sei iye mutwasisi narowai vanga vave kuita zvevarume
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 года назад
Nhai...chimbuya ichi nhandibhowa chaizvooo. Kuda mari nehukuru. Utsinyeee
@oswellmakuvazachitsa7340
@oswellmakuvazachitsa7340 2 года назад
this was all fake
@andrewneshamba5557
@andrewneshamba5557 2 года назад
Ok
Далее
NJUZU DZEKUCHIREDZI DZAVAKUGARA MUGOMO
1:11:30
Просмотров 73 тыс.
А вы знали что металл тонет?
00:32
NYANGA.......MANDI PFACHA PAMBA PASEKURU MUKOTSANJERA
35:53
Njuzu dzekuChiredzi dzava kumbodzokera kumvura
31:20
Просмотров 91 тыс.
CHIREDZI UPDATE......NJUZU DZOTIZA DREWMAS MEDIA
55:23